Kana kwaMaodzwa kuine ngozi imi maida kunotsipika ngozi yacho, pane kti muvaudze kti vaende kundoripa. Apa muri kuzvinetsa nekumiririra Ekedy, iye akabvuma nyaya yake kare. Tidzikamirei zvedu apa
Musashore zvamusinga zive muchazvi torera matambudziko nekuda kufadza chaunga pano..cheshumba is a blessed place you should visit it.Nzvimbo iyo ndoinoti hupenyu❤
Politicians knows this place and cheshumba is bigger than anyone else this postori church is backed with zanu pf vanotopaenda kunita zvimwe zvinhu so our traditional leaders vakufumura zviro
Mukuru uyo arinyepa awona kuti nyaya yakora muto so arikuyedza kutaura achitse ketudza kuti zvinzi vari innocent.mukuru uyu asatambe nepfungqa dzevatereri He could be one of the seven vakataurwa nengozi .usareve nhema muzita rashe imhaka .
Not ashamed of yourself trying to change the issue on the ground indeed chisowe chofana kuvharwa hapana kunamata kwamurikuita chenyu kusunga majana nekupa vanhu minyama
@WilsonChonzi-gg4if Iwewe unofanira kunge wakaromba chete!! Ko kana Ekedhi asina kuromba chii chaakapa n'anga yaida 10000 usiku kumba kwake? Zvose izvozvo akazvitsanangura ega. N'anga yacho yakatora zvinhu zvacho ikapaumbowo hwekuti Ekedhi akaipa zvinhu izvozvo. Where is the fabrication? so Ekedhi himself fabricated everything? Guys you must give us some of that stuff you are taking so we can be as crazy as you!!! Then we may understand your ramblings!!
Zvimwe hazvidi paruzhinji. Nyatsoona ma chapters ose enyaya usati wataura zvausingazive. Or else urimwana wa ekedhi zvako or unotoitao same basa na ekedhi
Muzikuru anoziva kumusha kwake Ana madzibaba musanyepa muzukuru mwana we kumusha kwedu
Kkkkk ko iwe uripo pano asi ndokwako kuChiweshe hayas Ndipowo number dzaMisheck Hwande ...Sharon
Ekedi akabvuma hurombwa hwake kare ko abenzi ava vakutiii
Kkkkk aaayas baba ava ndovandrikishuvira vamboonana one on one naasekuru
Madzibaba looks like n'anga
in'anga idzi abusing zita rekuti madzibaba
@@Divinebrown-b38 ko flag yezim iri pajira regreen iro ko mkuru wacho ndozvekuchech kupfeka kwakadai
Rinenge zimuroi madzibaba kana face yacho inototyisa
Its giving madman vibes to me 😂😂
Kana kwaMaodzwa kuine ngozi imi maida kunotsipika ngozi yacho, pane kti muvaudze kti vaende kundoripa. Apa muri kuzvinetsa nekumiririra Ekedy, iye akabvuma nyaya yake kare. Tidzikamirei zvedu apa
Saka ndizvo makaranganwa here kuti muti muzukuru ndiye akasungirara munhu .ko pamainge mazoisa mufi mu combi kuti muende kumotuary pasina hama dzake even muzukuru wacho ukauya naye kwamuri maiti murikutei .makafumuka isvi hazvidi kuvhara but kuto bvuma zvigadzirike.
Taura hako iwe
Ngavabvise fag yezimbabwe iyo ndiyo yasimudza dutu Rose iri
Musashore zvamusinga zive muchazvi torera matambudziko nekuda kufadza chaunga pano..cheshumba is a blessed place you should visit it.Nzvimbo iyo ndoinoti hupenyu❤
Haa Pasi rino harichina rugare vanhu varikuita utungamuriri neropa ravanhu
Zvakaoma hazvo, Mwari ndovanoziva chokwadi, masowe aya , that garment it’s new to me
Mwaei haaapinde pahurombwa
😂😂😂😂
@@NicksonMavaza-e6rshuwa hapana zvaMwari apa
Politicians knows this place and cheshumba is bigger than anyone else this postori church is backed with zanu pf vanotopaenda kunita zvimwe zvinhu so our traditional leaders vakufumura zviro
Mataurire ekuti mapenzi ndinomashoora. Hazvina chiremera pakunamata
Ah ko vanotadza kuti mapenzi handiti madimon avo ndozvaķava rerukira
Yoweee kuita shato here irogemenzi 🙌🏻🙌🏻
Murevererei zvenyu vakomana asi Ekedi mumiriri wa satani
😂😂😂😂😂😂 vandipedza hama yangu iye akazvibvuma ega kt ndakabata akabvisa zvinhu zvake ega husiku kkkk
😂😂😂😂😂😂
@@EmiliahBingu 😂😂😂 ndiri mumiriri va Satan ha pakandinakidza wena paye
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Doctor Mukotsanjera ndochete mushonga wenyaya idzi, vabateyi paHonde valley apo kwaChief Mutasa.
Ndivo vane ropa racho avo why covering someone akabvuma nyaya dzake😂😂😂Mumiriri Wasatani
Ko gemenzi irooo bhooo here.....vane nguva yekugezawo here baba avaaa....
Arikumbotiiko madzibaba uyu hahaha kudenga kuchanorohwa nhubu😂😂
Hanty va Ishmairi vakati mapenzi ese anosungirirwa pamuti,Saka zvekuti muzukuru asungirire ndivo vakamupa go ahead,dzangove nyadzi Ekedhi muridzi wenyaya akabvuma akaregererwa zvasarira iye wemhanza uyu😊
Vanonyepa baba awa ngarivharwe sowe iro
Muzukuru akupomerwa chete nyaya yekubika iyo nxaa mazisatan evanhu
Nditikudzokorora kuona nekuda kwechena ina madzibaba ikundivaraidza hangu.
🤣🤣🤣
@@oathofGod410 kkkkkk
Madzibaba vari kunyebaaaa chaikooo😂😂😂😂😂😂😂kutaura kwavo vane twurasta
Madzibaba vanonyepa ava handizvo zvavakataura musi wakatanga nyaya kuna Robert
Imi madxibaba verasta Mwari arikukuonai Ekeddy akabvuma nyaya wani muri mutumwa wasatan
Arikunyepa ekeddy akabvuma kare
Zimhazha rinenge ruware rwawakagarira nxaa.madzibaba vanopfeka chigemenzi chemashavi netuRasta twetsvina3
Mukuru uyo arinyepa awona kuti nyaya yakora muto so arikuyedza kutaura achitse ketudza kuti zvinzi vari innocent.mukuru uyu asatambe nepfungqa dzevatereri He could be one of the seven vakataurwa nengozi .usareve nhema muzita rashe imhaka .
Madzibba avo i n'anga iyo kune gemenzi rakadaro hr
Kana Ekedhi iye akabvuma nyaya ko ava vanobvotomokeyi vakamubvisira hurombwa varipo vakazvitaurira wani
Ekedi ana kumanikidzwa akatosunungurwa so I wonder Madzibaba vakurwadziwa papi
Nyaya iyi yakapera kare chandirikuona Mwari pane zvavanoda kuti zvibude ndivo varikutovapa nharo dzavarikuita idzedzi
taurai chokwadi madzibaba muneropa mumaoko hapana mweya wamwari pane zvamukutaura
Ndakuvhiringi dzika ini😂
Mogomurambira Ekedi Seiko imi ...iye Ekedi akatora n'anga husiku saka kana Ari clean aindora zvinhu zvake husiku sei
Murivaroyi vana madzibaba imi munonyepera kupfeka nguwo chena moyo wakasviba kuti sviii
Mushonga wengozi kuiripa kwete nhorondo dzenyu idzodzo
Mmmm first time yangu kuona gemenzi remavara 😮
We should have a closer look at this guy ndi madzibaba ishmael the 2nd ava
Madzibaba vanopenga
Madzibaba uyoo unodaa kumamisaa chaiko zvirasta zvingabvaaa.
Haaziri kutomborwadziwa nekufa kwemunhu pamberi pake.
Ibenzi mufesi uyuu zvese ne-team ichiri kuenda kuChurch uko mabenzi
Kana wateya mariva murutsva usasatya kusviba magadziko. Apa makuitira zita resowe risaparare. Ekedhi akataura zvese ega kwa Chief. Akabvuma nyaya dzake. Tikazozvitsvaga haasi wekutanga kufirapo pasowe apo. Ane mhosva anoda kutsanangura maningi, asi mukudari ndopaunotsaudzira nekuzvisungirira.
Muporofita wacho zvaakapfeka senyanga
Kkkkkk akati arikurwara ne mejetic
Ehe sowe ngaeivharwe
Baba vane nhema avo vakarohwa vanotaura zvakanaka
Haya zvakaoma zvawakataura Kuna mukoma Robert nezvawakutaura nhasi zvatosiyana too much
@@NyaraiVambe nhema dzacho soon ekedhi anoti vapei number sei varibaba vevana vavasina number dzababa vavo here uye ekedhi akunzi ndiye aakamirirwa kuharare hospital kusowe akanga asiko zvakataurika pakutanga
Musoro waInnocent ma1 😂😂😂😂😂
Sowe rine tsvina iri🙌
Iva madzibaba avoo kakupenga katoripo futi ropa ravadeura rakuvapenge iwo machiro anenge emasvikiro ayoo
Uyo murume ari kunyepa
Uyu benzi uyu arikuratidza ega pamatauriro kuti vakauraya munhu
Zimhanza rehurombe tibvire saka muridzi wekuromba zvaakabvuma wani
Madzibaba dzosai ropa raEvancy gemenzi racho umh kwakutorasika njere koiko kunyepa maizopa mhuri yekwa Maodzwa 4n # dzaEkedi vehukama vose kushaya anadzo kunyepa.
Regai kuramba muchitadzira mwari muchinyepera vnhu nechiporifita chenhema plz siyai kunyepa hapana chiporofita apa_🪓
Newewo uri benzi unofanira kusungirirwa pamuti nxaaaaa
Ekedi akabvuma huroi hwake😮
Rasta roda smart
Madzibaba avo vanga vachitsengei
Nyaya inganakidza chose ikadzokororwa futi group iri riripo,sekuru Kanengo nevamwe vaivepo panhau iyi vodzokera kwamambo it will be interesting 😂
Chandoziva ndechekut Sekuru kanengo avanyepii mapostori ndimi
Nyaya yacho ine kakusanzwisisika mukati
Ko varume vamakatuma kt vabva kwa president Ekedhi akabvuma zvese imi makashandsa ropa risingashandswe
Mudakusungwa
Not ashamed of yourself trying to change the issue on the ground indeed chisowe chofana kuvharwa hapana kunamata kwamurikuita chenyu kusunga majana nekupa vanhu minyama
Baba vakamboti andina kumboburuka mugomo wani zvakaitika zvose ndanga ndisipo
Sanganisai vanhu ava naKanengo kana Tasvu but Tsoka is the best mukotsnjera vaurayi varombi original
Kanengo haakwane nyaya akaibatira yatotanga kare munhu akuita zvaakuita torai akaita kuti munhu azodaro
Ekedi haana mhosva inonzwisisika,all fabrications will fail muchaona the end of this.
akazoenderei kun'anga kuti dziuye kuzobvisa zvinhu husiku. iye akatobvuma imi ndimi mukutomurambira.
@WilsonChonzi-gg4if Iwewe unofanira kunge wakaromba chete!! Ko kana Ekedhi asina kuromba chii chaakapa n'anga yaida 10000 usiku kumba kwake? Zvose izvozvo akazvitsanangura ega. N'anga yacho yakatora zvinhu zvacho ikapaumbowo hwekuti Ekedhi akaipa zvinhu izvozvo. Where is the fabrication? so Ekedhi himself fabricated everything? Guys you must give us some of that stuff you are taking so we can be as crazy as you!!! Then we may understand your ramblings!!
@@munyaradzibanga4891 makazviona zvakabviswa zvacho
Zvimwe hazvidi paruzhinji. Nyatsoona ma chapters ose enyaya usati wataura zvausingazive. Or else urimwana wa ekedhi zvako or unotoitao same basa na ekedhi
Madzibaba nyarai nyika imi mutye mwari.
Nxaaaa ziMhanza rine inda unoziva kwakaenda ropa raEkedi unovhikirira chiii iye Ekedi akabvuma huroyi hwake
Vakuru vanonyepa zviri pachena
Bba ava ngavagere musoro vanotaura zvekunyepa
Ummmm namatai mega pfekero inotyisa kudaro
Uyu murume musvikirei panzvimbo anezvakewo
Madzibaba mudzidze kutaura chokwadi imi muri gudo remunhu
Honai gumbo.racho shena ummm
its a culture hatirase chivanhu chedu
Hanty mushonga we ngozi kuiripa ,
Madzibaba ava vane zvavari kuvhara.kasoro kavo
Madzibaba muporofita mukakandwa mukati muchataura chokwadi
Mmmmmmm kudenga kunonotsva munhu
Ekedi akabvuma uye uyu akasungirwa nenanga idzi
Ko chikatsi chaiva musaga ndechei imi kaaa
Birds of the same feathers.
Madzibaba maRasta 😂😂😂😂😂
Baba ava vanochinja mastatement everytime pavanoita interview
Murimadzinaba here or murin,anga turasta uto ndetwei
I garment ere iro baba mxem awusat watanga uchasvika pakut maaah
Gemenzi ranyamhanza iro nderaSatan
Gemenzi haaa masowe achatiparira
Tukadzi kuzoimbira mhondi idzo muchiti tikunamata 😢
Uya anoda kutiza nhau yaanoziva😢
Ko zva akamoti anga asipo uyo we mhanza
Toziva zvipi vasanganisei Na Kanengoni zvipere izvi
Madzibaba wearing machira emashavi ???? What colour is that yellow colour blocking it
Menjetix 😢
Ekedhi akabvuma and imi mapositori y Musina kuita report
Ndevechechi ipiko vanhu vanopfeka mazigemenzi akadaro
Wangawaendakupi iwewe uchiziva kuti panenhau
😂😂😂😂 gemenzi racho rineruvara renyika iya inonzi bvumbi
Ko vadii kuunza muzukuru uya apa abudirwe
Chidhara ichi choreva nhema dzisingaite chofanira kusungwa kana kuvhariswa church iyoyi.
Machira rudzii amakapfeka nhai imi baba imi. Ko iro rasta racho munoridirei
Muchatipa kugera raster
Rasta mumhanza mushonga here ukutinyepera ekedhi akatobatwa ane$20 yaive neropa remufi sekutaurwa kwayiita ngozi
Sekuru Kanengo hero basa