Naiza please kumbirao kuti mupedzise Chandachikwirira i promise you vanhu vachari lika please please Naiza Move riye harina kumira mushe please uriwedu mukuru uye unotivaraidza please Chandachikwirira Chandachikwirira Chandachikwirira love you team Naiza ❤️ Chandachikwirira please Ma fans e Naiza please ngatiisei ma Like kuti tigoona movie rose kusvikarapera please like maharawani 😢 😭 😢 😭 😢 😭 😢 😭 😢
@MitchelKashiri,I think that Culture love is multi talented coz kumangoma kwacho he's not that bad at all e.g his song yekukumbira mota chifambiso from Wikinero ine ka vibe kanondiitira hangu but I do respect your opinion saka zvese bhoo chaizvo just like director NB is also multi talented as kumangoma futi variko and I must say he's also good in that field although achiwandira hake kunyora nyaya nema scripts manyama anenge this series 😊.
Can't wait for Episode 5 I just wish icharamba ichienderera Beri chete has song Yanga ichiridzwa iyo guchi-leave me now madiro andinoita it seems NB is my type
Where are you watching from?
South Africa 🥺🥺🔥🔥🥊
Budiriro 4
Manicaland in Mutasa district Nyamukwarara
Capetown 🥰🥰🥰
South Africa
Ngoma rekamusikana ako ummmm kanorova shem kana wanakirwao like plz🙏
Naiza please kumbirao kuti mupedzise Chandachikwirira i promise you vanhu vachari lika please please Naiza Move riye harina kumira mushe please uriwedu mukuru uye unotivaraidza please Chandachikwirira Chandachikwirira Chandachikwirira love you team Naiza ❤️ Chandachikwirira please
Ma fans e Naiza please ngatiisei ma Like kuti tigoona movie rose kusvikarapera please like maharawani 😢 😭 😢 😭 😢 😭 😢 😭 😢
OK NDAKUNZWAI CHICHEMO CHENYU BOSS TICHAKUPAI
@@NaizaBoomFilms please bro ese zvawo amunoitira mukombi mmmm maone hanzi uri kamboi eehe uri mboi utsvage kuti kayi kanhu ikako hanzi usvitse message iyoyo kuna sekuru vako yeah usvitse tsamba iyoyo kuna baba vako😊 ma statements asolo
Maviews ngaafambirane nemalikes guys let's like ❤❤
😂😂😂😂wakambozvionep izvozvo
Sure
Aiwa Jonga akachena asi ndiye prefect
Yaa jonga akachena sure 🥰🥰🥰
I am not rich but ndikutomboda kukutengerai maCrates emaDrink amunokwana guyzz.u always make me happy.love you guyzz
Kkkkkk madam gonaiwo kupfek zvihombe vana vangadiwo
Culture love hapedzi kuombera
😂😂😂😂😂😂Senzeni nendebele 😅😅😅😅😅😅 you killed me today
😅😅😅😅😅😅
Ini ndafa kani
Senzeni anofanira kugara achitaura neNdebele nokuti ndanakirwa nhasi
Exactly
Ini hapana chandanzwa hangu asi kuseka ndaseka hangu😂😂😂😂
@@Ordette-gt1yq ini ndanzwa zvese cz ndoziva Ndebele
@@mercymhike7616 kkkkkk hanzi ini handinzwe ndebele asi ndinoshuvira kuzoidzidzira
@@Ordette-gt1yq chiuya ndikudzidzise hko
vakunakrwa nadhimba nemu bby wake syai somethng pano
Culture dzinouya 😂😂😂😂😂😂
Nàiza boom munotivhurira mafiles ma
Kagona mukaisa culture love zvekuacto ndizvo zvake chaizvo
I am happy nema viewers arikuwanda zvkti pa first episode renyu ratova Ku 87k within 5 days🎉🎉
Combination yasolo naculture love eyyy😂
Nyash lady! Best acting
Yah part iyi yarwadza xem 😢😢😢 Cleo hana munhu anomupetsera home work asi anemubereki zvakaoma sure
Watching from Botswana
Ma1 ayo gyz Kuna headmaster futi ma1 chapepa arikutoda😅😅😅😅😂😂😂😂
Naiza Boom muhombe uyu guys 🔥🔥🔥
Haaa culture love muriko imimi😂😂😂😂
Kkkkkkkk haibo culture love ndachema zvangu . Uku ndokwake chaiko kwete kuimba ,nhasi ma'am havasi kuda mafunnies thanks NB
@MitchelKashiri,I think that Culture love is multi talented coz kumangoma kwacho he's not that bad at all e.g his song yekukumbira mota chifambiso from Wikinero ine ka vibe kanondiitira hangu but I do respect your opinion saka zvese bhoo chaizvo just like director NB is also multi talented as kumangoma futi variko and I must say he's also good in that field although achiwandira hake kunyora nyaya nema scripts manyama anenge this series 😊.
Hoo handisati hangu ndataiteerera saka tongoti he is gud in both singing and acting
Dhimba I like your spirit, keep it up 👍 your number One fun from Zambia 🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲
I am watching from mozambique
Naiza boom kumberi kudarika Tumwe tuma drama tunoitwa Nana pfurumbwi 😅
😂😂
But chandakwirira yakakasika kupera pa5 cht
😂😂😂😂😂😂😂 wanakirwa naSenzeni isai malikes😂😂😂😂❤
Naiza munongona henyu pamadrama ese
I love u guys murikugona
Ndanzwa ne mbambvu inn culture and solo kaaas kkkk makaipa immm kkkkkkkkkkk wonderful
From botswana 🇧🇼 ❤keep it naiza boom
Chapepea 😂😂😂zvaizvezvi akupedza 😅😅..welldone
Well done 👍 naiza bom never disappoint 🎉
First time kuisa comment you guys are the best
Mr Chapepa mhanyayi mudzidzisi haachisina munhu😂
End the magic bag fut
mmm Naizaboom should be now a final Sophie in ZBC 1 🤣JUST LIKE UZALO OR GENARATION watching from Durban SA
Culture ma1haaa
Culture love ane dzungu
Senzeni unopenga hre iwe😂😂😂😂🎉🎉
I'm watching from kathu northern cape sa
Hanzi ndangandazvipira kutora mwana wenyu ndomuita mudzimai wevana vangu 😂😂😂😂😂😂vapanzwao huyai pano
Kkkkkkkkkk ndapanzwa 😂😂😂😂anga adhomoka
Dhafuuu national state mbare matape predent 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅😅😅😅
Culture my best
@PipieMamore taura hako 100%Culture love pane basa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂shuwa.
i loved the rap battle 😩🔥 naiza to da worldddddd
Senzeni wandibaya ne kuseka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vamwe tatoisa like tisati tariona, is it possible to like twice or thrice
Taurai zvenyu naiza ndevedu zvagara vanongobika zvonaka ndato ndatogara ndaisa kanguo ka like
Watching from vic falls ❤
Keep it up ❤
Can't wait for Episode 5 I just wish icharamba ichienderera Beri chete has song Yanga ichiridzwa iyo guchi-leave me now madiro andinoita it seems NB is my type
Thank you thank you thank you I'm very happy 🥰🥰🥰🥰🥰🙏🙏🙏🙏 Thank you
bvumai kubatsirwa teacher
Naiza boom kaa manake 😂😂😂😂 senzeni kaaa kkkk
😂😂😂 amen muclass er Solo 😅😅😅
Haaaaaa makagona boys kamubby kakarova ngomaaaa wenaaa
I've been waiting since yesterday when I saw 3 🥺🥺🔥🔥
Tamirira so guys
Zvakaita nyash henyu culture ibenzi
🎉🎉🎉🎉 naiza munopisa
Senzeni apedza, a typical High School student......kkkkkkkk
NB manyama, watching from Botswana
Excellent
Kkkkk asi Mary kaa sure ungakoshese adhala vakufonera vane bag uchitadza kubatsira mwana homework
Kkkkk Jonga Jonga😂😂😂😂
Good job keep it up guys 🇿🇲🇿🇲🇿🇲
culture ma1 rambai munaye
Watching from south Africa 🇿🇦
Culture luv haa hnzi teacher muri nyashi u gyz munondiita grt
Good job guys watching from Botswana 🇧🇼
Tipeio # dzamadam avo watching from 🇩🇰
This is gud NB films ❤
Thanks guys🎉🎉
Senzeni ,blackie na dhafu vanofanira kugara ku back kumadofo uko
Culture Love hooooooooooooooyooooo
Naiza boom woyeeeeee💃💃🧚♀️🧚♂️🧚♀️🧚 Takaenda
Nhasi ndanonoka kkkkkkkkkk yaaaa manake murikugona bsa rambai makadaro🥰🥰🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥senzeni weduwe 😂😂😂😂😂 boys idzi dzakanyanya
Chkanynya ichi watching from Cpt
Kkkk bvunzai ngirozi yehondo
Congo
Zvakaita chi nyash chenyu 😂😂😂😂😂 Culture 😂😂,, Well-done NB ❤️❤️
Kkkkkk Rasta makanyanyaaa ❤
😅😅😅😅 senzeni
Aihwa aihwa 😅 this is too much. Culture love 🙌
😂😂😂😂😂 senzeni shuwa 😅
Madam Teacher zvamarambwa endai kwa Chapepa🤣🤣😃😃😃
Kkkkkkk nyaya yacho ihombe
@@NaizaBoomFilms Mabvirrrrrrri chaiwo kkkkkkk
lm waiting for movie❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Madam vehistory welldone ❤
Calo ndri pacape town
Watching from South Africa
Watching from Mozambique ❤❤
Naiza Huchi !
I can throw comments hundred times kkkkk dhafu ma1 😂❤
❤❤❤❤❤❤❤ haaa ngazvirambe zvakadaro wangu
Mhaiweee Culture love ummmm
Zambia 🇿🇲
Senzeni bhoo here pa Ndebele apo
Can't wait
Movies nemalikes ngaafambe amana
Watching from Gwanda
Kauchi uyo boss makareswa kusecha munh boe
Ichi chirikupisa murikutigonera Tearm ❤❤❤