Lots of energy and great talent pa choreography, instruments, vocals, sense, smart, organized stage management and everything. You're a huge blessing to all of us Peter. Haunyadzisi.
Keep it up and look after your amazing band . Most of them vaishanda naDhewa senior kureva kuti unogona kuchengetedza team yedu little bro-Dhewa mwana wemurozvi
Peter wavuya kushata. This band is unique, order plus ma dance boiz rema bhanjo rinenge riri involved zvekurevesa. Tajaira vanomanga ma serious vakahwanda kuseri kwema speaker😂
Vanhu vanongosvora but Peter is good
Vanorwadziwa naye anozvigonera Peter
Chorova
Exerllent Peter ndati tumagatare uto tunozobuda tunonaka kkkk twaunozongopinza l hope turipa coming album haaa nice
Just tooo good.
Never disappoint Dhehwa chogona ichi
Uyu anenge anosvikirwa uyu
Lots of energy and great talent pa choreography, instruments, vocals, sense, smart, organized stage management and everything.
You're a huge blessing to all of us Peter. Haunyadzisi.
Guyz kaaaana mazogara..Peter isimbi yegraft..vanoVukura it's high tym magara pasi 😮
Band rangu iri massive
Good stage management. Your everyday improvement is a joy to watch. utakataka is insafe hands
unogonesa wangu
ha iwe Petso nhasi ndi 9 June iwe wakatonyora 25 June 2023 kare kkkkk
nice one chovha
So sweet😂😂😂
Keep it up and look after your amazing band .
Most of them vaishanda naDhewa senior kureva kuti unogona kuchengetedza team yedu little bro-Dhewa mwana wemurozvi
Spencer on lead and the guy on bass is very good as well keep it that way Mwana nzambe.
Manu the bassist
baba Gari na Spencer ndachema zvangu
Nice Stage there
Kana uchida kunakidzwa ne live show enda kumacshows a Peter moyo, chobaba
uyu akufanirwa kuenda uk uyu mmmmm
Nice one Dew
Moto
Haaaaaaa Peter PA live uri mudhara 😅😅😅 mint watching from belvedere
The enjoyment with guy in Red Tshirt😅😅😅😅
He is doing exactly what he paid for😂😂
Bolt cutter
Keep up the good work Young Igweeee
You are really becoming best each and everyday
This is good Dewa❤
Y u never disappoint
Peter wavuya kushata. This band is unique, order plus ma dance boiz rema bhanjo rinenge riri involved zvekurevesa.
Tajaira vanomanga ma serious vakahwanda kuseri kwema speaker😂
You're more than right.
Peter is classic. Lots of energy and great talent pa choreography, instruments and everything.
Utakataka ndokuti zimbabwe watch everything is perfect ❤
This is very good guys
2*93/20 mwana nzambe🎉
Mwana anogoma heke nyc combination kubva kuma dancer kusvika kuma guetarlist ese
Ita mushe iwe...anogona chii kuwawata kwaari kuita uku??
Listen to Matthew Perego and come back here with your comment
@@OomGee88 anoita nezvei perego wako iyeye kubva paabva kwa peter moyo aripi nhai kkk
Peter chibaba pa live show keep it up
❤tosvika chete pan'ono pan'ono ..... Igweeeeeèeee
Spencer Spencer vakanyanya
Well done murume wa Caro 😅😅😅
Hande Dewa
Awe awe mwana zambe
Good performance legacy well preserved watching from Botswana
I salute u Dewa muri chibaba
heavy stuff
Simbi yebasa
Drummer uyo ma1000
Anonzi mapancho ha chibaba
Zvirikunaka 🔥🔥
Streng yeutakataka iri pana drummer uyo ano ziva zvaari kuita
system yakungfu
Matthew Perego
Aripo here apoo..?
Ko howfar Sungura album bhangu
Band ndorida iri😂
Drummer engine yechitima
25 June?