It's very sad, kuti Honourable MP, vanosimbisa kufamba vachizvarisa nyika yose. Kusimbisa chihure, hanzi dzinza rikure. This is not a good example, from a leader. Kune many broken hearts out there. Women must stand up for their rights, isu totsigira vana Amai vedu nguva dzose. We can not be silent, let's use this space to expose the wicked.
If can get two or more brave men like u then Zimbabwe will come right. Special request to use English if u don't mind . Zimbabwean language we understand little bit
It doesn't matter were this guy speaks from. Obviously he can't freely say all this in Zimbabwe without being silly prosecuted. As Zimbabweans we must anchor one another and not dwell on futile comments and matters. This guy is performing a good role of awakening people politically. So it doesn't matter whether he speaks from UK or Hell.....it's even better to speak that truth outside Zimbabwe ....that he is safe and will continue to spread the political gospel without fear of being silly arrested. Its called bravery backed by wisdom. If he was in Zimbabwe he wouldn't have the same freedom to speak the truth. Most probably those who are saying that he must go and say his utterance in Zimbabwe... chances are that they are also not in Zimbabwe ....busy minding rats while our house is burning. From me.....keep it up.....keep preaching the political gospel. Stay safe.....and stay away from Zimbabwe at the moment. You know zanu is allergic to the truth.
Don't mix things, chimudhara chekufa chapinda papi, take stock of your political knowledge, talk about prevailing issue, you as a true patriotic guru what have you done post or pre?
Best speech. aver. Mudhara. From US. 👍👍👍👍👍👆👆👆
Please share for people to listen and stand up
Tomuendesa mujeri hatitungamirirwe nemhombwe maZimbabwe let's stand together tombobvisa pfungwa yekutya or kuti maZimbabweans haisi team heHondo ngatibvise mdara uyu manyenga Vana kana masoja akapfura kana wafa ziva kuti wasunungura nyika havauraye tese 🇿🇼 simba revanhu rofanira kuonekwa kusvika rinhi tichiurayiwa takanyarara kana pakubatwa vamwe vedu why vanhu vachisiya zvichiitika vamwe varipo 💪 pasi naManyenga vana
Pasiiiii
Pasi naye,mhombwe,muurayi nxaa he mush route in jail
Vanonyadzisa kani Grace akagara az vireva mukati anopengaaa
It's very sad, kuti Honourable MP, vanosimbisa kufamba vachizvarisa nyika yose. Kusimbisa chihure, hanzi dzinza rikure. This is not a good example, from a leader. Kune many broken hearts out there. Women must stand up for their rights, isu totsigira vana Amai vedu nguva dzose. We can not be silent, let's use this space to expose the wicked.
😀😀😀😀😀😀😀nedziri kupinda ka idzii dzinotyisa 😀😀😀mbombo yacho ndi Emasorn
😂
Why did she kept quiet all along?they were eating money .atishandiswe nemahure Aya.
His dressing 😂🤣🤣🤣typical Zimbo straight.
Anogarepi munhu uyu
Tr
@@naisontichcharehwa4165 UK
Thank sir thumps. Up well spoken
Akunzi manyengavana inga Grace akataura mani
Emason Manyenga Vana Dambudzo apo wanyadzisa mudhara
Weduweeekaaaa ndoamazita àcho hr😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Manyengavana
Well Spoken
Kubva pagukurahundi achiuraya hezvo dzechibharo nhasi dzatekeshera pasiresi nhai Ed
GUMBIRA VAKAMUSUNGA NAIVO NGAVA SUNGWE
If can get two or more brave men like u then Zimbabwe will come right. Special request to use English if u don't mind . Zimbabwean language we understand little bit
😂😂😂😂😂no more saying your excellent
well said papa
Kkkkkkkk
Justice hakuchina shuwa
Zvaka oma baba zvino rwadza we to protect our women from this cols
The moment Zimbabweans in southafrica start crossing bck to zimbabwe u ‘ president uzavala uku register to vote aze aye vula after ma vote 2023
AMEN mwari havarambe vanyerere
Smart talk dady
The biggest MBOMBO ndiMnangagwa pasii neZanu
Ehe mnangagwa haarambirwi bcoz kana achienda kwaMarange uyo anorara nevana vadiki ndokwaanopihwa idear yekurepa ikoko value haasina that's why zvava kubuda manje nhasi munhu kadzi akasiyana nemunhu rume mukadzi haana Hana kunyangwe zvikatora 50 years asati ataura but achazvitaura chete aitoma abiusa Sasun Mutami taura zvese
🤣🤣🤣🤣🤣🤣ndaseka zvangu ,,,hanzi nedziri kupinda kaidzi
No clearance yezita rake dzokai tibvise munhu uyu baba vanotaura vashinga chokwadi ndovanhu vanodiwa hanzi hapana kusiri kufa
Hanziii nedzikupindaka idzi mudhara bhooo here🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 hanzii mbombo yacho
Kkkkk ndovanokonesa mvura kunyaya muZim vanhu vachifa nenzara.yah mwari varikuona mashura
Munhu we vanhu 👏👏👏
Yes mdra
Yoo
Chikurubi yakavharwa yere kuti abagoni kuyiswa kujere bana Lacoste🤣🤣🤣
Dzaonekwa dziri kupinda idzi🤔 ummmmm tiri pamaone. The girl child is not safe at all nemadhara aya nxaa
Yohwe🙈😂😂
Murepistiker uyu😂😂😂😂😂
Kkkkkk haaaa mdhara akachena uyu kkkk simple dressing
Trousers ndorazo rasa bit 🤣🤣🤣.Dzoka tinzwe wakuendepi?
Kkkkkk 👊🏾👊🏾👊🏾
Unopenga iwe
Chokwadi mundara 🙏💞
this father must be proctected shuwa azakufa bantu hmmmm khuluma baba iqiniso kodwa impilo yakho
Uuuuuu ndezve kupenga araper Ari payi
Mbombo manje ndo zigudo ziguru riye. zimukwende racho. 🤣🤣
Kkkkkkkk 😀😀😀😀🤣🤣🤣
Mabaya imi weeeeee
Havana kutanga nhasi ku repa vani vakatanga kuhondo uko .Vana Mujuru nana Opah vakabatwa chibharo vese avo .Let us unite tibvise tsvina idzi !
Vakange vanonoka kuinda pamhepo vakakoshiwa kupheka bhuruku rakakodzera tinoku nyarirai baba sorry henyu
Rusike when are you coming home come and over the leadership
Nyika yati rusike tonga
Taura rusike gasungwe
Mbombo yacho 🤣😂
Dzakaoma kani dzirikupinda
Huyai mudhara tibvise tsvina iyi zvakaoma hazvo
Big rusike mashoko makukutu
mabhinya aya ana Munangagwa
Tell us what you did when power was taken over? It's all to do with judicial
Kkkkkkkkkkkk chimdara shokufa
Baya mdara
Thank you baba Maiya neshoko Nishi nekubvisa mabori kunevakakotsira
Garwe Bhinya kuvana! ☹️☹️☹️
Garwe vazofumuka chaiko zvavakunyadzisa kut Mukuru iwanikwa ari panhau dzakadai
Chokwadi baba mayitabasa
Eksarenz
Mbombo yacho
Taurai henyu mukuru our country is cursed . Itai right pronunciation ya Sikara(Sikhala) no sakara
It doesn't matter were this guy speaks from. Obviously he can't freely say all this in Zimbabwe without being silly prosecuted. As Zimbabweans we must anchor one another and not dwell on futile comments and matters. This guy is performing a good role of awakening people politically. So it doesn't matter whether he speaks from UK or Hell.....it's even better to speak that truth outside Zimbabwe ....that he is safe and will continue to spread the political gospel without fear of being silly arrested. Its called bravery backed by wisdom. If he was in Zimbabwe he wouldn't have the same freedom to speak the truth. Most probably those who are saying that he must go and say his utterance in Zimbabwe... chances are that they are also not in Zimbabwe ....busy minding rats while our house is burning. From me.....keep it up.....keep preaching the political gospel. Stay safe.....and stay away from Zimbabwe at the moment. You know zanu is allergic to the truth.
Huya umubvise iwe ED wacho.Kungoswerotinyaudza.Kushaya basa.Zimhazha rako kamudhara iwe.lwe wakaraper vangani ipapo.Huya tikuongorore tione zijendekufa rako kana rakachena?Wakachena here iwe?.Kana wakachena hauna machende uri ngavi iwe.Dhemeti! Tsvagai campaigning strategy kwayo kwete zvemahumbwe zvamuri kuita izvi.lyi nyaya haishandi iyi kuzvifadza nenhema uku.Varume vakuru kugarira kuronga nyaya dzemadhakanana dzakadai.Fake.
Kkkkkkkk kana vapedza vobva vamhanya kutaura maresults vanoona sevarikushanda chaizvo nemahumbwe iwaya zvekuti musangano vatoukunda havazive kuti tozviziva kuti ndivo vakaita kuti tive kunze kwenyika nezvimasanctions zvavakakumbira vodzoka vonyepa kuti ZANU yauraya nyika vanotonyepera madofo nemapofu anofunga kuti akadzidza saivo
Mashoko makukutu
Tell people way forward, avoid irrelevance
Kkkkkkk ndaseka mbombo moiziva here
Chokwadi.baba.murikutaura.
🤣🤣🤣🤣
Hatidi tsvina.. 💩💩
Svutu Svutu kkkkkkk lol hayisi suit iyi bodo
Don't mix things, chimudhara chekufa chapinda papi, take stock of your political knowledge, talk about prevailing issue, you as a true patriotic guru what have you done post or pre?
ASI uri muZanu pf kani
hamuna chekutaura baba. satan ndi satan period
Unopenga iwe. Tsaga basa kamudhara kasina kukwana.
Huya kuno usahukure urimuno kana urichibaba. Iwe ukapomerwa mhosva pasina humboo hwakakwana unoda here
uripi huya kuzim kuno urikungo popota uri UK
mhata yako iwe hatifitaka votera ccc no matter how you say dad thing about our president
The devil is at work I think you agree to this statement
Wambozama kutaura asi iwe budavo pachokwadi tauravo mhosva yako tinzwe
Mugabe and Mnangagwa are two very different people, check your political knowledge seriously
Why do you say so sir?
Leave Mugabe imi sekuru ñgati tsikisei yeduche iri
They are 2 rusty sides of the same coin
Mnangagwa is a creation yaMugabe
siye musoro wenyaya takarasima nezvimwe. Munofungeikoi nemukuru uyu
iwe kunyepa uko kahure ako kakunyepa kakapiwa Mari manje akuna kwaanoenda
musada kusvibisa zita remukuru kumuframer zvimhosva zvekusvaga imi
Go register to vote kwete kungohukura iwe mdra iwe. Iye mkdzi wacho kunge achapedza varume vese varimunyika muno. Hure rinongozvarwa riri hure.
hure ihure chokwadi but baba vanosvira benzi munotii navo?