Fighting For Your Purpose by Pastor Olsen Mhako

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 фев 2025

Комментарии • 6

  • @mercymabhande4689
    @mercymabhande4689 7 лет назад +1

    Glory to Jesus haaaaaa mundiitira zvakanaka munhu wamwa yes huchi hwangu huripo I know and I will fight for it

  • @dionscoulelis4795
    @dionscoulelis4795 4 года назад

    Amen

  • @yaobleestelle2513
    @yaobleestelle2513 7 лет назад +2

    Zvinofanira kuti unova muKirisitu uchitevera muporofita uyo akatumwa naIshe Jesu Kirisitu wenguva yako kana kuti unoramba zvako uri kumba. Haugoni kuva muKirisitu nhasi kunze kwekunge watevera Kacou Philippe, muporofita akatumwa naMwari panguva yako. [Mup: ungano inoti , "Ameni!"]. Sepanguva yaNowa, hazvaigona kuti uve muKirisitu kunze kwekunge watevera Nowa muporofita akatumwa naMwari wenguva yako. Munoona? Mira kuva muKatorike, Purotesitendi, evhangerike nemu Bhuranamisiti. Mira kutevera dhiyabhorosi uuye kuna Mwari kupfurikidza nemuporofita mupenyu Wake. Nokuti Johane 6:28 inoti basa raMwari kutenda uyo Waakatuma.
    goo.gl/s1X3WY

  • @gracetarna1515
    @gracetarna1515 7 лет назад +3

    Mharidzo iyi inoti maPurotestendi, maevhangerika, kusanganisira kereke dzinodaidzwa- kunzi dzakazarurwa nedzakadzoreredzwa nemamishini namaminisitiri, mifananidzo wechikara ndiko kuti chikatorike, uye vakatogamuchira kare mucherechedzo wacho, mweya wacho wavanodaidza kuti “mweya mutsvene”. Kunyangwe vachitaura nendimi, vachibhabhatidza muzita raJesu Kristu, vachimutsa vakafa nokuparidza Bhaibheri rose, mweya iri kuvashandisa uye yavanodaidza kuti “mweya mutsvene” mweya weshato, mweya wekuvuka. Mharidzo iyi inoti rubhabhatidzo rwemvura rwekuvandurudza (restitution) rwunodaidzirwa kuvanhu vose vanogara panyika.
    Kacou Philippe ndiye chete muprofita wechokwadi waMwari panyika yose ane mazwi eupenyu husingaperi mune iri chizvarwa.

  • @memorymandidzidze7403
    @memorymandidzidze7403 7 лет назад

    powerful

    • @gracetarna1515
      @gracetarna1515 7 лет назад

      Memory Mandidzidze the only true Prophet of God in this generation is Kacou Philippe.