Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ayiwa Church yedu zvave zvinhu...Mbiri kune mukuru wemazuva St John
Ndodawo ngoma idzi ndodziwana sei nditumireiwo
Nditumirei email or WhatsApp yenyu
Excellent
mapositori ekwaMarange thats beautiful.i spent lots of years with these guys.KwaTangwena.Mwari haasarudzi.
Marimba edenga.
Thank you god bless this church
Wakakomborerwa mwana we Africa uyo unoziva hukuru hwa St Noah nekuti humambo hwekudenga ndewake
Amen ndoinonzi hacrous
Alice muranda
Apa ndipo panekudzama kweostori, ndonamata mwari mweyamutsvene musazondisiyao kana maakuenda ameni.. iyi ndiyo chichi yokudenga.
Uuuuuuuuum Mubarak anouya
Munyardzi
Tendeukai munamate varanda nguva yasvedera hameni
🙏🏼🙏🏼
Nice indeed
Zvinondifungisa amai vangu nguva yakwana
Ndimutsirewo ndikwanise ku aploader nziyo idzi timborova mabhera tikuno ku Saudi Arabia ndabva ndasutswa nemweya, changamire vabata basa
Nice
amen amen amen
how are u doing I can see u passed thru this site
Achakomborerwa nekusingaperi amen
Ndopakati kunamata kaApa
Get blessed this is the time
ko ndirikuda nzimbo dzekuisa pa MP3 ndodziwana sei. dai makabvumira ku uploader idzodzi kuti vanhu vanzwe vatendeuke. iyi ndiyo church yababa vangu. yakanganiswa ne split chete chete asi hakirosi ngaaitsve
I can send you
Amen