Cryman sorry nekunetsa ndokumbirawo kubatsirwa kungosvika 500 SUBSCRIBERS nekungo SUBSCRIBER pangu unongo baya pa pic rangu woendeswa ku channel usakanganwe ku baya ka bhero wobvawabaya all watch more funny clips
Nigel maiguru was good to you zvakaitika zvakaitika wausingafane kuudza moms zvakaipa kudai. Kkkkk asi ndokuti isu vanhu vatema. Munogona vanhu imim ❤️
Well done Bamunini Nijo, Comic pastor on selecting some good actresses avo vemuMovie Chiredzwa wow haaa vanogona and their movie inonakidza iii... Zimbos please lets support our own please
Collecting likes for Patricia 🧡💛
Wanakirwa neshortbase kkkk
😆😆😆 urikuziva wangu
Mwana ari packed hake uyu
Manditangira boss, hapana kumira mushe
Kkkk
Every family has a “babamunini Nijo” 💯
facts
I love this lady acting as mai Nijo👌
.... Akanyanyisaaaaaa
Mai nzombe "chengaose" vanogona mai ivava
In chipo the genesis mai Ndoro kkkkkits an actress
She is a real talent that one!!! If only it was Hollywood she will be far!!!
Moms ino act iyo tsvaga movie rakanzi chiredzwa or chengaose ma huchii
Nigel another version of Gringo the troublemaker. It's so real. Family dynamics, same story but different versions. Mai Nigel is talented.
Nijo kwakuserii uku 😍
I don't know their audition process. But they know how to get Talent.
Fringo chaiye kkk
You can say that again
kkkkkkk ukuziva zvinhu zvako
Vari Diaspora ndipeiwo ma like
Nijo kumusha😂😂😂😂
Sei kuNgundu
Wafe pada
Munoadiiii malikes acho itai zvezanu
Ayo 🔥🔥🔥
Team Nijo Tipee ma likes achooo
Nijo is always running 😂😂😂😂
Amai nijo avo perfect vanogona zvekuti
Taura zvako
truuu vakaactor in the movie Chiredzwa iii nauyo ari kutaura namaiguru haaa vanogona
Mukadzi uyu Mai vanigel she is so talented raw talent
If am not mistaken she acted as Mai Ndoro pa drama Chipo
Family dynamics. The silent war between in-laws. Natural and real
Nijo rega udzingwe shuwa une nhema kkkkkkk
Kkkkkkkk but palast episode takamurwadzirwa hey,upto now they haven't realized it was a mistake 🤣🤣🤣🤣🤣not fair
Nhema dzega dzega 🤣
Kkķkkk haunyepi
Haaa nijo anonyepa hake
But nyaya yaaka dzingirwa it wasn't his fault in the end
I can feel Patricia's pain. BaTadiwa can't seem to notice it but that's just how life is. No one notices when you are really hurting.
Bt dzuda kutodyawo kaidzo hauone mari yekurukisa musoro faster faster
Hmmm dangerous that one - that mari yemusoro 🤔
Love your natural hair Patricia 💕❤️👌
Varoora vari pama 1 yooogh, nyaya yese inoipira imi 😂😂😂😂 mwana wamai is olways ryt
But gamu akabhaiza😂😂😂
Yaaaa ts true varoora vari pama1
Taurai henyu
This story is in every household😂😂😂😂😂😂😂brother achinja nekuti paane mukadzi
i just love patricia guys so natural when expressing her acting skills mwaaaa anyway the whole team is fireworks
Patricha s voice is on another level...
yeeeeh bamunin Nijo is back💃💃Stella aka mai Nijo vanogonesa😍😍😍
Haurevi nhema😅
@@adlerdollarmbofana2428 ava muri pano futi😂😂😂
Mamatikwadza nehunger imi vanhu, tatiri paAbsolute fasting yecomedy 🤣🤣. New character @ mai Nijo l like l like ✅
Nijo surrender Hanzi gules vanekakuroya kavanoita soo
Exaggeration
Kkkkkkkkk
Ehe vanako vakatadza kumira na bamnini even though vakakanganisa havo
@@maitrue9098 bt tarisa situation
@@maitrue9098 Babamunini Nijo is a schemer munhu akadaro anoda Mai vake chete.
MaShona munondi nakilija bechikamu 😂, ndingahwe zhuba lose ndimuwhilila nyaya jenu, makuwa 😂
Nijo mabasa. Ndikutofunga Hank misodzi yandakatambisa kuchema palast chapter. But haudero Nijo iwewe 🤣🤣🤣🤣
One of the best dramas to come out of Zim. Well done team
Why can't we have these men and women just a few munites on national ZBC every evening! Our own home grown Superstars.
ZBC is trash, on RUclips they can make a couple dollars. With ZBC they'll never ever make it.
ZBC will be national service lol
because zbc cant afford them
Varume ZBC no go zone
The moment they go paZbc . that'll be the end of them
Welcome back team Comic and Association to entertain us everyone is going to watch this and supporting must be blessed
Cryman sorry nekunetsa ndokumbirawo kubatsirwa kungosvika 500 SUBSCRIBERS nekungo SUBSCRIBER pangu unongo baya pa pic rangu woendeswa ku channel usakanganwe ku baya ka bhero wobvawabaya all watch more funny clips
@@frankjera okay bro
For me Nijo is no longer acting, its now his character..😂
Im worried too😂😂😂
@@lindahmavangira8649 😆😆😆😆😆😆😆
Y r ryt
Body goals Patricia❣️
What a good start ne 14 mins idzo musazotidzora kzvi 9 ka
Vaudzeiwo vasati vatanga🤣🤣🤣🤣
Taura hako
Let's gather here vaziye
Ha becoz toda kuntatsonakirwa pamwe nekudzidza futy
vanosimbotipa ma song ah holy ten ka ava
Sekuru vanonourawa nezibhutsu iro kkkkkkkk
Boyz Ndoo zvinhu zvekuisa Pa ZBC izviii kwete tunga yachoo aaah # nijooo
"Koiwe unoda ndikupe mari sei usingabatike?"
Hanzi sekuru ndavasuwa😂😂😂 Nijo please
I can't wait to see Tracy ☺☺☺
Tiripo trouble begins bamnini nijo pa roots its back mogona guyz 👊🔥🔥
In love with Nijos' shoes🔥🔥🔥
Umm bhutsu dzenyu bamunini 😂tsapfu hadzirwadze here
Nigel maiguru was good to you zvakaitika zvakaitika wausingafane kuudza moms zvakaipa kudai. Kkkkk asi ndokuti isu vanhu vatema. Munogona vanhu imim ❤️
These series anondipa ma goosebumps munogona guys and keep up the good work, tisingikanganwe kutenda Vamutarisi nebasa guru ravarikubata 👏👏👏👏👏
I like the entire combination, they are good at what they are doing
I feel for Patricia arikurwadziwa kuti mu face akaenda 😅😅😅
😂😂mai Tadiwa kastatement kekuti ndiri mutorwa vakakanzwisisa😂😂😂
You can say that again 😂😂😂😂😂
Lol you read my mind
Nigel , Patricia, Comic Pastor and mai tadi .... keep up the good work
Zvidya zva Patricia ndozvineyese. Ndozvandiunza pano😍
Kkkkkkkk
Thick thighs saves lives
Haaa Patricia akurwadziwa veduwe
Aaah iye akutoda baTadiwa
Akurwadziwa taura hko
Background song thumbs up Steve.....Bamnn Nijo munodiwa
Ko step yaNijo bho here...ko iko kuzomhanya haaa sekuru zvinhu handisi kuona rugare kumagardern uko🤣🤣🤣🤣
Nijo asuwa Sekuru???
I don't anything chichibuda uko😂😂
Zvatanga zvekupedzerwa data kkkkkkk ini ndoda
Nijo- ndapera strong.
Patricia uchatopihwa Mari yemusoro
Rega ndivatsvage ndanga ndavasuwa😂😂😂😂😂😂😂
Kkkk aaah guys Sekuru varikunotsvagwa avo bho here😂😂😂😂Vanoti Kuhle varipama1 naNijo show your likes😂😂😂
😂😂😂hanzi ndavasuwa achinyeba hake
Remember ziso ravaipihwa palast episode paya
blaz vakuti maigru ndovakat nijo aende ukuwo maigru vachti mkoma wake ndiye akat aende apawo nijo kunyepa😂😂😂😂
Ndichifunga kuchema kwandakaita palast episode Haa Nijo haubetseri misodzi wasted 🙌😂😂😂
Ndongozvikweretera Full chicken ndozvidyira🤣🤣🤣🤣
Baba Tadiwa na Patricia it will end in tears chete kikiikiki
Mai Ndoro in Chipo the gift she is talented now mai Nijo 😍😍😍😍😍
Same story, different versions 😂😂😂😂
Umwe neumwe ane version yake of the story.
Maone atanga mandebvu nijo is back full tyme🤣🤣🤣🤣
Nijo chiregawo misikanzwa kkkkkkkkk takakunzwira tsitsi palast episode,pandaona blaz vaNijo ndangofunga sekuru puro 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Patricia akuda kuziwa kune muface wake shuwa
Headquarters has it for me🤣💀
Amai Nijo. Vaka actor ku Chipo the gift vanogona
Nijoooo 😄🤣😂 I can't get enough of that bhutsu kkkkkk senge paurikumhanya kuenda kumagarden kwaChinembiri
It's the kakuda kuroya for me😂😂😂😂Nijo why
Hanzi maiguru vane kakuroya kavainako😂😂😂Nijo usadaro sure
Ndafarira Amai ini
Hanzi vane kakuroya 🤣🤣🤣
Kkkk zvakaoma
Babanini Nijo, bhutsu isize ipi iyo. I am sure inorema. Kungemakapfeka tyre. Kkkk. But on a serious note, munogona guys. I love you so much.
Tainge takamirira this...BaNini Nijo to the world
Zvechokwadi ndinombovhiringa ....🤣🤣🤣🤣
Iwewe Gamu izvi azvisi zveku actor kahunhu kako ikako utorinako hako 🤣🤣🤣🤣.... Munhu ahungagone ku actor uchidaroka
Aaaa nijo kwaukuenda kuna mandebvu i horror ndoziva 🤣🤣🤣🤣🤣 cant wait for next ep 👊👊
😂😂 nyaya yacho haiperi mushe kugarden ikoko lol
Hanzi plus ini semutorwa nsaigodii😂😂
This mutorwa line
Nigel is talented for real amana along side Patricia u guys are the best Patricia asuwa mnhu shem😆
Sekuru varikunopedzerwa stress yekudzingwa kuHarare😂😂😂
Ndakarwadziwa nekuputswa kwakaitwa Cup iya kkkkk Nijo akamira mira zvisingaite
Manje Nigel nezvaakaita sekuru ky Harare...nhasi zvinono tiburana chete kuma garden ikoko...mirai muone
Nyika yese hakuna munyepi anenge Nigel, mai Nijo muno actor
Hope Patricia is not going to black mail Mai Tadiwa. Ummm smelling ma horror pa next episode
nigel ndanga ndakunzwira tsitsi but kunyeba kwako mmmmm handichakufariri
"Ndavasuwa" 😂😂😂😂😂😂😂
Ko butsu ya Nijo ndoyese kumusha neku Harare 😁
Mai Nigel vanogona ku Actor zvisingaite.. she is a natural
hahaaa mai Tadiwa nyaya yekuita mutorwa vanoinzwisisa big time
Kkkk nigo ka step manje muchienda kwa chinembiri kuma garden
Nijo ko mai wako wakazogumirepi ne Chipo the gift.waroora hamufarirwe mudzimba umu .kugara nehushingi .apa nijo kuwedzera kunyepesa kuna mai iiiii
Its kupinda mu heaquarters for me😂
Yuh Nijo ari kutaura chaizvo zvoitika stret
Matigonera neseason 3 thumps up
Eish patricia i love her chakabatana ...kuita chinhoyi caves
Comic baba Tadiwa kakunyara kamuri kuita Patricia ako katsvene here, kunge kakunyara kunge kakutarisa pasi kunge kakudzora step kunge focus 😹😹 Patricia kuzotarisa kuside.... Kufadza murukisi wemusoro 😹😹😹😹
Sekuru hokoyo naNijo bhutsu ikuuya 😆😆😆
😂😂Nhema dzacho unokwereta kahuku sei
Kkkkk Nijo so hanz maiguru muroyi apa akamboti kuna Gamu haaa Tracy anoroya kkkkk
Zvinonopera mushe here Nijo nasekuru kugarden uko
Bamnini Nijo back again!!I'm so excited😍😍
Well done Bamunini Nijo, Comic pastor on selecting some good actresses avo vemuMovie Chiredzwa wow haaa vanogona and their movie inonakidza iii... Zimbos please lets support our own please
Hehede paipa apo Nijo watifungireiko😂😂😂
Nijo akuda kunopihwa mushonga na mandebvu awane kudzokera kuharare
Welcome back guys, ko Patricia kusimba here uko
thought ane nhumbu
Arikuita seane nhumbu
Anenge ane nhumbu 🥰
U guys are good at choosing your actors!! Mai nijo is good! And i love the kumusha vibe!!
I love all the creativity. Well done guys