Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Chinoshamisa ndechekuti vana va Dasiwesi vamwe vacho vakaramba Bios wacho😂😂
Baba Echoes kana uchida kudzidza nhau yababa Sandros bvunza Atete vako Rabii Sandros aiera mambo uya Airerema mambo ,,,,,Ibvai mumataka enyu tinooavaziva
Amen
Munhu Akaita zvenyama madzibaba Anosiiwa masikati machena madzibaba
Makadii mutungamiri Echoes ,ceyi maronderaa
Ndakunzwa kutaura kwako murume, ndaronda nhoroondo iyi, wavhura meso evazhinji, waparidza humwari husina kushora vamwe
Micho anga akatumwa..naivo adasiwesi vakamupupura ndokuzomuramba
Saka zvakakoshaa kunamataa murunyararo nekuti baba vedu vadhasiwesii nabababios vakapupurana.why vamwe varikuruyamuro vamwe panhamoyebondee
Guruve ibvai nenhau yekunzwa mweya wekumvura uye ibvai mukupfekedza vatendi nguwo dzemuteuro ,,,,,,Iyo nhau yababa Sandros yakaporofitwa naPaurosi vasati vabatwa nemweya Adasiwesi vakatora mbiya vakacherera pamba pamai Sandros vakati ndiro guva remwana wenyu iri ,,,,,hachfa mamakamona zvakare
kupandukira muchinjiko hauna kwaunoenda
Kunyepa kunoitwa nemurume varume
Chete uri kunyepa dhaswe akapedzisira kuombeka kupiko
murikupikisana nezvamurikuona here 🤣🤣🤣🤣
BababEcoes Ndinotenda nekutaura kasi chokwadi chinodiwa musango ini ndichataura zvandinoziva Adasiwesi vachitaura nhau yeJorodani muchishanu yakatambirwa Paurosi akati makore matatu after 3yra Adasiwesi vakaunganidza vakuru muchishanu vacation mweya wawedzera makore ipapo mweya pamutumbi wavo wakabvunzwa kuti sei mavakuwedzera makore mweya wakati Anakidzwa naro ndosaka vanhu vakatanga kufa after that vanhu vavakurariramba nenhau iyoyo, zvakawanda zvakaitika after 3yrs zvinosemesa
Jorodhani ririko richiri kuitwa
Inyama pasi ishungu madzibaba,,,,Chii chakaita kuti Guruve ipihwe Jorodoni pane chikonzero mambo chinoda kufundwa ,,,,Kune tsika yamiswa muGuruve irikuitwa nhasi yakarambwa muri wacho achauya ,,,,,Mubvunzo sei Simbi dzeJerusalem Sandros &Lawrence vasinga pfekedze vatendi nguwo dzemuteuro kana kutamba muroodhai pamasowe ,sei vasingaombere pamssowe
@@ROCKstar-me5hx Lawrence na Sandros kana vakadzidza chinamato kubva kuna Pauro ari pamutumbi wava Dasiwesi ngavagare pasi vafunde vadzoke pahwaro. Wese akatendeutswa na Paurosi haagone kuramba Jorodhani repadziva nhasi
Vanhu vanotedza zvinoda zvemweya kwete zvenyama mambo ,,,,Jorodani was only for 3yrs sei kuseri kwe3 years vanhu vaifa ipapo pane nhau
@@ROCKstar-me5hx saka rakabva ratovharwa here, tingafanane sei namu kristu tisina kupinda mujorodhani saiye Jesu
Sei munoda kuita sengue makakuyenda kudenga mukakudzoka musadzikisire wamwe munu wese anodiwa na mwari. Anonamata ne asinganamate ndatenda. Amuzive zvirikuwuya kumberi kwenyu.
Chinoshamisa ndechekuti vana va Dasiwesi vamwe vacho vakaramba Bios wacho😂😂
Baba Echoes kana uchida kudzidza nhau yababa Sandros bvunza Atete vako Rabii Sandros aiera mambo uya Airerema mambo ,,,,,Ibvai mumataka enyu tinooavaziva
Amen
Munhu Akaita zvenyama madzibaba Anosiiwa masikati machena madzibaba
Makadii mutungamiri Echoes ,ceyi maronderaa
Ndakunzwa kutaura kwako murume, ndaronda nhoroondo iyi, wavhura meso evazhinji, waparidza humwari husina kushora vamwe
Micho anga akatumwa..naivo adasiwesi vakamupupura ndokuzomuramba
Saka zvakakoshaa kunamataa murunyararo nekuti baba vedu vadhasiwesii nabababios vakapupurana.why vamwe varikuruyamuro vamwe panhamoyebondee
Guruve ibvai nenhau yekunzwa mweya wekumvura uye ibvai mukupfekedza vatendi nguwo dzemuteuro ,,,,,,Iyo nhau yababa Sandros yakaporofitwa naPaurosi vasati vabatwa nemweya Adasiwesi vakatora mbiya vakacherera pamba pamai Sandros vakati ndiro guva remwana wenyu iri ,,,,,hachfa mamakamona zvakare
kupandukira muchinjiko hauna kwaunoenda
Kunyepa kunoitwa nemurume varume
Chete uri kunyepa dhaswe akapedzisira kuombeka kupiko
murikupikisana nezvamurikuona here 🤣🤣🤣🤣
BababEcoes Ndinotenda nekutaura kasi chokwadi chinodiwa musango ini ndichataura zvandinoziva
Adasiwesi vachitaura nhau yeJorodani muchishanu yakatambirwa Paurosi akati makore matatu after 3yra Adasiwesi vakaunganidza vakuru muchishanu vacation mweya wawedzera makore ipapo mweya pamutumbi wavo wakabvunzwa kuti sei mavakuwedzera makore mweya wakati Anakidzwa naro ndosaka vanhu vakatanga kufa after that vanhu vavakurariramba nenhau iyoyo, zvakawanda zvakaitika after 3yrs zvinosemesa