Family buries wrong body

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 12 дек 2024

Комментарии • 48

  • @faithdadumalikongwa6006
    @faithdadumalikongwa6006 7 часов назад +1

    So sad ,our cousin was once buried in eastern cape ,its a stressful process she was exhumed and we realized the very day the body was supposed to go to zim only to find a wrong person

  • @venanciamukanda3587
    @venanciamukanda3587 7 часов назад +2

    Vanhu vepala ngavape support yechikafu nema expense ose coz ndivo vakauita mistake yekuunza chitunha chiri wrong

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 8 часов назад +1

    Kanyi kwangu chaiko kwaChivhunze Canterbury Chipinge prison

  • @JanetMakonye
    @JanetMakonye 23 часа назад +2

    I believe kuti panezvakaitika pakufa kwake zvichabuda hazvo

  • @LovenessMadziwa-ln5et
    @LovenessMadziwa-ln5et День назад +3

    Pamwe driver akapihwa mari yekusesedza body yekuMalawi,pamwe anga asina ma paper akakwana ,mafungiro anguwo

    • @daisychirambwi8758
      @daisychirambwi8758 День назад +1

      But akagonei now body yacho yakunzi yakadzokera joni pane zvakaitika chte Driver ngaatsvagwe ataure nyaya yake

  • @DorcasMakwachata
    @DorcasMakwachata 10 часов назад

    😢😢😢eeeh ko ndiri kuchemei nhaimi mwari akunyaradzei mom so painful

  • @tapiwasauramba
    @tapiwasauramba День назад +3

    nyamusi ndatangawo.muriweadi ere wana samanyika.sauramba pa pretoria

  • @beautysithole5965
    @beautysithole5965 21 час назад +1

    Zvino zvaasina kuitwa body view nepamusana pekuti anga ashata, what more kuzovhukunyura kwakazoitwa zvanga zvave pa state yakadiii

  • @SukaiMasvingise
    @SukaiMasvingise 22 часа назад +1

    Ndokusaka ai nhuwa aida kut mutarise but vanhu makango ignore vanhu vakuru chokwadi kutadza kutarisa chokwadi

  • @makuvise
    @makuvise 22 часа назад +2

    Mmm sorry mama zvakaoma hazvo

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 7 часов назад

    Voic call is for Headman Manyaya not councillor imi vanhu veManica post

  • @PatriciaManyika
    @PatriciaManyika 22 часа назад

    Kuzoitawo body view mu road zvaisanyatsoita kana vaikuonai makakudubura coffin husiku waitii?

  • @itaisimbi839
    @itaisimbi839 16 часов назад

    Dai ariwe zim musingatye may their souls rest in peace

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 День назад +3

    Saka anga asina kubayiwa embalming body yakapfuura sei paborder

    • @GodknowsGoddy
      @GodknowsGoddy 11 часов назад

      Aaah as long mapaper aripo zvese bho vanopfuura

  • @MrKuda2008
    @MrKuda2008 22 часа назад +1

    Company yakatakura mutumbi inonzii

  • @Jambaiaapatro
    @Jambaiaapatro 17 часов назад

    Zvakaoma driver uyu anga akatakura zvitunha zvakawanda here

  • @MargaretNdhlela
    @MargaretNdhlela День назад

    😢😢😢😢yoweeee pakaipa

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 19 часов назад

    Ko sei msivimba nadriver kuti snomuziva imi hama dzacho muripo ndimi munofanira kumuziva nekuti akanga ashata aifanira kumuziva ihama

  • @itaisimbi839
    @itaisimbi839 16 часов назад

    Makaita mistake mega nyasa aitodawo kuyenda kumusha kkkkk

  • @St-G2
    @St-G2 21 час назад

    Maparts echitunha chekuMalawi akaenda asisina kukwana ba. Umwe akatora nzwara

  • @leekambanga6450
    @leekambanga6450 7 часов назад

    I company ipi yakatakura body?

    • @ClarahMuchawaya
      @ClarahMuchawaya 5 часов назад

      Ko ivo mwana abva SA sure kana kuonawo kuti mwana ndiye here uuuu nhai Mwari

  • @HerbertMakanyanga
    @HerbertMakanyanga 5 часов назад

    SA kuchengetwa nenyasha sure umm

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika День назад

    Shame eish sorry mhamha 😢

  • @chipomundava8735
    @chipomundava8735 18 часов назад

    Ko ivo vakambonotora body vakatadza nei kutarisa body zvakaoma hazvo ko paboarder unobva wataona kuti hapana zviri kuitwa

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 День назад +1

    Why driver akauya kubva joni asina mwana wenyu, achingouya kunotora wekuMalawi, something is fish

    • @mercybakacha
      @mercybakacha 21 час назад

      Imhepo wangu

    • @Jambaiaapatro
      @Jambaiaapatro 17 часов назад

      Ndinoona sekuti vanhu vakaenda kumortuary veukama vaitya kutarisa mutumbi ngekuti munenge makazara vanhu vakafa

  • @ThamiMats
    @ThamiMats 19 часов назад

    Zvinirwadza veduwe

  • @TracyMutembedzi-v6z
    @TracyMutembedzi-v6z 23 часа назад

    Pakaipa, pane zviripo

  • @TawanaNyasha-j6r
    @TawanaNyasha-j6r 8 часов назад

    Ndinoti kwamuri imi makaenda nebody kuZim murimbwa muri matuzvi mungatakura munhu musina kuita body viewing shuwa ko pa border makapfuura sei

    • @ClarahMuchawaya
      @ClarahMuchawaya 5 часов назад

      Sure kutemba driver anozivei nhaimi vakatadza kani ko mai vake nyange ashata mwana wangu ndaimuona

  • @TalentMushonga-x6w
    @TalentMushonga-x6w 10 часов назад

    Zvino wanikwa pamwe driver haana mhosva zvinowanika askana

  • @mmc307
    @mmc307 20 часов назад

    Zvinorwadza

  • @Monica-z3t
    @Monica-z3t 19 часов назад

    Imi munovimba nadrive ndiye hama yake hre anditi hama ndoyaifana kutarisa

  • @itaisimbi839
    @itaisimbi839 16 часов назад

    Kushereketa kudiko imi sisi mistake chete

  • @LawrenceZnkomo
    @LawrenceZnkomo 13 часов назад

    Zvakaoma izvi

  • @EdnaKenani
    @EdnaKenani 7 часов назад

    Shame zvakaoma

  • @johnmaposa5290
    @johnmaposa5290 День назад

    Zvinoitika 2015 ndakamboenda kobudisa mutumbi wemuzukuru wangu panosvika kumochari havamupi nguva uye palla painouya inosvika ichiti kwidzai munhu kusvika paborder kutarisa mapaper zvasiyana nemunhu ari box

    • @PatriciaManyika
      @PatriciaManyika 23 часа назад +1

      But mamwe ma palla vanoita lats respect nehama dzemufi maakusimuka izvi zvitorine something chete because kana pakasvika body kumusha hama dzaifanira kumutarisa zvakare

  • @rutendomachuku4341
    @rutendomachuku4341 5 часов назад

    Haaaa unozorora

  • @lenso3757
    @lenso3757 20 часов назад +1

    😭😭😭😭 mwari kaa ZANU dai yabva hayo

  • @ReginaMapanga
    @ReginaMapanga День назад

    Zvakaoma

  • @bassiraryanmlambo5466
    @bassiraryanmlambo5466 11 часов назад

    Uummm zvakaoma bt hama dzepedyo dzaifana kuona asati avigwa .ko driver wacho murudzii cz aatungamiriri varidzi vemufi pane zvakatovharawo shame

    • @TawanaNyasha-j6r
      @TawanaNyasha-j6r 8 часов назад

      Something fishy nehama dzepedyo na driver ah hakuna zvakadai ko pa border vakapfuurasei😢

  • @middymaongera2979
    @middymaongera2979 День назад

    Zvakaoma