Muroyi Achiita Zvavanoita Pabasa Ravo

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 31 дек 2024

Комментарии • 453

  • @pheobiehakutangwi9203
    @pheobiehakutangwi9203 2 года назад +55

    Ini zvangu handina tsitsi nemuroyi vanhu vanotitambudza ava

    • @sandrashoko5238
      @sandrashoko5238 2 года назад +1

      Taura hako

    • @akadee8355
      @akadee8355 2 года назад +2

      Chokwadi...ndotorwadziwa nevanoita kunge vanosidhira vanhu ivavo...vanorwadzisa zvehupenyu hwese

    • @beautysbongilesawana8776
      @beautysbongilesawana8776 2 года назад +1

      Kufanana neni andina tsitsi nemuroyi

    • @kudzaichabaya3884
      @kudzaichabaya3884 2 года назад +2

      Team iri rakambokuti ndiiiii muromo manheruuu ndopaunoona kuti hariite

    • @brendakusosa936
      @brendakusosa936 2 года назад +1

      Taura hako dea aaah tikutambura veduweee,zvkty ichembere hazvina basa veduweee chembere idzi dzikutipedza ini handinzwiri munhu tsitsi 😔 xem

  • @LilianDzingai-tn2ut
    @LilianDzingai-tn2ut Год назад +2

    Variko varoi gogo vangu vkafa vchidemba vchingoti ndipeiwo kashiye ndidye Kuda ndingararame vaitaura Vega hpnambodamwa na'nga saka Moti varoi Hakuna ,gogo vaidaro vekubereka mama vangu ,uroi huriko Hama dzangu asi zvinozongonyadzisawo paruzhinji

    • @SandisileNcube
      @SandisileNcube Месяц назад

      Varoi vakazara ukaona uchiramba kti kune varoi uri panjodzi yekuti uri muroi

  • @forssengoran6963
    @forssengoran6963 2 года назад +72

    Vese vano ramba kuti kune varoi vanenge vatori varoyi protecting their work mates

    • @conniejam5575
      @conniejam5575 2 года назад +6

      Eehe ndoo varoyi vacho uye havasati vambo royiwawo kana murungu anoziva kuti varoyi variko iye ega ozviramba kusakwana

    • @carolineburawa3565
      @carolineburawa3565 2 года назад

      Sure

    • @conniejam5575
      @conniejam5575 2 года назад

      @@carolineburawa3565 kungo tuka munhu wese kunge kuziva ngaazive zvehupenyu hwake mama daddy

    • @Teddy_Kyle
      @Teddy_Kyle 2 года назад

      The day richabatwa your mother ndopauchaona kuti vanhu ava ifake

    • @tyn874
      @tyn874 2 года назад

      Ehe

  • @elizabethchikona5166
    @elizabethchikona5166 2 года назад +30

    Baba namai Tapiwa ngavanoonawo sekuru Tasvu musoro nemwana kuwanikwa plz

    • @florencekanovheti757
      @florencekanovheti757 2 года назад

      ehe dai vaenda chero Livingstone

    • @queenmomakunike9639
      @queenmomakunike9639 2 года назад +1

      Kwana Tapiwa vanoda zvechechi ava pavakamboramba kugeza nemkaka chaivo kuzoti izvi haaa pakaipa

    • @beatricekayiya9270
      @beatricekayiya9270 2 года назад

      Kupiko, acting iyo

    • @bongiempofudube8235
      @bongiempofudube8235 2 года назад

      @@queenmomakunike9639 thus the problem if you have a problem you don't choose. These days kuchurch kwacho they are now doing evil things

    • @PetrosChisoro-pv7xm
      @PetrosChisoro-pv7xm 6 месяцев назад

      11:59 ​@@bongiempofudube8235

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 2 года назад +39

    In love with mbira team hangu

  • @wamz8477
    @wamz8477 2 года назад +24

    Ukangochembera muZimbabwe wava muroyi. Ini wangu mubereki akanzwai tinosvitsana kwamvura yacheka makumbo.

    • @kudakwashenyashachokoza3752
      @kudakwashenyashachokoza3752 2 года назад +1

      kkkkkk iwewe so unenge usati waroiwa wangu

    • @loicevavi2968
      @loicevavi2968 2 года назад

      They will write volumes about me touch not my mum

    • @priviledgendobe8517
      @priviledgendobe8517 2 года назад

      Taura hako zvekunyebera chembere izvo

    • @tafirchingwe215
      @tafirchingwe215 2 года назад +1

      I stand with you. Chero vakaroya ndovada neuroyi hwavo,they gave me life. Very grateful for that. If he has powers to cast out witchcraft spirits instead of making funny out of the elderly. I strongly support traditional religion but not this. Down with abuse of the elderly people.

    • @memorygoche2574
      @memorygoche2574 2 года назад

      Anoroya chaiye hautombomirire kuudzwa nevanhu unozvibata wega

  • @josephmutodza9455
    @josephmutodza9455 2 года назад +5

    I foresee the mbira song used as an introduction for comic awards😅😅😅😅

  • @patiencechasinda5396
    @patiencechasinda5396 2 года назад +33

    N'anga is not a bad person if u go to find muti to kill someone that's bad but if u go and find life I don't see any problem

    • @nyarainothandondhlovu4391
      @nyarainothandondhlovu4391 2 года назад

      Zvakaoma hamuoni kuti mbuya vakura here pfungwa dzinobuda musadaro gogo havasi muroyi

    • @bongiempofudube8235
      @bongiempofudube8235 2 года назад

      Very true these pple they give you depends what you need

    • @takugwata
      @takugwata 2 года назад

      Sekuru itayi basa

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira Год назад +1

    Taking advantage of the elderly is very fair and a woman for.that matter. Pliz the relevant authority rescue and protect the elderly

  • @wellbeingvogue
    @wellbeingvogue 2 года назад +8

    Guys, vese vari kuti dimentia kaaa imbomirai henyu, huroyi kana wakuchembera hameno zvaunoita munototi sure munhu akupenga, ini ndanga ndina tete hanzvadzi yababa haaa vairoya Tete ivavo imi pavanga vachembera vavasisina control, even pavanhu pachurch vaingorotomoka ndoda nyama, masiriri zvawo, ko ku actor zvehuroyi masikati machena pavanhu.

  • @ShmerahPasschier
    @ShmerahPasschier 2 года назад +23

    Sekuru Tasvu vaendeseyiwo ka kunyaya yaLivingstone

  • @gloryradiance8681
    @gloryradiance8681 2 года назад +27

    Please Mbuya Ava vanenge vasiri right mupfungwa. Veduwe vanhu vasadaro. Tsvakai JEHOVAH achiri kuwanikwa. Jesus is coming

    • @pheobiehakutangwi9203
      @pheobiehakutangwi9203 2 года назад +10

      Weduweee kana musati maroiwaka hamuzvibvume chokwadi varoyi. Can act like havazive zvavo

    • @XXealgefang
      @XXealgefang 2 года назад +7

      Iwe kana usina ubhoroyiwa nyarara hako please

    • @chicaldochico7838
      @chicaldochico7838 2 года назад +4

      Don't be a clever black, zviriko

    • @johnwick3710
      @johnwick3710 2 года назад

      @@pheobiehakutangwi9203 taurako iwe

    • @johnwick3710
      @johnwick3710 2 года назад +2

      @@XXealgefang vanenge varimowo mumadzin aya vakuda kuti heh pfungwa pfungwa nxaa

  • @julietmatare4854
    @julietmatare4854 2 года назад +2

    Well done sekuru keep on,the elders they take advantages and do bad things to us,eg in guruve it happened gogo vakarova chitunha bhama vakatora nenyama yacho,really that person is my brother.so guys there no need for government to be involve,bec us ppl we are facing challenges corncern issues like this ,it's impossible kick the ball forward kule,lam a Christian l never go to sangoma,but this is a good job

  • @givemoremachokoto8762
    @givemoremachokoto8762 2 года назад +6

    In love with mbira group

  • @mildredshuvha4179
    @mildredshuvha4179 2 года назад

    saka kuchengetwa naShe yavemhosva here nhai veduwee. seiko tichitadza kupemberera kuchengetwa kwevatana vedu naNyadenga. Ngatityei Mwari vehama, uye tiremekedze vatana vedu Mwari atiitire nyasha. MaynGod bless and keepsafe our elders

  • @antonetakadhuze235
    @antonetakadhuze235 2 года назад +35

    Can you help livingstone mother to find his missing son 😭

    • @tracymagara8086
      @tracymagara8086 2 года назад +2

      They might be but no way sekuru will call mhuri iyi kuvabatsira instead ivo ngavaende kwasekuru vacho sezvikungoita vamwe

    • @Thereal2727-c2y
      @Thereal2727-c2y 2 года назад

      Amai vacho mupostori handifunge vachabvuma kuenda

  • @robsgwatso
    @robsgwatso 2 месяца назад

    Dhee nhana dhee😂😂😂😂

  • @treytroy293
    @treytroy293 2 года назад +2

    Tasvu akutotsvagawo zvake mari,imbavha idzi

  • @takawiragwazazani7194
    @takawiragwazazani7194 2 года назад

    Muroyi amusi kumuziva imi

  • @elishamapfuwa2582
    @elishamapfuwa2582 2 года назад +23

    Dai hama dza Tapiwa makore vaonanawo nasekuru Tasvu kuda ungawanikwawo anawo

  • @herbertmagocha9209
    @herbertmagocha9209 2 года назад +4

    n''anga ndiyo muroyi mukuru..munhu akangochembera atova muroyi..muchachembera vo

    • @dotharchimuka3170
      @dotharchimuka3170 2 года назад +1

      Newe urimuroyi here why protecting mabasa akashata Zimbabwe ichachena this time, to hell with witches and wizards

  • @johnnyamande3354
    @johnnyamande3354 2 года назад +1

    Varoyi vepano vari ku supporter mumwe wavo

  • @clariskasango821
    @clariskasango821 2 года назад +2

    Huroi huriko guys ndokumusha kwangu uku ende uzere

  • @Lina_Simiti
    @Lina_Simiti 2 года назад +27

    If this was my mother ndopika kudai whether muroyi or Not i would not let nobody treat her like that

    • @portiamwedzi523
      @portiamwedzi523 2 года назад +2

      Even me i swear panofa munhu aah kutamba nemunhu akanditakura 9 good months momudai munotamba

    • @jasonharlott8860
      @jasonharlott8860 2 года назад +3

      @@portiamwedzi523 Iwe kana mai vako vari muroi tinopedzerana,defending varoi nxaa

    • @jasonharlott8860
      @jasonharlott8860 2 года назад

      And if your mother was killing people I would deal with her,fullstop.

    • @tafadzwamaisiri4804
      @tafadzwamaisiri4804 2 года назад +5

      Hausati waroiwa ndosaka

    • @portiamwedzi523
      @portiamwedzi523 2 года назад +7

      @@jasonharlott8860 ini wangu kana kutovaona vakaruma nyama yemunhu doesn't change anything kwandiri ndimai vangu ndovada vakadaro as long vakagona kundichengeta vasina kundidya means a lot kwandiri ko kana varikushandiswa i will only help her kuti vabude mazviri cz i love my mom with everything i have

  • @alistairechokwenda8060
    @alistairechokwenda8060 Год назад

    Siyai ambuya avo.
    Define huroyi. Chii chanyanyonetsa . Tasvu enda unogadzira bond rienzane ne dollar.
    Makarega kusvika mukapa Tazvu mukana wekukujutai.
    Zizi chairo ndiro ramungatye- chikoro chishoma.
    Zizi ishiri inofamba husiku. Imi maitorikanganisa.
    Siyai mbuya avo. Vakura, vanoda kuzorora. Mavakupesanisa vanhu.
    Kamba, shuwa inga mhuka yakatosikwa naMwari. Ko vanodzichengeta kumazoo munovati varoyi.
    Hapana Tasvu wekutii, zitsotsi zvaro.
    Iye Tasvu achachemberawo, nemi mose muri kuzhinya zvisina basa.
    Siyai mbuya vakadaro, vazvizororere.
    Dai Mwari vakakuburukirai vakuzvamburei STEREKI nekunetsa kwamuri kuita mutana uyu.
    This is abuse, humiliation nekuzvidza munhu mukuru.

  • @annemhashu2416
    @annemhashu2416 2 года назад +22

    There is power in the name of Jesus. Only Him alone is powerful. Only His name shall be exalted and NOT n'anga.

    • @carolinezuze5275
      @carolinezuze5275 2 года назад

      Amen

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 2 года назад +1

      @@PM-zu9tv that's true,thanks!

    • @takundamavangira6570
      @takundamavangira6570 2 года назад +8

      Why is it you think that what you believe in is right over what others believe in?? ¿¿

    • @tamaremakwavarara2743
      @tamaremakwavarara2743 2 года назад +2

      Who is Jesus. Explain genology of Jesus. Do you you understand vadzimu. Why despise and will tell about Jesus and vadzimu

    • @abelmakwera1529
      @abelmakwera1529 2 года назад +1

      Even in the time of Jesus there were different beliefs according to their tribes..there were the Jews,Hebrews etc...Same as today in our different tribes there are different beliefs and different ways of doing things...As black Zimbabwean people we worship through our ancestors to God...

  • @chris666christopher4
    @chris666christopher4 2 года назад +6

    These criminals are abusing old people ,its very sad ,,i think there must be arrested for this

  • @agiekateta4817
    @agiekateta4817 2 года назад +8

    Hatishori basa Ra sekuru. But nzira inobvunzwa nayo vanhu wakwwgura pamberi pevanhu they panic. To an extend of saying yes to everything. Please slymedia ndoda kuziwa kuti munopa munhu uyu sarudzo yekubuda pa camera or not

  • @lorrainechingogoro6980
    @lorrainechingogoro6980 2 года назад +13

    Mbuya ava vakura vanongo bvuma zvese munhu akura anoita semwana mudiki chaiye ko ivo vanhu vakaroiwa ngavataure tinzwe nyaya yambuya ava

  • @rachealzhou8920
    @rachealzhou8920 2 года назад

    Thou shall not suffer a witch to live😎😋😇

  • @2258g
    @2258g 2 года назад +2

    all in the name yekuti musha usapinde varoyi Mwari ngaave nesu thanks

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b Год назад

    Izvi hazvisi fair Ipapa hatizove kuti Iyo n'anga iyoyi inoshandisei kuiita izvi pamwe masaramisi ekuda mbiri

  • @nqomlilo
    @nqomlilo 2 года назад +4

    your content is good

  • @Eltonsky92
    @Eltonsky92 2 года назад +4

    Zvinondirwadza Mwari anokupa makore akawanda ekurarama inyasha but Mweya inovasarudza yakaipa Ivo vachizoigamuchira yozovatambudza mumararamiro. Vowanikwa vachidanidzwa mazita ekuti muroyi zvinorwadza. Ishe Tibatsirei.

    • @cantrasgnyashanu5948
      @cantrasgnyashanu5948 2 года назад +1

      Kana vari kuita fake varikudi kusungwa kn muchiti varikuti muroyi iye asinga ziye kut anoro ngavasungwe ka va tasvu kn zviri zve fake

    • @beatricekayiya9270
      @beatricekayiya9270 2 года назад

      @@cantrasgnyashanu5948 sm TV iyo ichashaya business nekungo broadcaster zvese zvese, yakamboitazve acting nevaya weku Epworth, vamwe wanenge wachi advertiser zvawo un'amga hwawo hee fake

    • @joanatiagomambuia6802
      @joanatiagomambuia6802 2 года назад

      Sekuru tasvu eu quero muito me encontrar consigo estou em Moçambique como posso chegar lá

  • @joaosalbany6604
    @joaosalbany6604 2 года назад

    Songs for me👍👍

  • @EdinahMafere
    @EdinahMafere Год назад

    Varoyi variko hamaweee.vana vacho havabvumi kuti parent yangu muroyi but ivo vanenhe vachitambura nezvinhu zvavabereki vavo

  • @tafadzwachimbarara9650
    @tafadzwachimbarara9650 Год назад

    Pasi nevaroi shandai sekuru

  • @alicechitomba5459
    @alicechitomba5459 2 года назад +1

    Nhamo yawandisa muzimbabwe yopa vanhu kushaiwa basa munhu wese ongoda kuita business rekurapa asi zvichakuwanai rimwe gore munoitisa vanhu vakuru kudai hatit hakuna varoyi but mukuzvinyanya nevese vakaunganapo mukuitiswa kukona kutsvaga mabasa

  • @shownzendera7696
    @shownzendera7696 2 года назад +3

    Ini kutaura chokwadiii kuwana muchidai mbuya wangu or mai wangu andizive shuwa ..kubaya baya munhu mukuru kudai akabereka mai wako ummmm zvimwe chero muri n'anga potaiyi muchitya chokwadiii..

  • @CrenaHove-j6y
    @CrenaHove-j6y Год назад

    Ukanzwa vanhu vanoshora sekuru varoyi vanotya kuzobatwa mangwana vanomboroyerei vana mai vacho

  • @faithnetone3234
    @faithnetone3234 2 года назад +6

    Amai avo vanongoramba vakamiramira hanzi chiiko kunda kuonekwa here

  • @greaterguluji7130
    @greaterguluji7130 3 месяца назад

    Iiiiii panyaya ye hope apa uuum kunyepa haaaa se mazuva ese hope dzinotsikirira kaaa

  • @FanuelFanuel-t3k
    @FanuelFanuel-t3k Месяц назад

    Neni handina tsitsi nemuroyi

  • @sharonngoma7454
    @sharonngoma7454 Год назад

    Zvakaoma hazvooo ndobva ndafunga Gogo vanhu vachiti munhu akangochembera otonzi muroyi asi mongobuda panze husiku muchiweta muchidzoka kuzovata musina chamaona

  • @tredahzenda9931
    @tredahzenda9931 2 года назад

    Batsirai mai Livingston, vakamuuraya vataure zvese zvavakaita

  • @melaniachingware1925
    @melaniachingware1925 Год назад

    Ko volume

  • @dianamapanda34
    @dianamapanda34 2 года назад

    Ko musatukazveee

  • @mimimimi-kh5bk
    @mimimimi-kh5bk Год назад

    Muchachemberawo ndokuguma kwemashoko angu.

  • @mashashaveeh3746
    @mashashaveeh3746 2 года назад +1

    Sekuru Tasvu kip on the good work toda muzotibatirawo vamwe varimuno varikuti abuse avo ndine ? Navo

    • @kudzaichabaya3884
      @kudzaichabaya3884 2 года назад

      Taura hako varoyi variko mukati mukati umu

    • @smiledube9580
      @smiledube9580 2 года назад

      No respect for this old woman shame on you

  • @LilianDzingai-tn2ut
    @LilianDzingai-tn2ut Год назад

    Vanhu kn musati maroyewa nyararai ,zvinorwadza Kuti munhu apupure Kuti ndiregerere ndini ndkadya mwanawako

  • @antonetakadhuze235
    @antonetakadhuze235 2 года назад +2

    Sekuru batsirai wo mai valivingstone vazive kuti chiichakaitika pamwana komana wavo uye aripi aripai chiichakaitika plse sekuru

  • @jethromokwena2948
    @jethromokwena2948 2 года назад +44

    this is a shame to our people taking advantage of the poor government should step in and start to help the elderly people not to let criminals abuse them like that no

    • @benhildabenjamin3889
      @benhildabenjamin3889 2 года назад +2

      Taura hako, if you check in development countries, Ndivo vanhu vanokosheswa neGovement Nhani Ava, kuno votawana zvavo zvekutwakisa nazvo mari Nhai?

    • @theexemplary5618
      @theexemplary5618 2 года назад +1

      Exactly. Our elderly are abused and treated with no dignity. Government does nothing to protect them

    • @tatendanjagu9300
      @tatendanjagu9300 2 года назад +5

      Mukoma vakuru vedu vakaromba bro

    • @tatendanjagu9300
      @tatendanjagu9300 2 года назад +10

      Dambudziko hamusati maroya bro mukanyatsoroiwa kana kuudzwa kuti mumusha menyu pane anokutumira mhepo

    • @jethromokwena2948
      @jethromokwena2948 2 года назад +4

      @@benhildabenjamin3889 thank you African countries we are not going anywhere with such criminality to our gogoz these elderly need our care and love not dat nonsense i saw ts pathetic shameful they is saying the you grow older the more you become like a little child so ts lyk abusing a child muse that should come to a stop

  • @unityphiriunityphiri1823
    @unityphiriunityphiri1823 2 года назад +3

    Team mbira handei ku studio

  • @ritachigara9788
    @ritachigara9788 2 года назад

    this God let God do his job dont d
    judge maybe gogo is not even muroyi dai mwari vawanira vanhu nyasha

  • @liciousnyamande4251
    @liciousnyamande4251 2 года назад +11

    Sekuru tirikuds Livingstone ngavatibatsire khule avo

    • @freedomtarwireyi080
      @freedomtarwireyi080 2 года назад

      Q11

    • @siphiwemacheza3216
      @siphiwemacheza3216 2 года назад +1

      Vanhu munonyepera chembere dzotambu nekurasika njere.Ngavaende vanobudusa mwana uyo arikutsvakwa
      Muchapera mari pasina

  • @shellas9680
    @shellas9680 2 года назад +4

    Shemu gogo avo varikunyeperwa havasi muroyi. Kunyepa uku

    • @rudorudo6211
      @rudorudo6211 2 года назад

      Gogo vanoratidza kuti vazvichemberera havo maybe anadimentia vairehwa nachiremba ndozvirikutorwara gogo ava.zvekuroya handifungi kuti muroyi

    • @Nayr_1111
      @Nayr_1111 2 года назад

      True dementia chaiyo, shame

    • @munyaradzimakoni1146
      @munyaradzimakoni1146 2 года назад +2

      Hey I felt so low pavanga vachiti dhe dhe nana, shame it's a crime to be an old age in zimbabwe

    • @Nayr_1111
      @Nayr_1111 2 года назад

      @@munyaradzimakoni1146 eish taura hako

  • @tafadzwamurambwa5490
    @tafadzwamurambwa5490 2 года назад

    Muridzi wehosho for me

  • @lanhelihlemoyo2089
    @lanhelihlemoyo2089 2 года назад

    Shrm mbuya vachembera veduwe zvichida vakurasika fungwa nekukura veduwe zvakawoma

  • @wellingtonchinyemba1028
    @wellingtonchinyemba1028 Год назад

    muroyi kana kwachena anopisa tsitsi vanoita sevanopenga havapenge.

  • @TerrymoreZvinzveku
    @TerrymoreZvinzveku 2 месяца назад

    Kupiwa nehama zvakaoma zvorwadza

  • @tendaichiripai8720
    @tendaichiripai8720 2 года назад

    Kkkkk haaa varoyi variko mmm gogo kuita kunge gudo

  • @ChrianaMatope
    @ChrianaMatope 9 месяцев назад

    Musarambire varoyi kana zvisati zvasvika kwako unoti hakuna muroyi vanhu vakaromba

  • @cleverkmagaya621
    @cleverkmagaya621 Год назад

    Pple they don't know witchcraft is bad

  • @mancubemancube8582
    @mancubemancube8582 2 года назад +1

    Asi mwana uyo ndewasekuru

  • @bessiemarange2869
    @bessiemarange2869 2 года назад

    Batsirai Mai valevee

  • @nomathamsanqakhupe4122
    @nomathamsanqakhupe4122 2 года назад

    Inhekwe baba

  • @teeroo96
    @teeroo96 2 года назад

    Imi muchatambudza chembere imi ii

  • @whasingtonmugova0236
    @whasingtonmugova0236 2 года назад

    Zvakaoma majembere akanyanya pakuroya .

  • @maxsabantini9690
    @maxsabantini9690 2 года назад +4

    Chakabata musha inhekwe kasong ka1

  • @wamz8477
    @wamz8477 2 года назад +6

    Mbuya vazvikurira avo. Sekuru ngavaite kuti mbuya varwerwe rute sevanoda kudya nyama nekubvisa hembe ndozvinoita muroyi kana shavi ramubata kwete izvo. I don't believe it. Varikushungurudza mbuya vanhu avo

  • @sigmatau8231
    @sigmatau8231 2 года назад

    ndochii chamurikuita ichi

  • @sikazwejerry4620
    @sikazwejerry4620 2 года назад +1

    Thank you.

  • @herbertmagocha9209
    @herbertmagocha9209 2 года назад +1

    tsvee kuvakira gogo pekugara pakanaka busy kutambudza mai vako...vakadii kukudya kare kana vairoya

  • @fransiscakuengwa6791
    @fransiscakuengwa6791 2 года назад +2

    Sometimes people need to be sure before they accuse anyone of witchcraft. The only person who can be sure that somebody is a witch is someone who has gone with them on witching errands and somebody who has spiritual eyes. Those who have been truly gifted with spiritual eyes are calm and respectful people, who don't need or do this drama and they don't need audiences to perform cleansing. This is an advertising gimmick, not different from the likes of madam boss, mai titi etc only that they don't disrespect the elderly. On this viedeo I didn't see anything that shows that that woman is a witch in action. Truth be said she is just an old woman with nothing and some mental health challenges. In Zim, age comes with witchcraft, that's the general belief. So to all those laughing and enjoying what that woman is going through, your time will come, one day we will all grow old.

  • @planet263suweta4
    @planet263suweta4 2 года назад +3

    ndosaka Africa takasara, instead of getting wisdom from the elders, we persecute them.

  • @lindahjoe310
    @lindahjoe310 2 года назад

    Zvakaoma

  • @sechniezambuka3328
    @sechniezambuka3328 2 года назад

    N'anga ikutaura foreign language ikuimbirwa Shona wat a sekuru

  • @cantrasgnyashanu5948
    @cantrasgnyashanu5948 2 года назад

    Nyararai kn musina chaunozia mybe zvauri kutotaura ukuto shandiswa ipapa

  • @marymutizwa1771
    @marymutizwa1771 9 месяцев назад

    Pasi nevaroyi

  • @danielmoya5629
    @danielmoya5629 2 года назад +2

    munhu akashata atove muroyi here

  • @tendaichidodo2322
    @tendaichidodo2322 2 года назад +2

    Vanhu ngavaregedze kushungurudza vanhu vakuru ndapota zvangu

  • @naturalmedicine1990
    @naturalmedicine1990 2 года назад

    torai mari united

  • @2258g
    @2258g 2 года назад

    makadini veSlymedia tv family, ndine mubvunzo next time muchinge muchitaura nemasvikiro/mashave, mubvunzo ndewekuti Panehere muti/mushonga wekuti munhu angaise pamba pake kuti vwaroyi yasapinde pamba kwete zvekusimbisa musha asi kungo vavharira panze

    • @shadreckvakaingwenya6184
      @shadreckvakaingwenya6184 2 года назад +1

      Ndokusimbisa musha kwasho. That myt be a way of kuromba futhi kkkkkk

    • @rudorudo6211
      @rudorudo6211 2 года назад +2

      @@shadreckvakaingwenya6184 ndizvozvo chaizvo kutoromba fûti zvinozosara zvonetsa vana nevazukuru iwe usisipo.saka the best is to pray Mwari voisa ruzhowa coz hakuna mushonga usingazipanduki panyika cheese chinorambidza varoyi kupinda chirimushonga itori nyoka or chikwambo asi munozozviziva after many many years ndopachinozotanga kuzviratidza kuti handisi mushonga ndirichinhu makatonditsvaka mukanditora muchida kkkkk Saka tingori pamahwani

    • @2258g
      @2258g 2 года назад

      @@rudorudo6211 Yaa pakaipa Mwari ngavatibetsere thanks guyz

    • @rudorudo6211
      @rudorudo6211 2 года назад

      @@2258g chokwadi we need serious help from God

    • @2258g
      @2258g 2 года назад

      @@shadreckvakaingwenya6184 Thanks very much kkkkk its simple kutoromba iwe uchiti zvidiki thanks

  • @davidnyabanga2862
    @davidnyabanga2862 2 года назад +1

    Mukoma Roberty ndinotenda nekutipa number dzasekuru amwe maTv andisingadomi nezita aitoti titumirei mari nemukuru, ecocash tikupei number dzeN'anga

    • @molliendoro2094
      @molliendoro2094 2 года назад +1

      dziripapi nmbr ndipoo kaa dear

    • @bridgetbee5024
      @bridgetbee5024 2 года назад

      Ndipewoka number wangu

    • @julijoymasiyemvuramasiyemv7591
      @julijoymasiyemvuramasiyemv7591 2 года назад

      Kuroiwa tinoroiwa kna kuti mbuya muroyi kna havazi vanotautwa navo zvine mutsa ehe these tese tirikutotamburavo nekuroiwa ASI tsika ngadzivepo munhu mukuru

  • @missbeen9905
    @missbeen9905 2 года назад +1

    ko team mbira dambarefu moburitsa rini

  • @maiprincess4679
    @maiprincess4679 2 года назад +2

    Umm sekuru rambai makdaro

  • @perseverencemoyo2464
    @perseverencemoyo2464 2 года назад +13

    Shame but this is painful these are our parents please let respect them

    • @davidgondo3341
      @davidgondo3341 2 года назад +1

      Tovarispecter nehuroi hwavo ihwohwo ,iweka hausati waroyiwa zvako

    • @dove5584
      @dove5584 2 года назад +2

      She is not a witch angochembera it could be dementia

    • @EllneterZhou
      @EllneterZhou Год назад +1

      ​@@dove5584 ummmmm I think unotoroyawo iweeee

  • @LillieEilish
    @LillieEilish Год назад

    Haaa musdro gogo hiii uku kwakuchembera chete chete

  • @theexemplary5618
    @theexemplary5618 2 года назад +33

    Foolish is believing Dementia is witchcraft. This is a common mental illness in elderly people. It can be worse if untreated.
    Maduzununu evanhu. May you continue with your poverty and suffering

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 2 года назад +4

      Can u imagine...this is rubbish...abusing chembere

    • @tyn874
      @tyn874 2 года назад +8

      Dementia vanhu makazoinzwisisa😅😅😅😅😅🤣 kungonzi chembere yaroya yatova dementia

    • @benhildabenjamin3889
      @benhildabenjamin3889 2 года назад

      Vanoda kusugwa vanhu vakadai

    • @theexemplary5618
      @theexemplary5618 2 года назад +3

      @@tripodxxx1 it breaks my heart. I imagine vari Mai vangu. Society has to be educated about elderly diseases

    • @theexemplary5618
      @theexemplary5618 2 года назад

      @@tyn874 munoroyiwa munei?

  • @katemangamela5266
    @katemangamela5266 2 года назад

    Kutora advantage Yana mbuya nxaaa

  • @blaisetambwe1381
    @blaisetambwe1381 2 года назад +4

    Chondishamisa sei varoyi dziri chembere chete?
    Imika why taking advantage of the old? Tisadaro guyz...Ini ndakakura ndichiti chembere dzese dzinoroya including ambuya vangu...ndakura l realised Kuti kunyepa.

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira Год назад

    That woman gave birth to her children and raised them only to be treated like that. Her family members should be arrested like yesterday

  • @ruthgandu4301
    @ruthgandu4301 2 года назад +1

    Sekuru vanombotaura chirudziii

  • @jmhc
    @jmhc 2 года назад +7

    The elderly need to be respected. (Leviticus 19:32)
    You forget that in ten, twenty years from now you will be just like them, and only then shall you know and understand the humiliation they are going through. I bet no one in his/her right frame of mind would be happier seeing you ridicule the elderly like that. What picture of the elderly are you creating in the minds of the little ones? Obviously they will treat them with no respect at all. It's a shame.
    Gone are the days when our parents would light a fire and we would sit around and listen to stories from the elderly. At that time we valued the elderly!!!

    • @kekek9806
      @kekek9806 2 года назад +3

      Respecting witches! Really! Kasi kwenyu hamusati makamboroyerwa vadikanwi.

    • @samlunga4907
      @samlunga4907 2 года назад

      You're a fool. That person has caused problems in the family.

    • @jmhc
      @jmhc 2 года назад +1

      @@samlunga4907 again this is 'lack of respect' for others. You calling me a fool for giving my opinion on the video you guys posted for public to see. People have different opinions and I simply voiced mine. Now because our view on this matter is contrary then you call me a fool. That is lack lack of respect. Believe you me, I ain't a fool for having a contrary view to yours sir. I still stand by what I said. Please if you can read and digest the Bible verse I quoted

    • @EllneterZhou
      @EllneterZhou Год назад +2

      ​@@jmhc saka kudya vanhu is it respect 😂😂😂😂😂 vana vevaroyi tavaona, unenge uchitoroyawo

    • @sandrasithole69
      @sandrasithole69 Год назад

      Kuda kunzwira tsitsi don't support witchcraft it's evil it should be exposed to the whole congregation 😂😂😂😂

  • @frankmutandiri4102
    @frankmutandiri4102 2 года назад +10

    im here for hosho guy

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 2 года назад

    Mbira hoyeee

  • @faraisemwayo7010
    @faraisemwayo7010 7 месяцев назад

    uku kunenge kunotamburwa ndekupi uku vanoroyana ivo vasina chavainacho kudero

  • @samanthablessing5535
    @samanthablessing5535 2 года назад +3

    This is just not fair and ndikunzwa vanhu vakuseka you guys must stop harrassing people this is abuse musadaro izvezvi apana kana amboona kuroya kwavo kungonzwa Kuti vanoroya musadaro

  • @jeanalfandika3361
    @jeanalfandika3361 2 года назад +4

    Kuchembera urikuZimbabwe zvakangooma hazvo unenge wakutonzi muroi and kapusi or p***sy karikungotaurwa kai ikako🤦🤦

  • @Stephaniekamb.4864
    @Stephaniekamb.4864 2 года назад

    Sekuru tasvu akudziwa tchito yavo afiti achuluka,chonde sekuru athandize amai avo anasowa mwana chonde auzeni sekuru tikumpempha