Chibeat Chatanto 🙏 We're testing the relationship of this phrase and reduced stress levels. So far indicated results seem to unanimously agree that having this phrase before a sampled collection of melodies has negative effects on the hormone Cortisol and its related sugar compounds. In other words, terera Chibeat Chatanto stress inotopera. Chinombozvida here chibeat chatanto zvema stress and stuff izvi 😂
NDIRIWAKO 🏄🏽♂️🤯🌊
[Intro]
Chibeat Chatanto,Tanto Wavie
[Chorus]
Ndikakubvunza nditaurire zvauno feeler zvese pasina kunzvenga nzvenga nekuti (Ndiriwako)×2 pane zvanetsa zvese chingondiudza straight up pasina kunzvenga nzvenga nekuti (Ndiriwako)×2
Zvechokwadi ndiriwako pane nyaya ndiudze zvako nzeve dzangu dziri open for you pese ndiudze zvese
Babe ini ndirihwako pane nyaya ndiudze zvako moyo wangu uri open for you pese ndiudze zvese
[1st verse]
Nditarise mumaziso usingatye zvee iwe ungagotyei kanofira mumbereko kasingacheme kuti mweeee zviripamoyo zvidudze ukasandiudza inini ndingazviziva sei zvinokunetsawo ndoda kuti zvigondinetsawo zvinokufadzawo ndoda kuti zvigondifadzawo
[Chorus]
Ndikakubvunza nditaurire zvauno feeler zvese pasina kunzvenga nzvenga nekuti (Ndiriwako)×2 pane zvanetsa zvese chingondiudza straight up pasina kunzvenga nzvenga nekuti (Ndiriwako)×2
Zvechokwadi ndiriwako pane nyaya ndiudze zvako nzeve dzangu dziri open for you pese ndiudze zvese
Babe ini ndirihwako pane nyaya ndiudze zvako moyo wangu uri open for you pese ndiudze zvese
[2nd verse]
Communicater neni handimboregedzi kukuisa pamufudzi kubva musiwa 1 kusvika 31 panonopera mwedzi saka usambozvinetsi ndoisa iwewe pamberi kunobuda kumwedzi
[Chorus]
Ndikakubvunza nditaurire zvauno feeler zvese pasina kunzvenga nzvenga nekuti (Ndiriwako)×2 pane zvanetsa zvese chingondiudza straight up pasina kunzvenga nzvenga nekuti (Ndiriwako)×2
Zvechokwadi ndiriwako pane nyaya ndiudze zvako nzeve dzangu dziri open for you pese ndiudze zvese
Babe ini ndirihwako pane nyaya ndiudze zvako moyo wangu uri open for you pese ndiudze zvese
Translate this to English 😭😭 still a Banger😭🔥🔥
Ndiri wako
Wanikwe vale ♥️.
💥💥💥💥💥
Hoyooooo
Thank you for the lyrics 😊❤️🔥🔥🔥
Who's listening to this masterpiece in 2045?
On behalf of all Accountants, we approve this masterpiece✅
Approved.
Excellent Reconciliation.
approved
on behalf of all unemployed members we approve this masterpiece
One behalf of all web designers ,we approve this masterpiece
The best singer-producer we got in Zim right now💯
on behalf of Mudzi people we approve this TRAP SUNGURA
I knew it kuti tanto pa vale haashayi plan😂🔥🔥🔥🔥🙌
On behalf of all high school students, we approve this masterpiece🌊☑
On behalf of all the engineers, we approve this master piece🔥🔥😎
“On behalf of….” comments tabho guys vamwe venyu zvamakuita ratova drama😂😂😂
Founder thank you for the valentine gift Chitwn lets gather here
On behalf of all Computer Systems Engineers we Approve and certify this masterpiece
Yesssir 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Chii Beat Cha Tanto Never Miss Zvee Iwe Listening All The Way From Gweru 📌 Wanikwe Enjoyment Wako
Handiradziwe kna ndichi play this I fee high 🔥🔥🔥🔥🔥
Chibeat Chatanto 🙏
We're testing the relationship of this phrase and reduced stress levels. So far indicated results seem to unanimously agree that having this phrase before a sampled collection of melodies has negative effects on the hormone Cortisol and its related sugar compounds.
In other words, terera Chibeat Chatanto stress inotopera. Chinombozvida here chibeat chatanto zvema stress and stuff izvi 😂
Zim king approved no collabo for fame buh extremely competitive
On behalf of all doctors, we approve of this masterpiece 🔥✊
tanga tichingojamba ngoma tiriko kumabasa uku💯
mkoma Tanto murinyama🤌🏻❤️……….ndakanopa mwana wevanhu zi Teddy bear rakaenzana naye ndobva ndamunzwisa this masterpiece 🙌🏻🫂🫂❤️❤️mandigonera
I swear the bass line in this beat's tooooooo insane💯🔥😭😤✊
wanikwe Founder vabata ngoma 🔥🔥🗝🗝
Pane katiriri kakabaka, so karikubuda... Representing Software Developers it's a hit 🎯🎯💯
As tanto’s number 1 fan I say it is now obvious that he is the goat 🔥🔥🔥🔥
Iiiii kaa Baba Xaria vakatsamwa 🤧🤧
Revelations 3:3 let us Repent Jesus is coming
One of the finest love songs....keep it up homeboy l am proud of you #chibeat chaTanto #Wanikwe founder
Wanikwe Love Sound ♥️‼️
Relatable thang Tanto Wavie
Masterpiece MuGaratia
♥️🐍
one zimbabwean unique artist 💪,best masterpiece
I love good music, and I love this man's music....i respect you mate....music isina noise
Wanikwe founder, wanikwe varipo pa Vale nengoma.
CHIBEAT CHATANTOOOOOOO🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Xaria will be bigger than the father😎
nyama yesong
Best valentine's gift u gave us trapsu king
On behalf of all mine surveyors (gweja kusvika ndafa) we certify this masterpiece
Wonder Kid gwan good vibes always
Ko mdara hamuchataure kuti magitare esungura mukuroverwa natezvara musadaro soooooo #chizimbeeeeeeeee ichi
tanto usadaro shaaa tipoo chimwe ...
Kucheka nekwese serazor
ndiri wako💥💯 ummm well done tanto wavie
Wanikwe chibeat ma1❤️🔥❤️🔥
On behalf of all film makers abroad....tantoe is the best in Zim
Much luv from Badman Ting …Paris Alchemy
I'm not a zimbabwean..I can't understand shona but chimunhu chakaipa ìchi mhanì
Hoo
Hooo
On behalf of all money changers ne team repa zimex we approve🎉
Too bad i ain't a farmer......you deserve a whole field full of flowers(marova) bruh👏👏🔥🔥🔥
Iri zimunhu rogona iri hai ❤❤❤❤❤❤❤ makaipa akoma
Mukwasha waBaba Shero🔥🙌🏽
On behalf of all forex traders, we approve!
On behalf of all Trapsu gangsters
Ichchi tachinzwa kutii chiri tense akoma
Wanikwe founder. Againa🥺🥺🥺🥺🥺🥺🥺🥺🥺🥺🥺🥺🥺🥺🥴💞💞💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥
Founder we sound 💥
Wanikweee valentine's gift founder vanoyita chaizvo🌊🎸🗝🐐
I want to play this song on my Wedding and all my Anniversaries
Wevhu never dissapoint, definition of an Artist, not scared to try different things
Ma 1 ayo🔥🔥🔥🔥
On behalf of register to vote youths I approve this 🏏
lots of love from UAE DUBAI
Wanikwe Vale👠💰❤🔥💃
Our next doctor love (Paul Matavire)
Wanikwe chi hit! 💥
Tanto Wavie🔥🔥🔥 zve chokwadi ndiri wako
ndakamirira naEngineer ese muZim , tiri vako Tanto Wavie .#WAVIENS👊💪🔥
Founda vanoita chaizvo wanikwe vhuuuu🌊🌊🌊😭
Vhuu🔥🔥🔥Baba wevhuuu🌊
Tanto muhombe ✊
Angori maKey 🔑 🔑 vavhura zvizhinjiiii aiwa Tanto kumberi
Much respect ❤️
On behalf of all Software Engineers, I approve this, even the sound engineering on this masterpiece ❤
We approve 👍
no unit test needed . lets deploy
Bhebhi ndiri Hwaaa🐏kooo.... 🚀🚀🚀
Wanikwe founder va boilisa vale hachakaipa ichi beat ne ma lyrics zvese on point 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
On behalf of ol di Jamaicans We approve dat dis is a big man ting💥💥
Tumaziso tunozara misodzi when i listen to these kind of tunes 😂👌💥💥💥💥💥💦😪
Moyo wangu uri Open for you 🥺🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Zvaendwa wanikwe founder dropped ma brrrr
wanikwe founder🔥🔥🔥🌊
Never misses 😍
Chi beat cha Tantoooo🔥
truth be told zvichibva mukati kati memoyo,Tanto wavie inyanzviii👑👑
Wanikwe takavarairwa paVale🔥❤️
Kana ndabhutsurwa tanto anondinyaradza all time 🙌🔥
Wakapenga iwewe
Mmmmmm chibeat chondiuraya kuno 😝😝😝😝😝😝😝😝😝🤎🖤🤍
Tanto wangu anozivanyaya dzacho
Trapsu ndo saundi🙌🔥
Tanto Wavie🔥🔥
Founda of trapsuu🌊🌊♥️♥️🫂vhuuu
Baba vaXaria wanikwe respect
We a are proud of you here in Marondera Zimbabwe
Ofishawu besiti sin'a
wanikwe dope tune 👌
Wah a surprise🔥💯
Aewa tanto u deserve NAMA Award ta approve isu Sema Ghetto yuts
Haaa chibeat chinopedza boiz 🤕🥰
i aways come back
Chibeat 😩🔥🔥🔥🔥🔥
I swear tanto never misses 🎉 he is timeless
😍haa now ndochiri paRepeat