Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kumberi kuri occupied😂😅🤣 Gulez musaite kunge mwana mudiki endai kumashure
U hot guys l always like mavideos any ndogara ndchiseka worse kana comic elder vapererwa vakuty aaaaah🤣🤣🤣🤣🤣
Subscribe like and share the link 👏💯🔥
Iwo ana bamunini wagara wanonetsa .... kwa comic Pastor tina bamunini Nijo futi 🤣🤣
Kkkk hanzi mota nyowani yandisati ndambonzwa, ndaakunzi ndigare kumashure
Team iri ririko hanzi ndezva mukoma or mupfanha. Vazosiiswa nenyaya yekuoma musoro. Maiguru vane Moyo murefu kana kuita noise
The most fast rising duo in the Zim Comedy Industry.
Yes taura hako this guy anondigonera hake and he's growing fast pa RUclips let's support him
Maiguru musaite kunge mwana mudiki😅
😂😂😂😂😂😂😂 Bamunini vanotodaa shamhuu wanguuuu rovaaa munhu uyuu
Chingopai lee mota imi moenda kumashure
Hanziii chindipawo $ rekombie😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂hanzi nasosora chindipawo dollar rekupi
hahahahaaaha haa chipo ndochiziva
😂😂Haaa Lee anoda kurohwa chete, adhakwisa zvinhu kudaro
haa mface anonzi comic uyu anofanira kusangana naMr Glenora 😂😂
Excellent guys.dzungu bamnn
Uyu ndaakuzomurowa
Haaa mukoma avo vane moyo munyoro shame😂😂
kkkkkkkk hanzi vane chitaambi here gulez
Ayizve ko mota haisi yenyu aaaah zvinhu zvacho
Hanzi ndatanga kuuya
Kkkk manonoka gulez garai kumashure
🤣🤣🤣🤣🤣 Haaa Eredha chamagona hapana maona nharo dzenyu hadzibatsire 🤣🤣🤣
😂😂😂😂ukuziva
😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 Apa boiz pamedza basa 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 Chi Elder to the world 😂 😂 😂 😂 😂 , asi mukoma wenyu is so natural, his emotions were so 🤭
You never disappoint guy😂😂😂
Kkkkkk kwanzi dai wanditaurira kaa kuti mota ahisi yako 🤣🤣🤣🤣
Hanzi iwewe Tanaka wakuramwa staring🤣🤣🤣🤣Ko kuzoti maseets achasara achitera here? Kkkkkk munopedza mdara
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣hanzi ma seats ari kumashure achazotevera here
Kkkkk munouya pagotsi muchideedzera 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Haa muri kugona veduwee. Rambai muchidari
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 haaaaaa dinga ndoriziva iri zimufana iri ma1 chaiwo 🙌🙌🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kana pane munhu anondipengera panyika ino Comic Elder ma1 chaiwo, ndikuda Collabo yedu Elder
Hanty mota i one here. Kķkkk imika
Kkkkkkkk mota ndeyegero
I can’t wait for the day, Comic elder meets Nigel.
Vakaotosangana
@@prosperbindu4765where is the video.
@@AliM-gf7tq look for house keepers
They met paHouse Keeper Episode endai moitsvaga kwaPatricia
Ko hnty ndiye atanga kusvika here siyai mwana aende😂
😂😂😂 Haa anoda kurohwa mfana uyu 😂😂
😂😂😂😂 haaa pakashata
😂😂😂😂😂😂 une musikanzwa
Uyu anogona Lee
Hanzi kokasi maseats arikumashure achazoteera here😂
MaSeat achazoteera here
🤣🤣🤣🤣Haa guys muñondigonera Sando dzenyu👊👊👊
Kkkkkkkkkk ko kuzotenderedza zvimawoko mnje
Haaa Lee dzungu rako I think ini ndotokubata huro chete kkkkkkkk
Munouya pagotsi😅😅😅😅😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂gegegege 😂😂😂😂ah yah
haa ndikaita brother yakadai handi fambe nayo futi
Pangonzi 'tauya nemota yedu kuzokuonai'ndabva ndaziva kuti pane nyaya kkkkkk
😂😂😂ko waida kusekei Lee
Leeeeeeee haa ndakutadza ini
Aaaah elder ahunyare kurambira kumberi 😂😂😂
Kkkkkie haaaaaa ma1😂😂😂😂😂
kkkk face ya comic elder ma1
𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤.....𝐜𝐡𝐚𝐤𝐚𝐢𝐩𝐚
😂😂😂😂... Dzaramba kugara kumashure
Ndaseka hangu 😂😂😂😂
😂😂😂 murege abhidhaire
Ndini ndatanga kugara 😂😂😂😂
Tikati nemota yedu timboonawo gulez
😂😂😂😂😂😂iya vozveee
ko mota haisi yenyu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Comic muri mberi makanyanya
U nailed it guys
Masits arikumashure achazoteera hr😂
This is funny
Mudire zenya mfana uya plus ngaafambe
😹😹😹 anaiweee
Kkkkkkkk apa makasota ummmmmm
Kkk Babamunini Lee
🤣🤣zvakaoma
Bamnn lee😂🤣🤣
Haaa futi Lee wabaiza manje
Mupfanha ano bhowa uyu
raw talent
Kkkkkkk nhas ndafa nekuseka
Mota yako Tanaka
Munogona team
Nice... To get more subscribers try to post something several times per month
Guys l like u 😂😂😂😂
Comic elder zvaazvinhu. Ndinosiwomera nemaComments but apa i have no option. Ukukwapaidza mukomana
Lee anonakifza uyu
😂😂😂😂
Kumberi kuney chaizvo kkkkk
Lee amana😂
🤣🤣🤣 haa mafunniz
😂😂😂😂Ahhhh
Kkkkk boys dzangu
Lee🔥🔥🔥🔥🔥🔥
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣happy ending
Aaaa uyu nekuzungairawo uyu bodo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haaa sando dzako unoactor zvako
Kkkkkkk ska muchaenda nei
Sheu
Kumberi kri occupied mainini kkkkkk
😂😂😂😂😂 well done
Lee dhanda head chairo kkkk
Apa ndasiira basa paroad kkk
😂😂😂😂😂❤❤
😂😂😂😂😂😂😂 ndafara hnku
🤣😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 hanzi dai mandiudza kuti mota haisi yenyu

Hanzi iwewe Tanaka wakuramwa staring
🤣🤣🤣🤣Ko kuzoti maseets achasara achitera here? Kkkkkk munopedza mdara