Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
So lovely , good songs
Excellent ndanzwa ngoni dzichidzika nesong iyi
Basa sebasa Father nziyo dzenyu chine ka that ❤
Keep it up 🔥🔥🔥🔥🔥
Amen our Headmaster baba of prophecy 🙏
Basa sebasa Father
U made my dae❤
Ndizvozvo ndizvozvo Manuwere
Amen Father
Amen munhu washe
Amen man of God ,,I'm blessed
Nice music munogona zvekuti
Munondigorera hangu munhu washe
Dhuterere hokoyo😂😂😂
Unogona iwe
Uku ndokubata basa manje , makumberi headmaster
☄☄☄👌 Basa Madzibaba
Ambotii anokwikwidzana nadhuterere here usamhanye pasingade speed
Kana wakaimba zvako asi pana mambo dhuterere hausvike iwe mudzibaba kko
Mambo dhuterere ava makata aya riya rakaipa riya but headmaster vanorova havo jealous down
❤
Munogona munhuwashe
Jacobe
Ndiye hr? Anopinda johowani masowe hr?anonamata kwa madzibaba ecos hr? Uyoo
Amen
headmaster
Mbavha iyo
Kkkkkkk ko tiudzewo humbava hwake tizivewo
@@PM-zu9tv akandivhara marii yangu achinyepera vanhu kuti mu porofita achida bira vanhu. Mwari avenewee .kunyunyuta kwangu kuchakuisa pamuyedzo
@@tafadzawaganditafadzawa5691 Oh no 😢😞😕😳. Am so sorry to hear that he conned money. Ndiwo mapere anopfeka dehwe rehwai. Kubira munhu arikutsvakawo rubebtsero kwakangofanana nekuponda. Asi izuva rimwe apo mwari achapindura nyunyuto dzevanhu.
Ko kana ari mbavha musungisezve nhaiwe. Ndozvaungauya kuzotaura nonsense dzako panziyo inonakidza kudai?
hauone here kuti iwe ndiwe unorwara nepfungwa. Waiburitsirei mari?@@tafadzawaganditafadzawa5691
Haende chokwadi