Terry Gee Funeral

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 18 сен 2024

Комментарии • 125

  • @pamelamazise3048
    @pamelamazise3048 9 месяцев назад +18

    Dai Mwari mayiudzwa zvekuita apa tayiti imbomirayi zvakadaro tinongoti kudzwayi Jehova nkt maona zvakakodzera kt tiparadzane naTerry wedu wataida
    Tarwadziwa famba zvakanaka wakarwa kurwa kwakanaka go well my hero

  • @sophiachida3361
    @sophiachida3361 9 месяцев назад +16

    Ini ndosvotwa nevakadzi vanenge vakapfeka zvima trouser panhamo kureva here kuti avana maskirt or dress rimwe zvaro for the day only

    • @fortunatezovovo7480
      @fortunatezovovo7480 9 месяцев назад

      Nhai nhai veduwe vamwe vanhu hameno zvavangori so

    • @eunicedangare8568
      @eunicedangare8568 9 месяцев назад

      Taura hako

    • @MKC310
      @MKC310 9 месяцев назад +1

      Shuwa henyu even kuchurch unotoona munhu akapfeka katrouse

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 9 месяцев назад +2

      Majority mahu... e......

    • @MntakMaPrie
      @MntakMaPrie 8 месяцев назад

      Apa kuzonyepera kudonha

  • @Christina-j8g
    @Christina-j8g 9 месяцев назад +17

    Terry in a new configured body without disability. May his soul rest in peace

  • @priscambodza9658
    @priscambodza9658 9 месяцев назад +2

    The most painful time in our lives. May your Soul Rest In Peace

  • @milnermungara
    @milnermungara 9 месяцев назад +1

    We are going to miss you Terry Gee

  • @Legend-r5d
    @Legend-r5d Месяц назад

    😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 may your soul rest in peace terry geee

  • @lovenessmachiridza9039
    @lovenessmachiridza9039 9 месяцев назад +1

    😢😢just like that here . sleep well our Terry

  • @loemac86
    @loemac86 9 месяцев назад +1

    Famba hako zvinyoro nyoro Terry.you will always be remembered. Heart wrenching 💔

  • @PortiaChinho
    @PortiaChinho 9 месяцев назад +3

    As we thank God for the life that you added to Zvirimudzimba, we say Go Well our dear Terry aka (Nhamo). You were a blessing. You were the darling of the cast. Always smiling and never showing boredom or tiredness for retakes. Rest in Eternal Peace Teŕry. Zvirimudzimba will never be the same without you.

  • @PreviousKwedero
    @PreviousKwedero 8 месяцев назад

    R.l.P Terry Gee ,till we meet again 😭😭

  • @susansuwari2311
    @susansuwari2311 9 месяцев назад +1

    Fly high TERRY 🕊️

  • @EthelDube-ce8oj
    @EthelDube-ce8oj 8 месяцев назад

    ❤Terry gee rest well my dea

  • @aqulinemuchemwa3089
    @aqulinemuchemwa3089 9 месяцев назад +1

    I didn't think of this so early l can't believe this 💔💔 you sing a song uchitenda kut ndakaremara but zvakadaro mwari ndine something dai vakunzwawo sure anyway mwari vaita kuda kwavo rest internal peace Terry

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h 8 месяцев назад

    May you soul rest in peace Terry

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 9 месяцев назад

    Oh may his soul rest in peace Ameen and Ameen

  • @conciliamhere.160
    @conciliamhere.160 9 месяцев назад +1

    Rest in peace Terry .

  • @lorainemurombololobae
    @lorainemurombololobae 9 месяцев назад +1

    RIP Terry may your soul rest in peace 🙏

  • @MaiAna
    @MaiAna 9 месяцев назад

    Go well Terry bye bye 💖👋 we love you

  • @KillerNiceBKingVaiceJrB
    @KillerNiceBKingVaiceJrB Месяц назад

    Rest in peace Terry Gee zorora murugare wakarwa kurwa kwakana l remember you all the time mumoyo zvino rwadza asi ndino dzora ndanga riro ndichiti ndiyo yedu tese nzira ticha tevera gare gare😭😭😭😭

  • @FortunateMuzhira
    @FortunateMuzhira 8 месяцев назад

    R.I.P TERRY

  • @melodykapfunde2065
    @melodykapfunde2065 9 месяцев назад +1

    Zvakaoma hazvo. Life is too short. Rest in peace Terry

  • @christinechihota2608
    @christinechihota2608 8 месяцев назад

    Shame. Rest in peace Terry

  • @user-ps6jm5ju1j
    @user-ps6jm5ju1j 9 месяцев назад +1

    Ndinoti zorora murugare Terry Gee watisira ronda rinorwadza pamoyo yedu may your soul rest in peace🙏

  • @gracepatisi9970
    @gracepatisi9970 9 месяцев назад +1

    Mai avo vari kutika macelebs vakakwana here inga mari yakaunganidzwa wani yakatosvika 1035 vanhu tinofanirwa kutenda.#Rest in peace Terry

    • @MKC310
      @MKC310 9 месяцев назад

      Yakatoitta 1135

  • @tinashemoyo1081
    @tinashemoyo1081 8 месяцев назад

    Go well bro Terry

  • @ShyletMuchina
    @ShyletMuchina 9 месяцев назад +1

    Rest in peace Terry

  • @audreyruvimbo54
    @audreyruvimbo54 9 месяцев назад

    RlP Terry may your soul rest in peace 😭😭😭

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 9 месяцев назад +1

    Terry wabiridzira Chipo😢😢😢😢

  • @emmanuelmahove9989
    @emmanuelmahove9989 8 месяцев назад

    RIP Terry

  • @MasclineNyathi
    @MasclineNyathi 9 месяцев назад

    Lala ngokuthul terry kubuhlungu akuyamuyeleki be nginga believe bt akuna nto esingayenza unkulunkulu nguye owaziyo sizazobonana ngelizayo bye 😭😭😭😭😭

  • @user-qg3fs2rd8g
    @user-qg3fs2rd8g 8 месяцев назад

    Rest in peace Terry Gee

  • @TalentHambirepi-xn2wq
    @TalentHambirepi-xn2wq 9 месяцев назад +1

    Iyi ndiyo nguva inorwadza kudarika pamunenge muchiri kumba ne body

  • @NomsaZinhle
    @NomsaZinhle 9 месяцев назад

    Rip terry

  • @Maphosa718
    @Maphosa718 9 месяцев назад

    Bt Terry why😢,fly high mr man

  • @MKC310
    @MKC310 9 месяцев назад +2

    People are not listening .biz kutora mavideos

  • @EmmaMatengambiri
    @EmmaMatengambiri 9 месяцев назад

    😢 rest in peace terry

  • @florencemhloro4366
    @florencemhloro4366 9 месяцев назад

    Zorora murugare Terry wandirwadzisa moyo wangu tichasangana parumuko terry😭😭😭😭

  • @debramuringani4440
    @debramuringani4440 9 месяцев назад

    😭😭😭😭 Rest in peace Terry

  • @JoshuaBlessing-cr1jm
    @JoshuaBlessing-cr1jm 9 месяцев назад

    rest in peace man
    😭

  • @user-zh1nh3cw4r
    @user-zh1nh3cw4r 9 месяцев назад

    😭😭😭rest in peace Terry

  • @user-nd8pu5bt4b
    @user-nd8pu5bt4b 9 месяцев назад +1

    Go well my hero...my best...fly high with angels terry..may the almighty God comforts us yo fans...yo family and chipo

  • @TalentGukwa
    @TalentGukwa 9 месяцев назад

    😭😭😭rest easy Terry 😭😭

  • @user-el3wh3xd3f
    @user-el3wh3xd3f 9 месяцев назад +1

    Fly high with the angels Terry🕊🕊🕊

  • @Sandra-hx3wn
    @Sandra-hx3wn 9 месяцев назад

    R.l.p terry go well😢

  • @prettysimba7781
    @prettysimba7781 9 месяцев назад

    Fly High Terry

  • @KudzaiMugiyo-q6f
    @KudzaiMugiyo-q6f 9 месяцев назад

    R.I.P Terry😭

  • @beautychitoro2207
    @beautychitoro2207 9 месяцев назад

    💔💔rip Terry

  • @TabethMpofu-w5q
    @TabethMpofu-w5q 9 месяцев назад

    R.I.P Terry 😢

  • @alicemuridzo7647
    @alicemuridzo7647 9 месяцев назад

    R.I P .Terry

  • @helenmwale1987
    @helenmwale1987 9 месяцев назад

    Zorora murugare Terry we are going to miss you

  • @SimbarasheShumba-nd2ew
    @SimbarasheShumba-nd2ew 9 месяцев назад

    Rip in peace Terry

  • @NoctulaNoctulazhoya
    @NoctulaNoctulazhoya 9 месяцев назад

    Rest in peace mukoma Terry 😢

  • @hmanda5716
    @hmanda5716 9 месяцев назад

    😢 fly high Terry wakatisiira ronda 😢

  • @wallaceshaunozias78
    @wallaceshaunozias78 9 месяцев назад

    R. I. P king

  • @IvyChigumbu
    @IvyChigumbu 9 месяцев назад

    RIP terry go well 😢

  • @TinaShumbaling
    @TinaShumbaling 9 месяцев назад

    R. I. P 😢😢

  • @user-nd8pu5bt4b
    @user-nd8pu5bt4b 9 месяцев назад

    Rip terry
    Will always love and remember you

  • @tatendachakara896
    @tatendachakara896 9 месяцев назад

    Go well terry

  • @user-zh6sq9th6c
    @user-zh6sq9th6c 9 месяцев назад +3

    Vabereki vake vapenyu kana vakadzi vanotamba zvinonyadzisa panhamo ndakavavenga

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 9 месяцев назад

      Mahure ayo hakuna munhu ari right right mumusoro anga daro really

  • @EphraimDongo84
    @EphraimDongo84 9 месяцев назад

    Go well Terry Gee

  • @AuxcilliaMambevaMaikupa
    @AuxcilliaMambevaMaikupa 9 месяцев назад

    Go well 😢😢😢😢

  • @christianmurape5127
    @christianmurape5127 9 месяцев назад

    Welcome Minister

  • @kikypmpofu884
    @kikypmpofu884 9 месяцев назад

    Rest in power Tichaona

  • @vimbaisithole3072
    @vimbaisithole3072 9 месяцев назад

    Go well Terry

  • @AnnaBoane
    @AnnaBoane 9 месяцев назад

    Rest easy Terry

  • @RichardKuwana-xo4dx
    @RichardKuwana-xo4dx 9 месяцев назад

    Zorora murugare ndinoti kuhama dzarasikirwa nemudikani Terry nyaradzwai nguva ndoinosiyana asi kuenda ndekumwe chete tichatevera tose

  • @ndakazivamuzvidziwa26
    @ndakazivamuzvidziwa26 6 месяцев назад

    A decent send off

  • @lydiazi3893
    @lydiazi3893 9 месяцев назад

    Rest in peace Terry vaenda vese maita zvakanks kuchema umwe wedu🙏🙏🙏😭

  • @SelinaMatambo-uh8mp
    @SelinaMatambo-uh8mp 9 месяцев назад

    Rest in peace Terry, pako wapedza totenda nebasa rawakabata

  • @joycemakara5434
    @joycemakara5434 9 месяцев назад

    Rest in peace Terry 😢

  • @MemoryNyachowe-yk6bc
    @MemoryNyachowe-yk6bc 9 месяцев назад

    Apa mwari madibaya panorwadza panaterry ndo zorora murugare ticharamba tichokurangarira

  • @oliviamatongo3978
    @oliviamatongo3978 9 месяцев назад

    RIP Terry gee wabirira game ndarwadziwa

  • @AngelineHuni
    @AngelineHuni 9 месяцев назад

    Wabirira Terry watinzvenga takariwara R.I.P I will always remember u.

  • @NyarieChihera
    @NyarieChihera 9 месяцев назад

    Rest easy

  • @margretbanda7595
    @margretbanda7595 9 месяцев назад

    Ndarwadziwa Terry RIP

  • @hluxmlalahluxmlala3320
    @hluxmlalahluxmlala3320 9 месяцев назад

    Rest in peace

  • @PrimroseKhumalo-o3l
    @PrimroseKhumalo-o3l 9 месяцев назад

    Go well terry watisiya pamarwadzo

  • @NyashaTengwani-ki7iw
    @NyashaTengwani-ki7iw 9 месяцев назад

    zorora murugare terry💔💔😭😭😭

  • @fungaikafesu1177
    @fungaikafesu1177 9 месяцев назад

    Famba zvakanaka mweya wakachena😢😢😢😢

  • @chengetaikaronga2158
    @chengetaikaronga2158 9 месяцев назад

    Marwadzo ese asara,panyika go well

  • @tabithanzarah8172
    @tabithanzarah8172 9 месяцев назад +1

    RIP

  • @juniormunyama4167
    @juniormunyama4167 9 месяцев назад

    Kana rr doro ngavarirege

  • @patrequeconstancio4874
    @patrequeconstancio4874 9 месяцев назад

    Paz a sua alma

  • @FrancaShambamuto-cg1vh
    @FrancaShambamuto-cg1vh 9 месяцев назад

    Slip well Terry warwadzisa hako mwari vaita kuda kwavo

  • @NyaraiChipato-gu5ex
    @NyaraiChipato-gu5ex 9 месяцев назад

    😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @ChiyedzaPrudenceHuni-wf9un
    @ChiyedzaPrudenceHuni-wf9un 9 месяцев назад

    Go well

  • @user-xn2cb5jk4f
    @user-xn2cb5jk4f 9 месяцев назад

    Pavaimbi ndaona calaz

  • @FortunateNhamo-uu3ud
    @FortunateNhamo-uu3ud 9 месяцев назад

    Fly high Terry 🕊🕊

  • @PaulineMusara
    @PaulineMusara 9 месяцев назад

    Ufambe zvakanaka Terry gee

  • @ElizabethMutarini
    @ElizabethMutarini 9 месяцев назад

    Terry warwadzisa ufunge zorora murugare

  • @NatashaSimango-p4i
    @NatashaSimango-p4i 9 месяцев назад

    Yoooo zvakaoma ko vabereki vake vapenyu here

    • @MKC310
      @MKC310 9 месяцев назад

      Hongu and his sister

    • @chiherachashe4332
      @chiherachashe4332 9 месяцев назад

      Ndaiti pamwe haana coz ungati chipo ndiye ari kungobatwa maoko uye nekubuda achitaura nezvaTerry woshaiwa kuti ko vabereki varipi

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 9 месяцев назад

    MaZimbabweans tinofanira kuve negood behavior parufu, varume ngavadzise hat, vakadzi mapfekero pfekaiwo madresses nemaskirts uye matambiro uuuuum kunyadzisa kwacho

  • @BeaularMoyo
    @BeaularMoyo 9 месяцев назад

    Nguva yekupedzisira

  • @SichengisiweXhaden
    @SichengisiweXhaden 9 месяцев назад

    Iye akanzi mira ipapo nguva yakwana yainge nguva yakwana ..zororai murugare T.Gee marwadzo

  • @AngellaMakasi
    @AngellaMakasi 9 месяцев назад

    Zorora murugare Terry

    • @veesonike
      @veesonike 9 месяцев назад

      Zvirkwazvo zvatirwadzawo akarwara here wadikan???😭😭😭

  • @juniormunyama4167
    @juniormunyama4167 9 месяцев назад

    Amai vari kutaurusa avo vakafumuka

  • @MashambalaMashavidze-v3s
    @MashambalaMashavidze-v3s 9 месяцев назад

    Famba bho makuruwani

  • @user-sh8jd9mp6o
    @user-sh8jd9mp6o 9 месяцев назад

    Wakadii kubhadhara iwewe 250 us yacho

  • @clemencejames9459
    @clemencejames9459 9 месяцев назад

    Zorora murugare

  • @PatienceChinyamuchiko
    @PatienceChinyamuchiko 9 месяцев назад

    Terry watisiira ronda