Thank you mambo mutasa nekuvaka imba iyi kwamakaita Mwari vakukomborerei ! Anhu woye nekunaya kurikuita mvura kudai mazuva ano dai mambo vasina kutungamirirwa nemweya waMwari pakufambidzana nenguva chopu chopu kuvaka imba iyi now dai vanhu vese ava vaizotongerwa pai .Thank you mambo nekufambidzana nemweya waMwari ❤

👏👏👏
Haaa kuri kunaya hako but the sound is so poor couldn't watch
I concur ne mambo he needs to exhaust medical channels
Poor sound,musati m poster munotanga matererawo here
Seek medical attention first, thanks mambo. Try both
Chokwadi mambo kwazara maprofita anokuudza zvirikuitika mulife mako asi kundiso hapana
Mutasa anomborasika soo hameno zvinombomubata
sound please gadzirisai
Kuri kunaya munhuwashe hatina zvatingaitewo sezvamuri kungoona hamusati maiswa ceiling. Tatoedza kuti zvinzwike
Kunenge kwainaya uko
Hongu kwaina mvura chaiyo yakasimba.
Ungati mufactory ruzha yoo
Kuri kunaya and hamuna ceiling saka haungatadzi kuita noise.
@nhimbetv okay 👍