mr vp chingabatsira vana vezimbabwe vadzoke kumusha sezvamaita mogadzirawo zvipatara mugobatsirwa muzimbambwe nekuti tarwadziwa nenhamo thank you vp we like you
So Mr Mnagagwa what about us who don't have money to go to other countries for medical... Nyika maitadza ini... I haven't seen Queen Elizabeth going to America to get medical assistance
What about the people of Zimbabwe . Nhai president. Vacho vamuri kutonga vanofira mumahispitals.. doctors are striking. Muchipuruzirana zvamuri kuita izvi.
ko nzara iri myika ndiyo yamunga dai matipa solution kwete zvachiwenga. isu tiri tukorwarirwawo. are you going to shhot a video for every sick corrupt cabal.
Welcome Commander, you know the boys in barracks are the pillar. More 45 degrees firing if they shupa. Apa vakamborakashwa neboyz vachiri kutovana. kkkkkkkkk
U not ashamed of yrself sending people to SA to be treated by ur zimbabwean doctors in a foreign countries . Nyarai madhara imi
"Thank the people of zimbabwe who prayed for me"- boy nobody was praying for you. Dont flatter yourself like that ever again!
I agree...
100%
🤣🤣🤣🤣
Nhai audzva nani kuti we prayed for him cos we did not.
So now that our relations with China have strengthened can we all go there for treatment?
mr vp chingabatsira vana vezimbabwe vadzoke kumusha sezvamaita mogadzirawo zvipatara mugobatsirwa muzimbambwe nekuti tarwadziwa nenhamo thank you vp we like you
ED now as u can see he is the one looking Sick
"I decided",this man is very arrogant. Mnangagwa.
I did this,i did that!!! 😂
I agree with you he is just too much.. his voice irritates me too..
Kunge Mliswa
Ko isu tisina ana shishipi wekutenda 🤷♂️🤷♂️🤷♂️,. U guys shud also go ku parirenyatwa kwamunodzinga ma doctor nekuendesa magetsi uko”
Kana chivet chaimprover. MaChaina akapenga
Kkkkkkkwaaaaaaaa
Chamu Matumbura kwaaaaaaaaaa
Coz he’s a clone
Kutonga kwenyu kwaradza vanhu, tsvagai nyasha dzamwari zvinhu zviendeke.
Tarwadziwa nenhamo vamwe muchikwira majet
Hiz english has improved and i know the reason english is the only language he was using wen he was in china
🤭🤭🤭🤭
😂😂
Ichokwadi lol
Where is you health services of you nation
why dont we have such medical facilities here in Zimbabwe despite the sanctions issue
Saka harinyari dusvura iri richirumbidza China over great hospitals yet Zim hospitals have deteriorated to -0°
Ko isu tikarwara tinobvumirwawo here kuenda kuChina nhai Mr president munongozivawo kuti muzvipatara hamuna ma doctors kungobvunzawo
kkk k kana unayo mari unoenda
@@fungaimakumbe6046 mabond ndinawo kana vachiada
We prayed but it was not quick recovery
Chinese are benefiting more from Zimbabweans...
These are plain fools!! Work on your country...praising other countries for their medical systems....FIX THE COUNTRY
The operation also fixed the rrr in his spoken english.
true .....saka aizviitisa mdara uyu. anoda mboma
@@munashegusha6205 handiti 😂😂😂😂
So Mr Mnagagwa what about us who don't have money to go to other countries for medical... Nyika maitadza ini... I haven't seen Queen Elizabeth going to America to get medical assistance
Tinotenda Mr President nekubatsira kwamaita vaChiwenga mangwana mushanyire varwere kuParirenyatwa muvaendese kuChina vanowanawo rubatsiro .Mr president idai mhuri yeZimbabwe kwete kusarudza mari yenyika ngaibatsire ruzhinji rwese hapana akakosha kudarika umwe takasikwa nemufananidzo waMwari maonero angu
And the best possible medical care for Zimbos is firing striking doctors over salaries which were pegged at 1:1 before the economy died!
Chiwenga must be a president not munangagwa
Ko zvamomboti chamisa vanhu hamuzivevo chamoda chaiko
Kkkk
Maddhara imi nyarai mhani zvipatara zvezimbabwe zviripi muchiinda kune dzimwe nyika Machende enyu nxaa nyarai mhani...Saka tongoti mune matinji nekuti murivakadzi vatadza kugadzira nyika. Varume vane machende nyika ingadai yasimuka mhani
Good
May God bless you general chiwenga.
I hope you are fully cured.
Soko serious kuita kunge pane chine musoro chavari kuita 🤣
hahaha shungu dziripo tsvee kuzorora havo .kumba vachi recover
ko bangle yemabeeds waiona here kkkkk .scarf vs beeds
Genarari imiss to wife iloveher she young
Scarf ane garudzo chaiko mmmmm
Imagine kungobata bata mapepa mberi kwavo mari yotopinda
Who will send the public outside the country for treatment?
You work as a team to keep the ordinary people of Zimbabwe suffering????
Why such a huge cabinet especially when the country is broke 🤷🏾♂️
Is it him ....?.or is someone wearing a mask to look like him.
kkkkk that's a good question
Aaah iweeee kutaura haunzwe kuti ndiye
Chinese can do it 😂😂😂😂cos those rrr are missing from his speech
Yellow bone
Maybe he was taking steroids for his skin condition
I'm sure
plz chiwenga shamwari usatye kubvisa mnangangwa paChigaro imboko haana chaanoziva
Are you not ashamed but sending the vice president abroad meaning Zimbabwean medication do not suit the government officials .....
vanhu vane mari dzavo ava isu tichitsva nenhamo
mnangagwa knows the word "avail"
It's very unfair kuendesa Rofu and Rita ega kunorapwa. Ko Kembo Mohadi akasarirei?
He now has a protector (dumwa)on his hand.He looks so pink.Is he the same person?
Ori Moeke 🤣🤣🤣🤣
Pink fo salads😆
do you have a heart vp. ?hanzi from the bottom of my heart.
Ibva apa
Our lovely vp😅😂where is your scarf. Was it replaced with the bracelet 😂😂😂😂
Was it the case b4 China that he doesn't put scaff???
He nolonger put scf he is now blving in God
ave nebangle rema beeds muruoko
He looks different even the voice changed
Shuwa ndozvandaonawo
Thank god and we wish u long life. Look u went to chine for treatment which good but us ur kids or voters we are suffering
Thinks twice baba
You should build hospital in Zimbabwe and stop running to another countries
So he could access the Best possible medical attention in China
Isu vedu maParents vachifa everyday muzvipatara musina mishonga
God is watching
He came back smarter
welcome back genarari......ma price aikwira musipo,,,,pick and pay number 1 culprit....action faster faster
I can't pray for u chiwenga never never
did we pray for you dude nah u got it all wrong
Munangangwa pameso pameso pake pane kakutya mhondi inogara ichivhunduka
How many are you?🤣🤣🤣
The skin is very light
Uyu haaite Mnangagwa President vangu ndodzoka ku Zimbabwe kana abva pachigaro
Inwa mvura iyo udzokere China pasina mazuva
Yaa kunonzi kupora chaiko. Vision 2030 woyeeeeee. Chinoratidza kuti VP vachipo is that no Prophets vakaratidzwa kumweya. Musati mabva pa RUclips mupfuure muchidongorera kweduwo
Did Jenarari say colleagues or Corigs 🙄🙄🙄🙄🙄imi hatina kupiwa chikwambo here neChina imi ?
The best medical care is in China
Ko kana isu takarwara toyenda kupi?
I would like to thank the team who Contunewed to support me
What about the people of Zimbabwe . Nhai president. Vacho vamuri kutonga vanofira mumahispitals.. doctors are striking. Muchipuruzirana zvamuri kuita izvi.
Why you not go to Singapore?
dayi matsvaga zvimwe zvekuyita panekuroya vanhu masikati machena nyarayiwo please vanhu hachakudayika chidyayi yamakaba iyoyo zvakwana nzwirayi vana tsitsi🤔
OMG..nhai is this a cabinet or kinder garden ko kurova table ndokudii veduwe instead yekuwombera maoko..kana murungu uyo ashamisika..
Mugere zvenyu nematatu sebhodho vamwe tichifa takamira sechibhorani.vana vofira pakati pamakumbo sengoma vachi abuswa nezvidhara bt one day umwe achafira mumaoko evanhu se wachi ohh ndapika na Serina anogara Chipinge ooh✋
2030 🙄🙄
Zvairi kuramba kudownloder Asi yabviswa????
Im here jus to read comments
Your excerency you look very well sir
at least you can here what zbc is reporting and the pictures are clear thank you for the improvement
Ummm serious ina Chiwenga inenge yekuti ukunyepa ED
Who prayed for this guy oh my word...he must just go and his zanu carbals pple are dying
In hospitals
Mnangagwa dai azorora hake nyika atoitadza. Zvino ivo vanondorapwa kunze kwenyika. Ko vana veZimbabwe vanondorapwa kupi
the reporter's shirt looks so expensive. but he is so skinny as if he doesnt eat.
mduduzi ndlovu kkkkk he looks healthy than being fat and shapeless
This guy is not the real Chiwenga, this one is fake
hoooo wat about the Nation au goin to send every1 to China
He acted as a brother in gangsterism mxm
ko nzara iri myika ndiyo yamunga dai matipa solution kwete zvachiwenga. isu tiri tukorwarirwawo. are you going to shhot a video for every sick corrupt cabal.
mike that in zim,
Bt vamwe vakungofa,makadzinga ma doctors, life is not fe
charrenges here
Nesuwo todawo kuendeswa kwaminoenda kana mofa kutiwo tigodzokawo tavavanhu.
😂😂😂😂 you still keep on saying this thing of 2030.... manje tinenge tichiripo tese
Hey
Can they take varwere vese kuchina will also happy
Dako rako
munonyadzisa mxm
Ahh dai Mugabe akatoendawo ikoko dai achipo till 2030😹😹😹😹😹😹😹😹😹😹😹😹😹 China yevanhu vemu Zim kwaaaaaabu
Nxaaaa
ini handina chekutaura
Fools in suits
Welcome Commander, you know the boys in barracks are the pillar. More 45 degrees firing if they shupa. Apa vakamborakashwa neboyz vachiri kutovana. kkkkkkkkk
Madanda zvawo
Tongai zvenyu asi muzive kuti muchatongwawo,,
Aaa guys mudhara akutotaura chinese kaa uyu
Charenji yei rets move
Dai arega kutaura bkz ivo vanonorapwa ikko ko povho yoendepi
Maoko achakazvimba nanhasi
Ndozvazvinoita kana vakufa unombosimba zve iwe
uchimuSenda kuS.A kwodii uchitadzakuGadzirisa zviPatara zvako muRapirwe imomo uriMboko kushamisira nezvisingashamisire Nxaaa
Nonsense
Haaaaa taneta nenonsense isu.....busy praising S.A buh isu tichikwangwai kudai apa busy kudzisa Doro chikafu usingadzise
Banhu bavhunduka ka
Vano vhunduka
Work togethr na mdc ndialogue yuwont do any progress pasina dialogue hapana chawataura apo genarari
Kkkkkk all the charengiz
Haiwaa hapana zviripoo