Prince Chigwida&Perfect generation --mhindu officiall song

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 2 июл 2019
  • Mhindu official song

Комментарии • 15

  • @ashlet9808
    @ashlet9808 3 года назад

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥Mr Chigwida ndikurwara nemusic yenyu anzi nadoc chirwere ichi chinotoda maalbum avachigwida ☀️✨☀️✨☀️☀️☀️☀️🔥🔥 Simbe kumujuru akuna chinouya wakagara maoko ngaashande

  • @tavismugero5038
    @tavismugero5038 4 года назад +1

    Big fan of Princepal Chigwida masongs ako anondisweededza padyo naMwari, maoko ngaashande sure hapana chinouya wakagara 🤩🤩

  • @softwaretestingservices7851
    @softwaretestingservices7851 4 года назад +1

    Chakanaka chakanaka, be blessed Prince your music is touching many lives. As a youthful enterprenuer it is my daily prayer to His Highness Mwari weZion kuti vandudzaio dzose mhindu dzangu sekutaura kwemuranda wenyu Dr Bishop Nehemiah Mtendi kuti kufumira ndiko kunofumisa naizvozvo endai munoita mhindu. Nekutenda l am hopeful.

  • @lukematimba5946
    @lukematimba5946 5 лет назад +1

    Simbe kumujuru, hapana chinuya wakagara, Candid.

  • @ethelchakacha7334
    @ethelchakacha7334 4 года назад +1

    lm really feeling this jam Prince. l had previously sworn kuti Zion Nditakure was your best but now lm convinced iyi song yati ndatigarisanei to Zion Nditakure.

  • @shiellanyabote447
    @shiellanyabote447 4 года назад +1

    I’m in love with your music prince and the perfect generation

  • @gilmorerutsito7722
    @gilmorerutsito7722 3 года назад

    Simbe kumujuru !!!!

  • @lukematimba5946
    @lukematimba5946 5 лет назад +1

    Inspiring, good message. Kudos Prince & TEAM

  • @rhoopand8335
    @rhoopand8335 4 года назад +1

    Superb

  • @humphreyzvandasara8974
    @humphreyzvandasara8974 2 года назад

    100% correct

  • @wisdommadambi5980
    @wisdommadambi5980 5 лет назад +1

    Nice track yoo good Price

  • @constancenyabadza7390
    @constancenyabadza7390 3 года назад

    Ichokwadi zvinoda kushanda

  • @jeritarongedzai203
    @jeritarongedzai203 3 года назад +1

    Prince ko song yekuti Mwari anoda kunamatwa haipo wani pa RUclips