Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
dvd anoreva idi hake murume uyo
chokwadi asi pamwe pacho ano buda
Udza vanhu baba
tinotenda
Remi pamafacts etsananguro arikurohws naDVd
tinotenda asi DVD pane pakupesanisa tsananguro kwaanoitaaa..nyenyaya dzema diefero...
This Ediot called Devlodge haasi mupositori akayamwira dare chaanogona kutuka chete chamwari hapana Apa ,,,,Gara pasi ita mucheche uwane humambo
tinotenda 😃😃😃koaita cy
@@johanemasoveko iye akutukawo wani nekumuti idiot😅
@Masowe123 aaj zviriko
Saka nharo dzese dzinoitwa nababa DvD vanenge vakamira patsananguro dzakaburutswa na Benjamin Mareva wavataura? Ndiyani anonzi Benjamin Mareva munhoroondo yechinamato ichi? Shuwa shuwa baba DvD vanoreva kuti Benjamin uyu ainzwa mweya kudarika Dhaswes? Hindava vanhu vachitamba nevanhu so. Ko sei Jakopo akatadza kukona ADhaswes muna 1942 paakaenda achnotora Sonati irikushandiswa mujerusarema? Kan Dhaswesi aiva akarasika, sei Jakopo akapa Sonati iyoyo kuna Dhaswes? Ko Dhaswes paakaenda kunotora tsvimbo inonzi Jerusarema kwa Nyamweda, vakadini kumukona kana akanga akarasika. Wozotaura kuti nekuti Benjamin Mareva akati masangano manomwe akabuda mupeg yechinamato🙄🙄. Chauraya chinamato ichi mweya yematunhu. Kurwira chinamato kunge vana takasiyiwa pabarika. Aiva asina jira dzvuku ku Chishanu ikoko ndiyani? Nanhasi varikuashandisa vakahwanda..
amen ichikwadi baba nhorondo munoiziwa....amwr vanhu kungotarisawi baba anoshandiswa nerima..chisungadiwe kubvuma chikwadi chetr...regai waranbe..kanaa jesu mhiri akatombirambwawoo..... tinotenda baba nedzidzisoo
Apa DVD ataura idi asi vese variku Jerusarema neNguwo tsvuku regai kutsamwa tine nguva shoma panyika namatai muende kudenga
@@TMind92 Ini ndine dambudziko nevanhu vekuchishanu-chishanu, mune a condescending mentality yekufunga kuti imi mega ndimi munonamata uye mune ma key ekuenda kudenga. Mubvunzo wangu nhai baba, Big 5 yekutanga yakanga inaana ani? Yakanga iine varume ava: Dhaswes, Edson Chokururam (Jakopo), Wimbo, Hoziya naa Julius. Va Julius vamwechete ivavo ndivo vakasiya vagadza Baba Bios semutungamiri ku Big 6, yamave kuti Big 5 ikozvino. Mubvunzo wangu ndewekuti muri kureva here kuti varume vese ava vaive vasina mweya wekukona varume ava ve Jerusarema kana vanga vakarasika. Imiwo zvenyu mazvarwa 2002, ndimi maakuuya moti ve Jerusarema garai pasi😃, hamhuoni sekuti mayedzwa here mupositori. Iyemi tinogona kutokudonhedzai dzinza apa muchifunga kuti murikugona kunamata. Zviitei munyoro baba, nzira iyi tese hapana ati aigonera..
@@gideonmanyusamcips3310 murikutaura zvakanaka bba wangu vanhu vakabvira kutadzira izwi iri kare vanhu ngavasarwe nezvakavakwa kare chido chababa chichazadzisa
@@TMind92 Mambo, hapana munhu anorwa nezvakavakwa kare, iroro ndiro dambudziko ratiinaro sevapositori. Tinokanganwa kuti Mwari anotuma ngirozi nengirozi kuzoita basa panguva yakasiyana uye kuzvido zvake mwari baba. Ipapa ndanzwa muchitaura kuti veJerusarema garai pasi, asi tikatarisa iye baba Johane pachake akatoimba achiti ndauya naro jerusarema, saka chirikurwiswa apa ndechipi nhai baba? Johanne achiuya aigadzira basa raani nhai mambo? Handiti muridzi webasa iri ndi Manuwero here? Pauro achienda pamusoro pegomo pa dheranji akati kudini? Akataura achiti ndanzi padzakakumurirwa ndipo ndanzi ndidzibopere. Ko,kana Pauro akanga auya nenhau inorwisa chinamato, sei Andriya na Ginatsiyo vakamuziva uye kumupupura pamusoro pegomo? Ini ndinoona sekuti dai tabvisa mweya wekuti isu tisu chaivo, nekuti mangwana tinonyarira vanhu muridzi webasa auya.