Huyai Munzwe Nyaya Ya Tete Vane HutsinyeVakaroora Mwana Wehandzvadzi Yavo Yaida Kuroorwa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 19 сен 2024
  • Please Follow me on Facebook
    www.facebook.c...
    Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Комментарии • 18

  • @rebeccakatsache4010
    @rebeccakatsache4010 18 часов назад +3

    Zvakaoma akuna ana Tete mukore uno kungo dealer nevabereki vako munhu

  • @SashahshalomChimedza
    @SashahshalomChimedza 19 часов назад

    Aunt mune utsinye... Rimwe zuva zvichakuwanayi... Mwari haadhakweee

  • @Eva3rt
    @Eva3rt 10 часов назад +1

    Vatete handivakoshesi haiwawo zvedu

  • @tafadzwapasi8875
    @tafadzwapasi8875 День назад

    Good advice bro Nashe

  • @luciatsopotsa5693
    @luciatsopotsa5693 День назад +1

    Tete tendeukai nguva ichiripo makaita utsinye

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 13 часов назад

    Ko akamboti business rinoda mushonga chete ndiani?? You are in deep my brother the worst is yet to come

  • @NaomiMadzimai
    @NaomiMadzimai 20 часов назад +2

    Mazuvaano hakuchina vana tete varoi chetè, madzimai ngatimirei nevana vedu kwete kuti endai kwatete ini vangu ndinoraira ndega vanatete dzaanhubu

  • @janetmutawo1354
    @janetmutawo1354 15 часов назад

    Tete vakaoma Moyo mwana wavo haambofe akaita rugare kwaari kuenda ndarwadziwa

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 13 часов назад +1

    Kana unemwana sikana talk to yr daughter about anything and everything. Zvekuti enda katete/ gogo hazvichashandi zve these days hutsinye chete

  • @AlettaChiyangwa-xd1ex
    @AlettaChiyangwa-xd1ex 7 часов назад

    Ehe hpn munhu akazviziva asi Mwari wedenga akazviona

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 18 часов назад

    Tete Tete Tete uuuuuuuu makaoma mwana wenyu haagare naye murume uyo maisa ruvengo mumhuri imi

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 10 часов назад

    Madzitete aiveko kare.iyezvino hakuna zvachose.kwasara varoyi chete.better kuratidza mbuya than vatete

  • @eppy2538
    @eppy2538 7 часов назад

    Kowakazodenhereyi murume wemunhu 😳

  • @tafadzwapasi8875
    @tafadzwapasi8875 День назад

    Last conf pakawoma pawakamira wena. Ndiwe wakatanga nyaya dzako. Pedzisa

  • @AlettaChiyangwa-xd1ex
    @AlettaChiyangwa-xd1ex 7 часов назад

    Ko vutsinye chii kovowo

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 18 часов назад

    Yeah vanhu vanehutsinye kunze uko kuda kuuraisa munhu nemagetsi

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 10 часов назад

    Siyanai nezvemishonga please.muri kurombeswa musingazive.n'anga dzenyu hadzikuudzei chokwadi