As for Minister Ben, please don't think that your song inonzi Idzo nyasha you sang it for us only, you sang it for us and yourself too. Grace will definately locate you sooner or later. Be blessed beyond measure Sir.
If you take time to explain zvawaita it means you have done nothing cz zvawaita zvinozvitaurira zveka,your work should speak on your behalf not the other way round,kudzidza hakuperi
Pastor Charamba that is a strong sermon, be blessed beyond imagination. I can boldly say you are a motiovational speaker as well.
Minister Benny komborerwai nashe,nziyo dzenyu dzinondikomborera keep it up
I never knew baba Charamba is this minister! The message is just reach and transforming
Minister Benny basa ramunobata Mwari vanoriverenga .kuzvininipisa kwenyu Mwari vanokusimudzai . Nyasha dzaShe dzigare pamusoro penyu
Hanzi pane pamwe panomanikidzirwa inzwi iro risina haro kufanira zvekuimba😂😂😂yaa true minister ben vane voice rine zodzo
Uyo murume anonzi Charamba uyo isimbi yebasa interms of Gospel music.
So powerful Mfundisi Charamba, mazwi akakura kwete Kuna mkoma Benny chete, Panoraorwa mwana washe, muranda terera,
Pamunoshumira tinotendeuka pazvivi zvedu👏👏👏
As for Minister Ben, please don't think that your song inonzi Idzo nyasha you sang it for us only, you sang it for us and yourself too. Grace will definately locate you sooner or later. Be blessed beyond measure Sir.
All the best air
Mwari ngavatibatsire tidzidze zvavanoda... Minister Benny Hadassah Muzanamombe Mwari ave nemi nguva dzose .... " ..kana kupora kwaramba ifa hako urirombe .."
Minister Benny we luv u.keep it up
Baba Charamba tinokutendai nemashoko edzidziso .Tadzidza zvikuru Mwari wakuitirei ngomi
Powerful message Baba Charamba I salute you . Mazvita Baba .
Blessed sermon from Charamba .Bro Ben just wait and see Idzo Nyasha
❤❤powerful message Pastor Charamba God bless you.
Powerful word from baba charamba (usava mberi kwebasa rako)
Minister benny ❤
Words of wisdom from Pastor Charamba👏👏
Wooòw. Each music will have it's day. Thank you pastor Charamba. Be blessed minister Benny.
Be blessed pastr Charamba for the wisdom and maturity in gospel issues
Halleluya powerful sermon chokwadi Ameen
Amen, that was powerful. We learn everyday, now a different artist from hearing this video. Thank you for sharing the video🙏
Waal, what a transforming message. I have learned a lot and will keep it to heart. It means a lot and will cherish it forever
Congrats Benny on the successful album launch
❤❤❤kumborerwai mr beny....makanyanya
Powerful message for sure hama iyo yakazvininipisa
Congratulations Minister
Wow, powerful message, Pastor Charamba
Handina mazhinji asi kungoti vaMuzanemombe makatumwa
Brother Benny munondikomborera mufunge be music yenyu inondisimudzira.
Amen powerful msg pastor C Charamba 🎉🎉🎉
Yes true
Amen,amen and amen. Powerful ❤❤
Thank you Pastor 🎉
Ndapisa poto guys ndakateerera pastor Charamba😢😢😢
Sorry kani
Thank you Baba Charamba I was praying for this collaboration,Vhangeri renyu rinotisimudzira zvizhinji
Uyu murume anonz Charamba panobata mic pese ndinowanirwa nyasha
Nziyo dzenyu munhu washe shoko rechokwadi ramai muchiitirwa nyasha
Powerful
Amen
Ana chipo shungu dzangu kuti usiye zvakaipa uite zvehumambo hwaMwari unechipo iwe.
Humbled nemashoko . Ndatenda hangu
Makorokoto mkoma Ben Mwari vakuyitirei zvakanaka mubasa renyu rukuyimbs
Amen 🙏
Umm ndakomborerwaa
Uzwi raminister chokwadi...
Handisi zvangu muimbi asi ndabatsirika zvakanyanya
❤❤❤❤❤
Zvakanaka zvotendwa sure
Tokumbirawo music yenyu kuaudiomack
🙏🙏🙏🙏
Ooh yes zita harirapi munhu..
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Mashoko makukutu
❤❤❤❤❤?
Munondigonera mukoma Benny😅
If you take time to explain zvawaita it means you have done nothing cz zvawaita zvinozvitaurira zveka,your work should speak on your behalf not the other way round,kudzidza hakuperi
Amen
❤❤❤❤❤❤❤
Amen 🙏
🙏🙏🙏🙏🙏
Amen
Amen
Amen 🙏
Amen
Amen 🙏
Amen
Amen
Amen 🙏
Amen
❤❤❤
Amen🙏
❤❤❤