I play this song a lot for song and praise before I pray, it has a lot of meaning and its words a soothing. It is a song my late parents used to sing every night before we prayed in Zimbabwe when I was young now I almost 58yr and still has a great impact. Thank you for singing the original verses and tune
The only faithful friend I have ever known....hatiwoni imwe hama yakanaka kunge Jesu.. this song inondiswededza pedyo pedyo naMwari ndodzosera zvangu all the glory to the most High
Who is still here in 2024❤❤
wat a friend we have in jesus. listening to this song 2023 march
Jesu ndi shamwari wedu zvechokwadi. Tinokombrerwa Kwazvo isu tine Hama yakadaro. Amen amen. Reverend mandisimudzira mumweya.
Listening to this song on repeat since yesterday inondiitira zvakanaka especially when its time to pray. Muitirwe zvakanaka Rev🙌🙌
Ndinokutendai Rev Shanganya nenzimbo dzenyu
Dzinondisimbisa pemweya kamwe apo ndinosangana nenguva dzinondiremera muhupenyu ndinemimba dzimba dzenyu ndongonzwa kusimbiswa kwazvo pachitendero change
Uye ndinorangarira makudzirwoayo ayondakaitwa nevabereki wangu kuti fambaimunzira yaMwari nguva dzose uyekukunda satani nekunyarara
Jesu ndishamwari wedu ...mutakuri wakanaka ....pindirai Mwari takuraiwo mitoro yangu 😭
Ichokwadi hakuna imwe hama inopind Jesu.Kuimba kunobatta mweya zvikuru Maita henyu
Anyone who is listening to this song in covid 19 may the Lord has mercy on you all.
thanks
Ndinokomborerwa
Anoziva vanhu vese nemazita avo Amen
Amen Pastor,- Tinotenda kuna Jesu, Anoziva vanhu vose nemazita avo, mukumbire anokunzwa❤️❤️
Powerful thank you Jesus mufundisi namai mwari ngarambe achikushandisai tinokutendai
I play this song a lot for song and praise before I pray, it has a lot of meaning and its words a soothing. It is a song my late parents used to sing every night before we prayed in Zimbabwe when I was young now I almost 58yr and still has a great impact. Thank you for singing the original verses and tune
Mwari Baba, chenesaiwo mwoyo wangu
Amen and amen jesu anotibatsira isusu shirikadzi kuchengeta vana tega vachititeerera
My favorite song
Thank you for such a powerful ministration it's on repeat... Thank you for reminding us that Mwari vanotipa zvakanaka atichazoshayi chinhu
Powerful praise. You never disappoint Rev
Still remains a very powerful song.
Amen and Amen so powerful
Ndinoda kuti Mwari akanaka
Tingarasike mune zvakawanda asi hama yedu Jesus anoramba anesu thank you Lord 🙏
Jesus a friend in need, a friend indeed. There's no one like Him. Amen
Jesu ndishamwari wedu. Rudo rwake rwakanaka. Thank you Jesus
Halleluya namatwai Jeso. I am so blessed. 🙏
Thank you Rev Shanganya🙏
Amen Reverand ndinonzwa kusimudzirwa nenziyo dzenyu
A friend when other friendships cease...surely what a friend ❤
Ndinohwa kukomboregwa chose chimbo ichi Mwari vakudzve. The Rev gave it his all
Thank you for this song.l love it. Jesu mutakuri wezvinorema.thank you Lord Jesus
Jesu ndishamwari yedu🙏🏻🙌🙌🙌🙏🏻Amen
Thank you Jesus a true friend
Thank you Jesus. A true friend
Hope for a lost generation we are....Thank you Lord Jesus were find strength and revival in Your friendship
Soooo powerful, Jesu anotobatsira, anotipa Simba rake 👏🏽…
Glory to God amen thanks baba
Thank you pastor for the soothing music. This music touches me too deep. It reminds me of my grandma and brings me to back reality. Thank you 🙏
May her soul continue to rest in peace 🙏
Ŕumbidzwi Jehovah
Holy
Àmen thank you jesus
I love this song it takes me kurekure thank you Pastor
Amen amen 🙏🙏🙏🙏
I luv this so n its on repeat.be blessed
Amen & Amen....
Handione inwe hama yakanaka kunga iye thanks baba
What a friend we have
My all time favorite ❤
Anoziva vanhu nemazita🙏🙏
l love this song
Rev Shangani!You bless my heart
Beautiful singing. So blessing. Amen
I AM MOVED .THANK U.
the good lord will take us and wipe our sorrows
The only faithful friend I have ever known....hatiwoni imwe hama yakanaka kunge Jesu.. this song inondiswededza pedyo pedyo naMwari ndodzosera zvangu all the glory to the most High
Blessed soul song love Jesus 🙏
Thank you for such a touching story.be blessed
Truely what a friend we have in Jesus
Anoziva vanhu vese...
In memories of my grandmother who was my mother too😢💔continue to rest mum💔
Amen Jesu ndishamwari yakanaka
I love jesus
Amen n Amen to the song.
Amen and Amen!
Amen🙏🙏
Amen
What a friend we have in Jesus
Very beautiful rendition in my mother tongue. Praise be to the most high. A friend indeed and in need. Amen
2021 and still here🙏🙏
Munondigonera papa
Amen Amen Ngavakudzwe Ishee
Kuti tisisina Simba rekuita basa redu Jesu anotibatsira anotipa Simba rake
amen and amen
Hatiwoni imwe hama yakanaka kunga iye
Ruregerero nepakanganisikaapo
Ndaida kuti ndinoimba dzimbodzenyu
Ameen
❤️❤️❤️❤️
tino komborerwa kwazvo
Amen.How can I get this CD or song other than from RUclips please
amen
Ò
Ndobva ndoda kuchema nenziyo dzenyu nekuda mabasa edu akaipa
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen