Rodrick (Bambo) Chemudara - Manga Marangana

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 сен 2024
  • Rodrick (Bambo) Chemudara - Manga Marangana from the album Rine Nharo Cowboy.

Комментарии • 70

  • @dhereckmherekumombe1945
    @dhereckmherekumombe1945 8 месяцев назад +2

    Mabatiro amukuita bass ayo bambo Rody maspeaker emaChina anodhuuka chaiko namwari nice bass and instruments zvakarongeka 100% good album roita kuti tapi tapi chaiyo huchi hwegonera keep it up

  • @jakaMukonyo
    @jakaMukonyo 4 месяца назад

    The cowman to the fullest we love yu MAN . This is wat we no yu do , to make us smile 😊

  • @ChereneRabie
    @ChereneRabie 2 дня назад

    Waya dzisina ruzha. Munogona bambo.......

  • @StanleyNotice
    @StanleyNotice 5 месяцев назад

    Haaaa urikurova ngoma mdara keep it up

  • @ruebeta8233
    @ruebeta8233 5 месяцев назад

    Sunungura hako neSungura Cowboy!!

  • @rodrickbambochemudaramusic4797
    @rodrickbambochemudaramusic4797  8 месяцев назад +1

    Wooow shuwa????? Maita henyu mwana wamai Ndinotenda zvikuru. Mandipasa manyemwe itirwayi nyasha naMwari. Thank you so much for

  • @bloodwelljesinawu412
    @bloodwelljesinawu412 9 месяцев назад +4

    Iroooo gitaree mazonyatso riisa paro chaipoo ..rekutii ndiiiriii ndindindiiii ndandirii ..ndirii ndendirii ndiriiiiii😂

  • @moaricechitsike2485
    @moaricechitsike2485 9 месяцев назад +2

    You my favourite Artist Rody ....ndokuda pamuchato wangu mwana wamai

  • @collenmkulichi
    @collenmkulichi Месяц назад

    😊masterpiece

  • @WellyMhanduSwagger07
    @WellyMhanduSwagger07 7 месяцев назад

    Ava ndibaba. ndapedza andidi kupikiswa

  • @IreneChibwe-gd8bl
    @IreneChibwe-gd8bl 4 месяца назад

    Haaa munongona baba namai chomudhara ndoifarira masong enyu

  • @rodrickbambochemudaramusic4797
    @rodrickbambochemudaramusic4797  8 месяцев назад +1

    Thank you so much mkoma Zhou murisei sei nemhuri nemabasa edu

  • @GreyMurare
    @GreyMurare 27 дней назад

    Shasha iyo....

  • @obeymuhwiridzwa9655
    @obeymuhwiridzwa9655 7 месяцев назад +1

    This is excellent

  • @peterngwaru9881
    @peterngwaru9881 9 месяцев назад +1

    Abambooooooooo ngoma dzenyu kuseri bambo chimbondibatisaiwo waya kkkkkkkkkk best bassist ever ♥️ 😊

  • @bloodwelljesinawu412
    @bloodwelljesinawu412 9 месяцев назад +1

    ❤ haaaaa raremera munhuu wese cowboyy ..pasina kurwadziwaa pakabatwa basa apa

  • @tinoshlongwane7701
    @tinoshlongwane7701 6 месяцев назад

    Mune chipo ishe wangu endererai mberi neSungura

  • @tapedzazhou4099
    @tapedzazhou4099 8 месяцев назад

    Aiwa mdara vanozhaka music Afrobeat inevanhu vayo musanetseke ,Cowboy ndori lover ini aah❤❤😂

  • @user-gg6ws1lu3o
    @user-gg6ws1lu3o 9 месяцев назад +1

    Yes ayah Chomudhara Chomudhara nice munokwapaidza sure 😊

  • @rodrickbambochemudaramusic4797
    @rodrickbambochemudaramusic4797  9 месяцев назад +1

    Ndinotenda chose Tinashe
    Thank you so much

  • @wellingtonkefasi2078
    @wellingtonkefasi2078 8 месяцев назад

    Eeh maCowboy anenharo nebass guitar 🎸

  • @shepherdmasedze2575
    @shepherdmasedze2575 9 месяцев назад +2

    One of the best songs from ABambo, sando dzenyu Tembo

  • @mosesmurefu8017
    @mosesmurefu8017 9 месяцев назад

    Kkkkk zvekwake chaizvo bambo uuuuuummm asina godo anonyatsonzwa mutakunanzva uyu obva ataura kuti Chomudhara anogona pachokwadi . Keep on Mr eish you make me happy when ever I play your songs be blessed mukoma wangu

  • @blackAfricamotors
    @blackAfricamotors 8 месяцев назад

    Rooodiii chemudara

  • @MatthewMutomb0-kc8nd
    @MatthewMutomb0-kc8nd 9 месяцев назад +1

    Aiwa huchi baba, rinenharo shuwa cowboy🔥🎸

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 9 месяцев назад

    ABambo,,,takunyadilani,,umoyo wanu bwanji?

  • @justicedanga6460
    @justicedanga6460 9 месяцев назад +1

    excellent on its best you're one of the kind Bambo mnogona zvekudaro

  • @henrymabuya3551
    @henrymabuya3551 7 месяцев назад

    Magitare akaibva aya

  • @user-ro9xn1hk6v
    @user-ro9xn1hk6v 9 месяцев назад

    Yes mudhara unobata ngoma ko ndimi varidzi ve studio munowana tym yekuisa zvamunoda nekubvisa zvamusingade ,masiyana nesu vanosvikonzi gyz hatina tym itoitai now then havadi kuudzirwa ma producers kkk vototora mari dzedu voita zvisina basa rese .

  • @shepherdmasedze2575
    @shepherdmasedze2575 5 месяцев назад

    Hokoyo

  • @clemencemuchowa7066
    @clemencemuchowa7066 9 месяцев назад

    Chimudhara chacho chakatsikirira wire wish you many more years

  • @leviticusmudenda964
    @leviticusmudenda964 2 месяца назад

    Ukunzwa kubatana kwema guitare here..

  • @PatsonMutandwa
    @PatsonMutandwa 9 месяцев назад +1

    RNC
    Rine Nharo Cowboy 🔥🔥

  • @user-ey5ym2oc7h
    @user-ey5ym2oc7h 9 месяцев назад

    Baba machinjamoyo sei l love that song

  • @IreneChibwe-gd8bl
    @IreneChibwe-gd8bl 4 месяца назад

    Voice renyu huchest rambai makadaro

  • @Tinah1450
    @Tinah1450 9 месяцев назад

    Legendary Guitarist

  • @user-hh7hv6iz8g
    @user-hh7hv6iz8g 9 месяцев назад

    My favourite artist

  • @TimePortalBC
    @TimePortalBC 9 месяцев назад

    Rodrick you are great. But I am disappointed cozz your album rudo kunyanya is no longer available on RUclips. I lastly download them some time ago but now can't get please do something for us abambooo

  • @andrew.kaseke
    @andrew.kaseke 9 месяцев назад +1

    Classic

  • @PatrickHwemba-hm4fl
    @PatrickHwemba-hm4fl 4 месяца назад

    Ma Bass guitar munoregedzera henyu haritodi zvima bhazuka zvodambuka

  • @shemruzvidzomichaels8859
    @shemruzvidzomichaels8859 9 месяцев назад +1

    1 of the best thanks Bambo top notch ❤❤❤

  • @user-fr4ow4zp2h
    @user-fr4ow4zp2h 9 месяцев назад

    Kuita kundinokora tsoka hhaaaaaaa chimudhara ichi

  • @WellyMhanduSwagger07
    @WellyMhanduSwagger07 7 месяцев назад

    But mai ngavaimbe masongs avozve musavaisa apa mdhara ndataura pachikuru.

  • @tongaiwatch9305
    @tongaiwatch9305 9 месяцев назад

    Chibaba icho❤

  • @user-dp4ys4bn6x
    @user-dp4ys4bn6x 9 месяцев назад

    Unogona iwe ramba wakadaro

  • @user-dp4ys4bn6x
    @user-dp4ys4bn6x 9 месяцев назад

    Song yko yekuti Focus haiwanike pa RUclips wani

  • @gideonjere8435
    @gideonjere8435 9 месяцев назад

    Good one

  • @addmorechigwendere9223
    @addmorechigwendere9223 9 месяцев назад

    The only bass guitarist who can play ful bass guitar notes while singing followed by Ronald' mudhindo...

    • @kudagonese220
      @kudagonese220 9 месяцев назад

      Saka Baba Sharo havazvigoni????

    • @addmorechigwendere9223
      @addmorechigwendere9223 9 месяцев назад

      @@kudagonese220 ehe xtrabasso hava gone kuridza ma full sepa record kana achiimba... Anohammer ma major key notes kuti akwanise kuimba.. But chomudhara na vazvamburi munogona kutoiita nyaya ivo vachitorova full bass sezvavakaiita mustudio.. Na the late Don Gumbo airidza ne left ku iilanga

    • @kudagonese220
      @kudagonese220 9 месяцев назад

      Ooook kudzidza hakuperi

    • @addmorechigwendere9223
      @addmorechigwendere9223 9 месяцев назад +1

      @@kudagonese220 pakanaka waamai

    • @victorvicsolutions2716
      @victorvicsolutions2716 9 месяцев назад +1

      Haaa ndabvuma hangu Chomdhara vahombe pawaya ummm❤

  • @ttv1805
    @ttv1805 9 месяцев назад

    aah ngoma mobata kani

  • @addmorechigwendere9223
    @addmorechigwendere9223 9 месяцев назад

    John chibadura was the zim best lead guitarist who could sing. Dance and play the lead guitar at the same time olongside chemudhara on bass... Tht was sungura... These days sungura is not making sense too noisy...

  • @Tinah1450
    @Tinah1450 9 месяцев назад

    Please Rody just one song with Amuli, Macheso and Rody

  • @calvingezimuzanenhamo3719
    @calvingezimuzanenhamo3719 9 месяцев назад

    Pavakakuti Chemudhara vaida kuti Chimudhara che Bass Guitar

  • @Paradzaimurwisi.
    @Paradzaimurwisi. 9 месяцев назад

    One munhu anoridzs magitare ose oimba oga obva azi baker obva ariva ma drums acho oga obva aita album oga. Robva ratapira

  • @Paradzaimurwisi.
    @Paradzaimurwisi. 9 месяцев назад

    Uyu munhu ano ziva zvaano ita uyu. Ndo vardzi vesungura. Vano ridza vachi tamba vachi imba vasinga potse any note