Marwadzo-Kushandisa mukadzi kuwaka shop wobva wamuramba wotorora umwe within 2 weeks

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 27 июн 2024
  • Marwadzo-Kushandisa mukadzi kuwaka shop wobva wamuramba wotorora umwe within 2 weeks

Комментарии • 29

  • @cathymakoni7114
    @cathymakoni7114 4 дня назад +2

    Mkadzi uyo ndamufarira Ari bsnes minded dofo iro bvarachiva but chagona hapana achakavhara katuckshop ikako akangoita hudyire chete

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5v 3 дня назад

    Urimbwa yemurume uchumufunga zvake kutowana musikana ane businesses minder une shavi rehurombe

  • @fadzairwaveya4338
    @fadzairwaveya4338 4 дня назад +1

    MAGOGOROSI IS ON FIRE 🔥🔥🔥🔥🔥
    He should have paid $5 000 for abusing her trust and finances.

  • @user-qt6th3qs8u
    @user-qt6th3qs8u 4 дня назад +1

    Mukadzi ngaapihwe maExpensises ake

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 3 дня назад

    Madzimai or vasikana plsssss be careful unopireiko mrume mari xaaaaaa ndokuti ugodiwa here ita zvinhu zvako wega worse mrume asina kkuroora a xaaaa

  • @ConstanceChingoma-xn2dy
    @ConstanceChingoma-xn2dy 4 дня назад +1

    Baba vema grass atsamwa sure

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 3 дня назад

    Wakashandisa munhu uchiziva kuti uchazoti mari hauna,saka ngaaiputswe tuckshop yacho.

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue 3 дня назад

    Kujaira kushandisa vana vevanhu hutsinye

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 4 дня назад

    For the first time magrass andigonera nhasi

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 4 дня назад

    Nyaya yeku recover macosts inofanira kunoperera kwa magistrate. Whether vakatenderana 700 or havana the bottomline the guy benefited from the $2500 yaka bhadharwa nemukadzi uyo achiita investment yake. Anofanira kutobhadhara ne interest nekuti it becomes a loan.

  • @jonaschinzodzi240
    @jonaschinzodzi240 3 дня назад

    Chikomana icho chitsotsi

  • @AnywayMasochaGama
    @AnywayMasochaGama 10 часов назад

    Criminal case notorious

  • @fadzairwaveya4338
    @fadzairwaveya4338 4 дня назад +1

    PLEASE SINGLE MOTHERS LOOK AFTER YOUR ASSETS. MUSATENGA VARUME.

  • @RodneyGore-yd7gd
    @RodneyGore-yd7gd 4 дня назад

    Magirazi😂😂❤

  • @Natty908
    @Natty908 4 дня назад

    Murume uyu i shit yemunhu nceee

  • @KAYS-GREEN-WORLD-FARM
    @KAYS-GREEN-WORLD-FARM 4 дня назад

    Magirazi

  • @tinymukwati7376
    @tinymukwati7376 4 дня назад

    James zitsotsi shame on you

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 4 дня назад

    Magrass to the fullest

    • @St-G2
      @St-G2 6 часов назад

      Muchinda weBhuruwayo

    • @St-G2
      @St-G2 6 часов назад

      Muchinda weBhuruwayo

  • @phillthedrill
    @phillthedrill 4 дня назад

    This is wrong, its not a crime to break of relationship even if you had promised to marry, under these circumstances. If he had eg if he had asked her stop working and failed to maintain her it would makes sense. If the case was about goods, time and building she did then for sure yes she is ower something. I want to ask mambo lets say i haved dated musikana for 2 years otizira umwe muface are you saying ndine right to take her kudare becoz she wasted my time ?

    • @munyaradzinherera3383
      @munyaradzinherera3383 4 дня назад +7

      You should understand kuti nyaya ya presentwa sei? Muchinda uyo ane kaumbavha kainako utsotsi hwakawanda. Siyana nenhau yezverudo tarisa business investment.

    • @phillthedrill
      @phillthedrill 4 дня назад

      @@munyaradzinherera3383 i think ndiwe usina kudzwa, towards the end kwadzi kune imwe nyaya futi, meaning this one was zverudo, waterera summon richiveregwa "hanzi wakanditambisira nguva yangu" iyi was supposed to be dismissed. Then yebusiness yes i agree he must pay her something. Ndiyo iri logical kupinda mudare, kwete zve rudo

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 3 дня назад

      Chekutanga ehe sezvinongoitirwa vakadzi ndofunga unogona kukwirawo dare kutambisirwa nguva yako chepiri mukomana akashandisa mkadzi achiziva hake kuti ari kumutambisa asingamuroore apa achimudya mari futi saka ngaabhadhare

    • @phillthedrill
      @phillthedrill 3 дня назад

      @@nondochirau9664 wangu there are curtain things thay can cause havoc socially and this is one of the best example they shouldnt be any ruling in simple matters like this one, iyi iri clear nearly every man anopfimba anoita
      promise to marry, therefore every woman akarambwa will bring it to court. Its not a crime not to marry someone, yes kune ma circumstance ekuti eg he asked you to stop working etc and failed to provide for you as he had promised, these can stand in court kwete these one nope. Right now tikati those vaka promiser marriage and damped came
      to court inclused both sexes you will find that courts will change all these ruling

    • @AnywayMasochaGama
      @AnywayMasochaGama 10 часов назад

      Inzwa nyaya ,kwete kutaridza kudzidza iwe uchitaura nyoso

  • @user-uh5kv9kg3lAdrian
    @user-uh5kv9kg3lAdrian 4 дня назад

    Tsotsi remurume