Ndinoita sezvakamboitwa naMkoma Clay nekutovadarika by far in fact ndini ndakamudzidzisa music kkkkk anodaro trainner achitsvaka basa nekunzwa kuda kutora bag paLoreto High School
@@confidencendomene4482 zvichiri zvechurch here izvi bamdiki kana kuti makungotsvagawo mbiri isina nebasa rose kana makaimba zvakadhakwa tsiurikaiwo modzidza ko zvaana fucker muchurch zvakubvepi u really need help makaimba zvinoshata chete anyway may God forgive you for you do not know what you are doing.. Kwekwe deanery choir competitions Position 1 699 St Johns Mbizo position 2 698 St Barnabas Mbizo position 3 678 St Pauls Redcliff position 4 669 Shungu position 5 653 St Edwards position 6 651 St Charles Torwood position 7 626 St Marys Amaveni position 8 623 St stephens position 9 598 St Martins Zhombe position 10 581 St Alouis Silobela LORETO DISQUALIFIED because of hiring choiristers from other deaneries most improved choir St Alouis Silobela Choirmasters 1St Johns Mbizo 83 2St Barnabas Mbizo80 3St Pauls Redcliff79
Iwe ndiwe munhu asina direction mu life kunyatso tora nguva uchinyora zvisina basa shame haa u want to make up for ur inability to sing or achieve anything in life by throwing shade hehe manje uchafa urieombe😂😂
MaRoma munondishamisa, why kuita noise choir iri pastage????? Munofanira kuti zii nyange zvinakidze sei, munozocommenta nekupurururudza choir yapedza kuimba yakubva pastage, that's what I know, even kufamba famba chaiko choir iri pastage hakubvumidzwe, munoti ziiii makadzikama, not kungokwamatata, u will be disturbing them. Kuchurch kwedu we respect choir kana iripa stage.
Great is great and you should never under rate💥💥💯
There is no substitute for quality..big band and brave sound💥💥💢
We killed it♨️🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🌊🔥🔥🔥🔥MbewuDzouMambo.Iyii ndiyo inonzi Choir chaizvo.
Love u gyz.its Nkosi ur school Choirmaster.#MbewuDzouMambo.i love ,am proud of u keep it up❤❤❤❤❤❤
Tadiwa akaipa machinda 🔥🔥
Tawana ndiri kuzviona mwanangu💃
Woow singing like angels🙃🤩
Vana vanoimba ava 😍🤩
Manuwere chana chohanzvadzi yangu❤❤❤
Tsano Tawana makanyanyaaa👌👏👏👏
Nhy Manue
Loreto mogona imimi
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Masterpiece 🔥
quality music
madhula
we killed it 💯🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥topisa
Yes ❤❤❤❤❤❤❤❤❤Tinopisa mwanangu.#From Choirmaster Nkosie.
I enjoyed this
vana varukukura shem
😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍
well done
Well done
Waiita hako noise muvanhu umo
Pach taura shuwa iwe😂
mmmmm trainer weLodza ita serious iwe kkkkk
vana vanoimba ava but ihhhh
Ndinoita sezvakamboitwa naMkoma Clay nekutovadarika by far in fact ndini ndakamudzidzisa music kkkkk anodaro trainner achitsvaka basa nekunzwa kuda kutora bag paLoreto High School
😂nyobela
Ummmm 😂😂 mukuda kuwanza ndokuzobika mbodza zvikushata izvo
Zvako zvinonaka zviripi
Always on point we did it❤
Yah we did it Nontoe❤❤❤❤
ahhhhhhhhh ko kuchinja chinja mapitch ndokudii ndagwadziwa nebundle rangu amana haaaaa iyi nziyo dai mangosiyana nayo zvayakaitwa muna2015 hapana achasvikapo SW 1 yamkoma Claybough our goat yakapedza kare nesong iyi kare dzimwe dzava nharo dzatakungoita
U can only sing like this in ur dreams wanzwa
@@confidencendomene4482 makadhakwa nemutoriro bamdiki
@@tjccigareto2738 washaya marombe munonetsa haiwa data data kudii paneakukumbira Kui viewer hre get the f**k out mf😉
@@confidencendomene4482 zvichiri zvechurch here izvi bamdiki kana kuti makungotsvagawo mbiri isina nebasa rose kana makaimba zvakadhakwa tsiurikaiwo modzidza ko zvaana fucker muchurch zvakubvepi u really need help makaimba zvinoshata chete anyway may God forgive you for you do not know what you are doing..
Kwekwe deanery choir competitions
Position 1 699 St Johns Mbizo
position 2 698 St Barnabas Mbizo
position 3 678 St Pauls Redcliff
position 4 669 Shungu
position 5 653 St Edwards
position 6 651 St Charles Torwood
position 7 626 St Marys Amaveni
position 8 623 St stephens
position 9 598 St Martins Zhombe
position 10 581 St Alouis Silobela
LORETO DISQUALIFIED because of hiring choiristers from other deaneries
most improved choir St Alouis Silobela
Choirmasters
1St Johns Mbizo 83
2St Barnabas Mbizo80
3St Pauls Redcliff79
asi kwakwatorwa ma form 1
Panashe Pachena waiita noise
tapera
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk sipeleilee
mmmmmmmm iwe
Iwe ndiwe munhu asina direction mu life kunyatso tora nguva uchinyora zvisina basa shame haa u want to make up for ur inability to sing or achieve anything in life by throwing shade hehe manje uchafa urieombe😂😂
😂😂😂 ahhh
Loreto hoyo
Those bass fellaz were really struggling....an average performance
Uchenjere kutukwa naConfidence Ndomene kkkkk
Are they the ones who were disqualified?
yess
Kkkkk voimba nyemba vodisikwalifaiwa maone
Chengetai chiremerera Che Loreto , zvi izvi music must flow nekuvazve ne sense ne taste
Unoimba hre iwe usadakutipa zvektaura
Comment yako iyo vaConfidence Ndomene havadi kuinzwa uchenjere kuudzwa kunzi mother fucker ipapa wotoshaya kuti zvichiri zvekunamata here anoda kunyeberwa kunzi makasota
The man himself, the Choirmaster 💪
MaRoma munondishamisa, why kuita noise choir iri pastage????? Munofanira kuti zii nyange zvinakidze sei, munozocommenta nekupurururudza choir yapedza kuimba yakubva pastage, that's what I know, even kufamba famba chaiko choir iri pastage hakubvumidzwe, munoti ziiii makadzikama, not kungokwamatata, u will be disturbing them. Kuchurch kwedu we respect choir kana iripa stage.
😂😂😂 ahhh veduwe what is this😂😂😂 musadaro imi aah vanhu woye hazvina taste izvi
😂😂😂😂😂ah ndakundikana
Kkkk apa ey were disqualified
Lol it’s an obvious question but Hanzi why were they disqualified 😂
Ku Hire mamonya ekunze kkkk
I'm pretty sure it tastes a thousand times better than ur... Lemmi end here
❤нσүσ тσgσηα вσιz @εмүηαηт