Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Dembomavara🔥respect💯
2025 still my best, Zambian
Dembo at his best.... legendary
Drums and bass guitar 🙌🔥🔥🔥
Aipedza masports muchinda uyu..haaaa
Dembo for you 👌
We still mis u Dembo Rest in pease the Legend
The legend lives on
Guntaniamatanga ❤❤❤
Great always ❤️
❤❤
Un beatable
Leonard Dembo - Nzungu Ndamenya ..... lyricsRuva rangu ratanhwa naniko?Ndatsvaga padavi raroka ndarishayaNjiva yangu yatorwa naniko?Ndatsvaga mudendere rayo ndaishayaNjiva yangu yatorwa naniko?Ndatsvaga mudendere rayo ndaishayaVane chigumbu chikuru amaiVanditanhira ruva ravo ndarirambaVane chigumbu chikuru ambuyaVanditanhira ruva ravo handirideNdavaudza varamba amaiNdinaye wangu nzungu muchiona ndamenyaNdavaudza varamba ambuyaNdinaye wangu nzungu muchiona ndamenyaWakanaka mwana weshoromaNdinomuda anodiwa nevakawandaDai wananawo nayeWakanaka mwana weshoromaNdinomuda anodiwa nevakawandaDai wananawo nayeNdinzwewo mwana weshoromaNhume dzangu dzawandaNyuchi dzisina basa dzinouya dzisina maruva kaNdatambura newe iweNdikafunga mwana we shoroma, wandipengesaNdatadza kuziva nezvandiri kufunga newe iwe kaNdikafunga mwana weshoroma, wavapengesaVatadza kuziva nezvari kuronga newe iwe kaNdikati ndifare newe vane chizondoKuti nditaure newe ruvengo rwuripoNdichatosiyana newe iwe kuti vafare avaNdichatosiyana newe iwe kuti vagarikeRuva rangu ratanhwa naniko?Ndatsvaga padavi raro ka ndarishayaNjiva yangu yatorwa naniko?Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaiwaNzembe yangu yatorwa naniko?Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaiwaVane chigumbu chikuru amaiVanditanhira ruva ravo ndarirambaVane chigumbu chikuru ambuyaVanditanhira ruva ravo handirideNdavaudza varamba amaiNdinaye wangu nzungu muchiona ndamenyaNdavaudza varamba ambuyaNdinaye wangu nzungu muchiona ndamenyaWakanaka mwana weshoromaNdinomuda anodiwa nevakawandaDai ndawananawo nayeWakanaka mwana weshoromaNdinomuda anodiwa nevakawandaDai ndawananawo nayeNdinzwewo mwana weshoromaNhume dzangu dzawandaNyuchi dzisina basa dzinouya dzisina maruva kaNdatambura newe iweNdikafunga mwana we shoroma, wandipengesaNdatadza kuziva nezvandiri kufunga newe iwe kaNdikafunga mwana weshoroma, wavapengesaVatadza kuziva nezvari kuronga newe iwe kaNdikati ndifare newe vane chizondoKuti nditaure newe ruvengo rwuripoNdichatosiyana newe iwe kuti vafare avaNdichatosiyana newe iwe kuti vagarikeNdichatosiyana newe iwe kuti vafare avaNdichatosiyana newe iwe kuti vagarikeNdichatosiyana newe iwe kuti vafare avaNdichatosiyana newe iwe kuti vagarikeNdichatosiyana newe iwe kuti vafare avaNdichatosiyana newe iwe kuti vagarikeNdichatosiyana newe iwe kuti vafare avaNdichatosiyana newe iwe kuti vagarike
Are wil stil love you
❤nduhu ndo fhedza
2024
❤❤❤
Dembomavara🔥respect💯
2025 still my best, Zambian
Dembo at his best.... legendary
Drums and bass guitar 🙌🔥🔥🔥
Aipedza masports muchinda uyu..haaaa
Dembo for you 👌
We still mis u Dembo Rest in pease the Legend
The legend lives on
Guntaniamatanga ❤❤❤
Great always ❤️
❤❤
Un beatable
Leonard Dembo - Nzungu Ndamenya ..... lyrics
Ruva rangu ratanhwa naniko?
Ndatsvaga padavi raroka ndarishaya
Njiva yangu yatorwa naniko?
Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaya
Njiva yangu yatorwa naniko?
Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaya
Vane chigumbu chikuru amai
Vanditanhira ruva ravo ndariramba
Vane chigumbu chikuru ambuya
Vanditanhira ruva ravo handiride
Ndavaudza varamba amai
Ndinaye wangu nzungu muchiona ndamenya
Ndavaudza varamba ambuya
Ndinaye wangu nzungu muchiona ndamenya
Wakanaka mwana weshoroma
Ndinomuda anodiwa nevakawanda
Dai wananawo naye
Wakanaka mwana weshoroma
Ndinomuda anodiwa nevakawanda
Dai wananawo naye
Ndinzwewo mwana weshoroma
Nhume dzangu dzawanda
Nyuchi dzisina basa dzinouya dzisina maruva ka
Ndatambura newe iwe
Ndikafunga mwana we shoroma, wandipengesa
Ndatadza kuziva nezvandiri kufunga newe iwe ka
Ndikafunga mwana weshoroma, wavapengesa
Vatadza kuziva nezvari kuronga newe iwe ka
Ndikati ndifare newe vane chizondo
Kuti nditaure newe ruvengo rwuripo
Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
Ruva rangu ratanhwa naniko?
Ndatsvaga padavi raro ka ndarishaya
Njiva yangu yatorwa naniko?
Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaiwa
Nzembe yangu yatorwa naniko?
Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaiwa
Vane chigumbu chikuru amai
Vanditanhira ruva ravo ndariramba
Vane chigumbu chikuru ambuya
Vanditanhira ruva ravo handiride
Ndavaudza varamba amai
Ndinaye wangu nzungu muchiona ndamenya
Ndavaudza varamba ambuya
Ndinaye wangu nzungu muchiona ndamenya
Wakanaka mwana weshoroma
Ndinomuda anodiwa nevakawanda
Dai ndawananawo naye
Wakanaka mwana weshoroma
Ndinomuda anodiwa nevakawanda
Dai ndawananawo naye
Ndinzwewo mwana weshoroma
Nhume dzangu dzawanda
Nyuchi dzisina basa dzinouya dzisina maruva ka
Ndatambura newe iwe
Ndikafunga mwana we shoroma, wandipengesa
Ndatadza kuziva nezvandiri kufunga newe iwe ka
Ndikafunga mwana weshoroma, wavapengesa
Vatadza kuziva nezvari kuronga newe iwe ka
Ndikati ndifare newe vane chizondo
Kuti nditaure newe ruvengo rwuripo
Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
Are wil stil love you
❤nduhu ndo fhedza
2024
❤❤❤