Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ndinodaira baba
Munogona kuimba
Ndinodaira baba this is the best
Haunyepi inopedza
Capetown tinopindira kupi,ndiri muJivis from Beria Zviyambe
Reminds. Me of my childhood ndirimuJivisskana ndinodaira baba haaaaa ndinodaira baba
Ngoma ngomaaa
🙏🙏amen ndonodaira chero dirikuhope
Oooh yes kukombererwa kuti kombo ngavongwe weldone vanhuvashe
Tinokutendai kuuya kwamaita pano, komborerwai
Excellent music
Thank u
Handeee ,ndafunga tiri pabocha apo ,haaa team roimba zvaro iri ,tinovati madhambuzaa
Yes yes ndozita ravo remadunhurirwa chairo
Mwari variko
Zvinokudzwa💥💯🙏🙏🙏🙏🙏
Ameeen
ndokomborerwa hangu nguva yamwari yakanakisa muupenyu hwangu
Amen 🙏 Mwari akukomborerei
Ndodaira Kuno kuweastlea church iripiko ❤
Westley Mutare here, endai paChikanga paTM le me give u a conduct but ryt now hakuna church vanhu tiri kumsangano sa this Saturday n the next tenge tripaZimunya 12miles
Amen 🙏🙌 Macharawanda Ndoo Mambo wavo Vese panyaya dze Chipo ichi Hosho ne Ma Songs 95% yema Hit Songs e Zviratidzo ngea Macharawanda Ndoo Sekuru Wavo Vese
Very true
ane chipo zvake
Haaa akaropafadzwa ichiri nhumbu
Chokwadi ndinodaira baba ndinorangarira vamasaka muitirwe zvakanaka ngomasha kereke
Wow well done
Amen and amen ndinodaira baba
Ameen
So inspiring with the other one zvaramba kundiuraisa iwe judah... from zambia 👏👏👏
It also gives power n strength to those who survived critical conditions. Thanks for being here
Ngoma ngairohwe PaZambia apooo tipeiwo maKwacha titenge data rekuisa more songs
Handrambe kudaira ndinobva ndafunga gogo vangu Mbuya Mtetwa paMasvingo Bishop Richie ngaribatwe hatisi kumira chro Arch vakatisiya asi tinokurangarirai Nyathi rest in peace papa❤️💕💕😭😭😭
Amen ndinodaira baba chero ndiripavana vangu Mwari
Amen Amen rambqi muchiuya muchiona mahara pamadira channel ndeyenyu, don't forget to Subscribe
Ndinongodaira Ishe Wangu
Namibia ndingodaira...... Ndarangarira pa12 mairo apoooo
Ameeen Ngoma ichirohwa zvakapenga
Amen Amen kana baba nadana tinoita zvavareva powerful words
Amen Amen, tinokutendai nekuuya kwamaita pano don't forget to subscribe 😊
Amen and amen kana mandidana ndinodaira
Arirooya
Zvakarongeka izvii
Amen 🙏 Amen thank you 😊
Please subscribe
Church yangu yandakakurira thank yu guys
Munoshaura henyu hama be blessed
Thanks for the complement asi zvikuru totenda Musiki nechipo ichocho.
Chechi yandakakurira Thomas Dambuza Nyamamombe well done guys
Thanks ne Complement. Rambai muchiuya pano kunoteerera ngoma hama n don't forget to subscribe nekuparidzirawo kunevamwe
Song iyi inondifungisa pa Rifile primary school hosho dzichibatwa naCharle Mahosi namaMhunga
Yes haaa ngoma inorohwa ipapo
tokumbirawo kuimbirwa rovai ngoma pamuzinda
Okay tichakuisirai musatya
Amen...ndinodaira🙏
Dairai kana Mwari vadana
Apa makarova
Mazvita henyu nekuuya pano
Ku capetown ndoiwana hre Zviratidzo
Amen iritii
@@UCDIZI3cXIsejc0byrjOtl7g inowanikwa papi mucapetown
Ehee BigTime
Durban mowanikwa papi
Mukaenda paFaceBook pana Baba vanonzi Wishes Tsengurani vanokubatsirai because ndiMufundisi that side.
Ndafunga mkoma Stvn baba Muusha,Mai Marwa paMuvuti Bikita ukooo Masvingo,ummmmm ngariende shoko kkkk
Ameeni Amen shoko ririkufamba, don't forget to subscribe and share nevamwe
Ndiri kutsvagawo song yekuti ndokakurira satani
zvirisei vakuru, song iyoyo irikutodiwa nevazhinji so um busy looking for it n many other songs so that i can put it here for you
@@UCDIZI3cXIsejc0byrjOtl7g olk bro thanks in advance I will be waiting
Oh my god 🙏🙏
Amen Komborerwai
Amen🙏🙏🙏
Amen
Iripi church iyi ku kujouburg
Mirai ndikupei maContacts
Is this Macharawanda?
yeah variko zvavo
Yes sir ndiye Chalaz
Yes yes ndiye
Amen 🙏🏻 🙏🏻 🙏🏻 🙏🏻
Amen🙏🙏

Amen kana baba nadana tinoita zvavareva powerful words