Chabvaruka🥵Leaked Audio Zim-Citizens demand SADC to step down Zanu-PF & Mnangagwa next month yaHondo

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024

Комментарии • 65

  • @DarlingtonMutasa
    @DarlingtonMutasa 2 месяца назад +7

    Hakuna munhu akazvarwa ane pfuti. Chamisa titsvagire pfuti iwe woenda just for a week unodzoka nyika yanaka

    • @TshisoHlahane
      @TshisoHlahane 2 месяца назад

      Gud unepfungwa chaiyo parikuda action apa

  • @user-jz3uo3hh8u
    @user-jz3uo3hh8u 2 месяца назад +1

    Haa zveshuwa enough is enough nyaya yezanupf avo, vanhu vaneta. Thank you for the powerful speech . Let the SADC come and hear from vanhu veZimbabwe

  • @ShemuJongwe
    @ShemuJongwe 2 месяца назад

    Chamisa you are Zimbabwe 's president

  • @michaelmanomano7412
    @michaelmanomano7412 2 месяца назад +3

    Thanks brother

  • @RichardNdoro
    @RichardNdoro 2 месяца назад +1

    Bana veZimbabwe do or die kana mapurisa achishandiswa kurova vanhu varikurwira kodzero dzavo ngavarohwe size nekuti havasi kuziva basaravo kuenda kwaMunangagwa ndiko kupera kwebasa tiri kurwadziwa

  • @TichaonaMadede
    @TichaonaMadede 2 месяца назад

    Zanu pf inopera iwe wafaa kubva wakanzwa kuti zanu pf haina Antonia hr .chero ED akabva wangu tiripo vana vezanu pf

  • @JoeTaku-wh5pg
    @JoeTaku-wh5pg 2 месяца назад +1

    Mutorwa uyo haakodzeri kutonva zimbabwe haana kana basa nevanhu nekuti unoziva kuti nyika iyi haisi yake. Masoja nemapurisa musapata kurwira mutorwa uyo unofanira kutotuta before 12 August arove pasi.vasina mhosva vabude mumajere.

  • @GinahMatsatsa
    @GinahMatsatsa 2 месяца назад

    Thank you Jesus nothing is impossible 🙏 with God

  • @FunnyAtom-hf7og
    @FunnyAtom-hf7og 2 месяца назад +1

    Hapana zviri kutaurwa apo ,Chamisa mutengesi uyo , haana waanomirira vanhu vasingazive politics monetsa mhani indai dai marobwa chaiko kumusana nemboma nemabara

  • @TrymoreJames
    @TrymoreJames 2 месяца назад

    Kana muchida kubvisa zanu don't come open do it at night, ndozvaitika nguva yehondo,Judha hossana is right the time is now, rise up Zimbabwe

  • @lpmahlaba7577
    @lpmahlaba7577 2 месяца назад +1

    Strong message

  • @farayimarumani7488
    @farayimarumani7488 2 месяца назад +1

    Ameeeeen
    Tatambura isu Mwanakomana waDavid Tinzwireiwo Ngoni tidzoke kunyika yedu inehuchi nemukaka zvopera nembavha Mariko here kumusoro kudenga ukoo?

  • @tafimuza7642
    @tafimuza7642 2 месяца назад +2

    Best speech. ramba. Wakadaro. .chavakarwira. Chiko. .varungu. Vaivanani. Kana. CHINE. Yatindachibva. Yakavabatsira. Chaiyo. Munhu. Wese .ndabude. Musiwacho. Please. From US 😭😭😭😭👎👎👎👎👎👎👎👎👎👎👎

    • @TrymoreJames
      @TrymoreJames 2 месяца назад

      Forget about sadc be invisible close the roads and 🔥

  • @TshisoHlahane
    @TshisoHlahane 2 месяца назад

    Mukagara pasi nachamisa. Ndiye achakuudzai kut zvikufamba sei. Ndiye akuziva zvese zvikuitika izvi
    Hazvis zvese zvamnoudzwa

  • @stanfordtichaonamubvuma9213
    @stanfordtichaonamubvuma9213 2 месяца назад

    I nodzorerwa sei iye Chamisa asisiri KU CCC yaakavoterwa ari
    Pakanzi agadzire maparty structures akati Jonathan Moyo atumwa ne Zanu pf Saka Aida kuuta CCC personal property a dictator in making Chamisa Same Same na Nedambudziko ratinaro

  • @AbrahamMashaba
    @AbrahamMashaba 2 месяца назад

    Mbava nemagororo vasina hanya nevamwe vanhu , varikuguta nekudeuka kweropa revamwevanhu ndivo vanoda znpf ndoo ma armed robberies in Zimbabwe they robbed Zimbabwe country to become their business country, Zimbabwe is no longer fr people of Zimbabwe bt its nw ownered by few people

  • @user-nd7fx5lp5e
    @user-nd7fx5lp5e 2 месяца назад

    We are tired of this.please jus focus nehupenyu nemhuri yako izvi zvematongerwo enyika zvinonetsa izvi

  • @getrudegotosa1805
    @getrudegotosa1805 2 месяца назад

    zunu must go

  • @SibongileSikhosana-tl9rg
    @SibongileSikhosana-tl9rg 2 месяца назад

    Correct❤

  • @MisheckNyoni-m9o
    @MisheckNyoni-m9o 2 месяца назад

    Ngaaende mnangwa taneta kugara mushango isu

  • @ElvisMandeya
    @ElvisMandeya 2 месяца назад

    Ibvapa iwe, urikuti nyangadza

  • @MisheckNyoni-m9o
    @MisheckNyoni-m9o 2 месяца назад

    Ngaabve mnangarwa

  • @ElvisMandeya
    @ElvisMandeya 2 месяца назад

    Ibva iwe, tibvirio, urikuti nyangadza

  • @AgnessMadzamba
    @AgnessMadzamba 2 месяца назад

    Marombe,muchashandiswa nevachenjeri sechikondom pasina chamunowana,Ivo vachinakirwa imi makangovatakura nemhuri dzavo. Svinurai hama

  • @lengchardchinovava2000
    @lengchardchinovava2000 2 месяца назад

    Mwari pindirai muzim vana tatambura munyika dzevatorwa

  • @PrinceMuzhira-s9b
    @PrinceMuzhira-s9b 2 месяца назад

    Yaa regai tione

  • @MisheckNyoni-m9o
    @MisheckNyoni-m9o 2 месяца назад

    Kna zvanetsa chamisa titsvakirewo pfuti dzacho tirwire nyika yedu

  • @SweetBoyTv-i4v
    @SweetBoyTv-i4v 2 месяца назад

    Zve Zim here kkkkkkk .

  • @RodwinDeda
    @RodwinDeda 2 месяца назад

    Free vote

  • @liquidair-e7u
    @liquidair-e7u 2 месяца назад

    Kupenga kuti ropa rakadeukira mahara maoda kurowha varanasi imi takakumirirai 😮

  • @RobertMaposa-ex1rx
    @RobertMaposa-ex1rx 2 месяца назад

    I ❤chamisa always

  • @LuciaMakamadze
    @LuciaMakamadze 2 месяца назад

    Ichokwadi ichocho muzukuru wangu unofanira kudzoka wanpramba wachi taura ndi Chamisa aiteyi munoda kuti aitei wakomana zvinpo o hokwa wana wenyu chokwafioj ok taramba wanhui8

  • @savedthruChrist2136
    @savedthruChrist2136 2 месяца назад

    Ndachema. Nyika yedu yaBaba Zimbwabwe watsamweiko takupararira muhuranda. Zimbaaaaaaambwe. Nyika yedu nguva yako yakwana. Watambura zvakwana

  • @conveyornyawaranda
    @conveyornyawaranda 2 месяца назад

    Vakweguru vedu ndizvo zvimbwa sungata why muchirimba kuti vana tigare muswe coz of war mari iri kubiwa coz of war chipatara mushonga hakuna coz of war zim upside down coz of war shame vabereki

  • @henrymabuya3551
    @henrymabuya3551 2 месяца назад

    Why can't these dull parliamentari a ns take a leaf from Traore in Burkina Faso

    • @ethelguzha2364
      @ethelguzha2364 2 месяца назад

      Ibraham is a real Man ka anoziva zvaakaendera kungoita muSoja,He had a mission to be a Soldier ,he has accomplished it ,there he is at 35 yrs

  • @EdsonMuchimba-c6b
    @EdsonMuchimba-c6b 2 месяца назад

    Usade kukurudzira mirizyonga musingade kuzvishandira ,apa urikunyepera vamwe kuti vaputse nyika yavo aunyari kukurutsira zvisina basa pasi nevapanduki

  • @ArtwellMawire
    @ArtwellMawire 2 месяца назад +1

    Kkkkk iwe ukarota chamisa achitonga muka ubike doro UTI hope dzabvepi idzi kkkkk dzidza kuzvishandira makavhotera chamisa murivashoma pamberi ne ZANU Pf

  • @lpmahlaba7577
    @lpmahlaba7577 2 месяца назад

    Food idea

  • @henrymabuya3551
    @henrymabuya3551 2 месяца назад

    Our God is a God of surprises. New Great Zimbabwe is coming not in our way but via God's way

  • @mabasachikato4145
    @mabasachikato4145 2 месяца назад +1

    Zanu Pf is there to stay

    • @DanielChinyemba-x2y
      @DanielChinyemba-x2y 2 месяца назад

      Zvakaoma taneta

    • @farayimarumani7488
      @farayimarumani7488 2 месяца назад

      Hazviite vamwe vakapabva wani nguva yaMwari yazokwana tiring kunamata siku neskati nemitsanyo kuitira sugared rwedu tose

    • @JosephGwaziwa
      @JosephGwaziwa 2 месяца назад

      Ukunyepa mwana ngachitange muchidziona pfut muzimbabwe kuti dzirimo this time mukutsva handei tione

  • @RodwinDeda
    @RodwinDeda 2 месяца назад

    Why zanu of iri kuramba kubva pachigaro

  • @faraichinyepe6386
    @faraichinyepe6386 2 месяца назад

    Musa nyepera vanhu imi pa social media, endai paground and lead by examples

    • @GraceMuzhuzha
      @GraceMuzhuzha 2 месяца назад

      Sara wakadaro zimu Zanu

    • @ottomsa5258
      @ottomsa5258 2 месяца назад

      Unoziva hama zvirikutaurwa izvo hazvina kana kumboshata,rega ndikuudze nyaya yatakakura tichinzwa muzim medu,hanzi Paiva nababa namai nevana vavo3,baba vakati kumwana wekutanga mwanangu utore badza uende kumunda mwana akati zvakanaka baba akatora badza asi haana kuenda,wepiri newetatu vakabuda pachena kuna baba kuti hatidi asi vakazosara vakaenda kumunda kuya

  • @faraichinyepe6386
    @faraichinyepe6386 2 месяца назад

    Chamisa akatiza bato rake

  • @mosesnyamapfeni6425
    @mosesnyamapfeni6425 2 месяца назад

    Mutoriro wakabata munhu apa madununu will always believe the stupid fool

    • @ropafadzochivaviro6236
      @ropafadzochivaviro6236 2 месяца назад

      Iwe ndiwe dununu rinofarira ku suffer kwevanhu God will deal with you

  • @faraichinyepe6386
    @faraichinyepe6386 2 месяца назад

    Mps are at work in the Parliament

  • @faraichinyepe6386
    @faraichinyepe6386 2 месяца назад

    Usimbe uho, vanhu ngavangwavhe-ngwavhe vashande,vachiita Mari kwete kuita zvepolitics

    • @edwardmoyo5047
      @edwardmoyo5047 2 месяца назад

      What is ngwavhu ngwavhu .must love your country to look like Dubai

    • @JosephGwaziwa
      @JosephGwaziwa 2 месяца назад

      Ftsk let it start our are hands are there

    • @jacksonmusariri4039
      @jacksonmusariri4039 2 месяца назад

      Uri dofo iwe shut up