Dai musikana akabuda pachena hake kuti haachadi b4 roora. Pamwe ane ma red flags mahombe aakaona akati better kutiza. Sadly many women vanoponda muma bad marriage nekutya kubuda pachena
Pakarohwa bag apa kana dai vakarwadziwa nekuishanda mari baba ava havaizoita chidofo chakadayi chokutamba nemari izvezvi akavhunzwa tinoona kuti anotori ne vamwe vakadzi hobho. Kunyengedzana kwakanyanya mu nzvimbo iyi.
Uye wemazino aripanze anerimwe namai vake musha wema tsotsi uyu gadxirisai vanhu ava mambo ngavadzore mari yemunhu vanonyepa ava vakadya roora yemunhu kaviri
chat.whatsapp.com/Dsd8KXjvoNu1VhuauVbRWh
huyai mose muone tsotsi pano, kana uchitenda kuti itsotsi gogaz iyo isa like!!
Tsotsi chairo
Vakangwarisa gogo ava
Susan, ! Susan!,Susan , ndadana zita rako kangani?. Urigweregwere ndashaiwa respect newe kunyangwe wakura.
Mambo sungai mai then mwana anobudikira kuzosunungurara mai
Wakatoita basa hama usina kugara naye pamwe zvaida kuzoitika zvikuru kudarika mari
Mambo please don’t waste time just rule that this man gets his money back and set the repayment terms.
Yes yes Chief saka ndichikudai Sussie itsotsi
Ambuya varikuratidza kuti itsotsi vachitsanangura
Chimbuya chi Mbavha, zi Mbuya rinomyepa zvinoshamisa iri ! pakarohwa zheti svinu apa....What kind of daughter is not accountable kuna Mai vake
Mapenzi ndoanowana varume vanoroora shame.
Vanhu vabva vataurirana namai vacho ava ngavabhadhare mari yemkuwasha n vabhadhare dare nekunyepa kwavari kuita
Mwana sikana i thotsi ,brother u dogged a bullet.
Dodged
Shame mkomana makarwadziwa hr zvakaoma asi mkadzi iyeye kwaari ngaazvitongesevo hake
This court is very Noise background noise yakanyanya
Money money money pls gogo
Dai mambo vangoti ndipei ma phones enyu nditarise kuti hamutaure mese here😂😂😂
Dai mama vapi dura nehunyoro sure mukwasha munhu anonzeisisa vatopfugama vakumbira ruregerero
Haasi ega hake brother yangu yakaroora musikana akanzi namai vake enda kumukomana wako wekubhazi utengerwe sigar becauz mukuwasha munyowani hatingamunetse pamberi apo kuti atitengere sugar. Bhudhi vangu vakaenda mudiki wacho akawana achinzi akambovhakacha asi munyayi akati zvirikupi Lucia akaenda nevebus asi nekuda kwenyasha dzamwari baba vangu vakazongosangana nemuroora mubus baba vakahwanda achiita yaanoita naconductor vakazoti magumbo mwana wakadii hanzi akaita sokuti achabvisa hembe kuti avhare kumeso. Bhudhi vangu havana kumbornda vachiti mari yangu . Nhasi bhudhi vangu vavakuita saGenius nemari chete .
Vanonyepa mai ava
Mari inobereka ipai munhu mari yake
Susan itsotsi ariku roodza mwana wake kuva rume hobo hobo
Kkkkk Susan ka Uri tsotsi
Period,mari back
2013 usina kuenda kwa Chief pamari inoita $3000. zvinoita here.
Kukakama kwamai ava zvirikuratidza kuti amai vakaita dhiri. Mkomana uyo ayida mukadzi wake shame
Ko vanababa vava kagovana navo Mari varipi
Sisi vakapfeka hood vakanaka havo ....ndatovhura nyaya ndichida kunzwa kt murume uyu akutaura nyaya yei😂😂😂😂😂
Susan 😂 Susan Susan iiii Tsotsi ....hanzi haana mwana pedzezvo aaah ane mwana akatomutengera mabhisvo
Mai vakangwarisa ava sure
Ambuya itsotsi ava vapei mutongo wavo kubva ku2015 kusvika iye zvino vasingazive kune mwana vawo
Ndimwi munopa vanhu mweya wekuuraya mazitsotsi evanhu ipayi munhu mari yake mwana wenyu ihure
Ngavadzisera munhu Mari yake vasamisa kuipa kuipa kumeso nemoyo.mai avo itsotsi
Ndosaka vekudhara vaimboisa Mari mucheno memba kusvika vaona kt vanhu vagarisana
Dai musikana akabuda pachena hake kuti haachadi b4 roora. Pamwe ane ma red flags mahombe aakaona akati better kutiza. Sadly many women vanoponda muma bad marriage nekutya kubuda pachena
Itsotsi mbuya ava vanonyepa ummmm
Comments later, like done
Mukwasha aaaaa dzikama, mari yakapihwa ndiyoyo
Kuchembera nemaitiro aSusan hazvisi kufambidzana😂
Mukwasha dzorerwa Mari yose zvayo
Mbuya vanonyepa zvavo ava haiwa ngavadzose mari asap
Susan uchaurayisa mwana nenyaya yeudyire
Mhosva ndirikubvuma asi pamari apa ndingoriwo Susan 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Zvakaomawew vamwe varikutambura vamwe vachiroorwa kaviri 😢😢😢musazodaro imiwee
Evil minded
Susan, Susan, Susan ini ndanyarara zvangu 🤔🤔🤔
Ambhuya itsotsi avo
Susan 😂😂😂😂hanzi ndatotengesa dress
Susan uritsotsiii😅😅😅
Ko mkwasha ngaatore iye Susan wacho chembere mukadzi wanika 🤪
Ummm shame mbuya vkadya mari vachiziva kt mwana wavo aneboyfriend.ngavadzosere munhu mari yke.mkore awandisa
Aiwa Susan itsotsi sure arikuda kushandisa huchembere kuti anzwirwe tsitsi haaa Susan ichembere yakangwarisa inodya zvevspfupi nekureba kkk
Ummmm ambuya ava itsotsi. Umm vanoziva kune mwana wavo. Tsotsi
Mkwasha ndokutenda nekuzvininipisa
Susan itsotsi 😂😂😂
Isai mai muchitokisi mwana anobudikira
Enda unogadzira vanhu avo iwe Mukwasha. Enda undovapa chirwere chisinga peri enda kwaKanengo
Kkkkkkkkkķ Inocent usadaro kkkkkkkkk amai awo wanozoita munhu kwaye wakavhungwa ne mheni
vanhu unoroora PACHISHONA KUBVISA CHUMA MOZODA KUROORA KECHI2 PACHIRUNGU MUKADZI OONA KUTI HAUSI SEROUS ANOENDA NEVANOZIVA ZVINODA VAKADZI.
Mukadzi anechihudhu mutongeyi nedzekuba. Ndatomuona kare
Susan akatoronga zheti zvnhu mari yakatorwa apa😅😅😅
😂😂😂😂 pihwa mari yako hama yako
Mbuya itsotsi iyi kana mazogara ndomamai anoda kudya zvevapfupi nekureba .Mambo tongai murume awane mari yake back uyo mbuya iyi ziguruvha chairo
Mbuya ava nemwana wavo matsotsi
Mai ava tsitsi isystem yavo
So sad l know this story. 😢😢😢
what really happened baba tibatsikane pano
ihure iro dzosai mare only
Wakatoita lucky aizoita gumbo mumba gumbo panze apa wachata Susan akada mumwe murume sei iye aroorwa
Noise mhani
Akatambira mari ndiani ngaadzosere.Tsotsis wese awo ipapo munhu mari yake musaite business nekurooresa mwana.
dai vatarisa mafoni avo hazvishamise vachitotaura vese
I read comments for a leaving...
Susan uritsotsi 😂😂😂😂
Mbuya iyo itsotsi
Pakarohwa bag apa kana dai vakarwadziwa nekuishanda mari baba ava havaizoita chidofo chakadayi chokutamba nemari izvezvi akavhunzwa tinoona kuti anotori ne vamwe vakadzi hobho. Kunyengedzana kwakanyanya mu nzvimbo iyi.
Mambo maona chaizvo Susan itsotsi,akaroodza mwana kaviri ,uyu akazouya kubvisa Susan ange atodya mari yeumwe.
Wakapusaka! Muchato unoitwa mukadzi unaye mumba, you have learnt a hard way😂
Analyze it fairly, muchazonzwa chimwe chokwadi chisina kubudiswa nhasi
Kkkkk Suuu ipa munhu mari yake zitsotsi
Pane munhu akatoroodzwa futi dai makasaver status yacho
Hiiii mdimaiguru vangu 🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️
Yooh saka vanoba here
Ayehwa havabi
Saka kana uchiti avabe saka ihure
mambo nyamaropa wanoziva nyaya
Susan itsotsi arikuziva kunemwanaskana wake
Mbuya too clever
Paakaroorwa mari yakatorwa naSusan ngaadzosere mari finish
Mbuya itsotsi ava munhu ngaapihwe mari yake
Susan itsotsi , ngadzosere munhu mari yake plus interest
Bindura yakaoma zvayo wakadzi weko wangori wechihure hure sooo kuti chi purazi or zvema mines yooo
Susan kkkk
Susan anonyepa zvekuti
Susan uri tsotsi😂😂😂😂😂🎉🎉
Uye wemazino aripanze anerimwe namai vake musha wema tsotsi uyu gadxirisai vanhu ava mambo ngavadzore mari yemunhu vanonyepa ava vakadya roora yemunhu kaviri
Amai ava vakajaira kudya zvemarema ava
USD ine simba mupei Mari yake Nazvino 3k inotenga mota
Mai inoreva nhema iyi
Gogas tsotsi iriiii😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mbuya iyi itsotsi
Ambuya avo nevana vavo mabhishu chaiwo
Munhu ngaapihwe mari yake
Munhu akaroorwa hapiwi mari yacho saka hure rakainda harisiro rine mari
Wapedza 😂
Zvakaoma sure
Varume musafa makavharwa nekuchema kwemukadzi anenge achitokuvharai
mface uyo ngaachitongotaura naSusan apote achirova bota 😂😂😂
Ummmmmm munhu wemukadzi hazvide kuita tsotsi
Amai ava itsotsi kwaive kwaenda mwana wavo vaikuziva vana mai ava iiii ngavampe mari yake
2013 nhasi 2024 fokoro