You are dealing with two cultural traditions.This fellow from Moz has his genuine concerns and should be treated with respect not an object of ridicule.
Poor Timotio, it sounds like arikunyeberwa. The mother said akaramba $50 achida $500. But Tete vati akaramba $100 akavatandanisa. That family is lying and that chief ibenzi, sounds like he’s got something against vanhu vekuMoza
Kkkkkk Timo timo haibo never a dull moment asi Chief mabatirira Timo apa he is not mentally challenged as mentioned he knows his rights and he knows the law too.
Timothy was right.. Dai akatambira mari yeroora aisungwawo nemutemo kuti aroodza under age. That family yekumukwasha have now realised kuti mwana wavo anogona kuenda kujeri and now trying to pretend ignorant manje mutemo unonyudza
Ma comments aya anenge achibva kupi, the people speaking are the one who spoke, we cover everyone whi speaks, but we can't ask them to speak, what you see here is what took place ONLY
@@robertapfumaneyi Apa Mambo ngaazive kuti atadza kutonga . We lost respect for him . We watch his cases because we really liked his wisdom but now he is showing us another side of him . Proper discrimination. Pasi nekubata vana vadiki . This is a very sensitive issue.
@@lizgrem6017 yo said Sly Media sould 'ratidza mamwe ma comments evanhu" so am asking which comments, then you jump wakuti Mambo vatadza kutonga, so which is which from you, i then spoke to about how these traditional courts are covered,
@@evelynechitata2105 we have always encourage the chiefs to do that and one day you will hear him speaking about them, i remember him even encouraging his subjects to read them as well
Chief should have looked at the statutory rape case, I would be livid too if somebody takes my 15 year old as a wife. No need to make the man feel any less because he is from Moz.
Mambo dare renyu ririkurasika nyaya .major issues ndeye mwana under age of which its a serious offense but imi makuinzvenga.Maratidzwa mapaper eku police ne complainant but u failed to ask defendant. Kana muchitonga musashore kunobva munhu cz muita sekuti justice ino applire kuneverudzi rwekwe chete mutorrwa dzvinyirirwa .murume uyu ndewe ku Miza saka zivai kuti anogona kunetseka pakuda kunyatso tsanangura ..
I thnk mabatira nyaya pakati..he said nyaya yeunderage has a wittness anova muskana uyu thts why they postponed wc iz fair for everybody...hez very accommodating seeing hiw timotio iz behaving...if u see many cases of this nature done in legal courts or traditionally u cn attest tht this mambo so far iz right
Iwe Chimambo chenhema wakapusungwara.Hausikuona Kuti iyi nyaya yavakataurirana Kumba kwavo here.Amai avo munhu mukuru havazive mutsauko wemwana mudiki nemunhu abvazera here.Go to the leadership skills mfowethu because you're are very easy kunyeperwa,Uye family haigone kuita witness for one another maybe hauzvizive izvozvo
Timotiyo dai asina kupedza nguva yake kuenda kudare rinodzwinyirira iri dai akaenda straight kupolice 15 yrs chaisungwa chimukomana icho chimhondi ndarwadziwa 15 yrs aah age yemwana wangu chaiyo zvinorwadza
You are dealing with two cultural traditions.This fellow from Moz has his genuine concerns and should be treated with respect not an object of ridicule.
Nhai vanobowa kutoseka kunge zvinosekesa
Timothy anehasha
Timotiyo is right musadzvinyirire vanhu
Timothy muri kumudzwinyirira nekuti anobva Mozambique musadaro
I know it's sad more should be done we need educated impartial judges
Ummmm vana wari joni wachazvitwawo bcz mhosva haupari chete asi unogona kuparirwawo
This is touching ,the guy is honest and respectful but they confuse him ,don't laugh at him he is telling the truth
Chief you are not fair for the first time. Look at the underage case because this man is hate because his daughter is underage.
Nyaya iyi adzvanyirirwa becoz ndeweku Moza .iyii Mambo vaitadza
Asi akabhadharwa zvakanaka wani
Akabhadharwa bhooo uku kwaive kumavambo
Xenophobia at play here, yet we cry when we are discriminated against in other countries. Shame on you.
Akazobhadhara murume mombe dzakawanda
I agree with you and they forget kati we have Zimbabweans in Mozambique (and everyone is laughing )
Vanhu kungoseka henyu but zvinosiririsa mukwasha uyo ane behavior yechikorokoza imhondi mumaonero andaitawo
Vanhu vasadero haisi nyore kutorerwa mwana ari under age
Hakuna vakwasha vanoenda kunatezvara straight, munopotera kumunyai ndiye anoinda nemari kunatezvara, makadherera tezvara
Pa fair mukudzvanyirira Timotiyo. Zvinorwadza mwana ane 15 years nezidzvinyangwe rese iro imajeni riri pamusoro pemwana. Ngaasungwe murume uyo
Zidzvinyangwe kikkkkk mutawuro wandifadza I need to know you more
It's painful vanhu kungoseka henyu
Chokwadi ndashaya kuti vanhu vanosekei zvinosiririsa kudai
Sure ndarwadziwa
@@etheltsowani1924 Ipfungwa shoma
@@fortunatemuchekadzese1939 Vakutomuita benzi
@@etheltsowani1924 Zvakaoma hako
Timotio is very imotional kkkkk
Poor Timotio, it sounds like arikunyeberwa. The mother said akaramba $50 achida $500. But Tete vati akaramba $100 akavatandanisa. That family is lying and that chief ibenzi, sounds like he’s got something against vanhu vekuMoza
Zimbabweans shouldn't cry over xenophobia,the treatment given to this Mozambique guy is unjust!mbwa dzavanhu
Thank you
Mambo apa matadza kutonga Timotio haafaniri kuripa vanhu vakamutirera mwana wake mambo mambo mambo mambo
Watch part 2
@@fadziachirongo4280 ndazoiona aiwa vakazogona kutonga mambo
Kkkkkk Timo timo haibo never a dull moment asi Chief mabatirira Timo apa he is not mentally challenged as mentioned he knows his rights and he knows the law too.
Timotio you are correct but mukudzvinyirirwa chete apo
Mupeiwo basa Timotio awane chouviri
Slaymedia batsirai timotio awanewo justice panyaya yemwana wake kwete kumudzvanyirira
Best mambo in the country. Only second to my chief Sogwala
do you have his contact details
@@robertapfumaneyi whose
@@rogerchanda chief vako ka my guy
@@rogerchanda Chief Sogwala we also want to cover his traditional court sittings
But ther is Negomo and Zimunya their also good
Am team Timotiyo. Kusadzidza zvake but anoziva mutemo. Mkwasha ngaaende kujeri.
He is depressed. Too much for him
I need to take this problem to court Can I get number for Timoteo please slymedia..
I will support you 100% did you get his number
Mambo Timotio mupeiwo bhutsu
Under age is under age murume iyeye ngaasungwe girlchild life matter we need justice
Kana muchinda wekuroora under age akasaenda kujeri panenge patongerwa chizivano. Zviya zvekuti uri foreigner. Ko matare aitarisira kugashirwa kwemari yetsvakirai kuno kumwana anobuda mukaka pamhuno. Zvaitaurwa nemhuri yakatora rusvava rwemudhara uyo zvaisemesa kunzwa. Mapurisa haatongi nyaya asi matare edzimhosva. Community service yekurwa mutongo wagara uripo not from police. Tongai yemunhu anorova atezvara pedzezvo orara nemwana watezvara ivavo APA achiri pasi pezera
Timothy was right.. Dai akatambira mari yeroora aisungwawo nemutemo kuti aroodza under age. That family yekumukwasha have now realised kuti mwana wavo anogona kuenda kujeri and now trying to pretend ignorant manje mutemo unonyudza
Timotio🤣🤣🤣🤣 comedy King
Kkkkkkkkkk chief Bushu so apa dzinotaura soft hadzo hanzi mira ndikupe dollar uende kumba asi mkwasha ari wrong
Ine part 2 akazobhadharwa zvakanaka murume uyu
Uyu veku moza uyu ari right zvorwadza veduwe
Slymedia edzi kuratidza mamwe macomments evanhu pamunoendera nhau dzematare kwaMambo Bushu.Hongu Temotio anoradza kurasika brain zvishoma asi matauriro amambo ane kauDiscrimation zvishoma kuna blaz ava vekuMozambique.
Ma comments aya anenge achibva kupi, the people speaking are the one who spoke, we cover everyone whi speaks, but we can't ask them to speak, what you see here is what took place ONLY
@@robertapfumaneyi Apa Mambo ngaazive kuti atadza kutonga . We lost respect for him . We watch his cases because we really liked his wisdom but now he is showing us another side of him . Proper discrimination. Pasi nekubata vana vadiki . This is a very sensitive issue.
@@lizgrem6017 yo said Sly Media sould 'ratidza mamwe ma comments evanhu" so am asking which comments, then you jump wakuti Mambo vatadza kutonga, so which is which from you, i then spoke to about how these traditional courts are covered,
@@robertapfumaneyi i think ada kuti mupote muchirakidzawo chief macomments atinoisawo pano vaonewo mionere yedu concerning maissues akati wandei mudare mavo like iyoyi nyaya chief habana kupakura zviri fair. Pafeya chaipo
@@evelynechitata2105 we have always encourage the chiefs to do that and one day you will hear him speaking about them, i remember him even encouraging his subjects to read them as well
T he is 100% but anyway mwari ndovachaitonga
Apa Timotio akadzvnyirirwa avo vanhu varikutora advantage yekuti Timotio mubvakure.
Chief hamugoni kutonga imi mese nezvimadhara zvamunazvo. Hanzi naShakespear "Give thy ear and few thy ways".
Waiting for the outcome
Chief should have looked at the statutory rape case, I would be livid too if somebody takes my 15 year old as a wife. No need to make the man feel any less because he is from Moz.
Justice for timotio
Underage ngaapinde hake mukati mukomana
Mambo imi mune chi foreigners muchabatisa rough mazimba arikumoza
Mambo mapakura zvisiri fair.... Timotio mamubatirira
Mambo dare renyu ririkurasika nyaya .major issues ndeye mwana under age of which its a serious offense but imi makuinzvenga.Maratidzwa mapaper eku police ne complainant but u failed to ask defendant. Kana muchitonga musashore kunobva munhu cz muita sekuti justice ino applire kuneverudzi rwekwe chete mutorrwa dzvinyirirwa .murume uyu ndewe ku Miza saka zivai kuti anogona kunetseka pakuda kunyatso tsanangura ..
I thnk mabatira nyaya pakati..he said nyaya yeunderage has a wittness anova muskana uyu thts why they postponed wc iz fair for everybody...hez very accommodating seeing hiw timotio iz behaving...if u see many cases of this nature done in legal courts or traditionally u cn attest tht this mambo so far iz right
😆😆😆ndingaseka hngu BT timitiyo ari right
Chief Bushuuuu one munhu ari ega anogona kutonga nyaya ,,, aaaaaaaa ndachema zvanguuuuuu nhasi 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Iwe Chimambo chenhema wakapusungwara.Hausikuona Kuti iyi nyaya yavakataurirana Kumba kwavo here.Amai avo munhu mukuru havazive mutsauko wemwana mudiki nemunhu abvazera here.Go to the leadership skills mfowethu because you're are very easy kunyeperwa,Uye family haigone kuita witness for one another maybe hauzvizive izvozvo
Unfair judgement
TIMOTIO HAAAA NDAMUNZIRWA TSITS
That's why vanhu vachizotsvaga huroyi Timotio I think adzvanyirirwa
Zvakaoma veduwee baba varikurwadziwa ava nezvemwana wavo, but vanhu vari kutoseka zvavo, the man in orange ari kuspakwa zvake kkkk
Zzzangu zibakera zonaya 6 to 6 kunge mvura yamuvimbii ndinova moza ndini timotiyo
Ndichamuka ngozi yepa shamwa
Poor soul the man ma one drama 🤣🤣🤣🤣
Chief Bushu munebasa asi tinotenda Mwari aka kupai huchenjeri
Kkkkk mambo vakomana murombo munhu hanzi nhasi nyaya Yako haitongwe enda unopfeka mushe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hmmmm amai if you’re saying nyaya yakatongwa ikapera it’s not true. Kupera kwenyaya iyi ndokunge mwana wenyu asungwa. He committed a crime
Timotiyo dai asina kupedza nguva yake kuenda kudare rinodzwinyirira iri dai akaenda straight kupolice 15 yrs chaisungwa chimukomana icho chimhondi ndarwadziwa 15 yrs aah age yemwana wangu chaiyo zvinorwadza
Nhai mambo. KO nyaya yerape mati kudiyi nayo. Ndonyaya yawisa kudare.
Timotio idrama chairo but ari rite panyaya yake
Timotio anozonyanyawo dzungu plus language and his very very angry mupfanha uyo anoda kurohwa let's try to help Timotio awanewo bhustu please.
Timotio is right. Justice must be served. Iyi ngaiende ku Magistrate court. I Child rape iyi…
Case ye under age must be reported to the police 🚔
Mambo vatadza kutaura apo. Vari kumudzwanirira. Seyi kuzoti hakusi kuMoza zvinoreveyi. Vanhu vese vari mudare rambambo. Inzwai nyaya yake
Chirikusekesa chiiko ipapo disrespectful people just because his from a diffrent culture
Mombe nembudzi matongero acho hapana kuyananisa pakaipa
Chief murimboko ... musadeku batira munhu nekut ndeweku Mozambique.... muri Nonsense plus hamuna champzivaa
Timotio is being abused. Poverty is unfair. Muri kumbunyukidza munhu
Apa mambo matadza kutonga matora side nekuti uyo mutorwa hasi vekuzimbambwe muri wrong hakuna mwana anoroorwa ne under age matorasika
Mmm chief kuroora under age imhosva huru .be fair .
Ava mambo varikutonga vakatarisa divi rimwe timotio ndewe ku Mozambique havasi kumupa kodzero yake
Timotoyo munhu arikuda ku protector mwana wake mukomana uyo anofanira kuenda kujere.
Mozambique guy make me luagh
Nhasi court yanakidza Ka nekuti murikuuya muforgner mucharoiwa
Haaa mambo apa matonga zvisizvo madzvanyirira veku moza uyu
Underage calls for a police report and jail sentence! Hadzisi nyaya dzekwamambo idzi!
Dai mambono ongororesa tezvara pfungwa mozovatonga mambo
Ngavaende ku police not kudare
Ambhuya vakangwarisa avo nyange havo varikutsigira mwanakomana wavo
but this is a fifteen-year-old girl. so should this not be made a police case. when do chiefs send these to the police?
Poor lighting
sure, the traditional court went beyond the scheduled time and our crew had not carried lights, noted on that one
Timothy haana kuwana justice because he is Mozambiquan..disgusting
Picture quality yenyu ma1
Saka kudare kana usina bhutsu hautongwe yowe inga vati havana apa mambo matadza kutonga nekuti ndewe Moza
Mopenga mambo murirombe imwi mune mweya kwakaipa hamutonge sekudaro humbahva
Inyaya yekuti ayita mubvakure chete but nyaya yayifana kuitwa police case munosungisa tezvara kuti vaida kutema hama yedu chakonzera kuti vadaro hant ndimi makatora mwana wavo zvisiri pamutemo here and chechipiri mwana mudiki pese ipapo mambo vayifana kuwongorora kurova tezvara imhosva yayifana kuripwa tosati tatombotanga kutaura dzimwe nyaya mambo ngavadzoke patsika dzedu vatonge vasingatarise kuti anobvepi
Iyi maitonga cy maitadzaka hanty
1) Xenophobic treatment iyi
2) This is a police case not zvima mambo zvekumama izvi.
Part II yave papi?
Mambo pakurai zviri fare tinotiyo makamunzvanyirira
TIMOTIO hauna mhosva please
Dare racho rinoshaiwavo ma advisers evanhukadzi hindava
Nyaya iyi yakazofamba sei nhai
Chief bushu is from Mt Darwin I know
Ummm haa kutonga nedemo sorry Timotio mambo matora divi
Yakazopera sei nyaya iyi.
The underage issue was ignored here
They want the daughter to come. Its the fight which Timtio isnt being treated fairly
Apa hpana nezva mambo apa
Mai ava vanonyepa
Please musadaro munhu munhu hazvinei kuti unobva kupi why kuita hustinye hwakadaro handifunge kuti varikunzi Mambo avo ndimambo zveshuva
Timothy ita drama namai titi unogonesa
maiweeeeeeeeee😂😂😂😂😂ndaseka zvangu Timotio
Nemiwo makasvora handiti maifanirwa hre kutsvaka munhu anoenda kunobvisa Mari not kuti vakuwasha vanongosvika
Yemwana wake akarepiwa vasiya, vava kutonga yebhemba