Nyaya yemota iya, Investigation results

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 12 сен 2024
  • Nyaya yemota iya, Investigation results

Комментарии • 20

  • @ulizelang1594
    @ulizelang1594 18 дней назад +14

    Chief ava havana kugadzwA sezvatinoona mazuvano vakagadzwa nedenga straight

  • @user-np9nz4pl4v
    @user-np9nz4pl4v 18 дней назад +2

    Chief mutasa ndokumbirawo kuzomhangara yanguwo padare renyu munogona

  • @eddiemudzingwa9532
    @eddiemudzingwa9532 17 дней назад

    Ndinofarira madzimai anopururudza kana Mambo vapedza kutonga kuratidza kufarira nekuremekedza huchenjeri hwaMambo. Well done Mambo Mutasa

  • @PrincosMarekwa
    @PrincosMarekwa 10 дней назад

    Sakombedzai vanoda kumboongororwa njere dzawo vamotoda kubatsirwa

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 18 дней назад +2

    Chief Mutasa pane vanhu varikunyepera vamwe kuti nyika ine masanctions. Ndokumbirawo kuuya ikoko mutigadzirise.

    • @ephraimmafura4341
      @ephraimmafura4341 17 дней назад

      😂😂😂😂😅😅😅😅😅😅😊😊😊 ndakambovanzwawo vanhu ivawo

    • @nicholasfungurani9677
      @nicholasfungurani9677 17 дней назад

      @@ephraimmafura4341 plus pane umwe akabvuta nyika akaiita yake ndoda kuenda naye futi anotongwa adzorere nyika varidzi vayo

  • @kelsonmarango9642
    @kelsonmarango9642 17 дней назад

    Pamberi ne basa Chief

  • @KnowledgeChitsiku-ne1ti
    @KnowledgeChitsiku-ne1ti 13 дней назад

    Tikakutarsa tokutarsa tokutarsa tokutarsa tozokuongorora

  • @user-zl4et5cw2b
    @user-zl4et5cw2b 18 дней назад

    I luv u Mutasa😂😂😂😂

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 18 дней назад

    Jah man Rasta are you married here elder asking for myself 😢❤

  • @EvureGombedza
    @EvureGombedza 17 дней назад

    Sakombedzai awa itsotsi hawaziwi zvavanoda

  • @gonotv4953
    @gonotv4953 17 дней назад

    In the first place, Sakombedza acted out of emotions, and gave everything to the wife. Later realised kuti vabhaiza vaakunyepa kuti mkadzi nehama dzake vakamusiya Ari tsuro. Kuseri kwechuru kwakanobatwa kuti ndiye akainitiator mukadzi hama dzemukadzi dzisipo. Iyi ndiyo inonzi ndomene

  • @joshuamurerwa6750
    @joshuamurerwa6750 18 дней назад

    Kubiwa iweewe uripo here

  • @MavisGwanyanya
    @MavisGwanyanya 18 дней назад

    Munogona kugadzira vanhu mukuru wangu

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 18 дней назад

    SaMangwanda ,saMacheka

  • @Sheila-yr8jq
    @Sheila-yr8jq 18 дней назад

    Mambo Mutasa mri kumberi

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 18 дней назад

    Ini ndirikuda kumhangarira uyu anoitwa Chibanda nenyaya yake yekusateerera

    • @user-md7xb5pe5v
      @user-md7xb5pe5v 18 дней назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ko adii zvee

    • @user-vh1yy3nm4c
      @user-vh1yy3nm4c 18 дней назад

      😅😅😅😅😅😅😅