❤ Mudhara Simon Mwari vapindira kuchema kwenyu..Chivhayo is blessed though vanovenga vachivenga zvavo bt not all vanongorangarira kuchema kevamwe nekubatsira
Hate or like this man Chivayo, who happens to my homeboy as well (frm Chivhu), but he's doing a beautiful thing. Zvingakurwadze hako iwe nekuti hausiwe wapiwa kana kusimudzirwa but chakanaka chakangonakawo hacho vakomana. Thank u Sir Wicknell.
Kupa hakuna kushata..zvino 75 percent yevanhu vari muzimbabwe zvavari kutambura achavakwanisa vose here chivhayo..ko basa re government nderei....bva chivayo ngaachiita hake iye president nekuti president ne government yake don't bother about vanhu vanotambura... government tax must be paid to Mr helping hand wicknell chivayo...nhamo dzana sp ncube is caused by bad governance and dysfunctional system. Kuzviziva kwavari kumusoro
Congratulations Simon pashoma ncube thanks so sir wicknell
❤ Mudhara Simon Mwari vapindira kuchema kwenyu..Chivhayo is blessed though vanovenga vachivenga zvavo bt not all vanongorangarira kuchema kevamwe nekubatsira
Hate or like this man Chivayo, who happens to my homeboy as well (frm Chivhu), but he's doing a beautiful thing. Zvingakurwadze hako iwe nekuti hausiwe wapiwa kana kusimudzirwa but chakanaka chakangonakawo hacho vakomana. Thank u Sir Wicknell.
We really think him vachivayo for this helping our citizens ❤❤❤❤❤
Kufunga type idzi kunodiwa hamuna kuisa mari pane imwe mari magona Sir Wicknell.
Zvaitwa izvi. Zvinotendwa vaChivhayo mwanunura mweya weumwe.
God bless you abundantly
Ngaarambe achiropafadzwa murume uyu Sir Wicknell.makorokoto Kuna wa S.p.Ncube
Thank you Mr Chivhayo asi ini ndipeiwo number dzavaChivhayo ndimbovachemera ndione zvangu kuchembera zvakanaka
Doing great work
👏👏👏
Ko mhuri yake iri kupi Simon Pashoma
Thanks sir makanyanya baba
Zvotendwa izvi 🎉🎉🎉🎉🎉
Kupa hakuna kushata..zvino 75 percent yevanhu vari muzimbabwe zvavari kutambura achavakwanisa vose here chivhayo..ko basa re government nderei....bva chivayo ngaachiita hake iye president nekuti president ne government yake don't bother about vanhu vanotambura... government tax must be paid to Mr helping hand wicknell chivayo...nhamo dzana sp ncube is caused by bad governance and dysfunctional system. Kuzviziva kwavari kumusoro
Thanks Wikney neruda rwako
Mwari wamasimba ose avakomborere nekutambanudza ruoko
Thank you Madzibaba Chivhayo
Nhasi veduwee imbondiudzaiwo Kuti iye Chivhayo anomboita nezvei veduwee
Ohh shame he helped we're there was need.not kupavanowana azvifaniri kudaro
Ko lni uchandipawo rini chivhawo.kkk
Magonerwa