VLOGMAS: EP 4 🎄🎉spend the day with us

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 13 дек 2024

Комментарии • 369

  • @zaamimi7495
    @zaamimi7495 6 дней назад +421

    i dont understand vanhu when they comment kuti wedzerai property and all. First and foremost, they were in a smaller place and now in a larger place. saka obvious property yekumba diki becomes nothing in a big house. and again, musaita like u have never been a new couple starting a family neka baby pa side. ndizvo zvinotoitika izvi. me and hubby most property now came tatove na baby. its not easy to furnish a house when u are a new couple & also new parents. murikugona henyu u guys. musaiswe pressure and dont mind ma key board warriors who will be commenting rubbish about furniture, iye arimuka one room kasina kana single bed or ka one plate gas stove.

    • @Tiarra-og8nt
      @Tiarra-og8nt 6 дней назад +14

      You can say that again henyu😊, people are dramatic

    • @soniahtafira165
      @soniahtafira165 6 дней назад +3

      Chokwadi chizere

    • @Chiheramaimuku3088
      @Chiheramaimuku3088 6 дней назад +4

      Kuda kupa vanhu pressure

    • @bibianamaenzanise4279
      @bibianamaenzanise4279 6 дней назад +19

      Vakatotangira pari nani chose and considering their ages. Rimwe riri kupiswa nemarata emukuku roshaya zvekunyora

    • @venahtsoka7195
      @venahtsoka7195 6 дней назад +10

      Ava vatotanga parinani isu takatanga mu 1 room ne mattress ye single bed ne 2 plate stove yaimbonyarara tiripakati pekubika. Ava vakatotanga vaine kitchen nema bedrooms aah vakanakisa avo

  • @fortiechaw1058
    @fortiechaw1058 6 дней назад +169

    I know we have acknowledged mai vababa vaChidavaenzi
    But let us also acknowledge amai vamai Chidavaenzi
    Anesu wakarerwa zvakanaka
    I am not sure whether because you are a first born
    You are a natural
    Strong woman
    Proud of you munin’ina
    Well done

  • @sunshine_zw
    @sunshine_zw 6 дней назад +122

    Anesu don’t take it personal hako the reason why people always say Anesu you’re blessed it’s because it’s rare to find a partner anoita the things Ryan does like cleaning and cooking and helping out hapana paanozviita baba too much kuti hee izvi ndezvechikadzi like what most men do otherwise you’re both blessed to have each other and I think it’s easier for both of you because you’re bestfriends first before amai nababa you really make this life look easy ❤love you guys

  • @kayscee
    @kayscee 5 дней назад +12

    Panyaya yekuti you are blessed to have Ryan i wanted to say the same pa last vlog kuti kana naiyewo Ryan is blessed to have Anesu but then I realised we have a lot of new subbies vakatanga kukuonai manje manje havana kumbokuona uchiitira Ryan anything most vlogs show Ryan achiita more for you thats why zvichizoita as if he shows more love and respect to you than you do .Now muna baby and still recovering and we appreciate Ryan being a good example to other men❤

  • @MsihlesSiphesihle
    @MsihlesSiphesihle 5 дней назад +5

    One thing l like about this couple vane kamaturity sooo plus respect pakuty Mai Chidavaenzi wow

  • @SiphokaziKunyenda
    @SiphokaziKunyenda 5 дней назад +34

    Amai pls note that when removing pamper re mwana amufanirwe kumusimudza because munenge muchi bendesa musana wake all you have to do is roll him to the side same applies kana achipfekedzwa

    • @ThatLadyTari
      @ThatLadyTari 5 дней назад +5

      Yes please 😭😭 I hope she doesn’t take this the wrong way. Rather turn baby ‘s butt not lift the legs like that

    • @teemunemero6486
      @teemunemero6486 5 дней назад +2

      Hope she reads this comment ,mwana anokuvara musana please

    • @obt2790
      @obt2790 5 дней назад +1

      Thank you ndatobatsirika wo neni

    • @GetrudeBling-ob6ls
      @GetrudeBling-ob6ls 5 дней назад +2

      Inini akatosvika parega kupfekaa pamper ndichisimudza😂

    • @belindashanganye901
      @belindashanganye901 5 дней назад +1

      We learn something new everyday

  • @Tatenda-n9z
    @Tatenda-n9z 5 дней назад +22

    Hey Mama Rare , mawindows please for now pakugeza boyza wedu ngaavharwe amboti samhukei 😊

    • @priscadzvokora1785
      @priscadzvokora1785 4 дня назад

      Yes mama Rare mwana anopindwa nechando

    • @yolie15
      @yolie15 День назад

      ​@priscadzvokora1785 yes must close the window anooindwa nechando mwana wedu

  • @DephineDzadagu
    @DephineDzadagu 6 дней назад +10

    Tipei kudya kwemeso everyday musaneta thank you I'm addicted now

  • @PlaxedesMashangana
    @PlaxedesMashangana 5 дней назад +1

    Hanzi wawana mukadzi wakanaka. Wawana chinhu chakanaka ❤❤❤so Ane you're a BLESSING ITSELF ❤❤❤

  • @PerseveranceVelemu
    @PerseveranceVelemu 6 дней назад +14

    Ndakutoita obsession chaiyo watching these vlogs😢❤

  • @torie7963
    @torie7963 6 дней назад +7

    You are both a blessing to each other 😊

  • @marymtetwa1884
    @marymtetwa1884 5 дней назад +2

    Imba iyi yakatambarara. I'm so happy for you. Freedom and our baby has room to play around zvake kana akufamba. It is a blessing indeed.. Mwari anokugonesai sevaBereki.

  • @marymtetwa1884
    @marymtetwa1884 5 дней назад +4

    Beautiful house...just buy small carpets for bedside etc. It's good to keep yourself warm. Always wear socks and sleeper mwanangu..uchiri mungozva..xx

  • @Tiarra-og8nt
    @Tiarra-og8nt 6 дней назад +12

    🤣🤣 sure Anesu ini ndaitobatikanawo kuti ko iye Ryan haasi blessed here nxii.
    Musateerere vanhu guys, just do you. Property totenga when the time is right 😆

  • @natashaprincess6782
    @natashaprincess6782 2 дня назад +1

    Anesu ari strong yhoo that baby is so tiny haaa ini ndototya kumupunyutsaa mumaoko ini haaa weldone mamas❤😮

  • @tanatswamapuranga3772
    @tanatswamapuranga3772 6 дней назад +18

    Yeaaa ndikapedza ndendane simba rekuverengaa☺️

  • @elizabethnhira2395
    @elizabethnhira2395 6 дней назад +7

    Anesu sweetheart siyana nevanhu vanopenga isu vepano we are content nemi zvamuri izvozvo we followed you for that and you are unique in your own way and am glad u noticed it that's why we have Rare as our blessing vanhu havadi kuona mukadzi anodiwa kani ❤❤❤❤

    • @lynahmundayi3138
      @lynahmundayi3138 5 дней назад +2

      Shuwa taurai henyu, ini ndotoona sekunge godo chairo. Panekuti tibatsire new parents kurera mwana busy nezvisina basa😂😂😂

  • @ChidoChadyembwa
    @ChidoChadyembwa 5 дней назад +4

    Anesu you are blessed vakapihwa good husband anokubatsira vamwe vahadaro

  • @kudakwashejongwe2089
    @kudakwashejongwe2089 6 дней назад +11

    Beautiful video guys keep them coming ...for all your baby accessories can you check a shop iri corner bank and takawira is sales everything for babies from the diaper bins beds and everything ...people will go and get zvinhu there vezotengesawo kunana homegate and kwame mall etc...the name of the shop is Turbo ..the bigger one is along takawira not far from yepana bank

  • @NomatterKamanga
    @NomatterKamanga 6 дней назад +39

    Keep the vlogs coming everyday....lets spend your life with you guys...im addicted to your vlogs vanangu.

    • @SharonShangatu
      @SharonShangatu 5 дней назад

      Yes bcz our life is boring Hooo vlogai everyday ndokut isu var singular tifare😂😂😂

  • @soniamurahwa5715
    @soniamurahwa5715 6 дней назад +8

    Ziyard renyu zihombe ndabva ndanzwa kuda kurima maveggies shavi rekusada kuona space nhaimi nhaimi .thank you so much for supporting mabasa evamwe pamatenga matissue apo ndafara chaizvo

  • @Roadfamily04
    @Roadfamily04 5 дней назад +29

    Handisi kuti chii kana chii but after bathing mwana wako pedza zvese then feed your baby because anojaira pese paageza anodya first then ozopfeka and also anopindwa nechando.

    • @yolie15
      @yolie15 День назад

      True mwana anopindwa nechando

  • @paulatewakatama8067
    @paulatewakatama8067 6 дней назад +5

    Lol “togeza hee” “hanzi chii” I knew Ryan haasi kuku nzwisisa motherhood is special ❤

  • @Dudu-jl8zn
    @Dudu-jl8zn 5 дней назад +11

    Why is no one mentioning Anesu already glowinggggggg post pregnancy...we love it kuno🥹😚❤️

  • @beverly433
    @beverly433 5 дней назад +2

    Usavatedzere 😂Anesu. You're both blessed to have each other. Furniture we know we'll buy as time goes on zvenyu. We're here for that journey and many more ❤

  • @DephineDzadagu
    @DephineDzadagu 6 дней назад +3

    You're all blessed to have each other henyu hapana ane advantage kupfuura mumwe hanty i love you so much as a mom of 1 year old son

  • @tatendamusiyiwa490
    @tatendamusiyiwa490 5 дней назад +1

    Daughter we love you ,kuva blessed kwako vanhu varikutora kuti gavasi varume vose vanoita zvinoita with your hubby.you are also a blessing to your hubby.atay blessed .zveproperty rato drama pamutori vamwe vanhu vakuru havatorina.muchqtenga musazvipepressure Ryanesu❤

  • @VimbainasheCharehwatenda
    @VimbainasheCharehwatenda 2 дня назад

    Makadii Mai naBaba Chidavaenzi naBaby i am just starting to follow you wishing you all the best musanetseke nevanouya nema comments akaipa vanhu vaMwari chakanaka chakanaka ngachirumbidzwewo ini hangu kubva ndatanga kuita follow i am happy to see their vlog vari kutodzidzisawp vamwe zvinoitwa muhupenyu muwanano nemukurarama uye kuda nana nemoyo wese chinhu chakanaka chakakosha zvinotodadisa vamwe vari kuzvishaya mukurarama saka ngatifarirei mhuri iyi Mwari avaitire zvakanaka 👏🏾🙏🏾

  • @Smhairbeauty
    @Smhairbeauty 5 дней назад +44

    Anesu respect your husband pacamera kungozivawo kuti murume wako kamwe kakugwabvuro kaunombomuita unomunyira mmmm

    • @lenemazvita7961
      @lenemazvita7961 5 дней назад +13

      Noticed this also kubva kare

    • @wonderlandwithali
      @wonderlandwithali 5 дней назад +4

      Ma Zimba munotaurisa. She’s going through postpartum and all you can think of is centering men. Give grace and let some thoughts burn in your heart

    • @PortiaDzikiti
      @PortiaDzikiti 5 дней назад +1

      Sure

    • @CarolineKasondo
      @CarolineKasondo 5 дней назад +7

      I thought ndini ndega ndakazviona kubva Kare dear anofanha kupagadzirisa ipapo because som

    • @ChantelleMaxwell-o5e
      @ChantelleMaxwell-o5e 4 дня назад +9

      I thought I was the only one who noticed this😓 sometimes Ryan ndotomunzwira tsitsi!
      Sometimes us as women we need to humble ourselves…
      Ipai varume venyu chibvimbo chavo❤️

  • @gracemudimu6527
    @gracemudimu6527 3 дня назад +1

    Kkkkkkk Mai Chidavaenzi we love you kani kkk we appreciate you zvekutodaro. Wakatorerwa bho futi but kuside kwegender rehubby wako ndiko kune lack sterek so l think that's why most people comment concerning that side not kuti they are comparing. Ndidzowo 2 cents dzangu 😊❤

  • @agneslusias4854
    @agneslusias4854 6 дней назад +2

    Haaaaa isusu tiri vepano hapana chinotipfuura chatisingazive Garai muchitipa mavlogs everyday
    Love you guys

  • @kundisobingura9991
    @kundisobingura9991 5 дней назад +6

    My pipo modiwa neni everyday l will make sure kut ndamhanya pano kkkkk. Pakasaiswa chinhu RUclips inenge akutobhowa 🤣

  • @futurechinama7884
    @futurechinama7884 5 дней назад +3

    Ryan anogona male involvement 📌🥰❤️
    Very supportive 🥰

  • @yeukaijohn5203
    @yeukaijohn5203 5 дней назад +2

    Nice vlog. Kindly support musana wemwana when holding him

  • @ModesterBimha
    @ModesterBimha 5 дней назад +1

    Baba Rare you are blessed to have mai Rare ndanzwa macompainer kuty vanhu munongoti mai Rare is blessed both of you ,you are blessed to have eachother❤❤❤❤❤

  • @siphathisiwemswela1549
    @siphathisiwemswela1549 6 дней назад +2

    Resilient Makoti love you to bits❤❤. Rare zvakaoma zviripano kumutswa husiku kudai ❤❤❤

  • @fadzaimaswaure572
    @fadzaimaswaure572 6 дней назад +2

    Keep the vlogs coming guys 🥹❤️we appreciate the consistency!!! 🫂

  • @BrisaM
    @BrisaM 3 дня назад

    Ini hangu i love the light in the new house its great for your content ❤❤❤🎉

  • @joylinmafumu6311
    @joylinmafumu6311 5 дней назад +2

    Anesu amana😂😂, pple mean you are blessed meaning not all men are like Ryan, Ryan is hands on in everything anoita achikufunga 😂..As for me my hubby need me to tell him kuti sano rongedza ndisipo kuitira kutama kuite easy😂😂😂😂😂😂

  • @mitchelleheart6366
    @mitchelleheart6366 5 дней назад +1

    Addict ❤
    Baby Rare akutodzidza kuita content 😊

  • @Thandie0
    @Thandie0 5 дней назад +3

    close the windows kana mwana achigeza please please mzukuru wedu anopindwa nechando... Also feed him after bathing not before nhaika mroora wedu watodisisa...

  • @tanyahandrichard
    @tanyahandrichard 6 дней назад +26

    loving the new house❤

  • @unicerusere1444
    @unicerusere1444 5 дней назад

    Mai Chidavaenzi makudzokera runako rwenyu mimba iyi mmm yanga ya kuchinjai, love you guys

  • @angelcee8272
    @angelcee8272 4 дня назад +1

    Hamuna hunyope welldone eish.

  • @RuvimboZhakata
    @RuvimboZhakata 6 дней назад +10

    Haiwawo musateerere vanhu ivo vanadzo here property 😅
    Itai zvinhu zvenyu ne pace yenyu
    Monodiwa guys❤

  • @lisakamuzonde3667
    @lisakamuzonde3667 6 дней назад +28

    I envy u guys ,munondigonera yoooo..Mai Chidavaenzi musagarise mwana musitter iyo for a long time kana kisiya achiraramo kana muripamba it has a risk mwana anokotamira musoro and choke..l have a friend ane mwana akatadza kufema coz mwana airway yayavhara due kut aakakotamira musoro and the child passed, so just be vigilant with it.

    • @shalomsakala
      @shalomsakala 5 дней назад +1

      Yeah that's true even the doctors do not encourage it cause it has a lot of health complications in the child

    • @lynahmundayi3138
      @lynahmundayi3138 5 дней назад

      Ichokwadi mogona kuwaridza pasi panotoita futi😊

  • @Maviskimberly
    @Maviskimberly 2 дня назад

    Inini ndokudai guys love you zvekutodaro ❤❤❤🎉

  • @MichelleMakanda-f7v
    @MichelleMakanda-f7v 3 дня назад +1

    O M G just saw mwana wehanzvadzi yangu the boy arikuita zvema DSTV 😂😊

  • @lindamuvondo
    @lindamuvondo 6 дней назад

    Love you guys keep going ini pachangu ndinoita stress mukasatipa vlog ❤

  • @DevineMukaro
    @DevineMukaro 5 дней назад +5

    Porridge nderani iro ririkudyiwa naRynne nhai ndibvunzewo hankue😅😅😅

  • @BethelChimera
    @BethelChimera 6 дней назад +40

    Your house is nice and big.
    Happy for you.
    Musazotengese mvura 😅😂.

    • @TinoSparks
      @TinoSparks 3 дня назад

      😂 gogo

    • @tafadzwamataruka7939
      @tafadzwamataruka7939 3 дня назад

      😂 😂 😂 😂 😂 😂 That gets me everytime I still can't believe kuti kune zvakadaro weduwe

  • @TaongaDirwayi
    @TaongaDirwayi 4 дня назад

    Mimach 😋😊to the world inoita hayo

  • @Ropafadzoh572
    @Ropafadzoh572 6 дней назад +1

    Ndokudai meeese🥺❤️may Jehovah keep blessing you

  • @tanyaradzwatsambatare4048
    @tanyaradzwatsambatare4048 6 дней назад +2

    Kkkkk kugeza fast fast kuti asapindwe ne chando 😂😂😂 welcome to motherhood ❤

  • @MoreblessingMapengo
    @MoreblessingMapengo 6 дней назад +1

    I love you guys ❤
    You both are my role models keep doing the vlogs so I'll keep downloading 😊😊

  • @SharonShangatu
    @SharonShangatu 5 дней назад +2

    Isu tiri family yenyu zvese takazviona broom richiburitswa mumota nababa musi wauya Mai rare

  • @ruvarashemapfumo-df9rd
    @ruvarashemapfumo-df9rd 5 дней назад +8

    I love how how you support other small businesses keep it up may the good Lord continue to bless you

  • @BesinaiNgapasare
    @BesinaiNgapasare 6 дней назад +4

    Hazvis nyore izvozvo money talks kana mwari yatendera mkana wawanika property inotengwa aaaaa don't stress guys

  • @DianaMusonah-xu5jv
    @DianaMusonah-xu5jv 3 дня назад

    Keep on entertaining us we love u

  • @belterchinengundu6314
    @belterchinengundu6314 4 дня назад

    hanzi Ryan Ari blessed kkkkk hanzi ukuona baba vako ayas Anesu anondipedza hangu 🤣🤣🤣

  • @GladysRundu-f4q
    @GladysRundu-f4q 5 дней назад +1

    Well done mr chidavaenzi pakubatsira madam basa varume vashoma vanozvigone izvi

  • @prudencesanyika9311
    @prudencesanyika9311 5 дней назад

    Iiiih Anesu 😂😂😂😂Blessed ikutaurwa ndeyekunzi Baba Rare vari carrying kani askana

  • @SibongileNsingo
    @SibongileNsingo 5 дней назад +2

    Ryanesu pindurai vanhu aaah ❤🎉❤❤

  • @Doreen20235
    @Doreen20235 6 дней назад +3

    hanzi naryan "hanzi chii"😂😂

  • @sylviatande3717
    @sylviatande3717 6 дней назад +3

    Ma video enyu ari therapeutic. Ini ndiri kutorwara but your videos anri kundibatsira kuti ndisaite stress nekuve pa bed the whole day

  • @YemuraiKadye
    @YemuraiKadye 5 дней назад

    Loving your new place guys it's so big

  • @abigailmubaira1924
    @abigailmubaira1924 6 дней назад +1

    You both blessed guyz❤❤❤❤❤❤luv yaa!

  • @user-ruvachaka
    @user-ruvachaka 6 дней назад +1

    ❤❤keep vlogging long videos ...ndomada ini...❤❤

  • @CharmaineMeda
    @CharmaineMeda 6 дней назад +4

    Wt an adorable baby ❤

  • @TadisaChatikobo
    @TadisaChatikobo 3 часа назад

    nditumireiwo dzimwe mengo kuno andichatoziva kana taste yadzo amana

  • @BritterNyamazana
    @BritterNyamazana 5 дней назад

    I just love,love you guys❤❤❤

  • @tafadzwamatimati7508
    @tafadzwamatimati7508 5 дней назад

    We are proud of you guys much love to you all

  • @KudakwasheThandiwe
    @KudakwasheThandiwe День назад

    Love yu guys😊

  • @catherinekosana843
    @catherinekosana843 5 дней назад

    Ini zveku manikidzwa kutawura zvadisingade bodo Anesu u are blessed 😂😂

  • @trinityhumure-kc1si
    @trinityhumure-kc1si 6 дней назад +2

    Me as an online mother ...makugesa pachirungu manje

  • @kimberlydhliwayo1993
    @kimberlydhliwayo1993 6 дней назад +1

    Thank you family for spoiling us with these vlogs🤗❤

  • @TatendacMuchengeti-d2r
    @TatendacMuchengeti-d2r 3 дня назад

    Nyc house its very big and smart🎉🎉🎉 gogo vae kana vachimboona mavideo vanonzwa sevanotsva because vaifunga kut muchashaya pekugara

  • @thelmachenai
    @thelmachenai 5 дней назад +5

    Ndasuwa zimbabwe wena totoionera pavideo mufunge ende haina kuchinja

  • @AbigailMakosa-kt4cr
    @AbigailMakosa-kt4cr 6 дней назад +1

    Rare hatidi kutongwa nema salad ungagezera patowel renyika sure😂😂😂😂

  • @nyashamavhudzi1616
    @nyashamavhudzi1616 5 дней назад +1

    Ryan you are blessed to have Anesu ❤❤❤❤❤❤❤😅

  • @ophrahchinyadza
    @ophrahchinyadza 4 дня назад

    Inga vakatenga broom wani that day pavakabva kwaambhuya

  • @lowinnie7378
    @lowinnie7378 6 дней назад +12

    This is better than Netflix 😢❤

  • @marciamutune650
    @marciamutune650 6 дней назад

    Loving the new place❤

  • @Sonia-l4e
    @Sonia-l4e 6 дней назад +1

    You are such a lovely couple guys ,kip on posting

  • @MaGabazaWitness-vh2wx
    @MaGabazaWitness-vh2wx 5 дней назад

    Mai vakakosha zveshuwa mai Rere ummm😢 lucky u munavo ini handina kuzvionera bt ndatova professional now 3vese chizvimiririra kkkk

  • @zenildernasho2660
    @zenildernasho2660 6 дней назад +3

    A nice house❤

  • @charitymoya9373
    @charitymoya9373 5 дней назад

    Keep the videos rolling❤❤❤

  • @sharonndedzu
    @sharonndedzu 6 дней назад +1

    Property ingawedzerwe neone day here guys remember they just moved in to a bigger place musape vana pressure kani step by step

  • @futurechinama7884
    @futurechinama7884 5 дней назад +1

    Close windows then kuitira mhepo unless mati kukupisisa

  • @thandosiziba6294
    @thandosiziba6294 6 дней назад +1

    Vana vanonetsa Anesu especially kachiri kadiki kudai wotoita Moyo murefu

  • @plackymutasa2558
    @plackymutasa2558 5 дней назад

    ❤❤ Happy to see my handsome nephew RARE zvangu ❤

  • @LainahMusariri
    @LainahMusariri 6 дней назад

    Soon munenge makutoti baby Rare tora zvinhu ku mota ❤ love you guys

  • @user-chichie
    @user-chichie 6 дней назад +1

    Yellow yellow gud pple how is our baby Atipa❤ new beautiful house

  • @audreyruvimbomurodzi2401
    @audreyruvimbomurodzi2401 5 дней назад

    I love you both ❤mundipassa manyemwe

  • @RachaelSingo-rk8xy
    @RachaelSingo-rk8xy 6 дней назад +1

    Baby Rare is so adorable ❤

  • @natashaweaper4370
    @natashaweaper4370 6 дней назад

    I love you guys rambai muchiisaa ma everyday vlogs

  • @rejoiceshumba681
    @rejoiceshumba681 5 дней назад

    I enjoy your content guys

  • @Currenchingx
    @Currenchingx 5 дней назад

    Ndokudai guys ❤❤

  • @shyletchepi2920
    @shyletchepi2920 6 дней назад

    Loving the new house, i really want to be in this kinda house

  • @lynahmundayi3138
    @lynahmundayi3138 5 дней назад

    Ryan ramba wakadaro zvako, vanhu vari kutochiva Anesu. Musapihwe pressure nevanhu. Itai zvinhu zvenyu nenguva yenyu