@@milikmediaentertainment6610 imi varume....blood or no blood originality still remains...blood rinoshanda pakuti tinogona kuti dzinza ravo rinoimba, fair enough... but they can never be the same...tinozviziva kuti vanhu vekwaGombakomba vanoimba asi maimbiro anoita Stanley neanoita Bright mukugona kuimba kwavo ikoko haana kufanana ndooriginality yatikutaura panapa umwe neumwe anezvake, the genre of music is the same but the style,the craft the art is never the same...ndozvinhu zvakagonekwa naMwari manje muhuropa rimwe,muhuchipo chimwe imomo he made us all unique,hatitofanane!...as much as the Chimbetus do dendera and the voices are similar Tryson anonzwika kuti ndiTryson, Sulu anonzwika kuti ndiSulu...zvakatosiyana, that's the originality we are talking about...mukuimba chibvuwi imomo ita zvako kwete kuti ndichiteerera radio ndinonzwa Bright iye ari umwe wacho, as much as kurikuimbira Mwari somehow this is also a business & what good are you doing if you're copying,you're only selling Bright's Brand and we will never know iwewe...anogona kuimba murume uyo as we can now safely say the Gombakombas are gifted musicians sezvo wavanda vanorova mhanzi iyoyo but ngaaimbe saiye kwete saBright!...
Those who feel the drum/ngoma/ingungu gather here lets pray............................................................Our Father
On behalf of all those vanana mbuya vanopinda/vaipinda Anglican I approve this masterpiece
1 September 2024 l am still here❤
i am here too
Great song guys, keep it up...
The bass is speaking to me.. so smooth
🎉🎉 proudly UMC ❤❤❤❤❤❤ I'm in love with that GWENYANGOMA
Well done guys 🙏🙏
Ngomaaaaaaa 🥁👏👏👏
Proudly UMC
The blending and range of the voices is beautiful praise indeed...
It’s a good piece.. however density in the back up enhances and edifies the whole thing. Originality is a must in art as well..either way well done.
❤Amen
Halleluuuuyaaaaaaaa 🙋♂️🙆♀️🙆♀️🙆♀️ ndizvoooooo
Proudly UMC💯💯💯
Mwakatumwa vana bba vangu we are there for you dont hesitate to preach the word of God
First to watch
Fambai fambai Uncle Con Makoni mandifungisa nguva yakare
faaaaamba faaaaamba
Kufanana NaJeso!
Murishasha mazvinzwa here
Eish that drum!!!!! 💃🏾💃🏾💃🏾💃🏾
Second
Waal guys ndinohwa ndichipinda mumweya
This is beautiful mweya mutsvene buruka
Amen Amen
Very good song Denga Ratinhira. Pane arikuimba kunge B. Gombakomba ndeupi uyo wandisiri kuona pavedio apo🙈🙈
Mwana wacho...Tafadzwa then aripangoma Takudzwa Gombakomba
It’s the young brother
Looped successfully
Yes.... I like this
Amen to that
Wow this is dope
Powerful
this is beautiful
Im proud if you guys thank you
Hallelujah
Amen
Thats great
Munogona vakomana!👏🏾👏🏾 but uyo anokopa Bright Gombakomba ngaasiyane nazvo... nothing beats originality..
mufana wacho . mavoices akatofanana
@@DzotnetInternational1990 kufanana kwevoice nekuimba zvakafanana zvinhu 2 zvakasiyana
@@emmanuelanesumagureyi7219 he is Blood brother wacho ndiGombakomba futi neari kuridza ngoma uyo zvakare
@@emmanuelanesumagureyi7219 if Ari blood brother zvitori muropa same naWiseman we know Kuti mwana wake anoridza nesame voice ramudhara wacho zvitori muropa Hama ndezvekumba kwavo ngavatowedzera vanoridza muridziro iwoyo like chimbetus,Moyo Tongi/Peter etc toda vamwe vakadero veropa
@@milikmediaentertainment6610 imi varume....blood or no blood originality still remains...blood rinoshanda pakuti tinogona kuti dzinza ravo rinoimba, fair enough... but they can never be the same...tinozviziva kuti vanhu vekwaGombakomba vanoimba asi maimbiro anoita Stanley neanoita Bright mukugona kuimba kwavo ikoko haana kufanana ndooriginality yatikutaura panapa umwe neumwe anezvake, the genre of music is the same but the style,the craft the art is never the same...ndozvinhu zvakagonekwa naMwari manje muhuropa rimwe,muhuchipo chimwe imomo he made us all unique,hatitofanane!...as much as the Chimbetus do dendera and the voices are similar Tryson anonzwika kuti ndiTryson, Sulu anonzwika kuti ndiSulu...zvakatosiyana, that's the originality we are talking about...mukuimba chibvuwi imomo ita zvako kwete kuti ndichiteerera radio ndinonzwa Bright iye ari umwe wacho, as much as kurikuimbira Mwari somehow this is also a business & what good are you doing if you're copying,you're only selling Bright's Brand and we will never know iwewe...anogona kuimba murume uyo as we can now safely say the Gombakombas are gifted musicians sezvo wavanda vanorova mhanzi iyoyo but ngaaimbe saiye kwete saBright!...
Wonderful
ndanzwa inzwi raBright but handisikumuona but its great
Mfana wake
kufira mu una imomo
fambaaaaaaaaai VaMutsago
Amen
Amen.Amen
Amen