Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Thanks Mutambi Neruda rwako wangu but bass rako harina kumira mushe ndirikurinzwa zvangu haa ma1 ❤😂
Well done Simon, may God increase kurangarira mdara wedu uyu
Mutambi anerudo uye haarwadziwe...... Itirwa zvakanaka
Moyo wako Simon mutambi ndaufarira chose ramba wakadaro hama yangu.
God bless Simon Mutambi nerudo rwakadai
Thank you Mr Mutambi nekusimudzira vamwe
Unity is powerful. Well done Simomo.
Gonora anopedzera mufana anonyanyisa uyo ma 🥁 drums anoponda kkkkkk
Mutambi murume uyu kubva kudhara anobatsira
God bless a humble man Mutambi
Thanx Mutambi ramba wakadero
Thanks mutambi itirwa nyasha
Ramba wakadaro mutambi mwari akuwedzere mazuva ekurarama ndorudo
Vana obert gomba vaya ngavauye vadzidze ngoma apa
Ndiye akutodzidzisa vafana ava. Uyo nemkoma wacho wekuenda kuItaly uya. He had been helping them..
Mutambi famba nebhora
Thanks so much Simon for helping him back up
Mfana uyo drum rake harina kumira fine ndabvuma
Drummer in action
Absolutely good
Keep up the good work guys
Bass guitar Ranga rakabuda mu tune
Zvodadisa izvi
Simon help that men please
How.....?Mtambi took mfana aimboridza ma drums uya vakushanda vese
Mutambi wire is offline
🎉🎉🎉🎉🎉 🎶 🎵 ⏹️ 🪕
Ndi Proud here ane madrum
Thanks Mutambi Neruda rwako wangu but bass rako harina kumira mushe ndirikurinzwa zvangu haa ma1 ❤😂
Well done Simon, may God increase kurangarira mdara wedu uyu
Mutambi anerudo uye haarwadziwe...... Itirwa zvakanaka
Moyo wako Simon mutambi ndaufarira chose ramba wakadaro hama yangu.
God bless Simon Mutambi nerudo rwakadai
Thank you Mr Mutambi nekusimudzira vamwe
Unity is powerful. Well done Simomo.
Gonora anopedzera mufana anonyanyisa uyo ma 🥁 drums anoponda kkkkkk
Mutambi murume uyu kubva kudhara anobatsira
God bless a humble man Mutambi
Thanx Mutambi ramba wakadero
Thanks mutambi itirwa nyasha
Ramba wakadaro mutambi mwari akuwedzere mazuva ekurarama ndorudo
Vana obert gomba vaya ngavauye vadzidze ngoma apa
Ndiye akutodzidzisa vafana ava. Uyo nemkoma wacho wekuenda kuItaly uya.
He had been helping them..
Mutambi famba nebhora
Thanks so much Simon for helping him back up
Mfana uyo drum rake harina kumira fine ndabvuma
Drummer in action
Absolutely good
Keep up the good work guys
Bass guitar Ranga rakabuda mu tune
Zvodadisa izvi
Simon help that men please
How.....?
Mtambi took mfana aimboridza ma drums uya vakushanda vese
Mutambi wire is offline
🎉🎉🎉🎉🎉 🎶 🎵 ⏹️ 🪕
Ndi Proud here ane madrum