Uuuuumm guys uyu mfana i type yaFranco tarisai zvaita mari pastage zvotaura zvega. Franco so far ndiri kumutsvaga ndasuwa kumbomuona kuti akutamba sei pavapfanha vemazuano pamwe atove nenew dance. Ndikumbirireiwo macheso amudzose band rinakidze mhani.
Isusu vatereri vemberikwazvo hati compare madancers edu to tarisa loyalty as well we have vana charlie chembe vakamira namudara through and through saka munhu wese anogona pake from majuice, charlie, albert and ribha ribha ndevedu vese
Franco ndaimufarira. Asi kuti dance yake yavakusara zvishoma nezvishoma kune vafana varikuuya ikezvino. We must accept kana chinhu chaakupera. Pakatanga Macheso kuimba vanhu vaingoti Madzibaba vahombe. Asi ndiyani ari mberi nhasi pakuimba to be honest
Haaaa for people vanoziva Franco slomo vanokuudza kuti hapana zvaari kuita uyu , best dancer is Franco number 2 is macheso ,number 3 ma juice kozouyawo dancer wababa Harare nakariba uyu pa number 4
Unogonesa iwe Kariba unodarika vese vanotamba kwaCheso power
Kariba is a good dancer it's only that he's underrated at Mberikwazvo I like his moves more than all dancers
kkk vanhu vakaziva hauna mushonga vanodherera
He is now pa spotlight. It's now his season. Go Riba Riba
But haana hake ma moves akawanda if you check anotamba same moves since paakapinda muchikwata
He is not underrated they value him more
Haana mawara ari very steady u are the best Kariba
KB is the King of dance floor no papasi he is fluid in his moves .
He is the best dancer kwamacheso
I loved Kariba since day one😂😂😂😂😊hanzi naSheckem Chakawa unogonesa❤❤❤
Some people can dance, he is the best ❤
Haaaa akapenga manje....big up Kariba
Zvazvinhu,ndakagara ndazviona kuti haana papaz, good dancer
Kariba Ribhaaaaaa❤❤❤❤ much respect baba not majuzi haaaa dzungu mhani 😢😢
Well said majuzi dzungu chozikanwa zero
Wataura
Wakadakwa iweiwe uyu ane 1 style chete imboko iyo
Majuzi uri #1 I like you Chero zvodii ❤❤.
Unogona hako karibha,very kool wth exerptional dancing moves,Very kool talented guy.Unogona K.K
I’m still saying, Franco is the best dancer in Africa
Agree with you,others follows
Kariba tambire pana macheso majuce abvepo
I think he can dance but the first cut is the deepest.Franco mushina muhombe .❤
Uyu mupfana magetsi full of energy. Franco anotamba hake but ndakaona sekunge age haichamubvumira kunyera zvaachimboita
Anogona muchinda uyo ndezvechipo izvo
Anotamba mkomana..🎉🎉
I love kariba riba than all the dancers
MaJuice he doesn't have order at stage
No pride at all, he does everything with passion l really love him.
Ane full of i know majuzi anobhowa
Kariba bhaaaaaaaaaaa❤❤❤🎉
Kariba can dance but it's difficult to compare him with other dancers. He has his own style.
Haasi here anombotamba kwasomandla ndevele
He is the best
Chibaba icho l surrender
Uuuuumm guys uyu mfana i type yaFranco tarisai zvaita mari pastage zvotaura zvega. Franco so far ndiri kumutsvaga ndasuwa kumbomuona kuti akutamba sei pavapfanha vemazuano pamwe atove nenew dance. Ndikumbirireiwo macheso amudzose band rinakidze mhani.
Kariba ndiwe unofanirwa kutambapadhuze nababaShero kwete uya wemidzi mumusoro kanazvimopu mopu
Kariba unogona mhani iwee
uyu anotambisa haana dzungu uye akazvininipisa macheso haarambe achipa mkomana uyu ground
I just like the sound of Macheso
Kariba ane chipo chekutamba
Majusu anozombozvida here izvi
Unotamba uyu❤
Kari kari Kariba manyama ayoo zvirimuropa izvo ndi blazi vako stavo from Zengeza 4
Ndaigara ndakazvitaura kuti ane tinty uyo is tha best
Heish kariba you are the best of best ❤❤❤❤❤
I have been saying this all along the guy is the best in the group
Riba riba i was there pa kempazi
Kariba unogona hauna dzungu pakutamba.urishasha mheni
Isusu vatereri vemberikwazvo hati compare madancers edu to tarisa loyalty as well we have vana charlie chembe vakamira namudara through and through saka munhu wese anogona pake from majuice, charlie, albert and ribha ribha ndevedu vese
but chibaba chavo ndikariba
Pakutaurwa kuti angona not zvkuti akamira naMudhara ndyani ndiyo problem iyoyo yekuda kusanganisa nyaya
Riba to the worldoo
Karibha all the way junior franco
I love the way he dance
Ribhaaaaaaaaa❤🔥🔥🔥
This is my best in Alicks group of dancers
kkkkk muhombe uyoooooo
Anogona haana dzungu
Majuce wakaoma mkoma unogona kkkkkk pakangoita watamba uchahwa majuce urikombeyewa nemunhu arikutamba iwe wakangomira zvako kopaunozotamba ke kkkkk ndiwe zimbabwe yese ini handina godo wangu
Vachiri kutamba zvakatambwa naFranco 2005 vese namajuicy,,,..daidzai franco akugadzirirei madhanzi manyowani
magetsi ayo, ma dancers manyama ayaayaa!!
Anotamba muface uyu kwete zvamajuzi dzungu too much uyo Anotamba zvinonakidza
Majuzi hasviki apa chokwadi chakanaka
Kariba itsamba takaverenga
Kubva achiri kwamadzibaba yaingova simbi yebasa iyo
True apo mareva
Franco ndaimufarira. Asi kuti dance yake yavakusara zvishoma nezvishoma kune vafana varikuuya ikezvino. We must accept kana chinhu chaakupera. Pakatanga Macheso kuimba vanhu vaingoti Madzibaba vahombe. Asi ndiyani ari mberi nhasi pakuimba to be honest
Papi pacho pakariba... Baba shero
Kariba better than majuice
Kariba zvazvinhu
Mupfana wangu iyeye
Kariba best for sure
Anogona but he has the same style Majuice has some sweet extra moves
Kariba kuseri uyo
Kariba chibaba sure guys
chero kukazotambiwa hako asi Franco Slomo arikumberi kudarika vose
Albert is the best
They are smart these guys
Kariba to the fullest 💐
Kariba is the Best,camera is always focusing on the favorite.Expose everyone
Riba ribha
Band ravanhu❤
Anotamba mkomana but franco razor blade
Kariba is better than Mujuice
i sapoti u
AJuice order hapana achiri kutamba zvaakadzidziswa naFranco
Majusu anotamba kufadza Macheso not povo
Kariba uri kariba dam chaiyo ganda rako rakawota kuita mugeziwashe chaiye
Show dem bro makanyanya
Franco ndibaba vamuED pa dance anopedza
Kkkk haaa best of all kupi???majuice ematohwe ma1 aye
Kariba anotamba kana usingazviwone problem yko hko
Majuice is using various styles
Kariba inyanzvi
Ndoochibaba kariba
Uyu anotamba haapaparike samajusi
Majuice is the best dancer than kariba
Haaaa for people vanoziva Franco slomo vanokuudza kuti hapana zvaari kuita uyu , best dancer is Franco number 2 is macheso ,number 3 ma juice kozouyawo dancer wababa Harare nakariba uyu pa number 4
Unoziva
Dancing simplified
Anogonesa haana dzungu
Aripafront uyu
He was supposed to be the group leader uyu
Kariba akapenga
He is a good dancer to be honest. Bt Franco Daka Is more gifted
Agree with you,others follows
Anouya kariba manyama dance yacho
Franco chete chete
Full of energy but frango slomo mukuru wavo
Agree with you,others follows.
Wakanyanya kariba
KB maboss ayo
Karibha kuseri kwekuseri
Anotamba manje anouya zvekudaro
Madancers aband raMacheso anochena havo
Its like dancing is simple wen KB is Dancing 😢
Baba shero like kariba zvekudaro
Zvezera rake anogona bt kwete kuzocompare namajucy nafranco not same league
His not feeling well shame get well soon Bamunini
Pray for him, he is not feeling well this boy
Hindava
😢arwara nei
Ndezvariinhi
Wish him quick recovery
Aah true ! What’s wrong
Karina uhmm
Not just my favourite but the best dancer....So steady.