But zvepa fair chaizvo Nijo naComic muri right right chaizvo😂😂😂😂😂. Cause ndaku doubter... But on a more serious note keep it up guys munondigonera👌🏾👌🏾👌🏾
But zvepa fair chaizvo Nijo naComic muri right right chaizvo😂😂😂😂😂. Cause ndaku doubter... But on a more serious note keep it up guys munondigonera👌🏾👌🏾👌🏾
🤣🤣🤣 Itai kuti iite round! 🤣🤣🤣...ma angles ayo big prob! Vanhu varikuHarare ma shekhwa na Nijo 🤣🤣🤣 Hanzi na comic wakabata mvura 🤣🤣🤣 As for the tea science 🤣🤣🤣
By the way, of all the people in Zimbabwe who nominated Nijo and Comic. If it was an election we want to see the V11s just to be sure all was free n fair 😂😂😂
NIGEL NA COMIC PASTOR JUST IMAGINE MURI MWANA WEMUNHU 1
Ma1 ako anenge atanga
Kurungai kurungai kurungai...hoooo yeah knowledge will kill me this year
But zvepa fair chaizvo Nijo naComic muri right right chaizvo😂😂😂😂😂. Cause ndaku doubter... But on a more serious note keep it up guys munondigonera👌🏾👌🏾👌🏾
2 mapenzi andofarira😂😂pliz musazombonetsana henyu
it's the ''kurungai kurungai kurungai'' for me lol
Aki naUkwa........ vafana munoda kumbonyatsogararwa bamba. itai mushe. Sugar iripiii?
Nigel wakachena❤️❤️❤️🤗
But zvepa fair chaizvo Nijo naComic muri right right chaizvo😂😂😂😂😂. Cause ndaku doubter... But on a more serious note keep it up guys munondigonera👌🏾👌🏾👌🏾
ruclips.net/video/Iu9cvW_Uzt4/видео.html
😂🤣🤣❤️❤️❤️Love these guyz
🤣🤣🤣
Itai kuti iite round! 🤣🤣🤣...ma angles ayo big prob!
Vanhu varikuHarare ma shekhwa na Nijo 🤣🤣🤣
Hanzi na comic wakabata mvura 🤣🤣🤣
As for the tea science
🤣🤣🤣
Hanzi "chasara kuziva kuti anenge aripeden nguvai" 😂😂
Tightest combination of the new millenium; you guys munotungidza my day even when i'm at my very lowest point
🤣🤣🤣🤣🤣❗Mapenzi chaiwo! And unototi useke!
Dense molecular velocity 😂😂😂
Musasiyana guys lyk kapfup namarabha zvozotirwadza ,makadai so mogonesa
Tikabvisa pakati Vic Falls will it remain a UNESCO heritage sight?
Hanzi vanhu vekuharare muri kushekar here,ndafa nekuseka,,,kkkkki sugar iri kuzasi nemasamba comic nanijel imi soo kaaah munondiitira thumps up,,,,,,panogara Satani kuda kuziva time yake kkkkkkki
By the way, of all the people in Zimbabwe who nominated Nijo and Comic. If it was an election we want to see the V11s just to be sure all was free n fair 😂😂😂
Mmmmmmmm amanaka mmmmmmm uuuuu hakuna zvakadaro mmmmmmm guys no no no no no no
these guys just do it for me
Padevil's cataract panoda kusvikwa kuma 10 past 4 munomuwana aripo paden😂😂😂
😅😅
Kkkk haaa wakomanawoye haaayaz ndachema zvangu...
Kudai vari vana vemunhu 1
Lv u guys makandikoshera
Little rascals kkkk
Paden pasatan hr amana kkkk you guys munondinakidza keep it up
Nhai hurumende ngaapewo vakomana ava mabasa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂aewa bodo
Kwanzi kune Chiredzi kwandikuvadza ah kkk
Mapedzera masports mogona team
🤣🤣🤣🙅... You killing me ooooh... Ko maputei guys...🤣🤣🤣
nigel nhas akama musoro kwakanaka here
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
mandiuraya nekuseka amana bho here iyi
Chakandipotsa sei ichi kkkklk
hahahahahhaha
Boys Chiredzi irikuzasi already
Oh my oh my the creativeness is just crazy✌️
😂😂😂😂
Takwara nemasamba
😁😁😁😁😁😁
😂😂😂😂😂
"kurungai kurungai kurungai " hahahahahahah
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 guys akanti
Mava kutopenga vakomana
kkkkk hanzi sugar iripasi
kurungai kurungai kurungai kkk
Ka teapot
behind the scene team riri pa tyt, how do you stay calm?kkkkkkkkkkkkkk
we are supporting you lets fix it but dont forget kuisa tea pot yacho pa stove ka
Yaaa yu are right ipapo
Nigel usadaro
Tokufarirai guz big up
mukoma nemufana hahahahaha. kurungai . kumosoro sugar ma 1.
KINDLY CHECK OUT MY RUclips CHANNEL AND SUPPORT. BE BLESSED
Kkkkkkkkkkkk vakomana muite mushe manzwaaa kkkkkkk haaa comic na nijo munondiitira boys rangu sando dzenyu
@Breezy Reign mushe zvr cy Breezy
😂😂😂uqinisile Nigel sugar iripasi uko
Kkkkk
Hezvo
Haaa ah ah ah ah ah ah ah vakomana ka musatidero tinodambuka mhani…………………...sugar iri kuzasi 🤣🤣🤣🤣 dense miscosular velocity ayi ayi ayi kkkkkkkkk
Akakusanganisayi akatiparira 🤣🤣👌👌👌
Uye don,t ended wasn,t kkkkk
The level of creativity yenyusoka kkkkk mamazvifunga nguvai. Gadzirisai nyika guys tabhoo nehot water kkkkk
Hanzi sugar yakaungana kuzasi uku😂😂😂😂😂 haaa i cant😂😂
Sugar yakawandira kumatebeleland ko handiti ndoo kwayakasvikira here makqnganwa history. Vakabva vakaviga imwe
Aaaaaa zvamusina kukwana nhai😂😂😂😂😂
Ava vanorema. Ndachema zvangu. 😂😂😂😂😂😂😂
Ndatenda hangu. Creativity at its best. Huye bodo. Kurungai kurungai kurungai
Dense Molecular Velocity killed me kkkkkkk
kkkk crazy talent bravo 2030 munenge muchipo in the entertainment industry
Haa wandisheka slick uhmmm ndatone dzungu 😇😇
Kuchukudzai guys tahwa ne mvura chete shuga hatichainzwa kkkkkkk
kurungai hahahahaha heee viscosity aaaaah gegegegegeege
Tea yedu problem yairikuita ndeyekuti sugar yakawandira kuzasi
Chaaaai i died strong yese...my ribs are aching nekuseka..kurungai kurungai
Pakutoda osmosis chaiyo shuga yoenda kumasamba,masamba kusuga zvosangana
Omg you guys rock! Nyika yatonaka ka iyi😂
🙌🙌🙌🙌 😂😂 No mhani, makanyanya
Kkkkk lol! This combination z something else kkk mega love for you guys
Sugar yawandira pasi. Ndapera strong yese.kkk
Kkkkk hanzi satan nezuro patakaenda akange asipo
🤣🤣🤣🤣🤣 these guys🙌🙌🙌
Kkkkk makuzviwanza mkoma kkkkkk sugar masamba nevat amana kuchukudzai kkkk
🤣🤣🤣🤣🤣hanzi kurungai kurungai ,,,sugar iri kuzasi 🙌🙌
haahahahahahahaahahahahaaaaaaaaaaa aaaaah nhasi zvangu ndanakwa
Chikapwanika team rangu😂😂😂😂😂😂😂😂😂💦
Imika varume imi kkkk haaaa munotisekesa shuwa aaaa kkkl
Saka takutotera hedu kune sugar boys rangu 🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk haaa guys msazodaro kaa shake it sugar isangane
Kkkkkkk aaaah huyeeee imi vnhu imi munondigonera
Vafudzi vehwai vakachena nhasi kkkkkk
Gadzirisai nyika akomana 🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂💀💀💀💀💀💀 finished
hahahahahahaha nguva inenge iina devil paden
😂😂😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂
😁😁😁😁🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Hahaha, handisati ndamboona zvakadai.
Paiswa Chiredzi naNigel ka
Haaa kupenga ndokuziva ini ,haaa uku hamheno
kkkkkkk cool team bho zvekuti
hahahahaha sando dzenyu guiz ndanakirwa manheru ano
Nigel wakachena...munogona marn
Haaa gadzirai ndaaa sugar yawandira pasi
kkkkkk hahahaaada, you guys. Stop it!!!!
I like you guys keep on doing