Na'nga yekuchema mudare inodzoka zvakare Dare ra Headman Chigodora

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 31 окт 2023
  • • Mr & Mrs MAFUKIDZE

Комментарии • 499

  • @Karanganda
    @Karanganda  9 месяцев назад +9

    ruclips.net/video/uZBzgV98fjQ/видео.html
    Couples Connection Mr and Mrs Mafukidze

  • @Karanganda
    @Karanganda  9 месяцев назад +81

    Tinokutendai nekutitsigira nerudo rwamunotipa nekuLiker uye kuCommenter kwamuruuita maVideos .

    • @pardonchinowaita5393
      @pardonchinowaita5393 9 месяцев назад +2

      ane tie uyo haaa arikutadzisa vanhu kutongwa mushe

    • @DRRZOE09
      @DRRZOE09 9 месяцев назад

      @Karanganda i was video sekuru Tasvu vachi vachambo vhara matare but fget kuti vakati vanovhura rinhi ,matare anovharwa mumwedzi wa Mbudzi.

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 9 месяцев назад

      ​@@pardonchinowaita5393iyeye naAllan wemagirazi kkkk😂😂😂

    • @winniemunemo5790
      @winniemunemo5790 9 месяцев назад

      Tokumbirawo kuti mutipewo zvese zvikuitika baba taps . Now tamirira iye yababa varikubuda pamwana wavo

    • @gracemupita1801
      @gracemupita1801 9 месяцев назад

      Pakanaka baba Taps muzire mhanza mafutaaa

  • @ruel1703
    @ruel1703 9 месяцев назад +17

    The secretary guy is so cool, calculative and smart!!!,what a wise gentleman

    • @marvinchikumbirike1348
      @marvinchikumbirike1348 9 месяцев назад

      Hapana calculative apa he is one sided and what dis heartenes me is akuterera benzi rather that to reason....

    • @ruel1703
      @ruel1703 9 месяцев назад

      @@marvinchikumbirike1348 ndrikutaura uyo anonyora uyo kwete mbiti idzo

    • @obeyngorima924
      @obeyngorima924 8 месяцев назад +1

      but for me i dont know he is quick to block munhu achipa his point

  • @ROCKstar-me5hx
    @ROCKstar-me5hx 9 месяцев назад +17

    Mr Chigodora that guy with e Tie haagone kutonga nyaya ngaagare muchaunga umo ava kushayisa dare renyu mambo Chigodora

    • @stonemuk
      @stonemuk 9 месяцев назад +2

      Ngaandovhiya mbudzi😂

    • @zimzimm-qe5in
      @zimzimm-qe5in 9 месяцев назад +1

      Uyu we tayi Ngaendeswe kwa sekuru Tasvu. Kkk. Traditional Kutonga nyaya kunoenda ne experience. I dont agree ne protocol yepadare asi the guys do mean well. Kuona wo kwangu. Thanks ba Taps

    • @zimzimm-qe5in
      @zimzimm-qe5in 9 месяцев назад

      Ba Taps tokumbira couples connection episode

    • @user-he3dv1im2z
      @user-he3dv1im2z 9 месяцев назад +1

      Pliiiz Mr Ba Taps,murume we tie uyo is a mini Jonathan Moyo.Trying to destroy Headman's Court from within nemaitiro ake aya

    • @winnychigodora4997
      @winnychigodora4997 9 месяцев назад +1

      Haaaa uyo wetie yake uyo ngaabve ukoo haagoni kutaura nevanhu zvakanaka

  • @innocentmurombo8823
    @innocentmurombo8823 9 месяцев назад +18

    Headman neteam yenyu munetuhasha tusina basa inzwai both sides

    • @chukuchataps
      @chukuchataps 9 месяцев назад +1

      they have a primitive way of dealing with issues, hasha dzakawandisa

  • @esnathmarata2978
    @esnathmarata2978 9 месяцев назад +23

    Headman we love you ❤ munotigonera tsiurai mkomana wetie arikuwanza hurude

    • @veejay9436
      @veejay9436 9 месяцев назад

      ✔️✔️✔️✔️✔️✔️✔️

    • @veejay9436
      @veejay9436 9 месяцев назад +3

      Akutoita kunge iye mambo

    • @Sifelanisithole
      @Sifelanisithole 9 месяцев назад +1

      Chokwadi zvakutobhowa oita sekunge ndiye mambo

    • @NzouMushavi
      @NzouMushavi 9 месяцев назад +1

      @@veejay9436ari kubhowa zvekuti murume iyeye,

    • @rewardmukos2815
      @rewardmukos2815 8 месяцев назад

      True ngaazive kut akutaurawo be vnhu

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 9 месяцев назад +22

    I love mdara weSuit nekahat. He is so calm and clever. He only opens his mouth to utter sense

    • @user-he3dv1im2z
      @user-he3dv1im2z 9 месяцев назад +1

      Unozivazve uyu

    • @nicolemercy
      @nicolemercy 9 месяцев назад +1

      True ari mature mdhara uyo

    • @DrKays
      @DrKays 9 месяцев назад +6

      Sikuru inodzikamisa. Was my primary school headmaster in the 80s

    • @user-yi3bk3bm2q
      @user-yi3bk3bm2q 9 месяцев назад +2

      Ane huchenjeri hwasolomon

    • @norestmasuku3981
      @norestmasuku3981 9 месяцев назад

      Im happy u are his product judgin by your success academically@@DrKays

  • @Ciss549
    @Ciss549 9 месяцев назад +21

    I would need to support a go fund for the headman as the year is ending, he is the man of the match

    • @talithadube6468
      @talithadube6468 9 месяцев назад +4

      Ane ka hutsinye uyo

    • @munodaanimancube7755
      @munodaanimancube7755 9 месяцев назад

      @@talithadube6468kahutsinye kei? Let him receive his blessings

    • @EddiDube
      @EddiDube 9 месяцев назад +3

      Haana order uyu. Dare rake is now a kangaroo rinotonga nehuzivano

    • @CTongs
      @CTongs 9 месяцев назад +2

      kkkkkk akatanga bho but these days nyaya yese yauya yakuendeswa straight kwaTasvu😂😂😂😂😂 Bushu ndochiBaba chavo.
      Anoyananisa vanhu murume uya.
      After Bushu panouya Mambo Mutasa na Nyamaropa.
      Uyuwo anonzi Makoni ndiye worse Mambo😂😂Dziya dzinongoda pfuma nekutaura zvinyadzi hadzo.🤷🏼‍♂️

    • @agnesjokonya1405
      @agnesjokonya1405 9 месяцев назад +1

      @Ciss549 thank you follow your heart itira headman sezvaunoshuwa 👏🏾👏🏾👏🏾

  • @prospersanyangore535
    @prospersanyangore535 9 месяцев назад +54

    The guy we Tie uyu has a mentality of cutting people nekuda kuchikidzira vanhu …people should be allowed to talk vauya ku dare ngasachikidzira vanhu

    • @giftmhangos8666
      @giftmhangos8666 9 месяцев назад +4

      That true vari ku chichidzira vanhu apa headman kacho hakato one kuti vari kumu bvisa chiremera anotonga zvine musoro apo nde umwe wechikuru bhichana kwete avo zero

    • @abigailpetro5955
      @abigailpetro5955 9 месяцев назад +1

      Senge bhudhi vaise nabreak vanyanya

    • @lorrainemazhawidza6790
      @lorrainemazhawidza6790 9 месяцев назад +1

      Baba avo varikunyanya

    • @wekwamazorodze8660
      @wekwamazorodze8660 9 месяцев назад +4

      Anoita kunge munhu weZanu ajaira kudzvinyirira vanhu munharaunda. AnechiZanu chaicho chaicho

    • @missrisy8658
      @missrisy8658 9 месяцев назад +2

      He is very arrogant and low key thinks he is the headman

  • @ROCKstar-me5hx
    @ROCKstar-me5hx 9 месяцев назад +10

    Bigup Allen much Respect

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 9 месяцев назад +8

    Imika teacher dzikamai mwana wenyu haana Kuti mkadzi wenyu muroi arikuti ndirikuona maiguru kuhope it can be someone is using her face kana asiri munhu anobhadhara ndeuyo wamuchabata achiseenzesa maface evamwe lv that small boy alone because there is no evidence to anything
    U might be thanking him later for exposing the real enemy

    • @user-yj1es2oc2n
      @user-yj1es2oc2n 5 месяцев назад

      Truly speaking arikuwashandisa ndiye achabhadhara

  • @beautyzimbabwe1001
    @beautyzimbabwe1001 8 месяцев назад +1

    Gucci man aribhoe zvokuti he has strong analysis Chigodora is in right hands...vakasadaro dare rinodhererwa

  • @ruekayla
    @ruekayla 9 месяцев назад +4

    😂 nhai imi madzishe,headman,masabhuku nemadzimango ngavapihwewo a award pli😂😂😂😂

  • @Mwah-Dingoz
    @Mwah-Dingoz 9 месяцев назад +3

    Baba Taps please udzai headman Chigodora va excuze muchinda we tie uyo padare ravo. Truth be said he is abusive, aggressive and intimidating people. I like watching dare ra headman asi mazuva ano ndakutosvotwa because of him.

  • @wadzanaimukize9510
    @wadzanaimukize9510 9 месяцев назад +1

    Karanganda thank you very much nekuti tererawo kutipa back Headman Chigodora he is our therapy.Once again thank you.

  • @olindamachiya7812
    @olindamachiya7812 9 месяцев назад +6

    Mkoma Magada zii zvavo shade irikutonhorera😂😂

  • @entrodgeusayi3670
    @entrodgeusayi3670 9 месяцев назад +9

    Sei muchi cutter cutter vanhu,give everyone an equal opportunity to speak

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 9 месяцев назад +5

    Aiwa zve baba avo ngavaskata munhu achida kutaura veduwee .......

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 9 месяцев назад +9

    Mbanje,huN'anga nemudzimu,zvose pamunhu mumwe,aah Imi,😅

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 9 месяцев назад

      Anopenga chin'anga chenhema icho Gucci think he knows all

    • @kundaichitiga7052
      @kundaichitiga7052 9 месяцев назад

      Vanhu havasi kuziva mbanje 😂😂😂😂😂😂 unoona zvinhu zvisipo .
      Ngasawanzwa mbanje mukomana uyu

  • @user-he3dv1im2z
    @user-he3dv1im2z 9 месяцев назад +4

    Razofa manje Dare ra Chigodora iri.Headman tsimhai dhodha retayi kani.ndapota kani.Haadi kuti mumhu ataure iye achitaura but kana munhu aakutaura anomunyararidza haaaaa nxaaa

    • @NhereraYenyika
      @NhereraYenyika 9 месяцев назад

      Sandinyore kutonga vanhu bcoz munhu anoramba zvaanoziva dhodha retayi bhoo zvekuti vaifanira kutoita vashanu

  • @promisechiambiro9889
    @promisechiambiro9889 9 месяцев назад +17

    Headman of the year

    • @talithadube6468
      @talithadube6468 9 месяцев назад

      Aaah anombunyikidza vanhu uyu anotonga pachiZanu

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 9 месяцев назад +1

      ​@@talithadube6468taura hako mwana uyo akajaudzwa and dare is now surporting nhubu dzisina runyararo kutonga nemakuhwa

  • @user-nf1pe8tz1f
    @user-nf1pe8tz1f 9 месяцев назад

    I have been waiting for this go baba taps go

  • @cedricmukajami4775
    @cedricmukajami4775 9 месяцев назад +3

    Karanganda karanganda🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @mrsacry5830
    @mrsacry5830 9 месяцев назад +1

    Yeah cde ve tie avo vanopisa.
    He is the Malema of this court.

  • @shackmankabvara7705
    @shackmankabvara7705 9 месяцев назад +6

    You deserve an award headman

  • @ChipoSigauke-nd3sm
    @ChipoSigauke-nd3sm 9 месяцев назад

    Thank you karanganda

  • @Chiheratheeland1234
    @Chiheratheeland1234 9 месяцев назад +5

    The guy in a tie ngambobviswa

  • @petermamere5493
    @petermamere5493 9 месяцев назад

    Welcome back mukomana wekutaura kkkk. Headmaster mwauya nemhuri yenyu na madam apapo

  • @obvioustmoyour4306
    @obvioustmoyour4306 9 месяцев назад

    Welldone baTaps... We lov u team Xigodore..

  • @liviemusampa640
    @liviemusampa640 9 месяцев назад +1

    I miss chief mutasa.Karanganda do something pliz❤❤❤❤❤❤

  • @minjified
    @minjified 9 месяцев назад +8

    Mwana uyo anopenga zviripachena😢

    • @WayneMakisi
      @WayneMakisi 9 месяцев назад

      Haureve nhema ipapo ndinobvumirana newe

    • @WayneMakisi
      @WayneMakisi 9 месяцев назад

      Haureve nhema ipapo ndinobvumirana newe

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 9 месяцев назад +2

    Headman please tsiurai mwana asarova baba kana nyaya ichiri mucourt,

  • @Taff45
    @Taff45 9 месяцев назад +2

    Dare iri is now a joke, a lot of bullying and agression for no reason. Ini maonero angu mwana uyo anetsoka is the one who needs help first before all else. Surely nyaya idzi hadzingaperi kana iye asati abatsirwa. Mari inopera, whatever is said during consultation wont help as long as the guy has not been helped. My take

  • @CuthbertNyamapfeni
    @CuthbertNyamapfeni 9 месяцев назад +3

    baba vane tie ava haaa ngavambobva pavanogara apa plzz kutonga kwacho kwanyanya.he must give these people chances to explain ahhh

  • @faraiwaya
    @faraiwaya 9 месяцев назад +3

    I think Headman ne dare ravo pamwe pacho vanoshandisa makuhwa pakutonga nyaya dzavo.

  • @faraimukanganise8172
    @faraimukanganise8172 9 месяцев назад +4

    Headman you need to put discipline onto those 2 muppets who speak on your behalf. They are violating human right by speaking over people and not allowing people to say their own. Headman arume ayiri ayo arikumubvisai chiremerera

  • @marthamahleza9597
    @marthamahleza9597 9 месяцев назад

    Thank you baTaps

  • @innocentkaruma5869
    @innocentkaruma5869 9 месяцев назад

    first ,,Waiyepo her Baba Taps

  • @janetembomainashia5938
    @janetembomainashia5938 5 месяцев назад

    Mr chigodoro munondigonera murambe makadaro munogona kutonga far and clean ne vamwe vana mukoma vangu avo manokubatsirai haaa vanoziva zvava noita thank you guys

    • @sammysammy2887
      @sammysammy2887 5 месяцев назад

      @Janetembomainashia5938, mukadzi akagara haasi teacher here wekuzokumbirwa ruregererp. Haasiriye teacher? I'm think headman vari kupisa musoro. Those who really know the guy vari kuti he's on drugs. Mentally he may not be in a good place

  • @ruekayla
    @ruekayla 9 месяцев назад +3

    Headman n"anga iyo yakutopengawo aaaaa yakutemesa vanhu musoro nekutsvagira vanhu mhosva 😅

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 9 месяцев назад +1

    That guy wetie. Ngaabve hake ahasi kugona basa anoda kutyisidzira vanhu kuti vabvume zvese zvaane ataura. Hasi mambo. Pfutseki wake. Njana ane😢 nharo ngauye pa airport timamisane

  • @philiptore9967
    @philiptore9967 9 месяцев назад +2

    idzo dzetie dzkukanganisa dare rachigodora dzinowanza ukasha usina basa headman musapusiswa mhai newetie uyo

  • @user-ch6uj4fz4w
    @user-ch6uj4fz4w 9 месяцев назад

    Karanganda yangu mhai❤

  • @sonenigwenelo2076
    @sonenigwenelo2076 9 месяцев назад

    Good afternoon Mangirasi. These guys again

  • @vernachakandinakira7452
    @vernachakandinakira7452 9 месяцев назад

    Mr Chigodora vanhu wamunotonga nawooo awo, warume 3 awooo. Wanogona. Wanoshanda. They are strong.

  • @blantinambewe1096
    @blantinambewe1096 9 месяцев назад

    #Tag Mr Tie must step down from the panelists at Headman Chigodora' s kangaroo court.Those in agreement lets gather here.

    • @ba_Kyle
      @ba_Kyle 9 месяцев назад +1

      Anonzi Gucci kkkk

  • @user-zk7ti6jk8g
    @user-zk7ti6jk8g 9 месяцев назад +5

    Uyo muface ane tie anehudzvanyiriri why asingade kuterera vamwe

    • @molinamurinye7993
      @molinamurinye7993 9 месяцев назад

      Chidhara chetie chine hudzvanyiriri chaihwo ngatange anzwa nyaya not kungogangarika

    • @user-zk7ti6jk8g
      @user-zk7ti6jk8g 9 месяцев назад +1

      @@molinamurinye7993 haagoni kutonga anowanza hasha mnje hasha nekutonga hazvifambidzane

  • @TrustChirimerime-mt7cw
    @TrustChirimerime-mt7cw 9 месяцев назад +1

    Karangada ♥️♥️♥️

  • @memorymagadzire8505
    @memorymagadzire8505 9 месяцев назад +1

    Eish ndanonoka but anyway Karangandaaaaaaaaaa to the world

  • @irvinsibanganimapiye8304
    @irvinsibanganimapiye8304 5 месяцев назад

    Before i was behind Headman Chigodora but now ndazowona kupenga kwake nevanhu vacho.

  • @gracechibaya6802
    @gracechibaya6802 9 месяцев назад +13

    Uyo wetie ldzaku tsaku ngaabve kumberi ukooo zivoice rakazhazhata

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 9 месяцев назад +1

    Let them go to Tasvu and Kanengo nekuti pane ari kuita mishonga pakati apa

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 9 месяцев назад +10

    Kkkkkkk n'anga is back again

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 9 месяцев назад

      Anorwara uyu n'anga yemhema chigodora is now loosing it ,they are now supporting now this young guy

  • @mildretmuperere2667
    @mildretmuperere2667 9 месяцев назад +5

    Tamari asati anewo nyaya hr tamusuwa😂😂😂

    • @viralnature7548
      @viralnature7548 9 месяцев назад

      Ndimainini vangu varu kutaura kudaro😂😂😂😂

    • @mildretmuperere2667
      @mildretmuperere2667 9 месяцев назад

      @@viralnature7548 kkkkkkkk vakandinakidza zvangu pavaiva mudare mynn venyu

    • @dorcasmushango4713
      @dorcasmushango4713 9 месяцев назад

      😂😂😂😂

    • @dorcasmushango4713
      @dorcasmushango4713 9 месяцев назад

      Ñyaya dzacho dzikungodzoswa kumashure aaaaa kkkkkk

    • @tamaremanyika3776
      @tamaremanyika3776 9 месяцев назад

      Ndauya nyaya ndinayo ndode kutaura chokwadi pamberi pedare Ra headman chigodora 😅

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 9 месяцев назад

    Karangandaaa ❤❤❤❤❤

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 8 месяцев назад +1

    Uyu murume wehembe yered ndaona anobatwa

  • @martinchikwengoforevernkal6891
    @martinchikwengoforevernkal6891 9 месяцев назад +1

    Bataps that guy ane chitorobho akubhohwa manje ,this court has been turned into some kind of premeditated verdicts bcoz vanoita sekuti vadare vane kakumaka mudhara ane shirt yered uyo

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 9 месяцев назад +2

    Uyu anoda hun'anga hwaasina, mmmm dare iri rafumuka nekuda kwevarume 2 avo

    • @user-he3dv1im2z
      @user-he3dv1im2z 9 месяцев назад

      Headman SEI vasirikuzviona.Izvozvi anamdara Zamba havachatopihwa mukana wekutaura.ana Mai vatsvuku vaye hatichatovaone

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 9 месяцев назад

    Tingaone here Tasvu achiita basa
    Karanganda tibatsirei

  • @user-bu6lh9hj5o
    @user-bu6lh9hj5o 9 месяцев назад

    Vachuchisi vako vanedzungu headman ngavaite respect

  • @kudakwashezione9830
    @kudakwashezione9830 9 месяцев назад +4

    Dare iri is slowly losing objectivity, too much emotions mhani. Chill uko, haaaa

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 9 месяцев назад +1

      It's now a shame to chigodora he's now bias

  • @LTMtv239
    @LTMtv239 9 месяцев назад +1

    Sabhuku chigodora havagone kutonga havo always mari dzangu dzechakakati ane hutsinye murume uyu dai achiona zvinoitwa na chief mutasa very intelligent man not izvi zvekudzvanyirira nekuda mari only musatonge vanhu nedemo

  • @user-lf3ik6vz6y
    @user-lf3ik6vz6y 9 месяцев назад

    Uuuuuummmm 😢😮😮😮 Ana Allen venyu avaavasivakuzvi nyanya her kutimunhu ahupiwenemukana wekumbo taurawo

  • @user-ze8lr1hz8g
    @user-ze8lr1hz8g 9 месяцев назад

    Sandinyore baba taps❤

  • @innocentmoyo6241
    @innocentmoyo6241 9 месяцев назад

    Waiyepo ereee

  • @SamuelZengeni-us8fo
    @SamuelZengeni-us8fo 9 месяцев назад +1

    Headman nemakurukota plz ipayi vamwe time vataure uye musakurumidza Misa munhu asati apedza, mibvunzo ngaibvunzwe munhu apedza kutsanangura

  • @MollyMawarire
    @MollyMawarire 9 месяцев назад +2

    Kana iri mari vanoisa vachigodora kwevanhu havakuoni tora mari project vane neutsinye asingaiti bhadhaisai vanhu mbudzi kwete mombe apa munhu anenge achitotambura😊

  • @mateusfernandomuchangamuchanga
    @mateusfernandomuchangamuchanga 9 месяцев назад

    Ndaiyepo ini

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 9 месяцев назад +1

    Cheers to the secretary ndiye ega naChigodora vanotaura zvinedzidziso nehungwaru. Uyu Gucci naAllen dzungu maningi vanozviti ndisu tiripano

  • @quillamaahmukwanda9139
    @quillamaahmukwanda9139 8 месяцев назад

    Uyu wetie kudhara ndamuona anekakubhaiza kunge pesnari plus anoda kutonga kupfura headman😊

  • @stanleymuusha2835
    @stanleymuusha2835 9 месяцев назад +2

    Headman mhuri idzi padzino enda ku n'anga vapei ziso/purisa rinono witnesser tungata achiita basa.

  • @TaritChinjenge-lm8pi
    @TaritChinjenge-lm8pi 9 месяцев назад

    Heardman vakomana venyu avo vakushaya respect

  • @FaithDhori-sw8hu
    @FaithDhori-sw8hu 9 месяцев назад +2

    Thanks karanganda kutipa the best headman magirazi and team ravo

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 9 месяцев назад +1

    Nxaaaa zvichapedzisira zvakusvota zvekwaChigodora musaita vanhu rough imi😢😢muface uyo n'anga anotorwarawo

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 9 месяцев назад

      Uchazoona kuti haapengi zvavekwako wanzwa usareverera munhu

    • @paulinegwati8782
      @paulinegwati8782 9 месяцев назад

      @@violamavhatu6434 ehoi tanyarara

  • @user-ve9nc5kw3c
    @user-ve9nc5kw3c 8 месяцев назад

    Team iro rinoda kwaTasvu kune vamwe vanovhara nanga ndokusaka vasingabatiwi

  • @enockmutendeudzwa3562
    @enockmutendeudzwa3562 9 месяцев назад +1

    😮Mambo pakumirira uyo arikurowa vabereki murikureswa

  • @muterogoodwill265
    @muterogoodwill265 9 месяцев назад +3

    Baba Taps trikuda live streaming yekwa Tasvu..

  • @user-he3dv1im2z
    @user-he3dv1im2z 9 месяцев назад

    Mr Tie imboindayi kuzororo mbichana.nharo dzenyu ndedzepatsoro idzo.Headman havazhandukire kana vasharukwa vavaisimboita navo

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 9 месяцев назад +1

    Double muripo nekumwana uyo kkkkkkkkkkkk Igweeeeeeee

  • @user-sn6nr9vn1c
    @user-sn6nr9vn1c 8 месяцев назад

    Mukanya to the maximum ❤

  • @entrodgeusayi3670
    @entrodgeusayi3670 9 месяцев назад +2

    Avo baba vane tie vane dzungu

    • @memoriegomana5850
      @memoriegomana5850 9 месяцев назад

      Vanodavo kupiwa chinzwimbo cheumambo kkkkkk(kkk

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 Месяц назад

    Headman nyaya yekungofunga kuti dambudziko rese rinopedzwa nen'anga hazvina kunaka.

  • @ruvimbomachokoto7529
    @ruvimbomachokoto7529 9 месяцев назад

    Headman chigodora for there years 2023 ward win

  • @itaisaurombe6867
    @itaisaurombe6867 9 месяцев назад +1

    That guy with a tie anotonga nedemo ,imwe justice yake so ndeye ginya

  • @patikaimatenga3583
    @patikaimatenga3583 9 месяцев назад +1

    Tsoka yen'anga iyo ummm😂😂😂

  • @namatiraisithole6158
    @namatiraisithole6158 9 месяцев назад

    Ungabhadhara sei iwe uchiri kuona munhu wacho kuhope 😮😮

  • @johnmaposa5290
    @johnmaposa5290 9 месяцев назад

    Best solution ngavaende kwatatsvu vena mugara n'anga vanhu vakangwara

  • @carolynedzai
    @carolynedzai 9 месяцев назад

    Hayaaasi nyaya dzekuruzevha sooo

  • @ericachari5942
    @ericachari5942 9 месяцев назад +1

    Asi muface uyo ari right here kuramba vodzoka kudare

  • @Mamawama2K
    @Mamawama2K 9 месяцев назад

    Baba ATapusi zvirikutsvobida here

  • @user-nd8tk7ou3k
    @user-nd8tk7ou3k 9 месяцев назад +4

    Ba Taps how far part4 yekwamuringai yezvipikiri

  • @EddiDube
    @EddiDube 9 месяцев назад +1

    Ma assessor achigodora ma thugs and vari kukanganisa dare iri. Raiva one of the best but now is a joke because of these guys vasina order and respect

  • @user-lu4rr7di2b
    @user-lu4rr7di2b 9 месяцев назад

    Connected

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 9 месяцев назад +1

    Superstition is destroying the country.400 USD inobvepi kunopa n'anga zvinhu zvakaoma kudai?N'anga ne maporofita zvinodya nema chief,ma headman ne masabhuku.Munhu haamanikidzwe kuenda kun'anga nemaporofita!The constitution of Zimbabwe does not allow that!

  • @TatendaGundura
    @TatendaGundura 3 месяца назад

    Yakapera sei nyaya vanhu vamwari ndrikuishaya

  • @giftmhangos8666
    @giftmhangos8666 9 месяцев назад +2

    Headman muno tonga Zve makuhwa chief Mutasa ndo munhu ano tonga kwete uyu ano tongerwa ne machinda ayo vana magirazi ne iro rine chi tayi chavano gona ku kwidza manzwi neku vhunditsira vanhu hazvisizvo ba hanzi pano tino tonga hapana chamuno gona imi

  • @namatiraisithole6158
    @namatiraisithole6158 9 месяцев назад

    Deedzai Mukotsajera ndakamuona kwaMambo Mutasa

  • @pee.4461
    @pee.4461 9 месяцев назад +3

    Ndinode kutaure chokwadi pamberi pedare raheadman Chigodora kwete manyepo Mwari ngendi betsere

    • @chipomukonde8650
      @chipomukonde8650 9 месяцев назад

      Kkkkkk ngendibatsire sure 😂😂😂😂

  • @t.m1222
    @t.m1222 9 месяцев назад +1

    This is all nonsense. Kupedza nguwa nebenzi iro. Headman awa wachikudaira munya dzekemahumbwe idzi.

  • @uhmtapza5635
    @uhmtapza5635 9 месяцев назад

    Mrume Ane tie uyo anoda kutogara pachigaro chaMambo Chigodora, Ane nzungu rakanyanya