MUTOKO..............HAZVINA KUNAKA KURORA TUVANA TUNOKUTIZA MANGWANA WATADZA KUTUGUTSA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 сен 2024
  • SEKURU VOTIZWA NEMUKADZI WECHIDIKI VORIPISA VANATEZVARA KUTI PFUMA IDZOKE
    ........WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Комментарии • 114

  • @constancechiwawa3355
    @constancechiwawa3355 6 месяцев назад +7

    Varume ityai Mwari mungati mwana iyeyu mukadzi wenyu here.Imi sekuru ityai Mwari. Murivekwa madzibaba Ishmael here. Hamunyari here siyai Mwana uyo

    • @OptimisticWheelbarrow-he7ez
      @OptimisticWheelbarrow-he7ez 6 месяцев назад +1

      😂😂😂😂😂😂😢

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 6 месяцев назад

      Ndimika munoti mapostori vanonyenga vana...ko vanhu vacho varimunyika chii chavari kuita..? I was so ashameds when I read today about the statistics of young girls from 10years to 17 years vari kyita pregnant ...ndanyara chaizvo..saka haoana kumbosiyana nakuioa kwaIshumaere

  • @kudzainherera5239
    @kudzainherera5239 6 месяцев назад +3

    Watching from east London

  • @nyengeteraichitiki9016
    @nyengeteraichitiki9016 6 месяцев назад +2

    Sekuru vaChifamba vabatirwa zvavo hapana justice. Chief havasi kunzwisisa kuti mukadzi akaroorwa ari kumba kwababa vake. Sekuru vabatirwa zvavo

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 6 месяцев назад +2

    Atezvara ava katsotsi chaiko but dare iri harigoni kutonga zvachose munhu ane mhosva nditezvara apa xaaa

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 6 месяцев назад +9

    Watching from Canaan kwa madzibaba Ishmael😂😂😂

  • @AdmiringHouses-zf7jn
    @AdmiringHouses-zf7jn 6 месяцев назад +1

    This is professional episode

  • @MunyaradziKaseke-z4u
    @MunyaradziKaseke-z4u 6 месяцев назад +2

    kukwaidza atenzi . kumapunoyo

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 6 месяцев назад +1

    Vamwe varume vakangokudza madzoro but njere hamuna

  • @CollettaJongwe
    @CollettaJongwe 6 месяцев назад +1

    patiently waiting

  • @RebeccaWashaya
    @RebeccaWashaya 6 месяцев назад +2

    Kindly waiting

  • @makandioneipasipanodya460
    @makandioneipasipanodya460 6 месяцев назад

    Ndowakadzi wacho abeeeeeee!!!🙄
    Ayeeeeee!!! Kamudhara aka kakanyopora mwana.

  • @josiahmakawa-nm7rg
    @josiahmakawa-nm7rg 6 месяцев назад

    Dare radzvanyirira sekuru avo because vatezvara vakaroodza mwana vavo kaviri

  • @Chikatsa
    @Chikatsa 6 месяцев назад

    Asi vabereki vemwana uyo kutodya sadza here richidzika vachiti Getu ari ku murume 😢

  • @BettyMutedekwashirai
    @BettyMutedekwashirai 6 месяцев назад +1

    Dare iri ndere varume iii😊

  • @mollineshato8442
    @mollineshato8442 6 месяцев назад

    Drewmas chimboendai kwaChief Nyamukoho

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 6 месяцев назад

    Mambo vari kutadza kunzwisisa mukadzi makaenda ku ba kwavo ndokuzotiza marikumba kwavo

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 6 месяцев назад

    Vana 2 here

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 6 месяцев назад +1

    Watching from canaan

  • @talenttsuruseni862
    @talenttsuruseni862 6 месяцев назад

    baba vane blue vanechipo veduwee

  • @LilianMack-z5f
    @LilianMack-z5f 6 месяцев назад +1

    Tongan chokwadii musatsikirire mudhara uyu

  • @blessingmurozvi6059
    @blessingmurozvi6059 6 месяцев назад +1

    Kkkkkkkkk nhasi ndaseka ,idrama here kana kuti

  • @RebeccaWashaya
    @RebeccaWashaya 6 месяцев назад +1

    Handisikunzwisisa ini ah

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 6 месяцев назад

    Waiting

  • @placxedissami3792
    @placxedissami3792 6 месяцев назад

    Vanhu vanovhiringidza munhu kurasika nyaya matonga hudzvanyiriri apo

  • @UnicaMarufu-sk9pd
    @UnicaMarufu-sk9pd 6 месяцев назад +1

    Zvakaoma

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 6 месяцев назад

    Zvorevakuti mudhara ne mudhara vakabhandharana mari ye under age because havangagare 5. Years mukadzi saipo maitrya kutevera akutya kusunga nekuti mwana angaari mudiki

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 6 месяцев назад

    Iye anoita imba ibodzi zera rake iroro

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 6 месяцев назад +1

    Mdhara uyu ngaatopedzesa kubhadhara roora remukadzi mudukwani uyu.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 6 месяцев назад

      Kahure ko? Iye atove nemumwe mwana wemurume

    • @mollineshato8442
      @mollineshato8442 6 месяцев назад +1

      Ehe chokwadi pluz akaita zvekuraper mwana apa akuda kutoonererwa

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 6 месяцев назад

    60years kanonyepa kadhara ako

  • @stormshadow1992
    @stormshadow1992 6 месяцев назад

    icho chiPP icho chinehutsinye icho

  • @TamaryManyika-x1o
    @TamaryManyika-x1o 6 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂Hanzi vakati vanogona

  • @MarveMazonde-zq5kc
    @MarveMazonde-zq5kc 6 месяцев назад

    Mutoko yanetsa neNgozi veduwe 😅

  • @TinasheChingwende-n6b
    @TinasheChingwende-n6b 6 месяцев назад

    Madhara aya pane 1 tsotsi kkkk

  • @LilianMack-z5f
    @LilianMack-z5f 6 месяцев назад

    Iye mwana wacho ndiye anoda zvinhu

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 6 месяцев назад +1

    Chokwadi munhu achena bvudzi rakamera pai nepai onzi murume wemukadzi mudukwane uyu here?😢 Zvimwe zvinhu madhara imi svodai. Imi munoroodza tusvava mada kumbotongwa zvakasimba cos you’re wasting these young girls’ lives. You’re not only making her suffer but her children too. Just imagine old man akati nyipu uyu anotangira papi?

  • @JacobDembedza
    @JacobDembedza 6 месяцев назад

    Zvakaoma kani veduwe ka imwi

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 6 месяцев назад +2

    Hapana nyaya mwana rakabatwa rape mwana a chiri under age ndokunorepoter ndokunzi endai monogara pasi asi mwana ndokuroodzwa mwana ndokuzvarwa saka mwana ndokuzoona kuti ldhara ndokuzotiza akati handing agare nedhara saka hapana nyaya yekudzosa ppfuma nekuti pane mwana vakarodza mwana achimudiki sa vese vane mhosva

  • @TebohoMakhubo-d7k
    @TebohoMakhubo-d7k 6 месяцев назад

    Kunorira pfene

    • @miriamchiwarakata368
      @miriamchiwarakata368 6 месяцев назад

      Manyika ridorira bvene 😂😂😂😂😂😂😂
      Haaniiyika m hwan
      Zera mukadzi.mudiki
      Udyire
      Airoodza mwana pama pfupa

  • @mollineshato8442
    @mollineshato8442 6 месяцев назад

    Kamudhara ako hapana chakanofanirwa kipihwa pane mwana plus kana case yerape mukadzi uyu ngaasimudzire nyaya kasungwe rape haina basa chero wachembera kanongosungwa chete kamutakatai kamudhara aka kakuda kuzviita kakangwara

  • @kelvinmbiriri387
    @kelvinmbiriri387 6 месяцев назад +3

    Mambo achembera anoda replacement masinyane

  • @nyengeteraichitiki9016
    @nyengeteraichitiki9016 6 месяцев назад +2

    Chief ava havagoni kutonga zvachose

  • @nyengeteraichitiki9016
    @nyengeteraichitiki9016 6 месяцев назад +2

    Nhau iyi ine kahudzvanyiriro mulati. Chinoiserie ndechekuti munhu haspihwi maulana wokutsanangura. Varume vamwe vanobatsira mambo vanobatira munhu. Vanotonga munhu havatongi nyaya. Mudhara akatora mukadzi we hiding but apa ari kubatirwa zvake

  • @biancatmabika3677
    @biancatmabika3677 6 месяцев назад +1

    Hapana chozikanwa apa

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m 6 месяцев назад +2

    I love the view yepanotongerwa matare, pakafita kutonhorera
    .

  • @EverlineManyati
    @EverlineManyati 6 месяцев назад +3

    Watching Cape Town ❤

  • @TheChekas
    @TheChekas 6 месяцев назад +1

    Rubbish court

  • @colletormadzivanyika5586
    @colletormadzivanyika5586 6 месяцев назад +2

    Hamusi kutonga nyaya.Kana munhu akaroora mudzoserei mari yake.

  • @chenainyamukondiwa963
    @chenainyamukondiwa963 6 месяцев назад +2

    Aaaaah hanzi 90min😂😂😂😂😂 sekuru muchadzigona here

  • @ngoma2080
    @ngoma2080 6 месяцев назад +1

    Vakomana Yakopo
    waka zvara na Sarah wane 90yrs
    plus 900yrs
    🤑😛😛

  • @restonemtandavari5348
    @restonemtandavari5348 6 месяцев назад +1

    Tongan nyaya vakaroodzerei mwana .ngavape mukwasha mari yake

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 6 месяцев назад +1

    Mwana uyu was under age. Nyaya dzekumamisha uku ngadzimbonyatsoongororwa cos it’s no different from what the country is facing kwaana Ishmael farm uko. Chokwadi ndikauya kuZimbabwe Ndiri kudzifambira nyaya idzi. We can’t have a 2-faced justice system ka. Even vakabhinya vana vadiki kare I’m coming for you. Hapana mhosva inorova. Let’s build our Zimbabwe zvakanaka.

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 6 месяцев назад +2

      Under 16 years ndo underage ndosaka asina kusungwa coz she was 17 and not raped

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 6 месяцев назад

      Ahuh😊

  • @Mbwido
    @Mbwido 6 месяцев назад +2

    makore sikistiy

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 6 месяцев назад +1

    Dare iri rinotokurirwa neraMutape Chatibwege

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 6 месяцев назад +2

    Kana vatongi mune moyo usina hutsinye plsssss sekuru ava ngavadzorerwe mombe yavo nemari yavo nekatsotsi akoo kano roodza mwana kaviri

    • @sausage9806
      @sausage9806 6 месяцев назад

      Asi panonzi pakaitika rape case so must he be given money back 😂

    • @mollineshato8442
      @mollineshato8442 6 месяцев назад

      Vanodzorerwei coz pane mwana

  • @LilianMack-z5f
    @LilianMack-z5f 6 месяцев назад +1

    I pai mudhara mari yake

  • @placxedissami3792
    @placxedissami3792 6 месяцев назад

    90mins dzokudii vakambo muzvarisa sei hamugone kutonga imi madzvinyangwe

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh 6 месяцев назад

    Chief machembera musaite se zanu pf inezvichembere zvapera basa zvichiramba zviri oachigaro, makadhakwa mhani.

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 6 месяцев назад +1

    Musikana uyu anopenga hr chembere iyoyi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vakadzi soo

  • @tapiwachimbangiza9379
    @tapiwachimbangiza9379 6 месяцев назад +1

    Mushonga tumandara utwu

  • @chiedzagracenyahuye838
    @chiedzagracenyahuye838 6 месяцев назад

    Mzukuru wavaChifamba loves sekuru vake ende ari kumira navo...

  • @MollieKakambi
    @MollieKakambi 6 месяцев назад

    Watching frm Botswana

  • @NelsonDaily337
    @NelsonDaily337 5 месяцев назад

    😂😂😂😂 it can't

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 6 месяцев назад

    62 years to 17yrs

  • @KatsandeMercy-ng2nc
    @KatsandeMercy-ng2nc 6 месяцев назад

    Kkk hanzi munorova kanhondo ndokumusha kwangu ikko

  • @mosesnyakabau6514
    @mosesnyakabau6514 6 месяцев назад

    Tongai nyaya mambo Nyamutsahuni Nyakabau baba vangu ivavo

  • @ChichiKatiyo
    @ChichiKatiyo 6 месяцев назад +1

    Watching from Botswana

  • @AsmaMaswera
    @AsmaMaswera 6 месяцев назад +1

    Waiting

  • @eniahwingwiri8106
    @eniahwingwiri8106 6 месяцев назад

    Zvinoda zvinhu Zvino Dhala 😅

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 6 месяцев назад

    Ayeee vaka vharana nekuvharana

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 6 месяцев назад +1

    Iye mwana uyu kushinga hr kurara nasekuru ivava

  • @jepsongombedza7257
    @jepsongombedza7257 6 месяцев назад

    Mambo Mtoko magona kutonga apa.

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 6 месяцев назад

    Tudhara utwu tunoda shamhu

  • @HazvineiMudzengerere
    @HazvineiMudzengerere 6 месяцев назад +1

    Takamirira mhanduwe ❤

  • @tristansithole8071
    @tristansithole8071 6 месяцев назад

    Varume ava kutonga kwavo.. mutasa na chigodora .. 5 year wakachengeta mbatya

  • @afronews7034
    @afronews7034 6 месяцев назад

    Veduwemadii kuvakira sekuru mambo place than kufamba vasi Kachina makorekore tikwanirei manja uko musiita vafambe ko havanaherekupihwa wo Mota negovt for hwamambo

    • @rumbiemunjoma-905
      @rumbiemunjoma-905 5 месяцев назад

      So vaida vafambe nemota kunokwira mubako hre,mambo vane mota bt vanotongera mubako ad havaite 2mins kubva pamba kupinda pabako apo ndokumba toziwa zvese

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 6 месяцев назад +1

    Tamirira

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 6 месяцев назад

    Asi idrama kani

  • @chikarashumba-cy1pt
    @chikarashumba-cy1pt 6 месяцев назад

    Humburukwa iyi hainyare kunopaza musha wemwana haiwawo kachafira pasipo nekuda zviro 90 minutes akudzigona here aaaa nhy

  • @LazarusNdavambi
    @LazarusNdavambi 6 месяцев назад

    Chidare ichi chinemadhandahedhi oga oga, zvozivikanwa dololo

  • @MarveMazonde-zq5kc
    @MarveMazonde-zq5kc 6 месяцев назад

    Tichisangana rave rimwe zuva Drewmas media taking you to another level

  • @LilianMack-z5f
    @LilianMack-z5f 6 месяцев назад

    Musatsikirire mudhara uyu please

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 6 месяцев назад

    Mahumbwe chaiwo 😂

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 6 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @NzwisisaiMuzenda
    @NzwisisaiMuzenda 6 месяцев назад

    Vana vacho ndovototanga ivava

  • @MemoryNyama-g9u
    @MemoryNyama-g9u 6 месяцев назад

    Ummmm zvakaoma shame