ATEZVARA VAKAURAISA MWANA WEMUKWASHA AKANWA CYANIDE APA VANOTUKA MB^R^ MH^T^ PANY^ B^CH^ KUMUKWASHA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 43

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 2 месяца назад +11

    Tezvara ari wrong handidi kupikiswa

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 2 месяца назад +4

    Tezvara uyo ishit yemunhu

  • @lilynee2155
    @lilynee2155 2 месяца назад +3

    Mwana waamai vako ndiye anotokunyudza mazuvano

  • @PriscaRazerera-tb9tt
    @PriscaRazerera-tb9tt 2 месяца назад +4

    Mambo bushu udzai makurukota enyu kt ngavadzidze kupa vanhu mukana we kutsanangura please ndozvinoita kt vatambanuke uye kupedza wow shungu 😢😢nyaya iyi inorwadza

  • @mollineshato8442
    @mollineshato8442 2 месяца назад +1

    Eish hanzvadzi sikana akubatikana nemwana wake too much otherwise dai pasina mwana akafa hakuna zvakadaro zvekuchekeresa blood brother iye Aleck haana mukanwa dai achigadzirisa mashoko ake sezvo atoone guva pasi nenyaya yemashoko

  • @TapiwaNyatito
    @TapiwaNyatito 2 месяца назад +3

    Ko bhutsu kunge kamba 😂😂😂😂😂

  • @shupikaicharlesmwashusha6471
    @shupikaicharlesmwashusha6471 2 месяца назад +2

    Munamba itsotsi akapinzwa kusyndicate natete akuwawa dzinga

  • @Chikatsa
    @Chikatsa 2 месяца назад

    Sneaker 👟 manyama 😂

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 2 месяца назад +1

    Unayita uchinyora in your description kuti idare raMambo upi.

  • @mistyma1chekudyahachidadir100
    @mistyma1chekudyahachidadir100 2 месяца назад

    ZIBHUTSU IRO😂

  • @terencemhlanga2150
    @terencemhlanga2150 2 месяца назад

    MAMBO MUNONDIGONERA BASA A

  • @ruthgarwe
    @ruthgarwe 2 месяца назад

    😂😂😂😂😂cameraman siyanai nebhutsu yatezvara

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 2 месяца назад +1

    Tezvara zimbwa remunhu kusanyara kutuka hanzvadzi ini ndokudzika demo chodherera

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 2 месяца назад +1

    VEDUWEE MUSADADZIRA NUMBER DZECHITUPA MUMHEPO PLEASE. Protect identifiable information please

  • @it3788
    @it3788 2 месяца назад

    Koshangu mutandarika hanzi chii😂😂😂

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 2 месяца назад +1

    05:37 BHUTSU MUTANDARIKWA WOOO🎤🎤🎤🎤

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 2 месяца назад

    Cameraman ukuitei pabhutsu dzatsano

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 2 месяца назад

    Mukwawasha imboko ane shanje too much

  • @ElvisMawele
    @ElvisMawele 2 месяца назад

    Ichi chidare ndechenhema ichi havana chavanoziva or they're corrupt

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 2 месяца назад +3

    Chiguruguru chii batsiraiwo vasingazive.

  • @ElvisMawele
    @ElvisMawele 2 месяца назад

    Yooh this case isn't in good hands,nyaya hombe dzakadai dzinoda chief Mutasa this guy called chief isn't mature enough.In most cases unotozoona kuti arikumashure kwenyaya.

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 2 месяца назад +2

    Pane kadhara kanotaurisa ako,munhu ari busy kutsangura iko pfee nemuvhunzo

    • @YamiMacheso
      @YamiMacheso 2 месяца назад +1

      Hambudziko ratinaro muZim munhu haabvume kuti akura asire vadiki kuti vatonge

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok 2 месяца назад

      @@YamiMacheso Wapedza

  • @AmandaNyuruka
    @AmandaNyuruka 2 месяца назад

    Aleck munamba unotuka wena

  • @EmmaMahiya
    @EmmaMahiya 2 месяца назад

    Yooo pakaipa

  • @LisendraMunhamo
    @LisendraMunhamo 2 месяца назад +2

    Camera man ma1 vabudisa bhutsu yatezvarajkkkkk

    • @knowlygwatidzo6865
      @knowlygwatidzo6865 2 месяца назад

      Cameraman manyama kkkkkk that's y he is recording 😂😂😂😂😂😂

  • @PaulPahle
    @PaulPahle 2 месяца назад

    Camera man asi murikuda bhutsu ya tezvara kkkk

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe 2 месяца назад

    Nzvimbo yabushu inemari nekuchera

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 2 месяца назад +1

    Atezvara ava vanotooneka kuti muroyi

  • @nashemashie7301
    @nashemashie7301 2 месяца назад

    Mutipewo yemusi wa11

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe 2 месяца назад

    Tsano itsotsi

  • @tafadzwamaponga7745
    @tafadzwamaponga7745 2 месяца назад +1

    Ko cameraman mukuda kuoniko pabhutsu iyo