Holy ten Vs Voltz Jt //Who's Album was better ?// Asking the public
HTML-код
- Опубликовано: 7 ноя 2022
- Thanks for watching!!!❤️
Instagram - pCnMyNrXIV...
FaceBook - tinashe.maru...
Tock tock - vm.tiktok.com/ZMYeLXHWR/
Shot and chopped by @Remydeez
Presenter @Smurfthablue
Subscribe for more content!!!!!!
#holyten #voltzjt Видеоклипы
so we are goin to pretend like we ddnt hear the first lady saying mwana ndakubirai iripa album 😂
kk zvinhu zvacho soo
Kkkk kutopererwa
Kuratidza kuti tingatoterera Sulumani tingatotenga CD Zim hiphop 10 ndibaba uyo ataura favorite yake ya 10 though isiri pa bhama
😂 😂 😂 😂 😂 Ndaida kubvunza
Imi musatambe na dollla deals imi.... Muvhimi apedzera
Volts chero akakosora or kudonhedxa plate for me it's a hit✌️💯💯 Life of Muvhimi till I die
haunyebe😂😂
🔥🔥🔥 JT ane ma 1 pluz JT ane plan JT is the best life of muvhimi is🔥🔥🔥
1 2 12 ma
Life of Muvhimi all the way😁
Muvhimi to the world. Especially track called Mangwana
VOLTZ JT All the way .... chero akaimba akanyarara ndowatotoda iyeye
Isu tinongotsvaga maturity chete mumaworks umu..Voltz is on fire.,that guy is a therapist,unorapwa🤞🏿❤️🔥🍎
Volts akabata🔥🔥
Voltz Jt muhombe 🔥🔥🔥pama lyrics anogarira munhu wese
Voltz jt ndi baba 🔥🔥
In Voltz we believe 🔥🔥🔥🔥
Life of muvhimi was a master piece.
Jt ane ma one💥💥💥
Huya kuGweru 🔥 kune mafans aJT
Kana uchiita podcast haufanhe kutora ma sides yet ukutsvaga mbiri. Ukuda ma subscribers you just have to be neutral ndaona ukuita kaku disser holy trn kuti album hautoriziye kuti ronzii
JT TO THE WORLD NDIYE FATHER OF ZIM HIP HOP
JT AKAIPA ladies just know Holy 10 cz he is popular not kuti they know zvikuitika chaizvo JT akarova zvekudaro
Exactly comment yandandichitsvaga💯
Life of muvhimi 🔥
#Volts zvazvinhu pa bama
Holy ndewema Bby
❤️❤️❤️JT 🔥 ANEMA1
Holy mdhra team. Ndiri kuona vamwe vari kugaya kuti anojuma vasingazivi kuti akatumwa🔥🔥🔥
jt muvhime 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥😘🔥🔥🔥
🔥🔥🔥🔥 keep it up bro
Murume akakwama anonzwa Voltz Jt 👍
Holy ten
Haaa Life Of Muvhimi is big🔥⚡️⚡️🔥🔥⚡️
My maaan🔥🔥🔥
Beauty naNatasha havana zvavanoziva😂
Dako rako
JT ane ma1 ane plan❤️💥🔥
🔥🔥🔥JT ane ma1 plus JT ane maPlan
Maita pressure nesu makuda kuputika fuse 🔥
😂😂ladies for holy 💥🔥anopisa but atirambe Jt anogona😌
Beauty naNatasha vanopihwa masong neshareit😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
JT Painful 🔥🔥🔥💥💥💥
Jt🔥🔥🔥🔥🔥
Jt chibaba ...🔥🔥🔥
“Ndizvinoita mafans aHoly” 😂😂
Ukwane wanzwa
Ndenge ndamwa tea saka ndovhunduka chii🔥 haa Mujaya chibaba
Life of muvhimi all the way
Hanzi tomborova analysis kkk.. Dope stuff bruh..um proud of you
Jesu ndasasvika wakarara Voltz Jt ane ma1,ane ma plan
Life Of Voltz🥇
Im also team Volts #LifeOfMuvhimi.
You have gained a subscriber, nice suthentic video
the grey🙌👌🔥
The more girls you ask the more they say holy coz they are suckers for the bass😂😂but tichitaura zvemaalbum energy and life of muvhimi ka
Voltz akamhanya chinhu
jt is for ma gents.... holly is for ladies.. ndapedza nemi
Aaahhh Shaa Holy is for mindless people who want fantasies JT is for people in the real world. I'm a lady and I love JT all the way.
Holy🔥🔥🔥
Jt mashasha
You got my subscription for supporting Man U 🎉
Eheezvee lol
Neyanguwo ippo
@@Smurfthablue consistency mdara drop another one usarwadziwe
Holy ten, Holy ten, Holy ten 😍😍😍😍😍
Zim Hip-Hop ndin Father🥂🔥🔥 Hoyoo
🔥🔥🔥
I wish you interviewed me you're such a vibe❤😂
Voltz jt💯🍾
🔥🔥🔥🔥
😂hanzi mwana ndakubirai
You heard....holy ten anofarirwa asi Voltz anogona
United ndizvo salute💝
🤣mwana ndakubiraii
holy
For real mabby vanoda Holy because anoimba zvelove most isu vaVolts toda zvemastreets kaaaaa
Mabby hoyo ngati support holy ten guys
jt 🔥
50 % of the Ppl who said Samanyanga mdara dnt even know the name of his Album kkkk #facts#
Although they know kungoti kuna Holy ten but havatozive album rake
Energy rarakaipa
Holy anodiwa mani 😂😂😂 holy anodiwa nema baby volt varume anorema ndiyan saka 😂😂😂
Mwana ndakubiraii pa Energy here guys😂😂😂
JT ane ma1‼️
Ko unoti aaah pazita remunhu sei nhaiweeeeee 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Manchester united ✨✨ # voltz jt takaenda
Jt
holy ten anodiwa nema babe hoyoooooooo
JT JT JT 💯🌠🌠
Holy Ten
Life of Muvhimi. Jt 🔥🔥🔥
Hoyo❤
Holy 10 muhombe❤kumberi
My Guy Blue!!
Haaa holy kumberi samanyanga sound
Life of muvhimi .. is solid .
My ndewe mageez
Holy idofo ndini Drillz
Mujayaaaa
Volts hits hard kuside reduBoiz
Hanzi mwana ndakubirai😂
hoyyoo
Hoyooooo
Voltz JT 🎉🎉
You shouldnt have said Cristiano ...im a messi fan 😂😂Im outta here
Ma babes ese arikuna holly
volts jt,,,,, life of muvhimi
It's me zenzo ndhlovu I'm enjoying this music video Bulawayo
Honestly speaking that nikgga ten ano simbiswa netu nzenza twe muma streets otherwise hapana kana one akuto ziva album ra ten racho...😂😂😂that nikgga ten acha tererwa ne nzenza idzodzo chete
Mwana ndakubirai 😂...mubbe ngasadaro uyo mmm amakisa
Kkkkkkkkk
Holy ten ovius
AYEWA HOLY ANODZIYA ALL TIME BUT CHERO VOLTZ ANOFAMBIRA BUT HIS ALBUM HAAAAA ASK US BYO GUYS WE KNOW ZVINOSPAKA......IF HOLY WE DEFINETELY WONT MISS THAT ONE BUT ZVA JT HAAAAA NDEZVE KU CHI TWN CHETE ISU TIRIVANHA VEVHU
😀😀
Holy ten 🔥🔥
Beauty naNatasha mazita emumugwagwa😂....
Hoyooo
Ma baby anoti holy holy 🔥🔥🔥