After hearing the truth , this is just a detour road in preparation of the main road that is under construction.We must be planting more trees rather than destroying trees. Well done sekuru. Headline is totally misleading .The Engineer was very clear with his articulation Finish and Klaar.
Sekuru ava vakaromba saka pamuti uyo ndipo pane zvinhu zvavo.Believe you me kwaRusape kwandinobva pane munhu akapedza mhuri vatema muti wake waairamba nawo.These madalas are making live hard for us young people.Ngavataure chokwadi
Sekuru havagone kutsanangura anything ,hapana chavataura. look for other elders to explain zvowhikwa. vakutoda kuisirwa flyover kuti to have access to that tree in the middle of highway kkkkkkkk. but it makes sense if the road is temporary sekuru is right to save that tree.
Mukunetsa sekuru imi muda kuti zvinzi vanoroya. Its understandable wani kuti mumhu anogona kufarira muti or anything even buildimg zvokuti unogona kutobatikana kaisisipo. Sekuru is very innocent havatozivi is being arm bushed. Sekuru vanotadza kunhonga hacha bcoz mutara vanotadza kucrosser here. Ko vano crosser sei.
I perceive that Afrocentric values and norms have a vital role to play on the exclusion of giant,old supernatural tree to being cut.An example is that of the traditional values of rain making ceremonies and thanksgiving to our ancestors,though a special language is demanded fro the rain making ceremony.
I think its bad planning coz as the time goes, the tree will continue to grow and roots might have an impact on the road and tarmac will crack. Its like munhu anovaka imba wosima muGum tree muzasi memba..........
Kasekuru AKO katsotsi but big up kule matonga road masikati machena chandoziva uchadhumwa and nothing will happen muti usina Zita wakarova masikati machena
But muhacha uyu becomes hazardeous because u cant go to this tree when the road becomes fully functional. Its not making any sense anyway muhacha ngaubviswe zvawo unless kana iripa temperal road
In construction you cannot cut down a tree with nursting birds, inversive plants, and there are few protected Plants. Tibvire washaya nyaya. It would been wiser for you to go and ask the construcion company there. Sira Andrew Neshamba this job.
The engineer could have chose to avoid the tree at all not to create an island.many people will die there mark my words.Havaite madhara aya mishonga tooooooooo much😡😡😡
Kungoti kana usiri muoni wemweya haungambofa wakaziva chokwadi.....my question is......how can someone feel so much comfortable kugara pakati peroad parikupfuura nematrucks hana isingarove kuti panogona kungoitika a normal accident mota inogona kungorovera pamuti wobva watsikwa ukafa.Why is sekuru so sure kuti hapana chinoitika pavabvunzwa kuti ko pakaita accident?Nemutemo uri muZimbabwe unopwanya kana dzimba dzavakwa nemazimari akawanda vobvuma kusatema muti uri pakati peroad?dai vanhu vaiteererwa zvekudaro pangadai pasina here mashura ataiona munzvimbo nenzvimbo.....pamwe pacho kutoona kana dzimba chaidzo dzakavakwa pakati peroad.I feel there is something behind this.Being an old man doesn't mean zvese zvaunotaura ndezvechokwadi.....mbuya yekwaMusami nekukura kwayo yaingotinyebera wani......hakuna munhu angade kufumura gure rake.....at times ukaona chinhu chataurika like this.....zvinenge zviine kaelement kechokwadi.Tym will tell.
what's the name of the construction company they need to be applauded. though I should also say Sekuru as all Zimbabwean Sekuru's is a great conversationalist. Big up the truth and wisdom and knowledge even about the construction process.
That tree is in the middle of the road and accidents will definitely happen. The roads should have diverted a kilometer or so before the tree. The distance from the points where the roads divert doesn't give fast cars enough reaction distances. People will die. Mudhara uyo muroyi anoda ropa revanhu. Vanoungana pasi pemuhacha varoyi vachironga vekunoroya.
@@greenpeace7380 The points where the roads divert are too close to the tree. If the road is tarred, at 120km/ hr you can't control the car at that range
Did you listen properly? The road with Muhacha is temporary. Once the road is completed, Muhacha will remain, that road will be abandoned as cars go back to the main road. Let's listen to understand not just to push our imaginary theories
anyone with construction 🏗 experience will tell you that this is nothing even environmentalist can advise not to cut down certain trees 🌲 hapana nyaya apa you cant destroy such an important tree for a temporary bypass
Great respect for the site engineer. Uri mwana wekuvanhu hama yangu.
Muhacha muti unoera pachivanhu chedu👏🏽👏🏽
After hearing the truth , this is just a detour road in preparation of the main road that is under construction.We must be planting more trees rather than destroying trees. Well done sekuru. Headline is totally misleading .The Engineer was very clear with his articulation Finish and Klaar.
Bt vanhu vechikuru vanorombera hupenyu pa miti nekuti ukatotemwa munhu wacho anofa izxezxi pamwe iriva remunhu ippa
Zvashamisirei ee chivanhu chiriko chisinei neuroyi. Dont be lost people.
this lady must go to journalism school
Sekuru ava vakaromba saka pamuti uyo ndipo pane zvinhu zvavo.Believe you me kwaRusape kwandinobva pane munhu akapedza mhuri vatema muti wake waairamba nawo.These madalas are making live hard for us young people.Ngavataure chokwadi
Kkkkkkkkkkk
Musanyepere sekuru ava vataura chokwadi vechidiki vacho vakubatabata zvenhu wani big up sekuru mataura chokwadi kuchembera watove muroi
Wakaromba mudhara uyo
Sure neniwooooo ndopamhanya pfungwa dzangu
Sekuru havagone kutsanangura anything ,hapana chavataura. look for other elders to explain zvowhikwa. vakutoda kuisirwa flyover kuti to have access to that tree in the middle of highway kkkkkkkk. but it makes sense if the road is temporary sekuru is right to save that tree.
Kkkkkkkkkkkk
kkkkkkkkk
😂😂😂😂😂true
Sekuru spoke the truth the problem is you wanted sekuru to lie which i believe ts wrong sekuru is honest
Iyo miti mihombe yakazombonzi itemwe here? Sekuru vari rit. Lets conserve our forests.
Pauchawira mota ndopamuchavhurika
Sekuru vane zvavakaita pamuti iwowo nehupenyu hwavo,ndosaka vamira kuty usachekwe dei vakadambura zvenharo. Paifiwa,,mudhara uyu anopedza nzinza
Kari kunyepa kamdara aka🙌😂😂
Ah road ye temporary ndoyamunganetsere sekuru here
Moyo wemudhara uyo wakaiswa pamuhacha iwoyo mukawutema munenge matema mudhara anokavabhodho 🤠🤠🤠👐
Zvinoera hazvifumurwe and chokwadi chacho hauchiudzwe. Ndokufumura kwacho. Zvimwe zvongonzi musaite chakati nenguva dzakati. Zvatopera. Isu totevera izvozvo dekudaro. Ndochivanhu chacho. Inga kuroora muna november zvakarambwa wani nechivanhu. Tikungozviteedza wani.
Sekuru vakaromba vakaisa zvikwambo zvavo pamuti uyu pamuhacha ndopane zvinhu zva sekuru ava kwete manyepo ose aya hamuone chokwadi imi vanhu imi iye mudhara uyu arikuti paive neimwe mihacha yaivepo padhuze neiyo yakatemwa aaaa imi ndopane mhiko dzake ipapo .
The old man was supposed to agree with the "lies" so that the story will continue to be exciting. Kkkkkk
Shuwa😂
Kkkkk
I Sure
The old man is right. Hazvibatsire kutaura manyepo. Vanhu ngavataure chokwadi
Mukunetsa sekuru imi muda kuti zvinzi vanoroya. Its understandable wani kuti mumhu anogona kufarira muti or anything even buildimg zvokuti unogona kutobatikana kaisisipo. Sekuru is very innocent havatozivi is being arm bushed. Sekuru vanotadza kunhonga hacha bcoz mutara vanotadza kucrosser here. Ko vano crosser sei.
Sekuru thank you for explaining
Sekuru vari right 💯 percent muti siyai wakadero.
Sekuru ava vakauya basa to request kuti muti usiiwe, nice tree ndeed
If it's a muhacha tree, mmmm, it's tricky. Muhacha tree is known by some as a place where wizards and witches hold their meetings.
Exactly , u're right
Mmmm panenyaya sekuru ava , bhazi stop mchakataaaaaa ndaseka hangu
Sekuru vakarongeka ndaona my favorite machine tractor mutupo, varikurima here vakuru ava
If you chop that tree you will see wonders Sekurru is alair
Vanonyepa shuwa mukuru anotaura akapfeka hat
Aiyaaa Siyai muti wasekuru 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
I perceive that Afrocentric values and norms have a vital role to play on the exclusion of giant,old supernatural tree to being cut.An example is that of the traditional values of rain making ceremonies and thanksgiving to our ancestors,though a special language is demanded fro the rain making ceremony.
Haaaa sly mwanasikana ngaadzidze kubvunza hino madhara akadai angaziva kuti version chii . Hana ngaidzikame wobvunza vakuru zvakadzikama
Mutingautemwe sekuru sei muchida mumvuri pakati peroad mashaya mimwe miti ere sekuru taurai chokwadi imi muti ngaubviswe
I think its bad planning coz as the time goes, the tree will continue to grow and roots might have an impact on the road and tarmac will crack. Its like munhu anovaka imba wosima muGum tree muzasi memba..........
I was also thinking about that but sekuru vazotaura kuti it's a temporary road
Kasekuru AKO katsotsi but big up kule matonga road masikati machena chandoziva uchadhumwa and nothing will happen muti usina Zita wakarova masikati machena
Beatiful tree
Ko dzingaika jongwe iro tinzwe zvakanaka
Kkkkkkk
Kkkkkkkkk ndaseka hanzi dzinga jongwe iro tinzwe mushe
@@cathrinebare2213 kkkk aah nhai zvako
Wandisetsa heyii
@@fildahmugoniwa576 🤣🤣zijongwe nhai
Watouya wakaudzwa nevanhu kuti sekuru wangu muroyi so mibvunzo yako ndeyekumadhodhi now mukubvunza sekuru wangu kuti sei wakasiya muhacha zvine Basa rei mwana wehure ndomuhacha 1 wamatanga kuona here dako rine shena, siyana nababa wamai vangu saskam
But muhacha uyu becomes hazardeous because u cant go to this tree when the road becomes fully functional. Its not making any sense anyway muhacha ngaubviswe zvawo unless kana iripa temperal road
Thank you sister Letwin Mazarura am watching from Europe.I would very much for you guys to have a make crew, show them that Zim women are awesome.
Ndicho chirungu chamunotaura kuEurope here ichi
@@chipogwatidzo5536 ehe....kohandisi murungu kaini🙄
@@chipogwatidzo5536 zvichiri safe here izvi
@@admirari1 lol
@@chipogwatidzo5536 😂😂😂😂😂😂😂😂wadirei kundisekesa kudaro
Haa Sekuru vari kurova boterekwa retsanangudzo ava...chabuda hapana..vanoziva zviri pamuti ipapo kkk
Saka musoro wenyaya manyeperei nxaaaa
Sekuru, makaita basa kuti muti usatemwa its our heritage, muchakata wagara unoyera kubva makare kare.
Haaa hapana nyaya apooo
Haaa kana musina zvokutaura..musangokachukira nyaya
Kkkkk sekuru muhacha uyo uchapedza vanhu dhongi mbudzi dzichaswera muroad zvikaitisa tsaona dzakawanda zvichimhanyira kumuhacha
Amai avo havagone kunyatsoita interview ine ka that
Havagone interview mai ava shuwa
Votizve kusagona kupfeka even kugeza chaiko havawote
True vanenge cartoon zvayo. Jounalism haidi kubatira pamusoro
@@joycepanganai4866 Spot on ndashayawo kuti akapfekei? Iko kusawotawo futi kuripo, pamwe achazodzidza, haagone kubvunza mibvunzo yacho.
@@edelinebusu2788 mmm zvakanyanya apa iye mutema opfekazve zvitema 👐👐
Mudhara uyu arikuziva nyaya yake....... tsaona dzichawanda
In construction you cannot cut down a tree with nursting birds, inversive plants, and there are few protected Plants. Tibvire washaya nyaya. It would been wiser for you to go and ask the construcion company there. Sira Andrew Neshamba this job.
Muhacha hautenderwi kutemwa pachivanhu chedu muti unoraramisa vanhu nemhuka panguva yenzara
Kukumbirira pasi pemuhacha haa apo manake zvako zvinoita and sekuru vanoziva zvakawanda zvavakasiira muhacha iwowo Havasu kudahavo kutaura
Iwewe Ndiwe benzi kumamisha Rega sekuru vachengetedze muri wavo bedzi iwewe
After all mudhara anozivisa zvake uyu. Road itemporary ichazovharwa and kana muti watemwa watotemwa. Pozoda zana remakore kut imwe ikure saka zvakaipei kuchengetedza iripo kare? Clever madhara!!
How can I contact mbire tv.
Murikudzifambira nyaya dzacho
Zvakaoma sekuru vane nyaya dzawo
ko iwe musikana ndiwe ani,tofana kuziva iwe first tisat taziva yr guest
😂.. Mdhara uyo anoziya zvaanoita nemuti uyo bt haasikuda hake kutaura zvinhu zvake
Uyo muhacha uri pakati peRoad wave kuoma haaa haudi zvekugariswa mumvura kunge muDomasi kudero.
That is just a temporary road. Ha imi ndozvamafambira here. Saka matadza kuona kuti i temporary road here.
🤣🤣🤣🤣🤛
Sekuru pane mhiko apa ndochokwadi muti uripakati peRoad sure
Bvisai mhani ndowega here road inake mhani
Thank you
Dai ndirini sekuru mainzwiririra ndaikanga vanhu zvekuti vaiti baba
Ummm pane zvinhu zvehurombwa zvasekuru Ava vanoshinhwa
Tinombozororerawo ipapo pane zvatinemge tichirongawo 😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkk
Sekuru is right to save that tree all those are superstitious from people our people are good in creating stories
True that bru especially us as black people we say things we don't know we just fabbling
Sekuru vaneattachment nemuhacha he will miss the tree ndozviripo.vakakura vose..mabuddies.siyai muti wasekulu.
Uuuu road haiperi zvekumanya shuwa iyi
Asi ari murungu akati musabvise muti uyu panhadai pari kutaurwa zvandikunzwa pano? Tingadai tisikunzwa kuchinzi ndiko kugonazve uku....dai ari munhu mutema wakatotemwa soo!? Vanhu vatema takaroiwa neakafa chokwadi.
🤣🤣🤣true
The engineer could have chose to avoid the tree at all not to create an island.many people will die there mark my words.Havaite madhara aya mishonga tooooooooo much😡😡😡
Muti haunatendedzo yekusqra pakati peroad mudhara uyo havasikuda kutaura chokwadi ngautemwe
dj letty we are here
Mashaya nyaya yeku reportawo imi🙄🙄🙄🙄🙄
that’s a temporary road mhan
Kungoti kana usiri muoni wemweya haungambofa wakaziva chokwadi.....my question is......how can someone feel so much comfortable kugara pakati peroad parikupfuura nematrucks hana isingarove kuti panogona kungoitika a normal accident mota inogona kungorovera pamuti wobva watsikwa ukafa.Why is sekuru so sure kuti hapana chinoitika pavabvunzwa kuti ko pakaita accident?Nemutemo uri muZimbabwe unopwanya kana dzimba dzavakwa nemazimari akawanda vobvuma kusatema muti uri pakati peroad?dai vanhu vaiteererwa zvekudaro pangadai pasina here mashura ataiona munzvimbo nenzvimbo.....pamwe pacho kutoona kana dzimba chaidzo dzakavakwa pakati peroad.I feel there is something behind this.Being an old man doesn't mean zvese zvaunotaura ndezvechokwadi.....mbuya yekwaMusami nekukura kwayo yaingotinyebera wani......hakuna munhu angade kufumura gure rake.....at times ukaona chinhu chataurika like this.....zvinenge zviine kaelement kechokwadi.Tym will tell.
Zvakanaka wani hapana chakaipa ko inga makare taitoenda kuchigayo asi tichiziva kuti chinenguva yekumboti ndaneta kuzoti muti hawo haa
Aaah sister there's nothing chinoyera or mysterious about muhacha uyu sekuru vataura makuramba muchibvunza same mubvunzo.
ummm that mbira song is so touching
Kwavapedzisira Gushungo ndokwavanga vachitanga kutiudza. Kwete zvekudya hacha mota dzichifamba zvavanga vachitaura. Muhacha hauna kana dhiri. Iyo detour ndoyamungatipedzere data here imi. Itai mushe
Zijongwe iro rainyaudza zvaro Aaah
Ngati dzidzisei vanhu vedu kuti Miti yose inokosha munyika uye zve ngati kurudzire vanhu vedu kudyara miti musango inokoshaha munyika kwete gwenga risina miti nhaika miigwagwa toida uyezve miti tinoidawo mu Zimbabwe yedu
Sekuru vakaromba avo muhacha ngaudzurwe uyo
Kkkkk kana mubible makanzi muti uripakati pemunda musadya wani
Chikwambo chake godzo hariteyi mbeva
Mmm Sisi dzidzaiwo kunyatsa kugeza semunhu anoshanda mevanhu, shuwa mese naSilvester hapana anotsiura umwe here? Monyadzisa
Haaa guys Moda sis vaPode hre like zvkuitwa neruzhinji rwaakungozora zora..let her be natural be proud to be black..
@@abramsmand3930 zvinodawo kungoonekera wangu
@@joycepanganai4866 kkkkk pakaipa pakaipa
Taura hako #Joyce Panganai mainini ava ngavatambe neye bhavhu vari kuwanza yekumwa
tionei ka imi kuti imi munobhavha kusvika papi
site engineer sounds like he has made his office in the bar😂
the engineer is actually a smart guy i respect the engineer sense of humour if it was a white guy who thought of the idea you be calling it unique
Aya ma statement epanhamo manje vanhu vanorombera pamuti kuti vararame ndozvimadhara zvisafe zvekumhanya zvenge zvakaisa upenyu pmuti saka ukatemwa umwe munhu anogona kutofa
what's the name of the construction company they need to be applauded. though I should also say Sekuru as all Zimbabwean Sekuru's is a great conversationalist. Big up the truth and wisdom and knowledge even about the construction process.
Kule awa muZanu saka muti ngautemwe pamwe nyika inganake
I GROUP RIPI RAKARIDZA MBIRA SONG IYI
That tree is in the middle of the road and accidents will definitely happen. The roads should have diverted a kilometer or so before the tree. The distance from the points where the roads divert doesn't give fast cars enough reaction distances. People will die. Mudhara uyo muroyi anoda ropa revanhu. Vanoungana pasi pemuhacha varoyi vachironga vekunoroya.
No its not in the middle of the road. The tree will be out of the road
@@greenpeace7380 The points where the roads divert are too close to the tree. If the road is tarred, at 120km/ hr you can't control the car at that range
@@greenpeace7380 ok
muti pauri pano konzeresa maaccidents. ndowo wega here muhacha mumharaunda mavo. sekuru mucha konzeresa nemuti wenyu iwoyu.
Did you listen properly? The road with Muhacha is temporary. Once the road is completed, Muhacha will remain, that road will be abandoned as cars go back to the main road. Let's listen to understand not just to push our imaginary theories
Pamberi nemuhacha, sekuru vari ryt vanhu ngavasiyane nekutema miti kkkkkkkk
Nxaaa fokoro kasekuru kakaromba ako muhacha uyu ndiwo une mhiko yevaroyi vedunhu iri saka ukaparadzwa zvinhu zvavo zvinofa naivowo kupi ikoko kunonzi munhu anodya muchero wemuti uripakati pemugwagwa haa tichavaona sekuru ava kwaSekuru Tasvu vakuvhurwa hapwa.
Dakuutema usiku vanhu vakarata moti iwoyo kungouya nechainsaw vanofima ari machira chete😂😂😂😂
Kadhara Kane nyaya kakaromba
Sekuru havadi kutaura nyaya yavo chanyanyisa kukosha pamuti uyo chii chingaita kut usiiwe pakati penzira
Sekuru kwakuti muti wakazoita sewaramba kutemwa
Muhacha unoshandiswa kutaura nevari Nyikadzimu
anyone with construction 🏗 experience will tell you that this is nothing even environmentalist can advise not to cut down certain trees 🌲
hapana nyaya apa you cant destroy such an important tree for a temporary bypass
Social media inowedzerera kuti zvitapire.kkkkkkkkk
Sekuru vari right musarase chivanhu chedu
Hapana nyaya musanetsa sekuru
Ndine shoko rimwe namainini vari kuita interview dai vadzidza kugeza nekuvewo presentable
Panyaya yemuhacha chandinoziva miti inoshandiswa nemasvikiro kuitira kukumbirira kwavo zvikuru kukumbirira mvura kt inaye huni dzacho hadziveswi kana uri muhacha wezvikaranga unogona kutooma wega ukadonha huni dzacho dzosvika pakuparara zvakadaro
Mihacha ingori sacred
Yuh pakugeza vakasara vanenge vanowanza yekumwa nemumuto plus musoro hayas
Saka headline yako iwe Letiwina Mazaruri nezwakutaura nasekuru vako iwe ishit
Pane zvavanoita pamuhacha apa haisi nyaya yekuda kudya chakata nekuwanda kwayo muhacha
Hummmmmm haaaya
Sekuru musatambe nawoo hwahombe awa