Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Uyu anondipedzera sport kuti popopo hadziregi kurira pfuti 🔥🔥🔥 chairman mondigonera
Haaa kare kwake ayiimba mupfana uyu mhan 🔥🔥🔥🔥
killer tVEVO mahwn ayooo uyu anogona💥💥💥💥💥💥
❤yesaya old tune to the world chairmen ndimi muneyese
My favorite since primary sxl❤
killer t will remain the king of zimdancehall. 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Big statement. Dzikama
@@yungkingshaka1227 koo kunyepa hre shaaaa taura munhu arikumumisa now
apa wakunyepa
well done killer t,i love your old songs so much 👏
Even me
Big up Killer T one of the hit makers ...⚡⚡⚡⚡🇿🇼🇿🇼
too many people on stage kudhakwisa zvinhu,that's disrespecting the crowd munhu akutinya kaphone pastage kana kunzi VIP kwacho haa maya
Ma hits manyama
MY Favorite artist on the land between zambezi and limpopo
Muhombe killer 🔥
I respect his performances
Meu Artista do favorito
Hoyoo this is lengendary
Chairman kwete zvekunyepa
Chibaba ichi👊👊👊💯🔥🔥🔥
Akazozviona kt maSong aakaimba achitanga are hit when staging than the recent once anga arasika paidzimba paStage
haaa masongs a killer ekudhara anonakidza kudarika amazuvano
Mufana anopisa uyuu
Killer t mahits unawo hobhooo!!!🔥🔥🔥😩🫡
Dem po po po po
Beat rarohwa pa song number two iro randifungisa Zimdancehall yemashuwa
Killer t ndi baba we zd
Great and amazing music 🎶
Good wangu
Mukuru we dance hall ndiye uyu
Well done killer t 🔥🔥🔥🔥
Anopedza uyo
Chopisa ich chairman xema sure
Uyu wamunoti chairman akaipa
🇰 🇮 🇱 🇱 🇪 🇷 🇹 Anopedza live show
Mmmm too many people pa stage veduwe
Berengwere
Masimbisa Ghetto Mufokose
same line up yeku comm kwa jah
maiguri vacho kuita kunge kapfambi kudaro haaaaa pamwe ndochimanje manje hameno
Siya munhu azvifarire
@@themovementtv3902nhai zvako iwe. Arwadziwa neiko uyo?