Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Musaisa zita ramwari najesu pazvinhu zvinosemesa zita remuumbi haritabwe naro musaita hupenzi kana motsvaga mari nxaa.
Mwari wacho ihama yako hr
Uuuuuim madya here bitterness yacho haisi kuita bikai sadza mudye chero ne at atchaar
@@Yvonne-vp😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Musaite kunge munonamata streki paRUclips
@@tabethnengomasha🤭🤭🤭😂
Chipo dakukurova why uchiita ndizunze mazakwatira mupublic so . I can’t help it ndini ndadiii aaaa ❤
AmaRueben munogona keep it up. Thank u ishoko reencouragement, 👏🏾👏🏾👏🏾
Let's not use the name of the Lord in vain.
What do u mean?
Rega harisi ŕekumba kwenyu
Sure nhai
Tell that bushiri and ndrikunzwa Kuda kudhomoko you jealous citizen
We listen we dont judge
Kuzim munhu wese akuimba 😅😅😅😅😅Hapana anodawo kuimba neni here😅😅😅😅😅😊
😂Kkkk zvakutobhowa munhu wese akungoimba
Weldone chipo
Jiti chaiyo baba Harare vadzoka vave Chipo
😅😅😅Vazviona here izvi vanogona kuhwa moyo
Wow good movie chipo keep it up ❤❤❤❤🎉
wonderful chipo ramba wakadaro nice song
Haaaaa Jesu kujiti dai tambomusiya hedu ,,,, mareasons mazhinji 😮😮😮
Chirikupisa ichoo🔥
Kkkkkk 😂😂😂 chipo saka Jesu aida mukadzi uyu hre zvoita sekunge vainyarana
Well done Chipo ❤❤❤❤nice song
Chopisa ichi🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Baba harare vakatiparira sure ivo kwakubva vatiza futi
Gospel Jiti😮
Thanks chipo,,💋💋💋💋💋
Good work chipo
Watora pakasiiwa nababa harare
Ruben amaiwee ruben....akabata bata magaro maiweee....kunzwa ahhh brugwa haana
😂😂😂😂 ndiye adii, replacing baba Harare, tiwane chekuridza paxmas
Nice video naxo❤❤❤❤
❤it's Soo sweet woooooow
Nice mai Ruben
❤❤❤ nice one
Pakutamba uyu zvajesu no
zvinosemesa izvi vanhu vekymalawi maakutotivhiringidzira nyika yedu mukadzi wesamaria nejiti zvinosangana papi siis
Ask please hazviite izvi
Pakuzochukucha magaro muchiimba zvaJesu makaresva
Akasika magaro ndiani 😂😂😂😂
Ama Rueben haaa 🔥🔥🔥🔥
Nice song my sister washanda ❤
chipo is good pajiti ,,,just advice her asanyore dzakarerekera kuti jesu jesu ,,uko ndekwemadimikira kujiti,,,
Bwanji mbumba yose kumeneko
Apongosi ❤❤❤❤🎉🎉🎉😊😊😊 song 🎵 ♥ 🎶 ❤ l love it
Wauya zvine power chipo pata ipapo
jiti ndeye chihure hure sooo usaisa zita ra Jeso pazvinhu zvakadai
Fambaaaaaaa
We listen we don't judge 😅😅
Let's revere our Lord . Haikona kufarisa
Good music chipo
Matemba negogo kkk😅😅😅
Uyooo ane rainbow 🌈 akaoma sando dzenyu ama rubheni😅😅
Kats kevanhu 💕💓,
😂😂😂😂😂😂😂 ❤❤❤❤❤ Chibhozama zvinobuda nice song
Chipo number 1
Unogona Chipo wangu
Jesu anopinda papi nezvinyadzi rima nechiedza zvinodyidzana papi nekuti zvaunoimba nezvaunoita paVideo hazvipindirane ziva kuti Jesu ndiMwari uye ndiye anokuchengeta saka mai Charamba vakati kana mashaya zvekutaura taurai ngano pakutamba nezita raMwari
Amen APA wakagona
❤❤❤❤❤ amarubhenii
Amarubeni❤❤❤
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Chipo hoyooooooo❤❤❤❤❤
Iiiih mhamha mhakova Jiti 😅😅
Vanhu tichadirwa magwati hedu naMwari kudai so nezita raJesu iiiiiiii hameno Mwari
Chipo hoyooo❤
Jesu ndiye wamuri zunzira matako here
😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂
Uchimbindidedzawo chimbokutambira hangu
Ruben na Jesus hazvienderani
maGaza imomo famba chipo
No kuzunza magaro ndiko kuita sei weduwee!
Nayo jiti amarubheni
Zvichibvao nabba Harare
hezvoo nhai imi
🔥💯
kanogona aka
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Chipo unoyimba hako
Usazotisiya kuteera king Davie kaiwe
Musatamba na Jesu muchitambisa magaro ummm
Ndozva ndoda manje
Rimix gospel jiti
Mai REUBEN❤❤❤❤❤💯🤩
Ndakaimirira
Aya ndiwo matuzvi chaiwo musaisa Zita rajesu
Better better
Moto unopisa
Good dance ❤❤🎉🎉🎉
Nice🎉🎉🎉🎉
Pakatambwa ndati hiiiii
Iwe chikubvira kuti bvriiiiiii
I think dai Chipo waita kuti zvechirch zvomira zvega then Jiti yomira yega kwete musanganiswa
Jesus wacho
Nice song but mwari nekuzunza nyash azvisi kupindirana but wakaimba
Ipapo 😂😂
🎉❤
Mark 7:6-7:"Akavapindura achiti, ‘Isaya akaprofita nemazvo pamusoro penyu, imi vanyengeri; sezvazvakanyorwa kuti:‘Vanhu ava vanondiremekedza nemiromo yavo, asi moyo yavo iri kure neni.Vanondinamata pasina; nokuti dzidziso dzavo ndedzemirairo yavanhu.’"
Good song
Hazvienderani zvakadhakwa kusemesa nyika
Chipo
Gospjiti
❤❤❤❤❤
Replace Baba Harare zvako 👍
Ama Ruben
Vhara gape rababa harare
Timbe chigame che beat re jiti akachimaster
Chipo APA vataika machewe Zita rekuti Jeso Zita rinokosha not for Jiti
This song are soo good l love ❤ 😍 💖 this song good sing chipo ❤😊😊🎉❤🎉❤🎉❤
makuyita kunge makambodanna nayek jesu
Hoyooo❤❤❤❤
Madness
Nonsense
Gospel jiti?
jesu...mukadzi musamaria.....Jiti....scud ..... twerking whining ...kurara kwana Reuben ???? its not adding up
Musaisa zita ramwari najesu pazvinhu zvinosemesa zita remuumbi haritabwe naro musaita hupenzi kana motsvaga mari nxaa.
Mwari wacho ihama yako hr
Uuuuuim madya here bitterness yacho haisi kuita bikai sadza mudye chero ne at atchaar
@@Yvonne-vp😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Musaite kunge munonamata streki paRUclips
@@tabethnengomasha🤭🤭🤭😂
Chipo dakukurova why uchiita ndizunze mazakwatira mupublic so . I can’t help it ndini ndadiii aaaa ❤
AmaRueben munogona keep it up. Thank u ishoko reencouragement, 👏🏾👏🏾👏🏾
Let's not use the name of the Lord in vain.
What do u mean?
Rega harisi ŕekumba kwenyu
Sure nhai
Tell that bushiri and ndrikunzwa Kuda kudhomoko you jealous citizen
We listen we dont judge
Kuzim munhu wese akuimba 😅😅😅😅😅
Hapana anodawo kuimba neni here😅😅😅😅😅😊
😂Kkkk zvakutobhowa munhu wese akungoimba
Weldone chipo
Jiti chaiyo baba Harare vadzoka vave Chipo
😅😅😅Vazviona here izvi vanogona kuhwa moyo
Wow good movie chipo keep it up ❤❤❤❤🎉
wonderful chipo ramba wakadaro nice song
Haaaaa Jesu kujiti dai tambomusiya hedu ,,,, mareasons mazhinji 😮😮😮
Chirikupisa ichoo🔥
Kkkkkk 😂😂😂 chipo saka Jesu aida mukadzi uyu hre zvoita sekunge vainyarana
Well done Chipo ❤❤❤❤nice song
Chopisa ichi🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Baba harare vakatiparira sure ivo kwakubva vatiza futi
Gospel Jiti😮
Thanks chipo,,💋💋💋💋💋
Good work chipo
Watora pakasiiwa nababa harare
Ruben amaiwee ruben....akabata bata magaro maiweee....kunzwa ahhh brugwa haana
😂😂😂😂 ndiye adii, replacing baba Harare, tiwane chekuridza paxmas
Nice video naxo❤❤❤❤
❤it's Soo sweet woooooow
Nice mai Ruben
❤❤❤ nice one
Pakutamba uyu zvajesu no
zvinosemesa izvi vanhu vekymalawi maakutotivhiringidzira nyika yedu mukadzi wesamaria nejiti zvinosangana papi siis
Ask please hazviite izvi
Pakuzochukucha magaro muchiimba zvaJesu makaresva
Akasika magaro ndiani 😂😂😂😂
Ama Rueben haaa 🔥🔥🔥🔥
Nice song my sister washanda ❤
chipo is good pajiti ,,,just advice her asanyore dzakarerekera kuti jesu jesu ,,uko ndekwemadimikira kujiti,,,
Bwanji mbumba yose kumeneko
Apongosi ❤❤❤❤🎉🎉🎉😊😊😊 song 🎵 ♥ 🎶 ❤ l love it
Wauya zvine power chipo pata ipapo
jiti ndeye chihure hure sooo usaisa zita ra Jeso pazvinhu zvakadai
Fambaaaaaaa
We listen we don't judge 😅😅
Let's revere our Lord . Haikona kufarisa
Good music chipo
Matemba negogo kkk😅😅😅
Uyooo ane rainbow 🌈 akaoma sando dzenyu ama rubheni😅😅
Kats kevanhu 💕💓,
😂😂😂😂😂😂😂 ❤❤❤❤❤ Chibhozama zvinobuda nice song
Chipo number 1
Unogona Chipo wangu
Jesu anopinda papi nezvinyadzi rima nechiedza zvinodyidzana papi nekuti zvaunoimba nezvaunoita paVideo hazvipindirane ziva kuti Jesu ndiMwari uye ndiye anokuchengeta saka mai Charamba vakati kana mashaya zvekutaura taurai ngano pakutamba nezita raMwari
Amen APA wakagona
❤❤❤❤❤ amarubhenii
Amarubeni❤❤❤
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Chipo hoyooooooo❤❤❤❤❤
Iiiih mhamha mhakova Jiti 😅😅
Vanhu tichadirwa magwati hedu naMwari kudai so nezita raJesu iiiiiiii hameno Mwari
Chipo hoyooo❤
Jesu ndiye wamuri zunzira matako here
😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂
Uchimbindidedzawo chimbokutambira hangu
Ruben na Jesus hazvienderani
maGaza imomo famba chipo
No kuzunza magaro ndiko kuita sei weduwee!
Nayo jiti amarubheni
Zvichibvao nabba Harare
hezvoo nhai imi
🔥💯
kanogona aka
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Chipo unoyimba hako
Usazotisiya kuteera king Davie kaiwe
Musatamba na Jesu muchitambisa magaro ummm
Ndozva ndoda manje
Rimix gospel jiti
Mai REUBEN❤❤❤❤❤💯🤩
Ndakaimirira
Aya ndiwo matuzvi chaiwo musaisa Zita rajesu
Better better
Moto unopisa
Good dance ❤❤🎉🎉🎉
Nice🎉🎉🎉🎉
Pakatambwa ndati hiiiii
Iwe chikubvira kuti bvriiiiiii
I think dai Chipo waita kuti zvechirch zvomira zvega then Jiti yomira yega kwete musanganiswa
Jesus wacho
Nice song but mwari nekuzunza nyash azvisi kupindirana but wakaimba
Ipapo 😂😂
🎉❤
Mark 7:6-7:
"Akavapindura achiti, ‘Isaya akaprofita nemazvo pamusoro penyu, imi vanyengeri; sezvazvakanyorwa kuti:
‘Vanhu ava vanondiremekedza nemiromo yavo, asi moyo yavo iri kure neni.
Vanondinamata pasina; nokuti dzidziso dzavo ndedzemirairo yavanhu.’"