Sweetening the voice 🙌

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 236

  • @SusanMushoperi
    @SusanMushoperi 4 месяца назад +11

    Can't wait for the song ❤frets unogona wena dai ndine zvikwanisiro ndakubatsira ufunge ❤❤ kip it up

  • @lenos_timz
    @lenos_timz 4 месяца назад

    I am trusting this process, Frets doesn't disappoint ❤

  • @faithsamakumbi
    @faithsamakumbi 4 месяца назад +14

    ndimi muchatadza here nemaHips ese ayaa😂😂😂😂wawatosvika kumahips Frets kaaa🙌🏻🤣

  • @taft91
    @taft91 4 месяца назад

    haaaaa another great song! keep it up

  • @TirivanhuChitsa
    @TirivanhuChitsa 4 месяца назад +9

    Trust the process❤

  • @cavydee3571
    @cavydee3571 4 месяца назад +4

    Its all about sweetening the voice

  • @McRobinNashelMadziwa
    @McRobinNashelMadziwa 4 месяца назад +4

    Nyon'u sowani yacho ikuya riini tamiririra that BV girl she underrated ♥ 🎉🎉🎉🎉🎉

  • @josiahnyanda5326
    @josiahnyanda5326 4 месяца назад +7

    Apa pavekutobikwa rimwe song apa. Ndatomirira hangu❤

  • @LloydTambo
    @LloydTambo 4 месяца назад +1

    Kkkkkkkkm mujaya uyu isusu tave boe🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @mamarue2542
    @mamarue2542 4 месяца назад +3

    Yeeee studio time is the best😂

  • @PromiseMashereni
    @PromiseMashereni 3 месяца назад

    It's ndozongotsvaka kwekunodya naye sadza for me 🔥🔥

  • @2BG570
    @2BG570 4 месяца назад

    Ichoooooooooo mabvrii🎉🎉🎉🎉🎉ko song yawakaimba na Gamu wedu iripi yainakidza

  • @Joevegas2090
    @Joevegas2090 4 месяца назад +4

    Mkoma Frets boe here 😅😅😂😂😂

  • @benmushoni1318
    @benmushoni1318 4 месяца назад +3

    You are mad Frets... Ndapedza newe

  • @carrentamukudzagaredondo6981
    @carrentamukudzagaredondo6981 4 месяца назад

    you will never dissapoint

  • @mailamagwere6995
    @mailamagwere6995 4 месяца назад +13

    Kkkkkkkk Frets hauna hanya nembabvu dzedu

  • @mosessmart5333
    @mosessmart5333 4 месяца назад +1

    😀😀😀😀 homeboy Shamblo ka, uyu anonzi Frets uyu indayi naye kuZaka kkkkkkk

    • @Thembanincube94
      @Thembanincube94 4 месяца назад

      Haaa anotobhaiza hake mkomana uyu full time

  • @McRobinNashelMadziwa
    @McRobinNashelMadziwa 4 месяца назад +2

    Fambaaa donzvooo afro pop to the worldd

  • @mejurymasikuni173
    @mejurymasikuni173 4 месяца назад

    Trust the process ❤❤❤

  • @McRobinNashelMadziwa
    @McRobinNashelMadziwa 4 месяца назад +3

    Baba ningiii vakunzii David😂😂😂😂

  • @shamblomusic
    @shamblomusic 4 месяца назад

    🔥🔥🔥🔥🔥

  • @thembanyamadzawo3942
    @thembanyamadzawo3942 4 месяца назад +1

    It's a hit mdharaaaaaa

  • @LondonNcube
    @LondonNcube 4 месяца назад +3

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣haaaaa mbabvu dzangu mhai

  • @florencejeranyamachiwasa
    @florencejeranyamachiwasa 4 месяца назад +2

    Nyong sowani😂😂😂😂😂😂😂

  • @Steezmania90
    @Steezmania90 4 месяца назад +2

    Kkkk hanzi ndimi muchatadza here nema hips ayo 😂😂😂😂

  • @ChifambaMoses-fe5pu
    @ChifambaMoses-fe5pu 4 месяца назад

    I love you brother

  • @kudzaiishemapfaka6329
    @kudzaiishemapfaka6329 4 месяца назад

    Haaaa Frets why😂😂😂 nyong sowani...apa munhu kadzi wamuda so much😂

  • @DeanTakure
    @DeanTakure 4 месяца назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂frets ka kwana kkkkkk APA urikuda bby kkk

  • @miguelbones1152
    @miguelbones1152 4 месяца назад

    Haa ndimi muchatadza here nema hips ese ayo😂😂🔥🔥

  • @PeggyMudzimu
    @PeggyMudzimu 4 месяца назад +5

    Tauya nehuchi so that we sweeten the voice zvekuti vanhu vanyatsozvinzwire vega kuti this voice is awesome.

  • @lionkingusa
    @lionkingusa 4 месяца назад +3

    Nyong sowani 😂😂😂😂

  • @JAY796.
    @JAY796. 4 месяца назад

    Kkkk😂😂 nyong sowan 😂😂

  • @josephmanyewe1679
    @josephmanyewe1679 4 месяца назад

    Chiiiii baaaaaaa baaaaaa Sherf Shamblo na Chiiiiiiiiibaaaaabaaaaaa Frets ❤❤❤❤❤❤❤

  • @CourageMangondo
    @CourageMangondo 4 месяца назад +11

    😂 Chiba ichiiii

  • @MichaelTashingaKuzhangaira
    @MichaelTashingaKuzhangaira 4 месяца назад

    Kkkkk ayaaas hayaaaa hanzi apa uripo 🤣🤣♥️

  • @honestmadzore6187
    @honestmadzore6187 4 месяца назад

    washaya spoon here Fretz.... haaa iwewe utori basa chairo

  • @GraceMaduyu
    @GraceMaduyu 4 месяца назад +2

    Ma hips anoimba here nhaywe frets😂😂😂

  • @TashaBanda-i8m
    @TashaBanda-i8m 4 месяца назад +7

    Frets nyaya dzuburitsa mavideo dese days wakutinonokera ....mavideo ngawande

  • @MalvinTembedza
    @MalvinTembedza 4 месяца назад

    Nyong Sowani.... siya mbanje iwe

  • @MacdonaldNhari
    @MacdonaldNhari 4 месяца назад +3

    Hit song ichatapira

  • @takudzwadzinduwa8088
    @takudzwadzinduwa8088 4 месяца назад

    😂😂😂😂😂 ndimi muchatadza here nema hips ese aya

  • @p.m6100
    @p.m6100 2 месяца назад

    im still waiting for the song bro .wen is it cooming

  • @HarmonyNdirowei-x2e
    @HarmonyNdirowei-x2e 4 месяца назад

    😂😂😂frets ayisurrender 😂💔💔🙌🙌🙌haaa motiurauya mbabvu musatidaro

  • @anesumharapara7535
    @anesumharapara7535 4 месяца назад +3

    Anogona kuimba mhani musikana wema hips uyo❤

  • @mr.eversmiling
    @mr.eversmiling 4 месяца назад +1

    😂😂😂😂aiwaaaaa uyu

  • @marshalhamutyi5377
    @marshalhamutyi5377 4 месяца назад

    Cant wait for frets and shamblo best young artists

  • @SusanMushoperi
    @SusanMushoperi 4 месяца назад

    😂😂😂😂hanzi ndapfira dandy😂

  • @alfredmunyamagumise156
    @alfredmunyamagumise156 4 месяца назад

    I see you Leah!

  • @keithmawodzwa
    @keithmawodzwa 4 месяца назад +5

    Koo mahips ndoanoimba here nhai Frets

  • @allenmawarire6839
    @allenmawarire6839 4 месяца назад +2

    Nyong sowani 😂😂😂

  • @munashesamuriwo5134
    @munashesamuriwo5134 4 месяца назад +6

    Ko ma hips anoimba hre😂😂😂

  • @ronnixxtinonaka
    @ronnixxtinonaka 4 месяца назад

    Frets aaa tiriga maAwusazi angu😂😂😂😂😂😂

  • @annam5399
    @annam5399 4 месяца назад +1

    😂😂ahh Frets ka 🙌🏿

  • @NancyMufuka
    @NancyMufuka 4 месяца назад +4

    Pirate dandy ranetsa shem kkkkkkkk zvipa dandy frets😂😂😂😂😂

  • @MindMachingura-df6oo
    @MindMachingura-df6oo 4 месяца назад +4

    Hanzi uchidya dandy wozongoripfira time time 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @VurayaiMaposa
    @VurayaiMaposa 4 месяца назад +1

    Frets to the world

  • @shepherdmumbure2410
    @shepherdmumbure2410 4 месяца назад

    Nemahips ese awo 😂😂😂😂😂😂

  • @sheunesuhuruva4212
    @sheunesuhuruva4212 4 месяца назад

    😂😂😂😂😂😂😂 Nyong sowani

  • @zzcinafricaTV
    @zzcinafricaTV 3 месяца назад

    Haaa uyu anotopenga mukamusiya akadaro.. 3us sure here nhai frets

  • @matthewmashol2122
    @matthewmashol2122 4 месяца назад +6

    nema hips ese aya🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @rudorwashemashingaidze3642
    @rudorwashemashingaidze3642 4 месяца назад

    Hahahahahah frets ukuwirirana wega apa chiii ichocho 😂😂😂😂

  • @lodzagumbo4644
    @lodzagumbo4644 4 месяца назад +2

    Ndimi muchatadza here nema hips ese ayo😂

  • @djbongz365
    @djbongz365 4 месяца назад

    😂😂😂😂 asi tinenge takutadzirei nha Frets

  • @PeggyMudzimu
    @PeggyMudzimu 4 месяца назад +9

    Ko mhere yawakuridza mu studio ndeyei futi Frets ndozvinoita huchi hwacho here 😂😂😂😂

  • @NancyMufuka
    @NancyMufuka 4 месяца назад +3

    Ziso bho ere Frets 😂😂😂😂

  • @djmaxmillitarysideempire6266
    @djmaxmillitarysideempire6266 4 месяца назад

    Uyu munhukadzika uyu ari umo😂😂😂😂😂😂

  • @everjtzig
    @everjtzig 4 месяца назад

    nyon' sowani finish mkuru🤣🤣🤣🤣

  • @Just_asha_
    @Just_asha_ 4 месяца назад

    Nyong suwani hwere🙌🏾😂😂

  • @PolieGunya
    @PolieGunya 4 месяца назад +3

    Yeee ndatanga kusvikawo nhasi

  • @andrewmaoneni4675
    @andrewmaoneni4675 4 месяца назад

    Yaaaaaaaaaa muuchi umo mange muine mbanje,😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @VincentPrisha
    @VincentPrisha 4 месяца назад

    Ndimi muchatadza nemahips ese awo 😂😂😂

  • @abrahammarume3094
    @abrahammarume3094 4 месяца назад +1

    Kkkkkkkkkkkkkkkk frets ndokumbirawo kumbokuona

  • @p.m6100
    @p.m6100 4 месяца назад +6

    frets ndokumbirawo ruregerero veduwe ndofa nekuseka hng

  • @TMoyo
    @TMoyo 4 месяца назад

    Pane anzwawo hre kuti "Hoo anaga atopedza kwasara kuti inini ndiise HIT"

  • @tsvigason
    @tsvigason 4 месяца назад +2

    😂😂😂 apa uripoo

  • @briankudaro
    @briankudaro 4 месяца назад

    Kkkkk frets Amana kaaa 😂😂😂😂😂😂

  • @LeecenterSunhwa-p5q
    @LeecenterSunhwa-p5q 4 месяца назад +2

    Kkkkkkkk Frets usafarise imba mushe uko kkkkkkkkkkkkk

  • @NgonieGotore-ls2zv
    @NgonieGotore-ls2zv 4 месяца назад

    *SAKA MAHIPS NDOANOIMBA HERE NHAI KKKKK* 😂😂😂😂

  • @DouglasDube-o5v
    @DouglasDube-o5v 4 месяца назад

    Kooo maaa hips emwana aitasei kkkk

  • @veemajay
    @veemajay 4 месяца назад

    Raramba kuswitinika 😂😂😂😂

  • @justinbviyano1670
    @justinbviyano1670 4 месяца назад

    Soulful lee ma1

  • @henrychereni5036
    @henrychereni5036 4 месяца назад

    🤣🤣🤣 heey Frets

  • @munashesamuriwo5134
    @munashesamuriwo5134 4 месяца назад +3

    Inonzii song iyo

  • @MindMachingura-df6oo
    @MindMachingura-df6oo 4 месяца назад +3

    Zvrcy cy pano 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ha iwe fretz usadaro 😂😂😂😂

  • @soundniceentertainment
    @soundniceentertainment 4 месяца назад +6

    song iyo ma1 ayo

  • @MunasheJimu-o3y
    @MunasheJimu-o3y 4 месяца назад

    Apa uripo kkkkkkkk😅😅😅😅😅😅😅😅 trust the process 😂😂😂😂😂

  • @MacdonaldNhari
    @MacdonaldNhari 4 месяца назад +3

    Haaaa tamutadza isu mudonzvo

  • @takundamushunje-kb9qy
    @takundamushunje-kb9qy 4 месяца назад +3

    Ko mahips akuimba

  • @Suewally
    @Suewally 4 месяца назад

    ❤❤❤❤

  • @AndrewAgustine-y5p
    @AndrewAgustine-y5p 4 месяца назад +3

    😂😂😂😂😂😂takwana manje frets plz

  • @TinasheMahwaya
    @TinasheMahwaya 4 месяца назад

    Innn ndanakirwa ndisati ndadya nenzeve

  • @2wenty9skillz
    @2wenty9skillz 4 месяца назад

    Ndimi muchatadza nemahips enyu ayo🤣🤣🤣

  • @princemupfurutsa1156
    @princemupfurutsa1156 4 месяца назад

    Trust the process

  • @PeggyMudzimu
    @PeggyMudzimu 4 месяца назад +7

    Frets huchi hwaramba ku sweetener voice coz urikuimba dondo chairo 😂😂😂😂

  • @JohnChikura
    @JohnChikura 4 месяца назад

    Haaaaa ndatoziva kuti kupinda kwake Frets hapana chichabuda 😂😂

  • @brighterchikazingeni6352
    @brighterchikazingeni6352 4 месяца назад +3

    Haaa yaaaa

  • @LevandarGosho
    @LevandarGosho 4 месяца назад

    My ribs puriziwee 😂😂😂

  • @MunyaradziZvarevashe-ib2ew
    @MunyaradziZvarevashe-ib2ew 4 месяца назад +2

    Frets hatina zera naye

  • @KissmoreChifake
    @KissmoreChifake 4 месяца назад

    Kkkk uyu mukomana ma 1

  • @ClaytonTotamirepi-e6i
    @ClaytonTotamirepi-e6i 4 месяца назад

    Haa dj makagadzira beat nyama