Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Mwari vakuropafadze nechipo chevana vaunoda Polite.Thanks nekuimba kunofadza Mweya yedu
Amen amen kudya kwemweya ngatinamate
Matestimonies aya, uuuh Mwari wauya kudarika Nguva dzakare. Jehova wakurira nyika dzeAfrica, sezvaakamboita Jerusalem
Haaaa first song ummmm motoooo
Mai Muroti Zvidzai imbeu yekudenga zvese nemurume wacho ndakanamata navo uuum humbleness yavo even prophesy maturity yacho unova naMwari.
Amen Mwari waPauro
❤❤❤❤ My church for life
kudya kwekudenga uku, Mai ava Mwari ngaavawanise zvavanoda.
Mwari vakupfuudzei mberi madzimai mune chipo chekuimba.
Mai vanoimba zvavo avo keep it up munhu waMwari
zvisingaite wena
Yeah sure Danny vanoimbisa uri sei hako
Amen hosana
I tap nyasha dzakadai
Amen Hossana
This is great, we enjoyed the presence of God.
Spirit filled with spiritual filled inspired Songs, thanks aMai Mroti Zvidzai Muroora wangu
Absolutely Spiritual touchable songs.My brother please would you able to find the contact number o Mrs Zvidzai.I want to send my gift to
Waal nice
Hosanna!!! Praise the Lord!!
Moto muafrica❤
Zvinotapira kunzwa munzeve izvi..mai vanechipo avo
Amen
Huchi hwegonera , kudya kwekudenga .
Jerusarema musha wedu , Ameeen!
Tinotenda,baba Paul Mwazha ,mutumwa
Ndainoda kunamata se vuamunoita. Vzuinondi tazissa ndirikubata muzvimbo issina church iyi. Assi chikumbiro changu chikuru kuna mwari ndi, gone kubvissua mwandiri kubata ndigobatira kune iyi church ndigone kunamatawo se zvikuita vamwe. Ishi ndixo xikumbiro xangu. Dai mwari vandinzwa vandiitira ichi chishamisso. Ndakanga ndaitirwa chichamisso shikuru imo muupenhu wango, ndizvo vuirikuita kuti ndingoda kumuteera jesu. Ndino kumbira kureguererwa ne kuti andigoni kunhora vuakanaka shishona
Hosanna 👏👏
Polite unechipo zvako kubvira uri musikana mwana wekumusha kwedu iyeye
moto muAfrica
Yaaa Mai vane Chipo avo
👏👏👏
Riripi sangano iri ndoda kumboshawo ikoko ndinoitirwa zvakanaka nenziyo dzavo
munogara kupi? that way we can give you madetails evatungamiri vemu area yamuri, since iri kwese church
Kumusha kwambuya vangu kudhuze nekumba futi
Ukuhlabelela okumnandi lezingilozi,muhle uJehova
pfodorosi