Hey! Pane ari kumboonawo here kuti vanhu ava vanogona zvemhando yepamusoro? ❤❤❤❤Very educative and entertaining!🙏Hanzi tiri kuenda ku all-night-prayer🤣 🤣🤣🤣: counter kkkkk
Kana tichicomenter ngatiregei kurwisanisa nb iriyoga 4seasons iriyoga hazvibatane kana wanakirwa me 4 season just coment about that full stop don't talk about nb films remember kuti ava vanhu vamwechete
Mishy is doing very well paFOUR SEASONS
Hey! Pane ari kumboonawo here kuti vanhu ava vanogona zvemhando yepamusoro? ❤❤❤❤Very educative and entertaining!🙏Hanzi tiri kuenda ku all-night-prayer🤣 🤣🤣🤣: counter kkkkk
Matemai pakutanga achatsoita zvinoita vaenzi zvekuita kunge vasiri kuona dish rekugeza maoko🤣🤣🤣🤣
Netsai kanoactor veduweee 😂😂😂😂😂😂.
Vhovho Vhovho chimombe mombe chiripo 😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤
Munogona amana murambe makadaro 💯💯💯
Vovo akugona aaa kuNB aitsikirirwa 🎉🎉 netsai najatuvero 😅😅😅😅😅 boys maitsikirirwa kuNB imimi
Netsai kaaa ko kuzo weigher makapu vanhu vakaguta boe hr 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂Netsai naJati ka kuchirikudyira chirango here uku 😅😅😅
Team rondigonera iri.Netsai ndizvo manje
😂😂😂 hanzi tauya kuzoona bhora
Vovo she is overtaking dafu from nb
Tomboseka taneta nema African movie e NB PESE PESE kukosora ropa haah kana
Baba namai Matemavi madyiro ayo bhoo here, mwari ave nemi😀😀😀❤️Matarisiro aOzie apedza ma sports errrrrrrrr😀Mitchel naVhovho Mufans wangu vapererwa hey!!!!😂😂😂.
Vambonyepera kuramba kugeza maoko matemai😂😂😂
Good work guys Netsai naJatiwero makanyanya
4S irikuuya hot hot ngatiipe malikes
Kkkkkkkkkkk yooooooow Netsai ma 1 aaaaaaaaaa😂😂😂😂
Jati kutarisa kuside😂😂😂😂😂
Welldone variko vakadaro Anhuwoyeee
Netsai naJati kkkkk
Volvo Volvo is now overtaking NB
😅😅 hi volvo
@@user-qj7hh7rh4h kkkkkkk B7
Hapana zvirikuitwa kna muchigona munogona ma followers kubva rinhi aripa 74 ipapa vanhu vakat follower ma first days vakazoona kyt hapana hapana.abd guys ma skits musawanze zve sviro yu gonna loose followers
Kunyepa
Jati kunyepedzera kutarisa TV haaa vanhu imimi kaaa😂😂😂😂
Vovoe anogona 🔥
😂😂😂❤❤ waiting
Sahwira manyama type yakadai haibatirwe zvayo 😅😅😅
TV nechikafu Jartwell na Netsai chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Vakazouya futi musavhure door
Ngariuye guys eshy 😊
😂😂😂😂Matemai nemhuri yavo kubva vatakura zvese ,makumberi guys kip it up love u
Vhovho pota uchipfeka braa
Chokwadi aaa zvazonyanya kurembedza kwacho
Hezvo
@@patiencemawunga596 Akatomboudzwa ft but haanzweba
🤣🤣
Kkkkkkkkk very nice guys keep it up
Ava next time vakauya havatombode kuedzwa chikafu , kutongodya vakatarisa 😂😂😂😂😂
Kkk,,,Matemayi for me😅😅😅😅
Kubegars aren't choosers kumbakwevanhu motamba irikurira anhuwoyeee well done guys ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Netsai na jatii kaaaaa mabvumiro amaita food ka😂😂😂😂😂
Kana tichicomenter ngatiregei kurwisanisa nb iriyoga 4seasons iriyoga hazvibatane kana wanakirwa me 4 season just coment about that full stop don't talk about nb films remember kuti ava vanhu vamwechete
Well said
Mandiuraya veduwe Netsai ka😂😂😂😂
Jartwell margarine kikikokokokkoko😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉
Waiting 😊
Coming soon
Mai matemai navamatemai kudya kwerudziiko vanhu vauya kzoona tv
Ini ndosaka ndisingaedzi munhu chikafu kana ndiine nzara
😅
Kunyima nawanadem 😂😂
@@user-jp3ux9ki7x better panekusara ndichichema 😅
😂😂
Murivaenzi here kana kuti mhondi dzechikafu apa maita chekushungurudza machitambudza machibata chibharo hamuna kana ganda kumeso😂😂
Netsai netsai kubva waita reku dururura here 😂😂😂😂😂😂
Kuzokokota nechigumwe dovi matei so ko zvipunu zvoendepi ht mai matei 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂netsai kumhanya mhanya
Jati kunyepera kudzungaira
😂😂😂😂😂😂😂😂,netsai,yowe
Combination iyi haina kugara fine 😂😂😂
😅
You are the best guy's, ❤❤❤❤
Mumba umu makaita sei chaizvo😂😂😂❤❤❤
Matemai vanofambirana nenguva defends ye Ghana yakabhovoka kkkkk chandinakidza ichi
Haaaaaa Netsai kwakumberi kwekuseri😃😃😃🤣🤣😂😂
Matemai naNetsai mukadaro kwangu mukazodzoka handikupeyi kana mvura yekunwa😂
😂😂😂😂
Yohweee 😅😅😅😅😂chii chakadaro chinenge ngozi
Haa team rangu makuda kuti kuwadza mbabvu nekuseka😂😂😂😂😂😂
Vovo vashaya nete muromo chikafu chapera kkkk unogona zvako vovo
Kamusekero ka netsai🤣🤣🤣🤣🤣👐
Ko Matemai kubva maisa tray yechingwa pamakumbo 😂😂😂😂
Kkkkk hanzi hatisiye dzasukwa tinoenda nadzoo
Jatiwero kuita kupukuta dikita 😂😂😂
Kkkkkkk kwaaa kwaaa mandifungisa vaParafini Netsai Netsai 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂hiiii nhai veduwe nzwirai tsitsi my ribs u nailes it mese zvnyu😅😅😅❤❤❤❤
Pano tea inopera here😂😂😂😂😂
Kutozoisa mupaper bag chingwa kkkk
😂😂😂😂😂 munotikuvadza nekunakirwa guys
Netsai never disappoint❤❤❤❤😂😂😂😂
❤❤❤❤ kababea kanonzi mishei makakawaneipei kane combination neteam 4 iro
😂😂😂😂😂 idyai muchisiirawo varidzi😅😅
10:09 ko mwana wedu akuchema 😅😅😅😅😅😅
💥💥💥💥💥jati nanetsqi kusiyq mushausina mufaro kutqdzisa vanhukudya chikqfu chavo
Uzemwa I love shona yako bhozvekuti
Taura hakooo Shona dzorovaa
Hakuna vaenzi vakadaro...
Maivatemai chikafu netsai kikikikokoko guysyou always made my day 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤
Haaa team makagona apa *FOUR COUSIN* Kumberi
I love you Netsai Keep it up
Kkkk kuwadza nyaya Kuti munyatsotsindiraka Mai nababa matemai
pisa pisa guys big up
Ukasashanda unohwa nekuonera tea kumaraini kkkk
kudzoka kupi futi vamatemai😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣nhai matemai nemhuri ko varidzi vemusha vochidii
Haya gyz polony yabuda muhomwe hre uuuu
Kkkkk aaaa gyz munonakidza jati unohwina kumanama chete❤
😂😂😂😂 kozvamange mambo ramba wani tea yacho😅
😂😂😂Haaa ini ndokutsurai vaenzi imi madyiro rudziko ayo
Keeping up the good work
Vovo mhayiweee Mhayiweee 😂😂😂😂❤❤❤❤
Kkkkk its jatiwero for me hanzi ndipei ndiise dovi
Netsai kuzosungirira chingwa pahembe uuuuuummm ndakutadzai jati neTae pot 🤣🤣🤣🤣🤣
Wonderful guys
Haya yaa 🤦🏽♀️Jatiwero & Netsai 🤣🤣🤣
màtemai netray ine chingwa😂😂
Mhuri yama Temai 🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️🙆🏻♀️😂😂😂😂😂😂😂😂. I give ip
4S well done guys 🎉🎉
😂😂😂😂Matemai family mandiuraya maiweee zvangu
Matemai kutopukuta ziya kani 😂😂😂😂❤
Aayaas vanouya Everyday kuzodya mhayiweee 😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤
Netsai 😂😂 wanyadzisa haaaa😂😂
Kkkkk guys kaa musadaro imii.we😊
😂😂😂😂😂😂😂Mandipedza Matemai nemudzimai🎉🎉🎉 u nailed it guyz
Shuwa munhu kudikitira achidya chikafu chevanhu January uno 😂😂😂🙌