A must to watch 😂😂😂Fear women

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024

Комментарии • 261

  • @irenemusaringo1744
    @irenemusaringo1744 2 года назад +5

    Mai Vhai makuhwa🤣😂🤣😂🤣😂🤣Vanhu vopondana surrender ahaaaa ndachema🤣😂🤣😂

  • @cmaredza3679
    @cmaredza3679 2 года назад +4

    Mama Vhayolence you are too much 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @gracechikanda5719
      @gracechikanda5719 2 года назад

      Kkkkk ko bhasikoro mazuvano vakariwanepi

    • @cmaredza3679
      @cmaredza3679 2 года назад

      @@gracechikanda5719 kkkkk pamwe vakabva naro Nigeria 😂

  • @lelobamatenge4846
    @lelobamatenge4846 2 года назад +1

    Kwaaaaaaaaaaaaaaaaa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ai bakithi ngaze ngahitshwa Jesus 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥

  • @mollymajola3685
    @mollymajola3685 Год назад

    Mai Vee great team you have, mukadzi agona kutanga. Atanga nekupopotera patsikwa kwakuzoenda kunyaya yake. Zveshuwa kamee ka peace Mumba hakangoitwa esp kana zviri zvitsva

  • @hildachipato5778
    @hildachipato5778 2 года назад +6

    Mai Vhayi you're too much 🤣🤣🤣🤣

  • @madelinechimuka9875
    @madelinechimuka9875 Год назад

    Chimwe chinhu chichatiuraya takavarairwa ndimhosva🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @petrosmutunami1050
    @petrosmutunami1050 2 года назад +3

    😂😂😂😂mai vhai sooo makuzvinyanya 😂😂😂😂keep it up mukugonesa

  • @pamellahmarapira2149
    @pamellahmarapira2149 2 года назад

    Ko mai makumhanya kupfuura wese wani😅😅😅😅🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @primrosesalika398
    @primrosesalika398 2 года назад

    Gegegege kwaaaa hakuna munhu akadaro 😅😅

  • @pattymwale1409
    @pattymwale1409 2 года назад

    Hamusi kuona makonzeresa vhayorenzi here apa,well done guys munongona

  • @KunasheMutimbangoma-ze9ni
    @KunasheMutimbangoma-ze9ni Год назад

    Haaa mai vhayika maona zvamandi konzeresera ndaseka kusvika ndapihwa notice kkkkkkkk keep it up guys you are so adorable

  • @joyleenchibanda8346
    @joyleenchibanda8346 2 года назад +1

    Kkkkkkkkkk Mai vhai kukuchidzira moto ne Petro 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @marthamashukushe7945
    @marthamashukushe7945 2 года назад

    Haha haha Mhosva can fly ASI wakadzidziswa kuNigeria kwawanga uri here 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @marthasigauke3683
    @marthasigauke3683 2 года назад +7

    🤣🤣🤣🤣l can't stop laughing

  • @mildredkasaila4115
    @mildredkasaila4115 2 года назад

    😂😂😂😂 hamuna kukwana mese aaaah vanhu imi chii ko

  • @monicachirowodza1534
    @monicachirowodza1534 2 года назад

    Ndafenda asika mhosva siyana nesu iwewe haaaaaaaa veduweka ndaita mabayo nhasi wakanyanya mhosva ayewa thum up for all e best entertainment u r giving us

  • @Mamoyo7861
    @Mamoyo7861 2 года назад

    Mhosva TV mhosva dzako dzawanda. Ndabatwa namanager ndiri pafoni . 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @maggiekalimwayi7860
    @maggiekalimwayi7860 2 года назад +8

    😂😂😂love it

  • @patriciakhupe3950
    @patriciakhupe3950 2 года назад

    Gegegege ayaaaas ndiwe watanga musindo apa wazorwadziwa wesi this team is amazing I can't stop laughing 🤣

  • @tryphinemahlunge6640
    @tryphinemahlunge6640 2 года назад

    ko kutanga mabvunza nhai mai Vhai manje makubvajura mafaira ese 😃😃😃😃

  • @mairopa973
    @mairopa973 2 года назад

    Asi ndichihera here 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @nomsachuma5447
    @nomsachuma5447 2 года назад

    Speed speed yako Mai Vhai

  • @freemanshereen5277
    @freemanshereen5277 2 года назад

    Nyaya yamukunetsanirana ndeyeyi, ndakungofungira asi ndeye touchraini kana kuti yamadzibaba wanouya kuno

  • @stephiezvidzayi943
    @stephiezvidzayi943 2 года назад +6

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 this is hilarious

  • @anotidabezel4020
    @anotidabezel4020 2 года назад +3

    Mai vhai vevhayorenzi🤣🤣🤣🤣

  • @mancubemancube8582
    @mancubemancube8582 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 veduweeka🤣mama vee can run woooo

  • @kudakwashezixouh6691
    @kudakwashezixouh6691 2 года назад

    Aaaaaahh mai vhai motovawo umwe munhu zvenyu

  • @paulinemathe-pahlani4273
    @paulinemathe-pahlani4273 2 года назад

    Chiuno icho chakunyanya kuenda mudenga 😂mai vee u a the best

  • @venruemechtilde
    @venruemechtilde 2 года назад +3

    🤣🤣🤣🤣🤣 keep up the good work guys

  • @mairopa973
    @mairopa973 2 года назад

    Mai vhai mai vhai mai vhai!!! How many times did I call you 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 this is a must to watch indeed 🤣🤣🤣🤣 I just can't stop laughing 😂😂😂😂😂

  • @susandzingai
    @susandzingai Год назад

    I lyk this comedian guykk

  • @thelmandlovu1622
    @thelmandlovu1622 2 года назад +1

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mai vhai makuhwa

  • @mollenruziwa8485
    @mollenruziwa8485 2 года назад

    Mhosva uri kugona basa wena this is good

  • @takundanashemakuwerere2484
    @takundanashemakuwerere2484 2 года назад +2

    Hanzi how come to you😂😂

  • @melodytshuma5826
    @melodytshuma5826 2 года назад

    Kwaaaaa Mai vhayi

  • @tanyarushambwe4419
    @tanyarushambwe4419 2 года назад +7

    Zvino zvamakufumura ma secrets evanhu🤣🤣

  • @tinashemakosa
    @tinashemakosa 2 года назад +1

    Mhoswa imhoswa

  • @TheLittleLondonGarden
    @TheLittleLondonGarden 2 года назад

    😭😂😭😂😭😂😭 hanzi how come to you so! Lmaooo. Nyaya yapindigwa na stileto

  • @mildredhuni2514
    @mildredhuni2514 2 года назад +1

    Mai vhayorenzi zvesure 🤣🤣

  • @irenekuzomunhu5939
    @irenekuzomunhu5939 2 года назад

    😂😂😂😂 Kuita kukuchidzira moto Mai Vhai

  • @rhodamaiwana7721
    @rhodamaiwana7721 2 года назад

    😂😂😂 haaaa mai vhai ka. Wakugonesa, outfit yako yakanaka

  • @celiajames600
    @celiajames600 2 года назад +3

    🤣🤣🤣 good job on the subtitles 👍🏾

  • @patiencekunaka6906
    @patiencekunaka6906 2 года назад

    🤣mai Vhai shangu munombodziwanepi

  • @sheillarnyamupfukudza3375
    @sheillarnyamupfukudza3375 2 года назад

    Kubaiwa vaccine nemupangara 😂😂

  • @boilingroomsa3701
    @boilingroomsa3701 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Rova pasi Mai vee hey chinopisa mhani ichi 👌🇿🇦💣💥

  • @shyletchigwagwa140
    @shyletchigwagwa140 2 года назад

    This is so good my vio maisa matranslater neEnglish

  • @emmanuelamupata6580
    @emmanuelamupata6580 Год назад

    Gagaga maone aya anhuwoye 🤣🤣🤣

  • @roslynsigaukegwiba9362
    @roslynsigaukegwiba9362 2 года назад +1

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣nice one

  • @lilienpisirai2360
    @lilienpisirai2360 Год назад

    Kkkkkkkkkk aaaa Mai vhai kaaaa u make me happy kkkkkkkkkk

  • @mamoyod9368
    @mamoyod9368 2 года назад

    Kkkk mhosva ukawana nguva ukwane kkķkk

  • @janehangaika8298
    @janehangaika8298 2 года назад +4

    Mhosva imbotiitira mafull drama chaiwo unogonesa mhani

  • @belindamuchanyu9449
    @belindamuchanyu9449 2 года назад

    Kwaaaaaaa wandiuraya nekuseka

  • @miltonsukupi1171
    @miltonsukupi1171 2 года назад

    Mama vhayi you make me Lough 😄😄😄😄😄😄😄😄

  • @lindsaykodzwa7845
    @lindsaykodzwa7845 2 года назад

    Mai Vhai muchinyanya kupindira nyaya dzisiri dzenyu.

  • @sausage9806
    @sausage9806 2 года назад

    Ko bhasikoro mai vhayolenzi😂😂😂

  • @sikholiwendlovu2326
    @sikholiwendlovu2326 2 года назад

    Mai Vhai kaa😂😂😂

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 2 года назад +1

    🤣🤣🤣🤣😅😅mukanya ka

  • @perseverancemarangwanda3989
    @perseverancemarangwanda3989 2 года назад

    Nyaya dzose dza fumurwa kkkk

  • @melodychiro5036
    @melodychiro5036 2 года назад

    Mai vhayi mune dzungu🤣🤣🤣

  • @rudomadamombe1466
    @rudomadamombe1466 2 года назад

    Thumbs up mai vhayi

  • @tendailaurachikanga3428
    @tendailaurachikanga3428 2 года назад

    Sekuru gudo n mai vhai 🤣🤣 good team

  • @edithdzvetero9706
    @edithdzvetero9706 2 года назад

    kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk ndaparara zvangu mai vhai ka mondiuraya nekuseka

  • @mcleanmanyuke7700
    @mcleanmanyuke7700 2 года назад

    anoita namai Vhai 😂😂😂😂

  • @MercyNyoni-hk8kx
    @MercyNyoni-hk8kx 10 месяцев назад

    Kkkk mai vhai kusiya maita vhayorenzi 😅😅

  • @denheredenhere7204
    @denheredenhere7204 Год назад

    Ndavinga sutu yaMukanya ne bag ramai Vhayi💕

  • @mufaromukudzei229
    @mufaromukudzei229 2 года назад

    Mai vhai yasara ya yenyuka 😂😂😂😂

  • @rue3575
    @rue3575 2 года назад

    Abiangu mai Vhai mukorore kadzi weBocha.I love you

  • @langelihlesibanda1827
    @langelihlesibanda1827 2 года назад

    Hanzii first time ndiwe waitanga hondo

  • @mildredmidy935
    @mildredmidy935 2 года назад

    Ngatimbotukanai mkanya😂😂😂

  • @spelilemadure8665
    @spelilemadure8665 2 года назад

    Mai Vhai kungotanga kurova munhu musati manzwa nyaya yacho,apa makuburitsa ma V11 kkkkkk

  • @fildazhou1769
    @fildazhou1769 2 года назад

    Mai Vhai murwisanisi 😜😜😜

  • @user-gw1uq7dt1i
    @user-gw1uq7dt1i 7 месяцев назад

    Mai Vhai 😂😂😂

  • @stellamundevere9349
    @stellamundevere9349 2 года назад

    Mai Vhayorenzi for sure kkkkkk

  • @mavismutyandasvika79
    @mavismutyandasvika79 2 года назад

    Kkkk mhosva kurai imi yoo speed yamarova apo Soo ndachema zvangu

  • @lesleybvumah813
    @lesleybvumah813 2 года назад

    Kkkkkk hahaha maiwe zvangu ndaseka hangu

  • @idahnyakunu7590
    @idahnyakunu7590 2 года назад

    Haaa Mai Vhai madenha muchiziva Kuti mugona kumhanya 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌

  • @africanqueenmamalisa8300
    @africanqueenmamalisa8300 2 года назад

    Mhosva kaaaa this one is hilarious

  • @Lee-Damsel
    @Lee-Damsel Год назад

    yophhh mai vhai add fuel to the fire

  • @vanessamakwanya1780
    @vanessamakwanya1780 2 года назад

    🤣😂😅😂🤣😂😅😂🤣🤣😂I can't stop laughing

  • @gladysmoyo7295
    @gladysmoyo7295 2 года назад +1

    Mai vhai kaaa kkkk

  • @KarenMoyo
    @KarenMoyo Год назад +1

    Kkkk 😂😂 zvakaoma

  • @portiamapurangapopo3192
    @portiamapurangapopo3192 2 года назад +3

    Hilarious 😁

  • @wilmarmarara2448
    @wilmarmarara2448 2 года назад

    Ungamubate pakadai ..nhanho yembwa nhatu 🤣🤣🤣🤣

  • @liliantongofa1761
    @liliantongofa1761 2 года назад

    kkkkkkkkkkk u finished me mai vhayi

  • @retinatupa
    @retinatupa 2 года назад

    😂😂😂😂😂😂😂 mai vhai

  • @hazvineimonera7776
    @hazvineimonera7776 2 года назад

    My ribs are broken ooooo

  • @patiencecshoko5339
    @patiencecshoko5339 2 года назад

    Kkkk ndaseka zvangu

  • @ladyt5348
    @ladyt5348 2 года назад

    I liked before I even watched 🥰🥰🥰🥰🤣🤣🤣

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 2 года назад

    Mai Violence munosetsa 🤣🤣

  • @judithmagaya3764
    @judithmagaya3764 Год назад

    🤣🤣🤣🤣 mhosva ka hakunaunhu akadai

  • @euphrasiamuchuweni7497
    @euphrasiamuchuweni7497 2 года назад +3

    😂😂😂😂

  • @charityleratoaobakwechauke6891
    @charityleratoaobakwechauke6891 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Hezvooo

  • @angelinemupinga48
    @angelinemupinga48 2 года назад +5

    Kkkkkkkkk

  • @gloriagloria277
    @gloriagloria277 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Mukanya woyee

  • @kingsdaughtersaltoftheeart8986
    @kingsdaughtersaltoftheeart8986 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ko amai Vhayi vazenge vakwana papi🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @hildasengweni7858
    @hildasengweni7858 2 года назад

    Kkkkkk zvakaoma kuita kupesanisa vanhu

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣mai vhayorenzi vanorova pasi heyi kkkkkk

  • @rosemuzenda7552
    @rosemuzenda7552 2 года назад +2

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 2 года назад

    Rasta arova "counter attack" of the year pakuzoti *dai pasina inini usina munin'ina* heyiiiiii 🤣🤣🤣🤣

  • @sarahtongogara101
    @sarahtongogara101 2 года назад

    😂🤣😂🤣😂🤣😂😂😂🤣🤣😂🤣 inyaya yeiko kkkkkkkkkkk