Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Well done mkoma Shepherd God bless you
Boss Charmela vakabva kure naMark ndabvuma 🙏
Huzungwende hmmmm hotida .... haaaa rakabatwa thnks
Ichoo vana vezimbabwe garai nerudo rwenyu😊
Song inonzi hondo ma1🎉❤
Hondo neiya yekuti Manteinance
Imari Ngani to the World
Vachinja vavakushandisazve umwe uuuummmm pakaipa panoti mota dzemahara
Huzukwende huchi baba
People are thanking mkoma Shepherd only ko vamwe vabvisawo shoma dzavabvisa. Learn to appreciate everyone with the little they have given.
Chibaba ichooo boss shapilo
Congratulations Mark
Job done
Maboss manyama
Ndokusheedza manje manje Mark
Team raikumbira mari iro raimakisa
Chibaba chacho
Chiyii chinonzi huzukwende
Mari yeZanu pf iyo yobuda ngeback door 🚪
Isa yako neku front door.
Makorokoto mark
Vanhu Havana cash ava tarisa bhutsu dzakapfekwa vese
Saka vaifanira kupfeka mari kut uzoti vane mari?
😂😂😂😂
Kune vanhu vane mari vakomana😮
Vapfanha havana hunhu avo ko kusatenda ndochiiko
thanks
Where is the David pairohwa munhu
Munhu haatennde, wopiwa 200 woda futi 100 pamsoro
Shaan gaya... atozoburitsa 50 nekunyara chaunga
Ma MC manyama, basa ravo kuguma mari. 😅
@@tvzim9574Haa moti vanhu varipano vanombozviziva here😂. Havazive kuti basa rema MC pama events akadai kugumha Mari😂😂
Broe basa ra MC kugumha Mari pama events akadai
Vanhu ava vanonyadzisa iam so embarrassed
Makorokotoo
Umm Charmela chibaba icho
mari idzi dzinozouya here
Nguruve 5
Chibaba icho
Chakanaka chakanaka
Kovanhu vakazarara zara ndeveiko itai 1 one mhani
Icho
Munhu wavanhu
Uyu ndi Gringo ka ane ka hat?
Mmmm maMC akadai haadiwe anodzinga vanhu vane basa kukumbira mari ko kana munhu anga asisina hey ainyara sei paStage
True he is so unprofessional anenge weguka this is so disgraceful
Ma ZiG mati hakuna here
musavhare camera
Ko maBMW mbinga dzedu hadzimawani asi Makoto webenzi vakamubata kuti dzviiiii chero munhu benzi yatova unform umm benz benzi benzi benzi vose benzi aaaa vw dzriko futi ngedzimwe hobho zvino Zim benzi benzi
Ko kuwanda pa stage Chiiko nhai maZimbabwe😢
Ukapihwa vanouya kuzotora ku back stage
Wakambozviitwa waridza album ripi?
@@shingiraitrevormboto2105 wangu ahuzive zve music gara pasi kudai waiziva ndakwanisa kukudza
Kkkkkk haaa mazimba tiri kutambura
Hooo? Vasiri kutambura ndevapi?
Ko kuita slogan yechizanu nxaa
Waida kut aite yei?
uyo mfec aneka hat kewhite imhata
Mwana waGringo
Zviri uyo tazvinzwa. Thanks. Hauna kuzotiudza kut iwe uri chii?
Iye idhodhi
Ko avo varikungomira mira sendbvu hnziiko haaa disorder mhni
Kkkkk
Ko varikudi kubatsira nherera kana kuendesa muzvipatara
Kutenda album so handione kuti ingaite problem
True speaking @@user-zv2bl4en4l
Ko iwe wakabatsira vangani, ndigan akati vane mari hobho ndjvo Vega vanofanira kubatsira nherera?
Munhu anoshandisa mari yake zvaanoda. Iwe wakaendesa marii kwauri kutaura ikoko?
Taura hako varikuisa mari pane mari vamwe vachitambura
Akaridza nyemba uyo takutomirira hedu 02 August
Ummmm this should be condemned kuramba uchiti munhu awedzere mari ndochii ichi iam so disappointed
The Mcs are not professional being vocal is not being experienced
These MC s are not professional at all
Ma Comedians awo vana Gringo here
Kuita kunge vari paRally
Vari ryt hanty vari pa kutengesa hre saka vanotoita kty mari ibude bhoo zvekuti