Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
This man haabatsiriki uyu. Anga atombowana another chance haaaa shavi rehurombe kana rabatawo munhu hariregedze
Uyu atokundikana nenyaya yedoro sure kushaya respect kwatiri ma fans kuuya ku studio wakadhakwa nxaa
Zvaramba zvaramba usanyunyuta ..... Nzara wakarima uchaiteiko hoo munogona father
Never give up Baba Para
Chimbomirai kudhakwa mudhara momborova waya sewaya purizi purizi Papa Para
Ndafara nekukuonai vaMakumbe ndaingonzwa muchitaurwa muma songs
Producer manyama Sir Forichi Music on your door step 2025 ❤❤❤❤
Pakaipa
Papa para . thanks makumbe
The real Papa Para 🔥🔥🔥🔥
Munozovabvunza baba Shero Ndoita senge nduvataurira…. Kkkkkk
Tinokutendai vaMakumbe rambai makadaro❤❤❤❤njerama boys huchi
Papa Para chibaba
Nyaya iripo pana Para ndeyekuti kuvanhu vaakavamba navo band haadi kutsanangura matangiro avakaita uye anongotsoropodza munhu akaita kuti azivikanwe kwete kuti andivazivi saka hurombo uchatongofa arinahwo ,eg Macheso na Nicolous vanotsanangura zvisina godo kune mumwe nemumwe matangiro avaksita nevanhu vavairidza navo zvino uyo ummmm
Good job mudhara
Mudhara Para
Kkkkkkk kwanzi nzeve imbiri so zvinoda masingle single
Kkkkkkk mahwani
Saka ma shows aanoita haasi kubhadhara here uyu ,hembe 1 iyoyi pese paunomuona
Hwahwa ndo problem
Dzikisai hwahwa
Zvaitwa neGrammer zvaiva nani nekuti Paradzai Mesi waishaya mari yekudhakwa achiita basa rake zvakanaka, murume anechipo uyo but beer is distroying him nemutoriro
Kuba zvimwe munoba muchisanganisa mudhara bvumai tinoaziva marathon aya kuti ndeyepasong yakati
Para unaitawo semunhu kwete kudhakwa pasingadi kudhakwa mhani ,,,,,,still to kudai
Mudhara uyu anogona asi anoda kubatsirwa. Kudhakwa achita interview.
ndoona sekuti mdhara uyu anerimwe zimhepo risingadichakanaka ririkumuvhiringidza mulife make
Kudhakwa kwaita seiko akatobudisa song wani
Tokuzivai
Why kuita interview nemunhu akamwa mhamva zvake
Baba para munogona asi dambudziko mweya wekuzvida baba, nhai baba ndiani wamunoda aterere music yenyu imi musingade kuterera yevamwe, mazwi mamwe itai muchidzora baba, vazhinji kwazvo tinokudai asi munotidzinga nemaitiro enyu
Very true
Makumbe anozowanza nyaya dzekumombe 😂😂😂
Unovenga kumombe asi nyama yemombe unodya
@lenso3757 watoshandisa pfungwa dzako here apa wangu or wakwereta cz eyy kana dziridzako I feel sorry for your body wangu
Usadaidze munhu aksdhskwa kuStudio
Very true. Kutoshatisa image yemunhu ka uko
Kudhakwa 😢 ndiyo problem mudhara para
We don’t know chinoita kuti Hama dzedu dzishande dzakadhakwa… commenting without knowing the background of the story pakaipa
kugona anogona bt mkuru anepride
This guy needs rehab serious 😮
Rehab yeiko yaunotaura iwe
Kwaivesei hako. Ndiweka wakabvako kuRehab
dhara iri ndinorida but ipapa akatorohwa nemupeta tarisai maziso emukuru uyuakafutsira chipo chake mudhara uyu
Eyy these interviews need to be improved zvive neka professionalism mbichana
This guy para is beyond redemption talent wasted apa ,going to studio drunk shame ,Makumbe be professional pliz
Zviri kutaurwa naPara hazvisi kunzwika mushe uye kakuzvida karipo hako.
Akadhakwa uyu
Too much Alcoholism, I don't know why some people do nt learn from their mistakes
Next time you mustnt interview drunk people
Para is super talented but problem kudhakwa n he doesn't take his work serious
Munhu haarambidzwe kumwa. ED anomwa asi anofambisa basa wani🤷♂️
@St-G2 chawaona ndepakanzi kudhakwa chte?
True
Handina akawanda kwauri@@St-G2
alcoholic
Can i have your number mr Makumbe there is something i want to ask u.

dhara iri ndinorida but ipapa akatorohwa nemupeta tarisai maziso emukuru uyu
akafutsira chipo chake mudhara uyu