Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ndaona step kuti guhwa. Rarema vanhu vaya vatanga hanzi mhikicha mbuya imiwe zvokwadi Masvingo inonaka veduwe kunge mnhu akudya sadza negushaaaa speaking of the witch fo me
😊step ya Mai lockie
😂😂😂😂
😂 😂 😂 Moto 🔥 🔥 🔥
😂😂😂Varikumashure kwenguva
Mai Loki step yemunhu ariku transporter guhwa😂😂😂😂
Mbuya inondifinhura iyi 😂😂😂😂😂 I love you mbuya asi iii 🙌🏼🙌🏼🙌🏼🙌🏼 ndombopinda nemoyo 😂😂
😂😂😂I thought ndini ndega
@@nicolenatsai 😅😅😅
Yaah pakadai panenge pakaipa sure vana amai vedu tendaiwo zvamunenge maitirwa nevana vevamwe
Mai Lokie guhwa ramaita musi warichabuda kuti maitaura zvisizvo mheno zvenyu
Mai Loki iweka iweka
Mai Loki in real life munozoita munhu boho here 😂😂😂😂
Ndirini ndodzokera nayo
kkkkk Mbuya a Pearson kwanai
Hatichengete mabishu
Gevegege vamwene vakadai bodo 😂😂 toda part 2 ko mhikicha dzamatumira dzichadii
Kkkk ah ini mai lockie avo vachandiuraya nekuseka mufambiro rudzii iwowo
Mai Loki speaker remakuhwa 😅😅😅🎤
Tora munyu wematombo😂😂😂😂
Tora munyu wamatombo😂😂😂😂
Vamwene vanoroya chete ava ndasarenda oh🙌
Mbuya Piya munoadvertiser zvenyu
Mai Lockie Good step for guhwa transportation 🤣
Iiiih ha ndozvisiya ini 😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣 mai Lockie dai madona mayiti kudiyi shuwa
Ndirini ndinongotora makeys emota ndopa mai vangu ,munhu wepi asingatendi
😂😂😂😂taurai zvenyu
Tora munyu wamatombo🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂mbuya tendaiwo kani veduwee kkkkk❤❤❤ mambuya manyama
Gamu my husband zvakatovharana hre 😊
Tora munyu wamatombo hiiiiii vamwene kusatenda huroyi shuwa 😢
Ukaona una mom in law vakadai unogara wakabatwa bp kkkk
Colour ye white yakachipa haaa chandikutura😂😂😂😂
Hey ibasa vamwene
😂😂😂mai Loki neguhwa
simba seeing you 😅
Vamwene imbofaraiwo kani.
❤❤❤
STEP YACHO YOWEEEEE
Hanzi color yewhite yakachipa😂😂😂
❤❤❤❤
Step yamai Lockie veduweka 😂
Hanzi saka iwe unodzokera nei😂
😂😂😂
Nhai Jeso
Ko sei pasina button to tag vari worse kupfuura apa 😂😂😂😂😂
Munoroya mbuya imi
Mai Lokie😂😂😂😂
😂😂 zvopedza power
Step yamai Loki
Mai loki ndovada zvavo
Muroora ndakunzwira tsitsi😢
Chokwadi mai vakadai handingakundi aaah
So painful
Inonzi chii company yinotengesa mota yamareva?
Mai Loki mai Loki
Iii pakaipa pakaipa
Iiiii haaa huye bodo . Mbuya vaPiyason musazodaro😂
kkkkkkkkkkkk speaking of which
Kuzoita correction “speaking of which…”😂
. Mai loki can act
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mai loki ma1 vanga vachimhanya
😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣

😂😂😂😂😂😂mbuya tendaiwo kani veduwee kkkkk
❤❤❤ mambuya manyama